ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mwari ndakaona rudo rwenyu
Strong massage keep it up guys love you
Amen......nyasha chete
Makagonesesa, tiitireiwo video muchitamba ma dances aye anamadzibaba🙏❤
Ndakaona kubata kwenyu mwana wangu arwara
Nziyo dzenyu dzinondiswededza pedyo namwari uye dzinondidzora ndangariro mwari ngaarambe achikupfuudzirai mberi ❤❤
Marimba anokomborera aya makatigonera 🙏
God bless you 🙏🙏🙏🙏 song yenyu inosimudzira
Baba ndakakuona baba,ndika terera song iyi ndinonzwa kuva ne peace mumoyo
God bless you carlton Salan and Zondi 🙏🙏🙏
Munogona brother ❤
Zondi wakakomborerwa zvako music and drama racho une chipo unacho mwari ngavakuwanire nyasha unotifadza❤
The message is deep 😢can't thank God enough
Baddest combination
❤❤❤ l love this song ndadzokorora ndadzokororazve
haaaa marimba edenga haaaaaaa kuimba kunodana ngirozi 💥💥💥
Nziyo dzenyu dzinondiropafadza
This is a master piece bro haa munopedza masports
Mazviiita mukoma may God bless you more 🙏
Carlton unokomborera
Zvine st John's mukati l can feel it
Ndatenda hangu hatina zera nayo nziyo iyi
Mmmm well done 👍
❤❤❤❤❤❤❤❤ ndapa maoko ese. Well talented bro. I salute you
Kuimba kunofadza uku ,Mwari ngavakupei simba murambe muchienda mberi
Hakusi kufara kwandaita mandigonera 🔥🔥🔥🔥👊👊👊❤️
Love this song,
Well done guys ndinokomborerwa nekubata kwenyu
Ngarifambe shoko wanku chimboimbawo neni kkk srs
Ndakomborerwa zvangu
Nziyo dzenyu dzinondizvededza Pana Mwari pndinenge ndoneta
Thanks brother ndanga ndakamirira song iyi munotiswededza pedyo namwari
Tanga tahwa nekumirira 🔥🔥🔥🔥🔥
Well done
❤God bless you guys
Munogona brother 🙏🙏
Ndtouya zvangu ndaiitsvaga umm
Amen ndakakuona kubata kwenyu
Amen kubata kwenyu ndakuonai baba ngazviende mberi
Kubata kwenyu kunoshamisa baba dai muri munhu maisandiregerera
❤❤❤❤❤
haaa uyu anogona uyu
Ndakomborerwa 🙏
Mogonesa 😊
Munogonesa
❤❤❤❤🎉🎉🎉bass rachoso amen Amen Amen katatu saking solomon sadhuterere mnondiitira guys God bless you
My new favourite 😊
We Receive ❤❤
Hoyo zondi chamatama hauperi iweww
Amen. Hallelujah.
Well done..... Makagonesa❤🙏
makanyanya calton salan
Muwedzerebabadhuterere panobuda chitsvuka😅
Handisi kuiona kuu vd mate why
Baba ndakakuona kubata kwenyu 👏🏽👏🏽👏🏽 Thank you guys munotisimudzira
Amen 👏👏👏🙏❤️
🙏🏿💃🏾💚
Amen n amen
Takachimirira icho🎉
Thank you brothers🙏
🙏 Amen Amen
finally it's now out thank you guys munogona
Waiting baba🎉
Team batanai muite chimwe chete imi
Munogona 🎉
ndnonzwa kukomborerwa nenziyo dzako🙏
Well done guys
Hoyo true guys
🔥🔥🔥🔥🔥
🎉🎉🎉🎉
Thank you brothers
Hesayaaaaa colab ❤manyamaaa fambaaaaa great work my fev @ AKACarlton ft ZOOONDI❤🎉❤
❤❤❤❤