ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Mambo Mutasa munofara here kwakadii kanyi ndinofarira kutonga kwenyu
MAY YOU LIVE LONG CHIEF YOUR WISDOM IS UNMATCHED THIS COURT IS BETTER THAN THE GOVERNMENT COURTS
Bota harinandakura Mambo 😂 taurayi henyu Stay blessed 💫 Mambo vedu
Mudhara anonyepa varikutengesa minda, kana kudakupa vana vavo Shumba rambai
Vaudzei chief mutasa l.love you motonga sezvazviri
Zidhara iri rinonyepa fani
Zvanzi namambo aah! aah! Miraaa what do you mean , kungwaraa kose kunopera
Zvimambuya zvanga zvakamwira mwira nhasi haa padare panovanakidza😅😅
Baba vakasunga moyo neface avo dai mukomana uyo atiza neupenyu hwake
😂😂😂Mjolo kumachembere ikoko
HAMHENO PAMWE NDIRIKUKANGANISA KUONA MUDHARA UYO ARIKURATIDZA KUTI ANERIMWE SIMBA RACHASHANDISA KUMUKOMANA UYO ADIIKUYENDA ZVAKE ACHIRIMUPENYU HAASI KUTYA KANA MAMBOWACHO ARIKUTATISA MUMAZISO MAMUTASA KWETE ZVEKUTAMBA
Bambo ava vanotwara çhete😂
Kadhara aka kakasviba nemoyo
😂😂😂😂ndaseka zvangu
Vaudzei mambo vazive
Baba Mutasa tinokuchingamidzayi
Mambo mutasa munofara here
By ginya
Mambo munebasa sure
😂😂😂😂😂😂
Kkkkk bambo Paul chironzo chishoma
Baba ava vakashata face nemoyo zvose
Bota harina zera
Zvakaoma
Chibanda ndipeiwo number dzako paita nyaya
+263771257515 / +263718992800
😂😂
Mambo Mutasa munofara here kwakadii kanyi ndinofarira kutonga kwenyu
MAY YOU LIVE LONG CHIEF YOUR WISDOM IS UNMATCHED THIS COURT IS BETTER THAN THE GOVERNMENT COURTS
Bota harinandakura Mambo 😂 taurayi henyu
Stay blessed 💫 Mambo vedu