ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Yuwiiiii fako fu chaiyo here Mambo ummmmmmmm papera dare hanzi out ibvai apa that's so harsh
Kuitwa vana vechikoro
Aaàh nhy why being so rude kuvana vake mambo uyu ini i applaud Mambo Bushu anotonga mushe ende anoterera maAdvisors ake zvino uyu ummmmm sarenda
Anozvidawo zvisina kana direction uyu anondosvota fani achiti dzoro kunge reHwiza nxaaa vanhu vakuru vaangatuke kudaro 🙆🙆
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk S&D kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@@wadzanaimukize9510 konoise iyo hakusi kutuka mambo nekujairira. Kare vaiuraiwa.
Akatambidzwa munamato kuti ashandise kumwana ndiye muroyi
Ndinomubvunzo wekuti sei wakatambidzwa munamato wemwana wakaramba kuushandisa wanenge wanomuka nehanzwadzi yawo yawakafurirana naye kuti ipa baba wake pane nyaya apo ngawafambe futi
Mambo vakuti Fackoff mambokutuka vanhu mudare hakasi kekutanga mambo vachituka mudare
anojairira mambo uyoo
Aaah, Aaah.. MAMB😮... Aah... Hazvichina Chimiro... MAKONEWA.. INGA MURI MUPARIDZI WANI??? MASHOKO ENYU NDO ANOKUVAKAI, Kana KUKUPUTSAI... PLZ... WITHDRAW, WITHDRAWAL 🤴🤴... OTHERWISE.. 👎👎👎👎👎
Muteu hokoyo nekumwiswa muzepete mopengeswa endai kwa Tasvu
Baba avo vakapihwa kuti vanatire kumwana kuti vamusunungure vane chekuita pahurwere hwemwana.
Back to sender makeke
Mambo moto kkkkkk
one mambo anopisa
Mambo but ma words amunoshandisa mudare haaite ummmmmm 🙄
Mambo ngavasawanza hasha mudare.Nekutuka fakofu hazvina kunaka samambo wenyika munhu anoremekenzwa.
Mface akatambidzwa munamato wemwana ndiye suspect.
Munhu anenge asinganzwe ruzha rwechana chake here..?
Confusion yakanyanya mumaprofita umo
Baba veshirt chena vaida kunwa muteyo asi pamba havadi hoko kk
Tukwai, ndozvamunoda. Zhanu pf yakatokupimai kare.Maporofita nen'anga ndovaroyi!
Haaa zvana zvodeiko mudare nhy
Mambo wangu tukirirai vasina kukwana . Haumiri mberi kwamambo uchingohumana Humana kkkkk
musarombe, unobatwa neugombe!!
kagogo kikkkkk so funny
Ko sei vaida kunwa ASI pamba havadi kuti paitwe zvemushonga vanopenga zvotopedzwa nemushonga izvo
Ndekupi kwavakaenda kunobatsirwa
Mambo vanogona kutonga ... kungoti vanozonyanya zvimwe but muri nani
Hanzvadzi sikana iyo inozivana nehanzvadzi rume pamabasa
Anoziva zvari ari kurambireyi
Chokwadi izvi zvine dzidziso yakanaka chose muupenyu
Yuwi shut up fokofu ...ana baba nanamai vake varimudare errr.haana hunhu mambo ...wy treating abantu nje ngeZinja .🤔☹️😞🤞
Neni ndapererwa nemashoko aya
Mambo ngaaripiswe kutuka vanhu.Hakuna zvakadaro.Aaaaaah.Mashura chaiwo!
Mashura eyi vanhu vanguri vanzi nyararai. Vanojairira Mambo ndovanofanira kutoripiswa pamwe nekutsivamiswa vachirobga
Chiiko pahukama nhai
Mambo avo ndimambo vevanhu zvemazvorokwazvo

Tukwai, ndozvamunoda. Zhanu pf yakatokupimai kare.
Maporofita nen'anga ndovaroyi!