Mozouya ne part 3 kana apora ave kuona . Totenda iwo skru vabatsira vacho , imi vanoti dai aenda uko maivepi inga akauya ne prblm yake mose muripo , tibvirei kumhepo
Vari kuti endai kwanhingi vanhu voenda here vasina kunzi huyai asi...... Sekuru ava vavatora nekuti havasi kuda mari from them Mukanzwa nyaya imim torai vari kutambudzika moendesa kwamunotemba at yo own cost
I feel for this, hes to borrow money for bus fare apa ane ma siblings cannot even help. Varoi chaiwo ma brothers and sisters knowing condition ye mwana wa mai vavo votadza kumubatsira
Next door yangu iyi ...Asi Sekuru plz taurai zvamurikuona kumhepo ..not kutaura zvamakanzwa pa sly media saka kumbotanga waitwa interview kwangooma vanenge vachinzwa zvose 🙅🙅🙅🙅
Zvinhu zvefake izvi enda kwaDr Guramatunhu iwe unorapwa maziso aya hapana kana family isina munhu kuSouth Africa muri kunyeperwa nen’anga idzi you’re wasting your money guys
Ndafara zvisingaiti ndandatambura kuti asimwana uya ashaya help.thank u slay m so happy❤❤❤
Mkoma Sly maita basa mabatsira mwana uyo atambura👏
Thank you sly for helping ndafarira sekuru vataura chokwadi chisina kunyenyedzerana
Vese varikuti kwaProphet Paul makadii kuenda naye imi inga nyaya yake yakabuda kare wani
Finish vanhu kushanduranavo here shuwaaa aya ndaseka hangu nhamo serugare weee
True
😂😂😂😂😂😂true
U can say again
Iye miracle Paul akadii kubatsira mwana nyaya iyi iripo wani PA you tube vanhu vakukoshesa mari
Thank you mukoma sly. Dai adzokera pakuonawo
Ndaimufunga mwana uyu .hapy for him
Hupenyu hwenherera hunorwadza veduwe
ndinotenda sekuru ndinotenda sly media thank u God bless u
Mai ta basal sekuru namukoma sly mwari vakuropafadzei
Arikutaura zvaakanzwa sekuru uyu take this young man to prophet Miracle
Ngaaende asi apa abatsirwa mahara anenguva yakadii asina amubatsira
Enda naye iwewe haisi nyaya wani
Zvemaporofita taneta nazvo nekubirwa nekudaira i receive yet problem isingaperi regai sekuru vamubatsire pavatadzawo mkoma sly voenda nayewo kwatasvu
Varikutaura zvavakaona sekuru ava kana vachibatsira ngaawone nditende
God bless you mukoma sly kubetsera mukomana uyu kuti awane rubetsero
Kkkkk haa N'anga dzenyu idzi bodo.kutaura zvinhu zvaakangozwa zvichitaurwa neMfana uyu paSly media
True akutaura zvaakaona
Eishi ndarwadziwa hangu nemwana uyu mubatsirei sekuru
Ndabatikana sekuru batsirai murume aone
Sorry boy God wl see you through
Mmmmmmm sekuru mubatsireiwo awone ndochikumbiro changu eish zvorwadza
Vanhu murikuda kutaura zvaMiracle Paul vanhu vangani vari kutambudzika . ZvemaPorofita enhema. Takabvako kumhunga hakune ipwa. Chimbomirai kutaura zvakawanda Mwana uyu abatsirwe zvakanaka
Maiendereiko kumhunga kunotsvaga ipwa 😅😅kumhunga kunowanikwa mhunga wangu hakuwanikwe ipwa 😂😂😂
We need update yenyaya iyii. Please give update
Ndinema doubts nasekuru ava kuti vangasunungura mukomqa uyo nekuda kwematauriro avo avarikuita
Mozouya ne part 3 kana apora ave kuona . Totenda iwo skru vabatsira vacho , imi vanoti dai aenda uko maivepi inga akauya ne prblm yake mose muripo , tibvirei kumhepo
Mkoma sly ngaadzoke tione kut apora hre ,mudzifambire
Zvakaoma kuvanherera
Mkoma Silvester zvinobuda here maitiro asekuru acho nhoworondo
Sly media munondigonera, rambai makadero sure
Tateguru wangu Ndudzo hekani waro, rapai waro changamire, rinotendwa ndaisa mawoko, ipwere yenyu iyo
Mukoma sly mutiudze back kana apora
Ndanga ndakatarisira kuti mutupo utaurwe na sekuru
Vari kuti endai kwanhingi vanhu voenda here vasina kunzi huyai asi...... Sekuru ava vavatora nekuti havasi kuda mari from them
Mukanzwa nyaya imim torai vari kutambudzika moendesa kwamunotemba at yo own cost
Good chokwadi chaicho
Ndarwadziwa hangu.
Mugotiudza kana akuona imi ve sly
Ummmmmm zvakaoma ndarwadziwa.Munyika vamwe vangu vanoshereketa.Kukuvadza mumwe munhu kudai zvekusvika pakumupofamadza.Dai boss yacho akabva amuroyonora kuti aone?😢😢😢😢
Zveshuwa sekuru mombe dzechiredzwa dzodiwa mubatsirei sekuru mwana mudiki uyu haana zvanoziva musunungurei aone please
Apa tinohwina here boyz dzangu
Ndarwadziwa hangu😢😢😢
Mwari ngaakusvinudzei bhudhi vangu
Zvinorwadza ummm Pindirai Mwari
I feel for this, hes to borrow money for bus fare apa ane ma siblings cannot even help. Varoi chaiwo ma brothers and sisters knowing condition ye mwana wa mai vavo votadza kumubatsira
Shaz zvakaoma kani😢
Variko masiblings ane utsinye hwakaoma vamwe unenge wakatovabatsira zvakavaomera asi kana vava pari nani vanotanga kukuti wakaipa ndiwe and votanga kutodya nevanhu vaisavabatsira pavaitambura.Mudzimhuri makaoma umu
Zvakaoma
Haasati apora wani, akabuda pakwayedza problem ichiripo
Tinotenda Sekuru Ndudzo nebasa renyu Mwari vakuitirei Nyasha ndichitenda zvee mukoma Sly nekutibatsiridza mumatare haiwa mune chipo
Hmmm zvaari kungotaura zvaakanzwa nhai chete hmmm l hope he will get help
Mwana uyu ngaaone please mozomubatsira akuona
Nhy zvako
Mai vakaita izvi wicked woman ngavaripe mombe 8 mombe dzacho dzoendeswa kwaSekuru case closed sorted Mankomo ndapedza
Apo he's a handsome boy
Ndasiririswa
Maporofita ahapinde apa manje
Next door yangu iyi ...Asi Sekuru plz taurai zvamurikuona kumhepo ..not kutaura zvamakanzwa pa sly media saka kumbotanga waitwa interview kwangooma vanenge vachinzwa zvose 🙅🙅🙅🙅
Ndirimuno mu joback vana cc vemwana uyu varimuno haaa makawoma moyo kurasa ropa renyu kudai😢😢😢
Aaa Inga zvakaoma azvinyadzise here kuona hama yako ichibuda patv zveshuwa😢
Mwari ropafadzai mwana wenyu 😢
Sekuru ndudzo usatamba nepfungwa dzemwana
😂
😢😢😢😢😢😢
Zvakaoma shuwa
Dai vangorapa munhu chete dambudziko riripo panekuwanza nyaya kuda kuvenganisa vana
Ndino kutendai mukoma Robert nebasa ramuri kuita kusvitsa vanematambudziko kune vanomapedza nyaya yemukomana inorwadza chose
Mukomana uyo endai naye kwa Miracle Paul chitungwiza unit L hall
Enda naye kaa iwewe ikoko hanty ndiwe unokuziva
Kuti anenguva achida kubatsirwa asi makanyarara
@@mellanyaningwe878😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@mellanyaningwe878taura hako vanhu vangowotoka kutaura zvisina bsa
Team roda mari chete taura 1 akapora waakabatsira team remari chete riya apa arikubatsirwa mahara
Mubatsireyiwo
Shame, zvakaoma hazvo...tovimba uchabatsirika
Zvakaoma hazvoo
Ava kuona here mkomana
Maitabasa chose
Kumashure kwacho nyaya yake inonzii nditange kwayakatangira
Inyaya yemufana wekubuhera
Apa pachiri ne need yekuti vape tsanangudzo here nekuti kuziva kwavo nyaya vakange vatoona zvese for me to believe him mukomana ngaone
Pliz endai kuchurch unit L chitungwiza hall anobva akuina anamatirwa
Siyai munhu abatsirwe paari kwauri kutaura uko kunetori nevakadyirwa mari pasina chafamba. Iwewe wakambokuenda ukabatsirwa hre?
Ko wadii kumutsvaga woenda naye iwewe
Ndokunge aine 500 usd manzwiro andakaita nevanhu vakaendako. Very close family of mine. Vakadzokera pa gedhe.
Kuchrch kupiko hapana chobuda uku takaenda kwaFrd chaiko hapana chakabuda
😢😢munozvigona here sekuru imi hatisati tanzwa mbiri yenyu siirai vanatateguru Tasvu izvi
Tobudirira hr apa 🤐🤐
😂😂😂😂😂
Faith can move mountains dear
Apeno wena dai tenzi vapindira
Dai vamubatsirawo aona mwana uyu .sekuru munofanirwa kuzodzoka pamhepo nemwana uyu kana awe kuona
Tinotenda mukoma vedu
Mukoma Silvester Dai mwana mhanya Naye Kwa prophet miracle anoona ipapo ipapo hatishoora sekuru prophet miracle ndokubsa kwavo Havana zvamagwana
Ko madii kumutora maenda naye ikoko, since muchimhura sekuru
Nyaya yakabuda kudhara wakadii kumutora kumusha wakaenda naye kwa Miracle vako ivavo ....zvimwe tangai mafunga musat maochoka ....kuda kungohi mataura chete
Chonetsa ndechekuti vanhu ava vakungotaura zvakakonzeresa vasingagone kuporesa munhu,, ngavaiite aoneka nhai
Mwari itai kuti mwana uyu aone zvinorwadza izvi
Muturikiri anoregerei kuturikira
Ndotemda vamubatsira kut awone chete nkt zvese zvavarikutaura sekuru ava zvakataurwa nemkomana avasi kushopera apa.kungotaura zvavakanzwa basi
Zvinhu zvakadai endai kwaTasvu
Zvoda prophet miracle anoona ipapo nekuti hushereketwa hamise
Mirai izvozvo kani. Momupa here mari yekwa Tasvu
Uya anongo fumura haana chaanoona uya
Mari wamupa here yekuenda kwa Tasvu kwacho hindava une pamurimo iwee
N,anga dzawanda weduwee
Dzangara dziriko asidzayisa woneka ,internet yakanaka ,yaburitsa zvanga zvaka vanzika
It's true@@DRRZOE
Zvinhu zvefake izvi enda kwaDr Guramatunhu iwe unorapwa maziso aya hapana kana family isina munhu kuSouth Africa muri kunyeperwa nen’anga idzi you’re wasting your money guys
😅😅😅😅😅 Ava sekuru ndevapiko
Vanyowani kkkk
Dai maendesa kwatasvu boss wacho above atasvirwawo
Vanhu imbomirai izozvo madi kumuendesa ikoko imi
Hayewawo Tasvu upiko anoiwna kupi mazi thousand iwayo mupeika aendeko
Tasvu unoda Mari ...Saka musangotataura musat mahwa nhoroondo mhani
Haas iye wekurohwa ikoko here or kumwe kwacho achinzi aba bag ? Pamwe handiye akaendeswa na Robert .
Wekunzi aba bag aive madzibaba semi blind. Haana kuzowana help ikoko. I pray Sekuru Ndudzo locates him also. It was a sad story too😢
Zvakaoma ummm
Shame
Mubatsireiwo sekuru mwana uyu zvinosiririsa shame
Ndarwadziwa hangu
Zvakaoma
Shame