Mbuya Bunzamukombe vari po here? Would love to see her hope as humble too like mbuya Kanengo zero pressure varimo havo mu background Sekuru vari pabasa. Saka l think mbuya Bunzamkombe is likewise as yo see Sekuru vaka peteka not full of himself like others, just humble sehomwe nekuti ari pabasa ndivo aSekuru.
Reason yezvazvinombotorerwa zvinhu zvakadaro unozvishaya usinakana Mari zvinhu zvavaita hungwanda ngwanda kudaro Ummm M this is sad veduve Dennis arikuitah kuvakwachura
Kana munhu abvuma zvapera,plus akapiwa asingazive so imhosva kuvabereki kwete iye ,plus John haana right yekutonga amai imhosva anoripa hama dzavo ndidzo dzinotaurwa kuvatongesa ivo varikumasure imhosva anorios
Not A Bad ldea for Government make dna compulsory at birth or during pregnancy but as you can see tiri kure ma pothole 99% unemployment, no doctor nurses even medicine, still in all old 2 gvt main cbd hospital zim yakaoma kana muchizvi ona.
Thank for honouring in knowing that God is the Alpha & Omega 🙏🏽 the Way Truth & the Life, Amen & Amen 🙏🏽🕊️ 🙏🏽🕊️🙏🏽 . So now Acts 2:38 states where to start from in your New Life as a New Creation; Therefore in Acts 2:38 we're told to Repent & be Baptized by the Immersion into Water in the Name of Jesus Christ, 🙏🏽 Amen 🙏🏽.
Apa Ra drama regame ....l hate ma drama akadai muZim ...kutambisa hupfu nemvura ichinetsa zvakadai,iwayi pachokwadi sa Sekuru Tasvu, Mukotsanjera and mu profita wekubatsira Simba and Kuda ....
Sekuru Bunzamukombe, one of my best favourable Sekuru’s always on point! 👊🏽
Mbuya Bunzamukombe vari po here? Would love to see her hope as humble too like mbuya Kanengo zero pressure varimo havo mu background Sekuru vari pabasa. Saka l think mbuya Bunzamkombe is likewise as yo see Sekuru vaka peteka not full of himself like others, just humble sehomwe nekuti ari pabasa ndivo aSekuru.
My best favorite Sekuru❤makanyorovera muchinyatso tsanangura zvinonyatso nzwisisika
John anofanira kuremekedza mai vake kuva muroyi muroyi zvavo but respect inodikanwa
John mudiki mzukuru then Dennis ndiye mwana
Reason yezvazvinombotorerwa zvinhu zvakadaro unozvishaya usinakana Mari zvinhu zvavaita hungwanda ngwanda kudaro Ummm M this is sad veduve Dennis arikuitah kuvakwachura
Unotozvishaya
Very very humble from down to earth ❤
Powerful prayer...... may God answer you.
Bunzamukombe the humble and the definition of tateguru.
Sekuru very humble ❤
Taurayi Zvenyu imi
I like the part yavasiira Mwari chete.zvopedziswa naMwari. Pavati vanamatirei kuti vacheneswa naMwari.Respect sekuru
Sekuru Bunzamukombe very humble like sekuru Mukotsanjera vachibata basa
Very humble man
Big up sabhuku mandzwi akakura uye akakosha
Humble sekuru how are you 👏👏
My favourite of all time..
Amen tatenda madziba maiguru namwari
Big up sekuru Bunzamukombe
Ukuwa bigger chiyiko drama iri mwari vachapinda basa pakudzoka kwao
Ma goblins acho akango fanana kwese kwese😢
Kkkkkk
My kweseni 2 😂😂😂😂😂
Usarega muroi arimupenyu
Exodus 22v18
I love you sekuru
Good job sekuru
Nhasi Sekuru vari kunyembudza kutamba asi pano tambwa😊
Guys help me know, Basa re HUPFU Ne SALT Ndereyi?.
Nderekupedza simba rezvikwambo
Haaaa ichichibaba big up kuleeee
Kule ndovabigar why vari soft as wool unonyatsonzwisisa porepore
Vanadium muzokumbira mai ruregerero
Dennis ane dzungu
Bvunza 🎉
Ndokutembai sekuru
Nhai Denis
Kkkkk hanzi nhai Dennis,eheka mwana arikuda muburitse zvese amai
Kana munhu abvuma zvapera,plus akapiwa asingazive so imhosva kuvabereki kwete iye ,plus John haana right yekutonga amai imhosva anoripa hama dzavo ndidzo dzinotaurwa kuvatongesa ivo varikumasure imhosva anorios
My favorite sekuru
Ndaseka zvangu zvakaoma Kani
Ndakazvitaura Kuti isimbi yebasa Sekuru Bunzamukombe.
Sekuru ndinozviziva kuti hapana anokukundai nyaya dzehuroyi
kkkkkkkkkkkk very funny. The guy is just acting, sir. kkkkk.
@@acmfirst5481ndizvo zviwanzotaura nevaroi kana ma fake pastors 🙄
@@Gonawapotera1taura hako,varoyi nembavha are quick to discredit.
Zvotyisa izvi 💔
Manja manja👏👏👏👏
It feels like mandisvipira henyu mkuru
mnja❤
Zvakaoma varoyi chokwadi makaoma munoshungurudza vanhu vasina mhosva
Munhu wese akabata phone kutora video pari pangu pamba ndovadzingirira😂😂
My people becareful these comedians will make you hurt each other for no reasons.
Chokwadi sekuru vakapfava havazvitutumadzi zvinoita vamwe. Ndokufarirai sekuru nebasa ramunobata. Sando dzenyu
Tinotenda sekuru bunzamukombe nekutiratidzawo pamunobata zvinhu kumamisha
Chihuma chaicho 😂😂😂😂😂
denis😂😂 batai mhamha
It's painful
sekuru vanogona havo bt ini mbavha yangu vakaitadza kuibata
Wakamboyendako hre ?
Sekuru vanotamba ha ndanakidzwa.
Ivo mai muroyi vanoganza kutaura rough 😂😂😂
Inyadzi dia unotochenama kuti vanhu vakutye kikikiki 😂😂😂
Ndohuroyi hwacho,varoyi vazhinji vane rough nekakuti handikendengi,handinzwarwo uye munondidii.Apa vachinyepera kuti tonamata.
Sometimes I think Bunza has no equal
Varoyi muchazvirega gore rino
😂😂😂
Handichapfeka Redbat futi 😅😅😅😅
Zvinyiko izvi imi varoyi
Robert unobvunzawo mibvunzo ko mazino ari pachinhu icho wanoshandisei?
Chihera nyarara usade kutyisidzira vanhu uri muroyi nxa.
Yh pakaipa
Zvirinani gogo vabvuma mhosva yavo vakazvigadzira varivapenyu vega than kuzosiira vanhu dambudziko, makorokoto gogo machena
Not A Bad ldea for Government make dna compulsory at birth or during pregnancy but as you can see tiri kure ma pothole 99% unemployment, no doctor nurses even medicine, still in all old 2 gvt main cbd hospital zim yakaoma kana muchizvi ona.
Zvapinda papi apa
Kodzimwe nhamba dzasekuru ndokumbira v idzi dzino ramba kupinda
Imbosvikai Chiweshe purizi
That's why I stopped eating meat. Imagine how much that goat 🐐 suffered
Hembe Chena yamuturikiri booo ere irikundityisa
Ko seyi N'anga dzacho dzese dzinongotaura chirudzi haaaa zvakaoma
Ukangoziva kuti Nyika ino yakazara anaachimwene hauite dambudziko
Rurimi 2 meters? Did you have a tape measure? People can exaggerate jeez
Vana Denis pamuromo
Jonso soo
kkkk john arikutoda
Thank for honouring in knowing that God is the Alpha & Omega 🙏🏽 the Way Truth & the Life, Amen & Amen 🙏🏽🕊️ 🙏🏽🕊️🙏🏽 .
So now Acts 2:38 states where to start from in your New Life as a New Creation; Therefore in Acts 2:38 we're told to Repent & be Baptized by the Immersion into Water in the Name of Jesus Christ, 🙏🏽 Amen 🙏🏽.
Haaaa munh arikudira hupfu anodira zveshuwa yhooo 😂😂😂
Sabook sando kwamuri
Bunzamukombe chibaba
Mwana anamata veduwe mwari inzwai minamato yake
Chihera futi makutinyanyira nezuro taive na chihera wa Ben 10 anachiheraka
Kkkkkk
Looking for that one comment lol
Havasvodi mhamha ava
Sekuru Bunzamukombe makanyanya sando dzenyu 🔨🔨🔨🔨🔨
Sabhuku mafona kubvunza
My best❤❤❤❤❤
Parurimi rwakareba 2metres apa🤔
2cm maybe
Sabuku vanogona kutaura sando dzavo
Jonh 😂😂😂😂😂
Kutionesa this unfortunate goat being killed Live; Varungu apa, Mangwana vanenge vamu street protesting cruelty to animals 😢
Ummm moms iyo ma1
😂😂😂😂😂sauto
Apa Ra drama regame ....l hate ma drama akadai muZim ...kutambisa hupfu nemvura ichinetsa zvakadai,iwayi pachokwadi sa Sekuru Tasvu, Mukotsanjera and mu profita wekubatsira Simba and Kuda ....
Mukotsanjera chibaba
Paucharoyewa uchaziva Hama,vamwe takazvionera paground,matambudziko achinyarara ipapo ipapo.Vanhu vagere zvakanaka now.Unofungakuti hupfu hwashanda hwakakosha kudarika upenyu hwavanhu noooo
Sekuru Tasvu vachibata izvi vanongoshandisawo hupfu wani
Makanyanya sekuru
John john kkkkk
Unfortunately Hapana batsiro yaungapiwa na Samunenga uyu apart from kuudza vanhu nhema kuti zvirwere zvinobva pakuroyana. First off, Hakuna chinhu chinganzi icchi chidhoma. Even pa Vhidhiyo iyoyi hapana chidhoma chinoonekwa.
Taridzai zvidhoma zvacho tione. Sei musingatiratidzi.
Munhu asina mari yokuPlaster imba anowana mari yokutambisa achiita zvezvidhoma. iyo nzara yegore rino munhu angatomwaya upfu pasi kudaro here?
Sipo yokuwacha icchadiwa ipapa yakawandisa. Makonzo achauya mumba umu achitsvaka upfu futi. Haa. vanhu munozengaira.
Zvirwere zvipiko ive zvaunoreva, vambonzwa sekuru vachiti Malaria kana migraine headache zvinokonzerwa nehuroyi. Kana ive usina basa nezvirikuitika ko unozvinetsereiko nekuona. Zvipfuwo handiti takazvipiwa namwari kuti tizvishandise. Usafurire vamwe kuti vazungaire pazvinhu zvausina ruzivo nazvo.
Ukaratidzwa zvidhoma unozvitenda here ive usingazvizive.
@@ZisengweChimutsa Kana ndaona chidhoma ndikaona kuti chimhuka chinotokwanisawo kufamba chega then ndobva ipapo ndave kuziva kuti kunotori nemnhuka inonzi chidhoma. Why not?
Asi ndobva ndatotanga kutsvaka mukana wekuita commerce nezvidhoma. Chokutanga kunzwisisa kuti tingawedzera sei reproduction yazvidhoma.
Then tinokwanisa here kuzvipa training yakaita seyeku Army kana kuita ma security guard, kana kundotora mvura nengoro tichidiridza muriwo fanika panguva ino ye Drought.
Chii chatinokwanisa kuita nezvidhoma apart kungotukana pamusoro pazvo pamatare emadzishe?
tinokwanisa here kuita breeding program tichitengesa mhuka dzacho kune dzimwe nyika?
Shuwa ndingafara chose kuona chidhoma asi chokwadi ndechokuti even n'anga dzacho hadzitombozivi kuti chidhoma chii? Inyambo dzokubhawa chete kuti vanhu vasawanzisa doro.
Chihuma chaicho 😂😂😂😂😂