Haaa team paghetto ichi makarova last especially maprayer airohwa namike andiita greatest 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 keep it up team paghetto you're the best 💪💪💪💯💯💯💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 🇿🇼 Zim ocd paghetto comics
these guys deserve awards kwete mamwe ma content creators arikuwana........ one would think after mhofu yemukono it would be hard to be as creative but you guys never disappoint...mad story line after a mad one....ndimi munoramba muchingopisa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Aaaaah 😂 ma horror team iri inini hangu ndozviziva kuti zvinotora time kuti musote guys but chikumbiro ndechekuti dai manyatso kurebesa purizi pamwechete nekukasika mbichana amana nekuti every time tinogara takango tarisa pa notification tinotenda ghettoooo ko zvinhu zvese zvinotangira ku ghetto kaaa👊👏
If there was a page dedicated to the most interesting zim animated series 😮💨 (this is the spot ) l was laughing the whole time when they started praying l knew reason was cheeky 😂
haa prayer ya mikela yekutanga was good showing much you all don't joke around with God's name. This is nice team paghetto ,I'm looking forward for the next episode @asam
Haa ndabata nguva yacho team Mikelah isa like🎉❤
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
Kkkkkk mikela kubhemesa mwana fodya
Prayer manje 😂😂😂
Mikela chibaba
@@user-kp3dg8nj2inot fodya only but mbanje 🙌🙌😂
Watching from 🇿🇦🇿🇦Ndokudai Team peghetto but amuzvione ndimi mega munogona. Zimbabwe yese isa like ndidzoke fut pano ✨✨✨✨
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
Ummmm kudzoka?…..😂😂kuchiri kuda paghetto here uku😂😂….kuzim kukutamburwa chilla ikoko🤣🤣🤣😭
@@user-pz9ro9nw8i 😀😀😀 Ghetto HUCHII Kani wancu ndodzoka ini hamundizive🤣🤣🤣
@@user-pz9ro9nw8iNdodzoka ndine zvuwundi kunge Hwai yncu Mike akadhakisa mwana nenyaya yebinya
Ndine zvivindi ndodzoka ndr hwai😂😂@@user-pz9ro9nw8i
I like the fact that Mike doesn't forget the power of God🔥🔥💯
Kkkk handi mwana wamufundisi
I am 🇿🇦 South African and I love PaGhetto. This animation is the best.
Thanks for the support bro
Kkkkkk to be honest team Paghetto munopisa guys this is a masterpiece ghetto craft.. Isa like kana usingarwadziwe ndidzoke ndichidzokorodza futi
Amana prayer yaMikela ka, hanzi kwete segwayana rechibairo, asi ririkudzimbikana😭😭😭
Kkkkk mike muhombe kk
You're taking PAGHETTO to the next level mutori ma Avengers😹😹😹
Vakuunganidza matombo 🤣🤣😂
Munamato wa Mikela ndewe chi gangster😂tasimbisa👏🏾👏🏾
Chaser is the best story teller😂
Yaaa ma story manyama .dzaisasa big tym
Mikela ndibaba , hanzi mwana akatokwancha 😂
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
Haaa team paghetto ichi makarova last especially maprayer airohwa namike andiita greatest 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥 keep it up team paghetto you're the best 💪💪💪💯💯💯💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 🇿🇼 Zim ocd paghetto comics
U're one of the reasons dzinoita kuti nditenge data 🤗🤗🤗🤗👌
Haunyepi wanku hahahaha
Mukati regai tikombe churu kuma 10😂😂😂 manje tiripo tatakatomirira tatofencer hope baba
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
😂😂😂😂😂
Team Rezzy nd Mikela let's change the views into likes❤
these guys deserve awards kwete mamwe ma content creators arikuwana........ one would think after mhofu yemukono it would be hard to be as creative but you guys never disappoint...mad story line after a mad one....ndimi munoramba muchingopisa 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Team pagetho mukundizvimbisa team rancu itai plan mubudise every week mobika watinoti mutakunanzva vakomana Sando dzenyu👊👊👊👊👊👊👊👊👊👊🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥👊👊👊team paghetto..isa like usarwadziwe iweeee 🔥🔥👊
Song title yarohwa pekupedzisira iriko hr type rengoma iro
Takano enjoyer🔥🔥🔥the best cartoon compay in zim🇿🇼🇿🇼
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
The way these guys reacted when the mother was praying 😂😂😂😂
we need more paghetto in June cause you have too much heat🌋🔥💯🙌
Mother's prayer is the best
zvekurewesa
Kuno ku Nigeria 🇳🇬 ndimi muri kupedza masports team paghetto ❤❤❤❤we really luv yu guys
Guys munogona zvenyu no lies, keep up the good work 👏 paghetto munopisa
The detailing in the story telling of this crew is out of this world
haaa Mikela anobata munamato. ndopandinomudira. but apa ari pama1 chaipo. akapona apa ndiye main actor... makakosha team paghetto 😁
Hahaha haaa ku jerusalem kunonamatwa ndatii😅😅😅😅
😂😂😂taura hako wangu
To be honest , having friends like these is golden. I need friends like these.
wow munamato ndaufarira 🔥🔥🔥
Isa like usati wanzwa tonyadzisira❤
Asi don't forget @accyforral akanda chiku reaction video chepa ghetto ma1
The reactions from the boys manje.... Waida kuwana nguva nekamusikana kaye ka... 😮😮😮
Apa zvirimunzeve dzaReason
Moms wamerura mkomana
@@RobinMberi gaya
Mikela anopihwa 444 zvibhakera chete naReason
😂
Souljah Love playing in the background during Mike's prayer, #EnoughRespect showing love to the Zim Dancehall's Legend
This is the best Zimbabwean cartoon network, I was in stitches throughout this episode 😂😂😂
🎉ehe tiripo was waiting because 9 dzapfuura boys
Malawians 🇲🇼 approved it🎉 big up guys
Hanzi naChaser mdara wko anga ane kakukotamira kanga akaita meaning ndiye aipaitwa😂😂
Haa for me Jabu is the great 😂😂😂 Hanzi ndakarova gweto
Mwana uyu haasikumborwara akadhakwa nemaruwana🤣🤣🤣
Jabu 🔥🔥💥anofanirwa kunge ari mangani 🔥😂
Watanga ma lessons ako ebonde.......haaaaaaas zvakaoma😂😂😂😂😂😂😂
HOYO HOYO chakapenga kundisiya ndichithoda some more much love and respect to crazy creative minds gang
Tasuwa ana Chamunorwa nana Amon. Classroom iya was fire kkkkkkkkk
Kudai youtube yatigaririrawo option yeku liker kana ka 1000 chaiko, team makaipa munondiita great zvenyu 😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kamunamato kamomz kari deep.... Haaaa mweya vehungochani uyu 😂😂😂😂😂 nemadiro anoita vakomana mudoto 😂😂😂😂😂 lemme reserve my comment
Haaa the prayer 😂😂was something worthwhile 😂😂😂
😂😂😂😂😂Ndofira pano chero muchinonoka kubudisa henyu boys asi moita imi🤣🤣🤣
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
Chimbavha chakaitwa na Reason ndechipikoo😂😅
Chekuba nyama yaiva muFridge nekubira dhara rake babe😂😂😂😂
kuba mari mubraa
Chaser😂😂😂finish 😂best story teller thou
Kkkk aaah Tim pageto mnodzera Masports... This tym chrikwa Mikaela... 😂😂Ndokuopener big manje uku
😂😂😂ndo maracas manje
Pane vamwe rasta vagadzira the first Ever reaction repa ghetto please go check him out wangu ma1😂😂😂
Boys ravhura ziso 1-1 parohwa munamato namai mufundisi😂😂😂. Team pagheto muri vazaruri vehuru😂😂
Ziso rapiwa Reason na Mike panzi na moms wanga une kamusikana kako kaya mukapa mwana mzii manga muchida kuiteyi
@@MultiWembo kkkkkkkk mukomana anenge achiziva nyaya dzake🤣👐
@@MultiWemboreason ndobva angoti tiende paside kunotsiura mukomana haaa next episode mike acharohwa chete
@@user-ip6jd3jw3n acharohwa ka four hundred and forty four plus 44 side kicks
As men in Zimbabwe we need women like Prim. Vasingajaidze.
Watching from New Zealand keep up guys haa murikusota😂😂😂
Guys mnondigonera asi itii kasikei kutipa rinwe nekuti munotozoburitsa vamwe tafa kare neshungu 🎉🎉🎉🎉🎉more likes
Haaa best actors ever mu zim ndimi mega munopedza pazim 👊🏾😂
🎉🎉🎉
Haaa guys we need more of this please ❤❤❤❤❤❤ my favorite show munogona guys thank you
Am watching from 🇧🇼Botswana 🇧🇼😅🤣🤣u made my day ... guys live a like ❤ here
Hoyo Botswana kuno down in SA 😂😂😂😂
There's this guy called @Accyforreal please go check out his Content
@@accy2trapper Yes brooo
Yeah Mike achaoneswa horror na reason hokoyo 😂😂😂
Lol haa Mikela mukuru wekumecha pfurumbwi 🙌🏽😅📶 haa muhombe uyu
Makapenga bro ndatenda hangu
😂😂😂😂haaaa taura hako wangu asi pane vamwe rasta vaita the first Eva reaction video repaghetto please show some love
I appreciate you guys for keeping us waiting and finally dropping a masterpiece 😂😂😂🔥
Team paghetto ndatenda hangu, munopedza basa. Zvamamanje ndimi mune yese
My wish kuwona Reason achimitisa tete ne muzukuru, now I doubt ari iye akazadza Mombeshora ini 🤣🤣🤣🤣,
Aaaaah 😂 ma horror team iri inini hangu ndozviziva kuti zvinotora time kuti musote guys but chikumbiro ndechekuti dai manyatso kurebesa purizi pamwechete nekukasika mbichana amana nekuti every time tinogara takango tarisa pa notification tinotenda ghettoooo ko zvinhu zvese zvinotangira ku ghetto kaaa👊👏
To us vano liker tisati taona 😂😂
Ukuziva wan iwewe 😹😹😹
You guys never disappoint👊
Thank you guy keep pushing your works haaa munondiitira bt mike haaa pa prayer anopedza woow
It’s the prayer for me 🤣🤣🤣🤣🤣
Uyu mufes anogona kunamata
me too
plus me
Prayer bhooo
Hoyooooo mopisa boy's 😮
Haaaaa zvarema ngwayana rarova prayer manyama 😊😊
What a masterpiece 👌 thanks for such creativity 👏🏿 🙌 so so powerful 🎉
😂
😂😂😂😂
🔥🔥🔥🔥Ayehwa tatenda mhamha 😅😅😅keep it up guys Makanyanya
Ahhh guys this keeps getting better and better. Keep it up
Even on a bad day, these guys are still the best. Keep it up amana❤
Let’s gather here Team paGhetto 🎉..we been waiting 🤞🏾👊🏽💯
Thank so much have been waiting for this😂
Taura hako since 😂😂😂
But please check out this guy anoznzi Accy agadzira the first ever reaction video repa ghetto
If there was a page dedicated to the most interesting zim animated series 😮💨 (this is the spot ) l was laughing the whole time when they started praying l knew reason was cheeky 😂
Reason opening his eyes during prayer for me 😂😂😂😂😂
All of them 😂😂
The irony in that first prayer inoda munhu ane brain dzinodhonza to understand 😂
You lead others follow . Masterpiece
Home town series.... team munodadisa. Ndoramba ndichiona chete
Aaah hwai Ndabvuma hncu panyaya yekumirirana panguva yakaoma aaah salut dai zvirizvo zvatosangana nazvo pama friend edu ndokutaurirao nyika yedu yainakidza kwazvo🔥💫💫💫💫💫💫💫✨🇿🇼
The prayer 😭😭💀
Mother's Prayer Always The Best, We are Wr We are because of such Prayers 💓💓💓
haa prayer ya mikela yekutanga was good showing much you all don't joke around with God's name. This is nice team paghetto ,I'm looking forward for the next episode @asam
Reason opening his eyes during prayer 😂😂😂
😂😂😂😂 best comedians haa team reason tiri kunakirwa kuno ku Switzerland Switzerland🇬🇪
KuSwitzerland kupi neflag yeGeorgia iyo💀😂
5.5k likes no dislike... this is pure genius keep it up
😂😂😂😂😂 you guys deserves all the best
Mikela ngaasiye chamba aende ku intercession namai mufundisi chibaba chema prayers hahaha 😊
Maprayers arohwa ndenyanyiso Amen 😊
Unogona kutobuditsa mhepo kana ropa kah 😅😂💥💥
Sei masinhi angu ari mashoma
This is great thank you
These guys vanondipedza stress 😂😂😅🎉🎉🎉🎉❤ you are the best guys
The subscription and notification paid off 🔥
like ndisati ndaona
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
Thanks guys
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
the introduction is just on another level...haa this is nice work
Huh maone aya thanks for the entertainment team @paghetto🎉😂😂😂😂😂❤
Murivahombe minute matove ne 300 views
Big up my gees
Ndokudai kudarika mastudies angu nebabe rngu
Iiiii😂😂
Long waited epsode is here. Thank you team pagheto ❤
This content is amazing ❤🔥🔥🔥
guys you never disappoint, i am in love with the story lines, twists and turns are very interesting... sotai guys
🙂🙂🙂
Handisati ndatanga kuona but I know you guys wont disappoint. All you bring is fireworks...love ya
th-cam.com/video/DX9OPkZKvpk/w-d-xo.html&si=hVypYTVeMufxRAWQ
Mikela nenyaya yekuda magaro akudhomora mwana zvino akupinda busy 😂😂😂😂
Pagettho keeps dropping hit after hit. Dialogue is blockbuster 😂😂😂
This is great🤜🤛