Plz give me number of that mukadzi wekutanga she I so young ndimuendese kuchikoro and pekugara at my house in Kwekwe Achienda kuchikoro if akapasa I promise you she will come kuno ku UK because of me
@@ManareMsuthu eeeh zvema Link shaa zvaisevenza kudara now if chero ukawawa unotobuda Mari and I'm in UK now company's they need you to apply online or if you are around
Maiguru mwana mudiki anodawo nguva nemurume kutozotorwa neumwe murume kusatoguta bota veduwe ini ndavanzwisisa veduwe hupenyu huriko mushure mekurambwa mwana wamai dont loose hope uchatozoona kuti watobudamo munhamo wave kuzviraramira a gud life nevana vako dont give up dont loose hope munin'ina wangu❤ we love yu like that
I would like to sponsor fees for the first wife to continue her education. She needs to upgrade herself so that she can be able to take care of her 2 kids.
Pple they just comment life yemumapurazi yakafa vana vano mhanyira kuita zvinhu zvisiri zvezera ravo not knowing kuti kudzidza is a key to a good marriage . Nayo nyika ngainake all these nonsense will be avoided
Tinashe unogona kudzora hasha wena... pane paya munhu achitenderera uye achiramba kupindura, i can see hasha pachiso chako wobva wazvidzora. Keep up the good work!
Mapart 2 ati wandei Mr bota. Itai muchikurumidza nawo. And next time baba avo ngavatenge mafarming implements asiyane nevana vevanhu vaarikutora kuita magejo.
Am actual happy with results for Mai guru... Something is off about the husband after results he showed what kind of person he is... Mai guru you deserve better
Ko zvenzara zvazvakupinda papi😂😂😂😂 big up Tinashe you know how to control mafuza akaita seayo anofunga kuti anonyanyoshamisira kana akatariswa necamera
Indeed its a story like always Tinashe Mugabe say after presentation of DNA results,sori yahwe warwadziwa sure wadzimbiwa fani,uyo mukadzi adetadza chaizvo mupereke kumurume wake,usanaita mhanda uneze nyisiwa apa wadzimbiwa kare ,ndafara kuona mukorekore biyangu wekwa chundu ,ini ndebva pa chitindiva
There is no smoke without fire,barika at 24 and 18 years hazvisi ryt,murume uyu akuoneka kut ari abusive,Belinda enda hako kumba kwenyu unochengeta mwana wako usiye baba ava
Maiguru Sometimes life takes unexpected turns, and it feels like the ground beneath you shifts. But remember, every ending is also a beginning in disguise. It’s never too late to start again, to dream anew, and to build something even stronger and more beautiful than before. What may seem like a setback could be a blessing in disguise, clearing the path for opportunities you couldn’t have imagined before. You have the wisdom, strength, and courage to navigate this change. Trust in the process, take one step at a time, and believe that brighter days are ahead.we love you Maiguru ❤
Taudzwa kuti 21 years apa mwana uyu arikuti ane 18 apa akanyengwa ane 16, then this guy started having sex with an under age. This guy was 32 by then, thus absurd
Magara vanhukadzi munomgovenga vamwe vakadzi, tete havana chavatadza, she is playing role yavo yehutete. Tete mukadzi and knows maTricks evakadzi and is there kubetsera hanzvadzi pane zvinenge zvakavaputira.
I liked the way Mr Mugabe protected mainini avo after giving a hint that maiguru had been accused of cheating..hamuna kuda kutaura kuti inga wani mainini vati maiguru makabatwa wani..
The husband to the two wives is rude , he is not appreciating the work done by Global DNA Zimbabwe from my view. Listening is something good than to hide behind the finger and kuda kuratidza kungwara. Ane kakusafunga so
How the show works, he receives a discount in exchange for the interview. This is platform of reality saka tinenge tichida kunzwisisa kuti zvakafamba sei.
Good Mainini for minding your Hokoso, well done for not bashing another woman. Ayi madzidzisa mainini vema glass not to say bad things kune another wife or ex wife episode 11
men get mad when they get a taste of their own medicine. this man basically just cheated and brought his mistress as a second wife. results for maiguru are good bad news, she wasnt receiving the love and attention she needed and its clear she did not want barika, zvakazotoitwa by force.
@@Sama7941 man is the cause low sperm count Then started cheating kuzoudza maiguru was just to prove nothing can stop him him karma will come to him aswell mukadzi aidawo kuita zvaiita murume but would say shame but kutoroora munhu Kuti amurimise fodya failed to pay even mbudzi pa two years SOME MAN MATUZVI CHAIWO KUCHIPINGE DAI CHAKARAMBA KUMIRA KWAMAININI IKOKO STUPID YEMHURI LIKE THEY ACHIEVED SOME THING IN DISGRACING SM1 S CHILD YET NO BALANCE OF SUCCESS PAVARI WHAT I LOVE ABOUT LIVE IS GOD SEARCHES THE MOTIVE AND THE HEART
@@shingiraitrevormboto2105 this is not a game so in both sides but man is responsible for this kuroorera munhu kurima fodya as of you iri sister yako pa two years no mbudzi not even HUKU 2 WOTI KUHURIRWA NEMURUME THIS WAS PLANNED WITH THE MAN But I can't say awinner Coz hapana chaainacho if he had he would have appreciated the woman by lobola for being faithful for the first two years you don't know what herbs and challenges she went thru yet wivigirwa umwe mukadzi Kuhura nechemubhurugwa Iye Akita same thing zvarwadza he will never forget it treat everyone like you would love to be treated being a woman doesn't mean you can't behave like a man
Maiguru needs counseling yakasimba 😢. We don't know what she's been going through mumusha umu nokuda kwekushaiwa mwana. Kazhinji team rotaurisa iri pushes munhu to the corner and end up making wrong decisions
Maiguru is too beautiful for that Kachembere keGudo. Zibaba rine 34 years marrying a 16 year old. Tete avo i kabiyas as well. Bhudhi venyu vanoda vana vadiki anovadii. Mwari please make the Situation in Zim better. These young girls are now forced to Marry chembere idzi nekuda a betterr life. They also desire vanhu ve age yavo. Imi zi baba imi endai kunoroora ma Age mates enyu. Huyai kunesu Zvichembere zvekuma 90s musiyane nevana vadiki. Bomboclat
Asi babamudiki Francis was not aware he’s coming on a telly show kani? You can’t just hop outta bed and make your way to a show like this without taking a bath first. Imvere dzemagumbeze idzo dzakazara mumusoro 😮😅. Learn to always be prepared. I mean be well kempt all the time.
It seems vana ava vanorohwa kumba, the way they built their story. Zvisinei hazvo Maiguru ava vanoda kubatsirwa. VaMugabe itai something mwana uyu abatsirike.
Mai guru variright pauwrong hwavo coz haungaroorere munhu kurimaka nhy after that wotora mumwe mukadzi aaa ini hnk kushare bota bodo makagona maiguru siyai kaabusive marriage ako mondotsvaga basa mochengeta vana venyu ❤❤❤❤❤ my lovely sisi you're too young for barika
@christnemangwiro my mom used to say the same thing and I would disagree with her and say mom u just hating on Tinashe but nhasi ndazvozviwona on this episode kuti it's 💯 true Tinashe anoda nyaya shuwa mabvunziro acho nemo nemo even when the people are clearly reluctant to say anything further than they have said but he keeps pushing and pushing and in a weird way kana nesuwo tinoda nyaya coz I was glued to the screen 👀🙈🙈🙈🙈🙉🙉🙉🙉🙊🙊🙊 coz I wanted to know the story 😂😂😂😂😂😂 as well 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Ndiani akati vapfumi vega ndivo vanotenderwa kuita barika? Barika is culture, traditional whether uri murombo or mupfumi and yes kana uinaro nderako unotodada naro
Vakaenda kwaMambo murume anoripwa mari yaakashandisa kurera mwana asiri wake plus mombe dzekuputsirwa musha wake. Mutemo wekuZim haubvumiri Mambo kusheya zvinhu zvevanhu varambana. Ibasa remaformal courts, not dare raMambo.
ndarwadziwa hangu for maiguru.I think pane akamufurira kuti aitire murume nhumbu. And this man akakurisa for these ladies. I feel for zvinowira vana sikana ndinorwadziwa mamwe ma circumstances anosangana ne girl child,kumwe kusaziva pamwe ma situations ekumba kwawabva.....
@@Pee1908-e3u neniwo mfunge askana, mazera avo vari kuita better jobs than zvekurimiswa izvo,m 40 yrs asi mukandiona in real life ndoita kunge ndine 26yrs mfunge
@@cc35506 ukunyepa iwe,kana uri teacher itisa vana extra lessons uone,then kana uri nurse vhura surgery uone kwete kunyepera vanhu coz zvese izvi unozviita uri teacher or nurse than kunorimiswa aaaah bodo
Firstly i didn't like the Idea of marrying the second wife for labour.They should test the pregnancy and it's unfortunate to the first wife.umjolo uyanyisa
Vakadzi ava vakaroorerwa kuzobatsira mface uyu basa. Ska maiguru vakatoripa kare. Belinda move on shaaa. Upenyu haupereri ipapa. Take this as a blessing. Kurambwa hakuna basa tsvaga basa uchengete vana usavatsvage baba ava. Vasiye nezvipare zvavo
Mugabe vana vanonorohwa kumba vakataura chokwadi vana ava they are abused vabereki vevana ava kuda kunzi mune mukuwasha here torai vans evn tete z hiding something baba ava zungairwa chaiyo riri kutotipedzera data
I feel sorry for these ladies especially mainini sure at 16 wakutorara ne a married man woenda pabarika. Ma1 aya. Maiguru life goes on this guy is an abuser waizochema pamberi. Get up dust yourself up hold your head up high learn from your mistakes move on and do better.
Apa asangana nebenzi apa rabhadhara service apa ava rude anozvipikisa .Radzidza kuthi vakadzi havawanikirwe basa vane rudo vanodya bota remahara iwe uchingofunga kuvachoresa foja
@@leeG-v5u so well-said...ndoopaunoona kuti basa rekuita mubereki harisi nyore, baba vaitodawo mwana anovapa manyukunyuku paruzhinji asi hey hey sorry kwazvo
Tete kunyange Jesu akati kuvanhu vakauya nemukadzi chifeve....Kana pane asati atadza ngaatore dombo atange kumutema pakashaiwa Kana one akamutema...is as much as munhu akanganisa let's not act as if we are innocent in the eyes of the Lord.....chero muchirwadziwa saTete semunhukadzi, saamai Itai muchidzora rurimi kunyange munhu atadza
@@MufarowasheMinzwa 12 Nokuti ini ndichatongereiko vari kunze? Ko imi hamutongi vari pakati penyu here? 13 Asi avo vari kunze. Mwari unovatonga. Bvisai pakati penyu munhu uyo wakaipa.
ZITETE IRI RICHINGOTI FACE INENGE YEDATYA RAWARAIRWA RIRI PAZUWA !!!!KUITA MHURI YAKANYANGARA ZVISO MEMOYO KUDARO??!!!IRO ZIBAMUNINI KUITA CHAPA KUDARO WAKUTODA KUKWESHWA NE VIM CHAIKO!!!BASA REKUPINDIRA NYAYA DZISI DZENYU MAPENZI,MHARADZI!!! THIS MAN STARTED SLEEPING WITH THESE KIDS WHEN THEY WERE 15/16 that was WRONG!!! ZiTETE MBWA IRO KUWAWATA RICHITAURA ZVISINA BASA SUPPORTING STUPIDITY MAZIWENDE MBWAAA!! THAT MKWASHA IS SO SO RUDE!!!I HOPE THIS GIRL LEAVES THIS STUPID FAMILY AND SHE STARTS ALL OVER AGAIN!!!NDAPOTA HANGU TINASHE IF THE MAIGURU WANGS TO GO BACK TO SCHOOL, i m willing to help please.
I think maiguru cheated because of pressure yekuti 2 years pasina mwana then next you are being cheated i think it she was going through a lot at that moment not kuti she's a bad person
I think people should understand that if you accept to be part of any show, the show owns you. The same here this man now wanting the show to end cos he don’t wanna answer some questions, yo man, DNA Closure Show owns you and it is their prerogative to stir the show and close the show kana vagutsikana kuti vasvika kumagumo newe. I’m sure you signed a contract with the show before you agree to appear on it.😅 Saka baba calm down.
Mainini vanemakubwa 😂but nhai belinda ungauye na baba kuzovanyadzisa kudaro here .ndanzwira baba tsitsi ini.usadaro .ndanyarira baba .waiting for part 2
The results were heart breaking, I feel for maiguru. Bless her she was in shock, she went numb. All she needs is emotional support 🫂. I hope havamurove. Tinashe could be more sensitive, understand your client group. I strongly believe some of the information should be in privacy. The poor woman has been shamed am not supporting kuti she appeared to have lied but desperation of wanting to conceive. I can only imagine what it's like where they live. All the best mainini. Baba kana makwanisa torai mwanasikana nemuzukuru mwari vanokusimbisai. Mainini kana makwanisa zvichengetei.
Vanoti vakadzi 2 ava vakaroorerwa kurima let's gather here
Kkkkkkk haaa vashandi vemumunda
Kuroorerwa munda shuwa navo vana ava vakapusa
Nhai nhai hako dear kuroorera vana kut varime munhu kaunhu kana baba vedu nguva yatiri ino ndosaka maiguru vaibuda bota raive shoma ungati ndakaneta wauya kuduty kwangu zviriko hre izvi uum vasikana ngwaraivo imi muchishandiswa nezirume irori
Workers not wives
Kkkkkk handiti havadi chikoro regai varimiswe😂😂😂kusvika vapepuka
Lets empower maiguru, who is with me.
I agree 💯. How can we do this without passing through the so called foundation. I prefer helping her directly.
I agree
I agree
Maiguru you are so beautiful.Its not too late to start over.God will make way
Start over what?
Plz give me number of that mukadzi wekutanga she I so young ndimuendese kuchikoro and pekugara at my house in Kwekwe
Achienda kuchikoro if akapasa I promise you she will come kuno ku UK because of me
Ndipoo cos chero malink cousin
@@ManareMsuthu eeeh zvema Link shaa zvaisevenza kudara now if chero ukawawa unotobuda Mari and I'm in UK now company's they need you to apply online or if you are around
Tinashe achakupa wangu.
@@seerdorf6405 maone kani
Ndipe number ndikupe link@@ManareMsuthu
Thank you maiguru ibva pamashura Ayo dzokerayi kuchikoro maiguru
Maiguru mwana mudiki anodawo nguva nemurume kutozotorwa neumwe murume kusatoguta bota veduwe ini ndavanzwisisa veduwe hupenyu huriko mushure mekurambwa mwana wamai dont loose hope uchatozoona kuti watobudamo munhamo wave kuzviraramira a gud life nevana vako dont give up dont loose hope munin'ina wangu❤ we love yu like that
I would like to sponsor fees for the first wife to continue her education. She needs to upgrade herself so that she can be able to take care of her 2 kids.
Thank you Mwari akuropafadzei 🙏
Education?😅She will fail. Akapusa uyu. Kuhura nenyoro otadza futi kuziva kuti nhumbu yaanayo right now ndeyehusband or boyfriend. She is dull.
sponsor prostitute, really
I will cater for the kid, I have sent my details
Pple they just comment life yemumapurazi yakafa vana vano mhanyira kuita zvinhu zvisiri zvezera ravo not knowing kuti kudzidza is a key to a good marriage . Nayo nyika ngainake all these nonsense will be avoided
Mupfana kana uchida uchida kubatsirwa basa, employ people kwete kutorera vakadzi kuti uvashandise.
True
😢😢😢😢..... Maonero enyu iwayo. Hatina kumboshora vanoroorera runako rwepameso.
Yah taura hako kana achida kubatsigwa basa ngatsvake vashandi not kuroorerera mkadzi basa
@@aimzingoni5382are you dump or are you trying? Kuroorerwa runako means u get married for love or kudiwa. Not for slavery
True
Tinashe unogona kudzora hasha wena... pane paya munhu achitenderera uye achiramba kupindura, i can see hasha pachiso chako wobva wazvidzora. Keep up the good work!
Mapart 2 ati wandei Mr bota. Itai muchikurumidza nawo. And next time baba avo ngavatenge mafarming implements asiyane nevana vevanhu vaarikutora kuita magejo.
Am prepared to help maiguru avo ne preparation...... Pliz vamugabe ndoda kumubetsera
Thank you so much dear mwari vakuitirei nyasha
Thank you so much dear
Thank you so much
Hugs 🫂 may God bless you
Thank you and be blessed
May your cup never ran dry
Am actual happy with results for Mai guru... Something is off about the husband after results he showed what kind of person he is... Mai guru you deserve better
same here
Yes his disrepsctful i thnk h is abusive
I respect the father yamaiguru zvangu ini.
Mainini
Karma will visit you
That was not your place to say wht you said
Manje uchabata pasi cz this man loves maiguru
Amugabe hamusi makuzomyanyirawo Maiguru here.manyanya kuvarovererawo
Thanks baba nekumirira nemwana wenyu❤
Ko zvenzara zvazvakupinda papi😂😂😂😂 big up Tinashe you know how to control mafuza akaita seayo anofunga kuti anonyanyoshamisira kana akatariswa necamera
Ane rough murume uyu manje T Man vamuisa pacorner hanzi ndine nzara zvikanzi naT man saka muda kudii manje aida kuti vaT man vamupe chikafu eeeh?
1:05:08 Bold statement Mr. Mugabe well done for putting your firm foot down.
first time seeing boy tinashe stamping his authority! he knew the results and that the family as whole was hiding a lot.
Tezvara mataura pachihombe maita henyu baba👏👏👏
First wife is beautiful
I support the first wife
Kamarriage kwacho kakadhakwa it's not worthy crying for. Just strive to be independent dear
😂😂😂😂😂Iwewe so
Haa vaMugabe nyaya vanoifukunura kusvika vaiwana. I salute
Tete vane kahu bishu vibe 😂😂😂😂nxaaaa dai vakaiswawo pabarika
@@vastinagonyora9604 ibhishu vanotooneka
ipapa hazvishamisi vachichengetesawo vamwe vana vasiri vavo rubbish
Kkkkkk karipo shuwa 😂
Unongoona nehairstyle Kuti pane job
Maiguru is soo cute. Ndarwadziwa hangu ne ending yacho.
Bamunini endai munogeza muende kuclinic musatinyangadza mazitsvina miromo yakachena shena ngenzara maiguru chapfuura kamwe hachiteiwi ndatotanga ichi chatochenjedza ndozvakaita upenyu❤
Iwe siyana na bamdiki please he is not the one akati gulez ivhurire nyika dzekunze
Indeed its a story like always Tinashe Mugabe say after presentation of DNA results,sori yahwe warwadziwa sure wadzimbiwa fani,uyo mukadzi adetadza chaizvo mupereke kumurume wake,usanaita mhanda uneze nyisiwa apa wadzimbiwa kare ,ndafara kuona mukorekore biyangu wekwa chundu ,ini ndebva pa chitindiva
Ndiriwo korekore from magunje but handina hangu kukurira ikoko kkk
Team Hurungwe manetsa nekuda mabatika apa musina mari mazitofo
amai musacheme purizi Mwari vanokudai makadaro ... kurambwa nekutukwa nevanhu sandikurambwa naMwari ....
this is just a blessing maisazombogara nevanhu vanishungurudza kudai
siyai vanhu ava .... baba torai mwana wenyu zvenyu
Mwari vanokudai musacheme...
maregererwa kaare naMwari .
Waiting for Life After DNA... follow up Mr Mugabe plz
There is no smoke without fire,barika at 24 and 18 years hazvisi ryt,murume uyu akuoneka kut ari abusive,Belinda enda hako kumba kwenyu unochengeta mwana wako usiye baba ava
Saka munoda kuti achengete vana vasiri vake here? Dai akauya akazvitakura zvaiva nane
Abuse ndoyamaona asi chihure chakaitwa app hamuna kuchiona? Gender iyi hatina zera nayo😂
Ari abusive zvokuti mamunzwa hanzi ndakutotsvaka replacement aaah
Bmin vane makwene kumeso kuminika kumhanya kupindura
@@VioletMdlongwanhai nhai atadza kungot ndogara ne1 uyu akutoda umwe😢😢
Maiguru Sometimes life takes unexpected turns, and it feels like the ground beneath you shifts. But remember, every ending is also a beginning in disguise. It’s never too late to start again, to dream anew, and to build something even stronger and more beautiful than before.
What may seem like a setback could be a blessing in disguise, clearing the path for opportunities you couldn’t have imagined before. You have the wisdom, strength, and courage to navigate this change. Trust in the process, take one step at a time, and believe that brighter days are ahead.we love you Maiguru ❤
Mainini she's minding her on business shem Zii zvavo, MuchiMarriage chenzara inzara 😂😂😂😂😂
Chenhamo nhamo 😅😅😅😅
Taudzwa kuti 21 years apa mwana uyu arikuti ane 18 apa akanyengwa ane 16, then this guy started having sex with an under age. This guy was 32 by then, thus absurd
Vanonyanya kuda bota maiguru vaingofamba vachidya pese pese
2 years ago it was not under age..age of consent was 16, it was changed manje manje to 18 years
But hakana kubatwa chibharo kaitoda inga katotaura kuti ndaizviziva kuti ane mukadzi
Mainini vanenge vane makuhwa ava
Bt akaroorwa abva zera ndiye abatwa 0%...
Well done maiguru 😅Mr mugabe please ndipeiwo contact ya maiguru ndivape mari yestart ,ne preparation.
I think for quick access batai dzema dna idzodzo thank you
Thank you sisi
Why mibvunzo yese isineyi ne dna
Ndotoda vaite muroora vangu zvangu zvevana vevamwe hazvina basa
God bless you sis
Zitete zimuroi munhu anodzorawo kwete hu rough rough hope hamunawo mwana sikana
Magara vanhukadzi munomgovenga vamwe vakadzi, tete havana chavatadza, she is playing role yavo yehutete. Tete mukadzi and knows maTricks evakadzi and is there kubetsera hanzvadzi pane zvinenge zvakavaputira.
Tete is not at fault kuvatuka henyu ...Maiguru hant ndovakaita gumbo mumba gumba panze
tete vagadzira shamu inorova mahure chero ese imi murimuma terrace
Unoda tete vapururudzire hure here. Big up to tete
Aiwa Tete vazvinyanya
I liked the way Mr Mugabe protected mainini avo after giving a hint that maiguru had been accused of cheating..hamuna kuda kutaura kuti inga wani mainini vati maiguru makabatwa wani..
But Tinashe sooo😂😂😂 anenge muCID
Was waiting kunzwa mugabe achibvunza mainini kuti vati i was gonna bee hurt anyway am happy kut haana kubvunza coz mainini vangotaurawo semwana kungoti bvooo
The way I crossed my fingers 😂tinashe haatembeki anogona kungoti bvoooo😂😂
@@cleoisaac2140 kkkkk shuwa🤣
Kkkkkkk haaaa Tinashe anoda nyaya 😂
The husband to the two wives is rude , he is not appreciating the work done by Global DNA Zimbabwe from my view. Listening is something good than to hide behind the finger and kuda kuratidza kungwara. Ane kakusafunga so
Ko kana asingade zvake? Aitirwa mahara here? Kkkk
Angaasingadi kufumura hapwa asina proof. Dai afumura then mwana ozoita wake aizonyarirepi. Zvaatoita zviribhoo aramba kupushwa naTinashe
How the show works, he receives a discount in exchange for the interview. This is platform of reality saka tinenge tichida kunzwisisa kuti zvakafamba sei.
Iye Tinashe is dragging the issue out. Asking a million questions
This is exactly how Zimbabwe is also confused . The similar way this first wife is confused. She voted
Imagine 34yrs watova nebarika,, 24yrs watobarikwa,, 21yrs watobvuma kuenda pabarika,, what a world?
chikoro chakanaka hacho
Kkkkkkkk
dont end there , also include kuti 24 yato cheater , yatopa munhu mwana asiri wake .
@@mbure7 imagine kkkkkkk zvakangoma hazvo..
Ignorance chaiyo
Good Mainini for minding your Hokoso, well done for not bashing another woman. Ayi madzidzisa mainini vema glass not to say bad things kune another wife or ex wife episode 11
men get mad when they get a taste of their own medicine. this man basically just cheated and brought his mistress as a second wife.
results for maiguru are good bad news, she wasnt receiving the love and attention she needed and its clear she did not want barika, zvakazotoitwa by force.
Saka nhasi zvaipira ani nemedicine yacho iyoyo? Who is ashamed!?
Kana muri mukadzi chihure chakazara mumusoro, if a man muri mboko.
@@Sama7941 man is the cause low sperm count
Then started cheating kuzoudza maiguru was just to prove nothing can stop him him karma will come to him aswell mukadzi aidawo kuita zvaiita murume but would say shame but kutoroora munhu Kuti amurimise fodya failed to pay even mbudzi pa two years
SOME MAN MATUZVI CHAIWO KUCHIPINGE DAI CHAKARAMBA KUMIRA KWAMAININI IKOKO STUPID YEMHURI LIKE THEY ACHIEVED SOME THING IN DISGRACING SM1 S CHILD YET NO BALANCE OF SUCCESS PAVARI
WHAT I LOVE ABOUT LIVE IS GOD SEARCHES THE MOTIVE AND THE HEART
@@shingiraitrevormboto2105 this is not a game so in both sides but man is responsible for this kuroorera munhu kurima fodya as of you iri sister yako pa two years no mbudzi not even HUKU
2 WOTI KUHURIRWA NEMURUME
THIS WAS PLANNED WITH THE MAN
But I can't say awinner Coz hapana chaainacho if he had he would have appreciated the woman by lobola for being faithful for the first two years you don't know what herbs and challenges she went thru yet wivigirwa umwe mukadzi
Kuhura nechemubhurugwa
Iye Akita same thing zvarwadza he will never forget it treat everyone like you would love to be treated being a woman doesn't mean you can't behave like a man
@@Sama7941 TRUE
Maiguru needs counseling yakasimba 😢. We don't know what she's been going through mumusha umu nokuda kwekushaiwa mwana. Kazhinji team rotaurisa iri pushes munhu to the corner and end up making wrong decisions
APA wotsvakirwa amwe mkadzi . feel for 1st wife. God will see you thru
Yaah very true i feel for her
Mmmmmm
Mwanq vanaye wani
I'm with you let's empower maiguru imagine kugara mumusha muna tete vakaita seavo wobva waita 2 -3 years usina mwana haaaa mashoko acho so uuuummm I feel for maiguru .Mwari ngaavabatsire vagone kuchengeta vana vavo.Murume uyo anonyepa kuti akatora second wife nekuti basa raiva rawanda ,mainini vati akati kana hangover nepamuri chete ndinobva ndakutora kuita mudzimai wangu pafungeyi.Uummmmm baba vane hutsinye zvavo ivava
Maiguru is too beautiful for that Kachembere keGudo. Zibaba rine 34 years marrying a 16 year old. Tete avo i kabiyas as well. Bhudhi venyu vanoda vana vadiki anovadii.
Mwari please make the Situation in Zim better. These young girls are now forced to Marry chembere idzi nekuda a betterr life. They also desire vanhu ve age yavo. Imi zi baba imi endai kunoroora ma Age mates enyu. Huyai kunesu Zvichembere zvekuma 90s musiyane nevana vadiki. Bomboclat
Saka ukuti isu bread 90s tatove zvichembere Amana kah ko kuzoti takuma 40s tetakunzi chii😂😂😂
Maiguru vane ma loose morals. Why Kuda varume vakawanda at this age.
@Ndlovini2024 Same reason why the men want multiple women saka skweya
Ini zviya handibveki hangu ndichiri kutopfeka ripped jeans @@BarbieSaviour
Wakuitawo mafeelings iwe,munhu anoroora nekudanana,maiguru vakaita chihure at her age kuita hunzenza hunonyafzisa baba vake kudaro pajekerere
Asi babamudiki Francis was not aware he’s coming on a telly show kani? You can’t just hop outta bed and make your way to a show like this without taking a bath first. Imvere dzemagumbeze idzo dzakazara mumusoro 😮😅. Learn to always be prepared. I mean be well kempt all the time.
😂😂😂😂 Lord!
kana iko kutaura kwacho nekuzhazhira ungati hadzina kukwana
😅😅😅😅Musadaro vanhu vekumusha kwedu
😂😂😂 I don’t think in a million years he thought he’ll do more than babysitting on the show😅
@@SheStoicForLife77 vafara i achievement iyoyo🤣🤣🤣
Vana havanzwe sure dzimba hadzina kucheaper idzi, kana chiri chirwere hautozive kuti chabva nepi🙌🙌🙌
It seems vana ava vanorohwa kumba, the way they built their story. Zvisinei hazvo Maiguru ava vanoda kubatsirwa. VaMugabe itai something mwana uyu abatsirike.
Yah zvirinani adzokere kuchikoro hapana zvemurume apa marara chaiwo iye murume wacho naiyo ipfambi mukadzi akauya sei mumba kana murume isiri pfambi
Zitete remumusha
Mai guru you still young and beautiful siyai marombe ayo
True
Mai guru variright pauwrong hwavo coz haungaroorere munhu kurimaka nhy after that wotora mumwe mukadzi aaa ini hnk kushare bota bodo makagona maiguru siyai kaabusive marriage ako mondotsvaga basa mochengeta vana venyu ❤❤❤❤❤ my lovely sisi you're too young for barika
Mr Mugabe munoda nyaya😂😂😂😂😂 mibvunzo yenyu surrender
@christnemangwiro my mom used to say the same thing and I would disagree with her and say mom u just hating on Tinashe but nhasi ndazvozviwona on this episode kuti it's 💯 true Tinashe anoda nyaya shuwa mabvunziro acho nemo nemo even when the people are clearly reluctant to say anything further than they have said but he keeps pushing and pushing and in a weird way kana nesuwo tinoda nyaya coz I was glued to the screen 👀🙈🙈🙈🙈🙉🙉🙉🙉🙊🙊🙊 coz I wanted to know the story 😂😂😂😂😂😂 as well 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊
Ibasa ravo ndozvavanotofanirwa kuita
😂😂😂😂 haaa vakaita kudzipepeta nyaya kusvika dzabuda😅😅
Haaa nhasi andisvota zvekuti kana vanhu varamba more than 3 times ngaasiyane nazvo@@ShortCircuit05445
@@ruetempo kkkkkkkk
Kutouya kuDNA kuzodada nebarika nhamo yoga yoga .shame😢
Very proud nenhamo,when it comes to elections inovhota namazvo team marange postori iyoyi.Very stupid indeed
@@AdonisNemarundwisaka unoda kut varegere kuvhota nekuti vari pabarika here?
and hustupid hwacho huri kubuda papi?
Ndomararamiro achiri kuitwa kuMashCentral nekunana Mutoko, Murehwa
Ndiani akati vapfumi vega ndivo vanotenderwa kuita barika? Barika is culture, traditional whether uri murombo or mupfumi and yes kana uinaro nderako unotodada naro
11:15 Maiguru eish. This man is blessed.
Good baba hamungarasi mwana wenyu zveshuwa
Vamugabe vamugabe pliz help this young innocent soul pliz anogona kuzviuraya pliz ngasadzokera kumrume
Bigup Mr Mugabe muface uyo anga asingade kutaura nyaya dzacho asi mamuzhezheudza ataura chete kkkk
These young girls are clearly victims of abuse ava.!! Chiiko nhai mkoma wangu kubva waita vana nevana kudai?
Mukadzi uyu hongu akaita chipfambi ,asi ko zvaakashanda for 5 yrs vachasheya hr ,,nyaya iyi inoda kuenda kwaMambo mukono wetsambarafuta uyu isaskamu chairo
Mukono wetsambarafuta
I think the husband atouya for ma DNA tests kuti awane kukwira dare arikutoda kunoripisa chikomba
@@faithmangundu2463 iye anofanirawo kuripiswa ,and kuroora underage ,mainini vati vakaroorwa vaine 16 yrs
Vakaenda kwaMambo murume anoripwa mari yaakashandisa kurera mwana asiri wake plus mombe dzekuputsirwa musha wake. Mutemo wekuZim haubvumiri Mambo kusheya zvinhu zvevanhu varambana. Ibasa remaformal courts, not dare raMambo.
@@Jujumunongi22they got married when the age of consent was still 16. The age of consent was changed to 18 last year, so murume haana mhosva.
Mmmmmm maiguru ndanyara I didn't see this coming 🙆♀️🙆♀️🙈🙈
So the guy was having an affair akamitisa and got a second wife, apa wife was having hers akamitiswa hey.
Tit for tat yaipira paresult kkk
Akatsvaga mwana bz bota kwaiva kusisina
It's mainini for me minding her own hokoso😂😂
kakutofara kuti maiguru vakuenda, imagine at her age kakutorwira imba zvakaoma shuwa
Vaa paduty every day, no kusheya. Pachazouya mumwe ndoo vava maiguru.
@@NondoKadzikupedza hake nguva nekukara akuigirwa mumwe wekurima naye😂😂
Kkkkk parikunotorwa umwe.yooo ladies let's learn kuzvishandira
Vanenge varikutorwarawo mainini ava muromo yasvuuka iyi 😂😂😂😂😂 varume vekurima fodya ava kushusha
ndarwadziwa hangu for maiguru.I think pane akamufurira kuti aitire murume nhumbu. And this man akakurisa for these ladies. I feel for zvinowira vana sikana ndinorwadziwa mamwe ma circumstances anosangana ne girl child,kumwe kusaziva pamwe ma situations ekumba kwawabva.....
tezvara is a humble person kubvuma kutadza kwemwana asi vasingarase wavo nekuti akanganisa
Vana vadiki endai kuchikoro kana mukana wacho uripo uyu hausi hupenyu uhu.. chokwadi kuparikwa mazera enyu iwawa sure
Well said haaa ndarwadziwawo mfunge, 😢😢😢
@@ProgressMutandwaZvakaoma askana moyo wangu waita kutsemuka chaiko for a girl child
@@Pee1908-e3u neniwo mfunge askana, mazera avo vari kuita better jobs than zvekurimiswa izvo,m 40 yrs asi mukandiona in real life ndoita kunge ndine 26yrs mfunge
Effects of economy and environment. During Rhodesian most ladies would aim to be a teacher or nurse. Now there's no value in education in Zim
@@cc35506 ukunyepa iwe,kana uri teacher itisa vana extra lessons uone,then kana uri nurse vhura surgery uone kwete kunyepera vanhu coz zvese izvi unozviita uri teacher or nurse than kunorimiswa aaaah bodo
1:05:10 saka murikuti hamuchada kutaura neni 😂😂😂😂😂 Tinashe kaa
Ndokumbirao number dzamai guru ndiwatsvagire bass she deserves btter
Maiguru vanoda help yedu senyika, zvakaoma veduwee
Murume wacho has such a high pitched voice and kaku dada so
True
Firstly i didn't like the Idea of marrying the second wife for labour.They should test the pregnancy and it's unfortunate to the first wife.umjolo uyanyisa
Mwana wangu Jaymie usaende pabarika. That's my prayer today 🙏 Mwari kana minamato yemwana wangu ichizononoka muzopindurewo. Yangu 😢
Daisy akutonga hake nàsekuru vake 😂😂😂😂😂
Tezvara tinokutendai mauya kuzomira nemwanasikana wenyu. Kutaika kunowanikwa muupenyu, asi kugona kana kutadza mwana ndewenyu.
Unomurambira ani
Bba ndinotenda nekunzwisisa kwenyu mwana mudiki ropa richiri kumhanya aotodawo murume everyday akakurumidza kuparika mwana uyo
this guy is an abuser and vasikana itai mushe kunze uku,barika at that age nemunhu asina kana chaainacho akuda kurimirwa nevakadzi
Taura hsko kuparikirwa kurimiswa
@@shingiekachemukuya vanhu kuitwa mombe
Ati haana chaainacho ndiani? Pamwe pandipotsawo.
Imagine kuroorerwa bsa rekurima😢
Saka barika rinoitwa at what age?
Unowana mumwe baby girl don't cry
Iiiih ndarwadziwa first time yangu kuchemedzwa neDNA show😢
Akakanganisa but I don't like ku louder kwaakuita murume uyo he must respect the father wemukadzi uyo
For wat? Ukunzwa ari kut vabereki ndivo vaichengeta mukadzi kumba kwavo...vaizviitirei munhu akaroorwa mangwana mangwana ari pamba penyu vachinyarara?
Vakatadzawo futi baba ivava
True
Kaana musina chekutaura nyararai. Respect is earned
I second you anoshusha murime uyu atanga achiita semunhu kwaye now akutaurisa zvakutoratidxa kuti vana ava varimujeri chaimo
Murume uyo anga asingadi kubuditza nyaya dzake bt na Tinashe unozvitaura chete
Maiguru is nice woman,truly she deserve better husband
Nice woman hure iroro, kunaka kumeso pfungwa dzizere hunzenza
True
@sabmuelngirazi9636 asi munhu anotadza hazvizorevi kuti haasi kwaye ndikwaye dear
Nice wmn manyepa henyu , muchida uyo igudo zvake chete
@@samuelngirazi9636 taurai henyu ,,mazimbo azara nepropaganda they no longer cal a spade a spade,,
Vakadzi ava vakaroorerwa kuzobatsira mface uyu basa. Ska maiguru vakatoripa kare. Belinda move on shaaa. Upenyu haupereri ipapa. Take this as a blessing. Kurambwa hakuna basa tsvaga basa uchengete vana usavatsvage baba ava. Vasiye nezvipare zvavo
Vana ava vaudzwa kuti anofumura hapwa anodzokera kumba kwavo😂😂
Oh inherera vakaomerwa
Manje mainin vakanganwa vakataura Tinashe anga aakutoziva kuti pane nyaya chete
😂😂😂😂 veduweee
Zveshuwa
Ehe
Mugabe vana vanonorohwa kumba vakataura chokwadi vana ava they are abused vabereki vevana ava kuda kunzi mune mukuwasha here torai vans evn tete z hiding something baba ava zungairwa chaiyo riri kutotipedzera data
why do you say so?
Very true vakadzi ava havasi kutaura chokwadi vanotya murume
@@considermurauzi4153Ehe vato coach wa kunzi don’t say anything!
Apa wataura sezvinotaura umwe wevanhu vanezvikomba
Ini hngu hndibvume barika never i think mukadzi uyu akadyiswa 😮😮😮😮
I feel sorry for these ladies especially mainini sure at 16 wakutorara ne a married man woenda pabarika. Ma1 aya. Maiguru life goes on this guy is an abuser waizochema pamberi. Get up dust yourself up hold your head up high learn from your mistakes move on and do better.
Chinoshamisira pakurara remarried man chii, Inga zvirikungoitika kwose uko wani,
Nhai
True@@AnneryMpankan
Mainini vachahurawo pavachatsvagirwa mumwe
Mainini vatova maiguru.
Though maiguru shes beautiful🎉😂
Baba avo vanozvida shem, asi ndivo vega vanoenda kubasa in their rural area, nxaaaaa too much pride.
Naiwo mabori iwawa wandibhohwa
Mazvionawo hre kuti Tinashe anenge achiziva maresult nekudhara kkkkk
Ndimainini varasa muromo vataura zveboyfriend.But Tinashe anga asingadi kuti mainini vati.
waona matarisiriro aaita here pakuenda kunext result. kkkkkkk
@@seerdorf6405 eeh ange achitoziva kuti pane rinemahorrow kkkk
@@siboneni8653 no ange achitoziva kuti pane rine ma horror avhura akaritarisa akaisa paside ndokutanga neriribhoo
Tinazhe anenge asingazive maresults, Mainn ndivo vavhura risiriro. Vakadzi ava vari two are abused and have been told not to disclose
Mr Mugabe those questions mange makanyora mubook or
Tinashe you're strong may god bless you unombo sangana nezvimwe
Apa asangana nebenzi apa rabhadhara service apa ava rude anozvipikisa .Radzidza kuthi vakadzi havawanikirwe basa vane rudo vanodya bota remahara iwe uchingofunga kuvachoresa foja
Maiguru I’m so disappointed ko maunzirei baba venyu kuzovanyadzisa kudai
Nhy zvako ini maiguru vandibhowa nanga ndichivimba navo but aaa ndanyara
Maiguru ragara riri hure imbwa nyoro
hama yangu ndiwe munhu ataura mashoko chokwadi kwete zvatirikuudzwa nemajoki ese ese pano
@@thegoodneighbour mubereki webenzi haana mufaro. Look how well mannered that man is 😢
@@leeG-v5u so well-said...ndoopaunoona kuti basa rekuita mubereki harisi nyore, baba vaitodawo mwana anovapa manyukunyuku paruzhinji asi hey hey sorry kwazvo
Tete kunyange Jesu akati kuvanhu vakauya nemukadzi chifeve....Kana pane asati atadza ngaatore dombo atange kumutema pakashaiwa Kana one akamutema...is as much as munhu akanganisa let's not act as if we are innocent in the eyes of the Lord.....chero muchirwadziwa saTete semunhukadzi, saamai Itai muchidzora rurimi kunyange munhu atadza
Amen n Amen to that
𝑼𝒔𝒂𝒔𝒊𝒎𝒃𝒊𝒔𝒂 𝒛𝒗𝒊𝒔𝒊𝒏𝒂 𝒃𝒂𝒔𝒂
@@PartenollorMunotyeni God tells us not to judge...who are we to judge her
@@MufarowasheMinzwa 𝒌𝒂𝒏𝒂 𝒎𝒖𝒔𝒊𝒏𝒈𝒂𝒛𝒊𝒗𝒆 𝒎𝒂𝒈𝒘𝒂𝒓𝒐 𝒏𝒚𝒂𝒓𝒂𝒓𝒂𝒊 𝒂𝒌𝒂𝒘𝒂𝒏𝒅𝒊𝒔𝒂 𝒎𝒂𝒈𝒘𝒂𝒓𝒐 𝒂𝒏𝒐𝒕𝒊𝒖𝒅𝒛𝒂 𝒛𝒗𝒆𝒌𝒖𝒊𝒕𝒂 𝒑𝒂𝒎𝒖𝒔𝒐𝒓𝒐 𝒑𝒆𝒌𝒖𝒕𝒐𝒏𝒈𝒂
@@MufarowasheMinzwa 12 Nokuti ini ndichatongereiko vari kunze? Ko imi hamutongi vari pakati penyu here?
13 Asi avo vari kunze. Mwari unovatonga. Bvisai pakati penyu munhu uyo wakaipa.
43:10 Mainini great confidence there
ZITETE IRI RICHINGOTI FACE INENGE YEDATYA RAWARAIRWA RIRI PAZUWA !!!!KUITA MHURI YAKANYANGARA ZVISO MEMOYO KUDARO??!!!IRO ZIBAMUNINI KUITA CHAPA KUDARO WAKUTODA KUKWESHWA NE VIM CHAIKO!!!BASA REKUPINDIRA NYAYA DZISI DZENYU MAPENZI,MHARADZI!!!
THIS MAN STARTED SLEEPING WITH THESE KIDS WHEN THEY WERE 15/16 that was WRONG!!! ZiTETE MBWA IRO KUWAWATA RICHITAURA ZVISINA BASA SUPPORTING STUPIDITY MAZIWENDE MBWAAA!!
THAT MKWASHA IS SO SO RUDE!!!I HOPE THIS GIRL LEAVES THIS STUPID FAMILY AND SHE STARTS ALL OVER AGAIN!!!NDAPOTA HANGU TINASHE IF THE MAIGURU WANGS TO GO BACK TO SCHOOL, i m willing to help please.
Usazodaro wena
thank you
Thank you hako.tete avo vakadzoka kumutume chete
Taura hako rinoroya
😂😂😂😂😂😂😂
Iwee mupfana iwe, wanyepa kuti mukadzi wako mudiki ane 21 years. Wakabatira mwana, wakatora mwana arimudiki chaizvo. Hokoyo.
Wakuda kunyepera kukwangwara. Ko pawanga uchiti zvinhu zvese zviribhoo wani.
Kana Ivo vabereki vevana ava vanazvowo vaidii kunotora vana😢
Ndodawo part 2
Tete ava pane basa yuwi, vanenge vachitoda zvehondo. Ndo zvitete zvinokonzeresa muma marriage edu izvi
Hamuvade ka vana tete vakadai coz vanokuudzai chokwadi. Tete havana nonsense Kuma hure. Every man should have a sister like that!
@@mbizi4573ko hanzvadzi yavo munhu kwaye here iyeye kana tikatarisa mushe
Tete is also the return soldier bamunini mujamba dish hutsvina ava
Taura zvako nxaaa manje vachanyara vanhu vadzokerana
Chokwandi havavake
I think maiguru cheated because of pressure yekuti 2 years pasina mwana then next you are being cheated i think it she was going through a lot at that moment not kuti she's a bad person
Tinashe mibvunzo yacho unoinyanya
Vatete kabhibho segwenhure murume webarika meno senjiri bamnn gezai kuita chikoko segudo rokobha muchiro nendove 😂😂😂😂
Tinashe mugabe kkkkkk your questions unearthed everything
Kusvagira mukadzi kuti awane vekushandisa kudadirwa kwacho sooo vamwe tinenge tiri murudo zvesure ndichitonzi babies handidi ushande ndokuitira zvose umwe arikutoda vekushandisa vakadzi 2 😅😅😅😅😅😂😂😂😂😂 regai ndiseke zvangu
Ko kungotsvaga vashandi mobhadhara basa roenda mberi musanyepere basa mungori vebarika uko
Kuitirwa zvese? Iwewe uchiitei?
Kumamisha zviriko 😂😂
@@beegee118 ko kumatown hakuna vane mabarika here? Vanoda rei?
Jessica Jessica Jessica 😂😂😂😂😂😂
I think people should understand that if you accept to be part of any show, the show owns you. The same here this man now wanting the show to end cos he don’t wanna answer some questions, yo man, DNA Closure Show owns you and it is their prerogative to stir the show and close the show kana vagutsikana kuti vasvika kumagumo newe. I’m sure you signed a contract with the show before you agree to appear on it.😅 Saka baba calm down.
😂😂😂
Zimurume iri rakagara rati nhumbu ahisi yangu so andizivi is the correct answer
Mainini vanemakubwa 😂but nhai belinda ungauye na baba kuzovanyadzisa kudaro here .ndanzwira baba tsitsi ini.usadaro .ndanyarira baba .waiting for part 2
But vange vane hint zvavo hant vakamboudzwa here . I think vatoitira kutiasazonyanye kurwadziwa egaega
Blood is thicker than water ,,,chero akatadza havaizotadza kumira naye kokana aidzokewa naye achizvuzvurudzwa nemazivanhu asina moyo nenyadzi satete ndavasvodera kusimudza zvioko kunge vachabaya atezvara
Maiguru anenge vakatsvaga mwana coz nguva yaita yareba uye anenge paiva pava nemutauro ndosaka vakatsvaga mwana kunge. I think inyaya yeku uya kwamainini kwangu it's because maiguru vakannonoka kuita mwana ,ndosaka murume akatadza second life achiri musikana kt wakangoita nhumbu ubve wauya kumba ..
Mmmmm ksmusekero ka mainnk kuita lunge kanzenza
😂😂😂😂😂 unobva Pahu maiguru uchienda pahu mainini .kkkkkkkkk mkadzi mudiki good luck❤
Ari kutoita maiguru soon mainini vakuuya 😂😂😂
munin'ina ndiye mukoma hre or mukoma ndiye munin'ina umm blaz vetshirt ye orange varikushotesa mvura
Ko munhu anogezerei iko kune ma sanctions
Musadaro ndi chairman ve SADC avo
😂😂😂😂😂😂idi😊
@aleckngoshi4840😂😂😂iwew
The results were heart breaking, I feel for maiguru. Bless her she was in shock, she went numb. All she needs is emotional support 🫂.
I hope havamurove. Tinashe could be more sensitive, understand your client group. I strongly believe some of the information should be in privacy.
The poor woman has been shamed am not supporting kuti she appeared to have lied but desperation of wanting to conceive. I can only imagine what it's like where they live. All the best mainini. Baba kana makwanisa torai mwanasikana nemuzukuru mwari vanokusimbisai. Mainini kana makwanisa zvichengetei.
she was not in shock, she kinda like knew but I guess she was still hoping 🙏🙏
Bamini kwamuri ikoko munotsvsga rwizi neruredzo mugeze, mozonoona chiremba,handidi kupikiswa😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Kkkkk watuonawo tumalines tuviri tutsvuku kuno twabuda😂
😂😂
Ndatuonawo =twuri twered
True