Slymedia could you please put the link for part 1 when posting part so that people like us who didn't watch part 1 can watch and understand. Thank you.
You should act more clever than this. put link to part 1 in the video description and a thumbnail at the 15 second time mark. How hard is it??? I recommended serializing your uploads... At this rate, you should consider having me as a partner 🤷♂️
Slymedia could you please put the link for part 1 when posting part so that people like us who didn't watch part 1 can watch and understand. Thank you.
Nyaya iyi is a bit complicated,but varume vave kuita business nema bishu avo!😂😂😂
extortion criminal offence
Haaa Chief inini l always listen to you every time.
Ndokupai Sando ndenyu kutonga munogona dai mamboshevedzawo chief Makoni vamboteererawo pamunotonga pamwe vangadzidze please kugara nhaka huona dzevamwe.
chief makoni vanongoda mombe chete chero uri right or wrong, chero uchitorwara
Ishe atengwa,
Amai ava vaidanana nababa avo.Mwana akadialer number sei.Ko pavakafonerwa vaikatirei fon?Ko number dzemurume uyu dzakapinda sei mufon?Why mukadzi uyo akabvuma kusirwa mari nababa avo?Vanhu vaisvirana ava.
Ko iye uyo kana vavasingadanane aiendepi uye kunodii
Yaaaa very true but on the other hand SEDUCTION iriko futi
@@haisonmuzungu753akateyerwa riva akakabira 😂
Mambo tongai nyaya zvakanaka,mukadzi uyo hachada murume saka akuramba zvese.
Amai avo vakungorwadzisa murume wavo sezvo ane mumwe mukadzi.
Uyowo chikomba aitodanana namai avo sei akauya kana aisadanana navo
😂😂anozoona chikonzi chsvika chichitora danga rese
Sei varume vanodanana vevanhu variivo vanoripiswa ko vakadzi vacho mukuvadzidzisei kuti its ok kuita chikomba moripirwa dai vachiripiswa vese.
Mwana was able to dial the number nekuti ndiye yanga irikumusoro meaning these two had been in contact shortly before .
Chief wangu ndinemubvunzo kuti sei michato irikuparara nekuda kwama massages emu phone saka 90%yevanhu varikurambana mudare inyaya yema phone nhai?
Haah zvakaoma chokwadi 😮
The other guy akatotumira mashoko enyengo kumkadzi wemunhu although aisaziva kut arikutaura nemurume. Iyoyo yagara imhosva
Chief Bushu makatsvaga huchenjeri kuna Chief Nyamaropa muchabatsirika.
Wamama 😢
Makadii Mambo Bushu nevadare vose,aaaaaa pane nyaya,muchinda uyu haasikugona kutsanangura nhau yake but mukadzi uyu ipfambi chaiyo
Kunyenga mukadzi we munhu imhosva
Ko kunyengwa nemurume wemunhu 😂😂haisi mhosva here
Yooh this guy is dangerous you are too young my brother kuronga dhende
You should act more clever than this. put link to part 1 in the video description and a thumbnail at the 15 second time mark. How hard is it??? I recommended serializing your uploads... At this rate, you should consider having me as a partner 🤷♂️
HOW DOES A CHILD OUT OF THE BLUES ACCIDENTALLY DIAL A STRANGER'S NUMBERS WHICH ARE NOT IN THE MOTHER'S PHONE
Bvunzawo😂😂😂😂
madhiri akadhirika 😂😂😂😂
Volume is very low
Noise ndeyeiko.kwachigodora zvese clear
😂😂
Even picture quality yakadhakwa yakadhakwa
Pakaipa apo😂
Volume iripasi wedzerai bhichana
Wakakonzwa zvikakonzeresa
Yaaaa kwava kutsvaga Mari kwevarume
Hapana chaano fanirwa kuripwa nekuti haana kudanana nemukadzi yake, black shirt itsotsi arikutotsvagawo mari nedemo
If the former husband z found guilty then the wife z equally guilty
Bushu sometimes is one sided.
Bushu is very biased
Varume ava vajaira kudya pfuma dzevanhu thru vakadzi vavo mazibishu nxaaaaa
Nyaya yamai ava inosanduka
Iyi imbavha iyi
CHIEF BUSHU NEMACHINDA ENYU RARAMAI MUNOGONA BASA KUNYANYA MUCHINDA WENYU UYO ANENGE ARIKU RIGHT HAAAAA PAKUONA NYAYA UNOONA ZVAKE
dzimwe nyaya endai kumatare edzimhosva munhu uyu was lured nemface uyo and extorted
Anopenga uyo
Itsotsi
Muface aitoda mari hake how do u blame munhu wawanyenga ndiwe. Ndiye akazvitanga dai asina kuzvitanga muface uyu asina kumbosvika kumkadzi wake.
CATFISHING
Humble chief
Chief bushu is our sekuru
hapana extortion apa
mukadzi uyu akushandisa nyaya iyi kurwa pachipari. murume uyu ainyenga achiziva kuti mukadzi we neighbour.