ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Alleluia
Amen amen amen
Amen ishe
This song yasimudza mweya wangu can't stop listening to it ndakungonzwa Jehovha chitonga mumoyo nemupfunga shuwa waripo warume wakatumwa kuzotirangaridza kuti ku denga kunenhaka ayiwa ndatenda hangu
Rumbidzwai Jehovhah nokusingaperi
Nguva yakwana maAfrica yedu pasi rose .
Vanhu ngatide Mwari chaizvo totyira kurasa rutendo pauri nepandiri titye kutadza Mwari mutsvene
Amen chokwadii
Keep up the good work
Amen
Amen !powerful gospel
Love this church hangu, kungoti padhuku ndopandakatadza
Aaah sister endai ku church dhuku munozodzidzira kuripfeka mave muchurch vazhinji vakauya vasingagone kuripfeka asi vakapedzisira vajaira
@@freddiemufayimystreriousofpaul ndichauya hangu ,first born yangu anga atori kumusangano
Dhuku rinokurwirai ss
Ndokunamata uku
Chitonga nguva yakwana🙏
amen
Takapiwa zvekudenga,Rev Chibhowa isimbi yaPauro iyi
Ndi Ev chiradza uyo
Akadzidzisa apa haasi Rev Chibwowa here
😍
Ndiko kuti church ya Jesu panyika
Zvinotapira kuti shuu
Ndiri muBOT but song iyi yanditira
Imi mukanzwa yacharamba moti ndiri mo BOT here ingotii yanakidza tese tiri ma BOT asi we don't address ourselves like that
❤