Ndafunga zvangu pax mass mumota ma bae achindiridzira this song it was around 12 midnight eish achindipa mazi love .kubva ipapo I'm following you jah sig
Its a nice song shuwa but pane pakakoperwa zvapo apo pari kunzi munodiwa munodiwa isong ye mukomana wepa malawi,k love Jah Signal music but nikutongotaurawo chokwadi kkkkk,volume bho here
I’m addicted to you Sig,I don’t know which drug are you coz you don’t have any cure😝😝😝apo ndatenderera mapharmacy ese thinking 🤔 une cure 🤒... Signal has done ✅ it again uyai muone 🔥🔥🔥🏃🏻♀️🏃🏻♀️🏃🏻♀️this is 🔥 lit ❤️keep the fire burning 🥵kasmile ako kanemunhu pasi 🤣🤣
Super proud mummy & and auntie. Well done @Swaah Family. @Punchline... zviri 🔥🔥🔥🔥🔥, izvi zva zvinhu kani.... @Jah Signal @faffysweetthang..!!! 👏🏾💃🏾🎵🎶 Mondi pasa manyemwe...!!!
2024 guys...haaa song iyi maOne ...my breda CEO muhombe 🔥🔥🔥🔥
Ka dance kari paunoti unodiwa unodiwa kkk ...u finished me kkkkkk
Notification squad gather here lets take a delfie. Drop a like if you love Sigi
Voice rako mhani rodzimba good music 💃💃💃💃💃
Haaaa ini hangu Jah ishasha kwandiri
The quality of this video is definitely good
i love it when the couple starts dancing .............sweet
That was the whole video 😀😀😀😀
Wow siggy kwakumberi 😍
Ndafunga zvangu pax mass mumota ma bae achindiridzira this song it was around 12 midnight eish achindipa mazi love .kubva ipapo I'm following you jah sig
Chero ukakosora sigi ini ndotamba chete💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Unodiwa unodiwa hama yangu......nice song.
This song kaaaaa 🎉
Faffy Maunga wakapenga iwewe ❤️Siggy akanyanya vele
Hatibvi pano, Swaa family all the way. Well done yet again, Jah Signal 💃🕺
Ummm let's see 🤔per day I view this song more than 3times.daily.sando dzako sigi
Its a nice song shuwa but pane pakakoperwa zvapo apo pari kunzi munodiwa munodiwa isong ye mukomana wepa malawi,k love Jah Signal music but nikutongotaurawo chokwadi kkkkk,volume bho here
Thanks for counceling vanhu vabva vatotanga kunzwanana
Nice one keep it burning 🔥
👏👏👏Faffy idrama chairo
AhaaaA Song yakaipa iyi inedzidziso
Haa Siggy unogona.
I love smart iro
Well done zvakarongeka
Mazvake mazvake haadiwe mumba, mukadaro maparadza mushaa. On repeat. Swaaaaa family. Jah kumberi
I’m addicted to you Sig,I don’t know which drug are you coz you don’t have any cure😝😝😝apo ndatenderera mapharmacy ese thinking 🤔 une cure 🤒... Signal has done ✅ it again uyai muone 🔥🔥🔥🏃🏻♀️🏃🏻♀️🏃🏻♀️this is 🔥 lit ❤️keep the fire burning 🥵kasmile ako kanemunhu pasi 🤣🤣
Kkkkk yah neh
well done!!! ndashaya mashoko...this is too good!
❤😊 munhu uyu shame ndachema zvangu
Qhubeka bhudi ngikufisela inhlanhla
Kana uchiti sigi chibaba isa like apa
Stella Mundevere katele chibaba
Zvirikt ndirambe ndichirumbidza,,, makaimba mkuru
Beautiful track much love, anozivawo zita nemasongs ekamuface kaye kekuMalawi kane track ine sound yakafanana nechorus yesong andipewo, handizive kuti ndoka searcher sei
Katelele ching'oma
Kuwoniwa
@@niyahkatsvete4162 Thanx wandigonera kkkkk
Ehe, pakadzurwa chorus you mean ?
Unodiwa unodiwa ;unodiwa hama yangu.....Jah Signari Woyeeeeee
Mavellous song and messages keep it up
akutamba Xmass nesong iyi ndipewo maLikes
🔥
Ini
Batsirawo Tocky shamwari
Nice song
Faffy wangu ❣️😘❣️
Chichiri kupisa ....#unodiwa unodiwa
beautiful 😍😍😍.mondigonera hangu
Sigie, Apa ndokupa 10 out of 10. Gud one on repeat
I'm here for #swaah family and faffy maunga
Jah signall you are the best am proud of you,keep up the fire burning
I am from Greece, I don't understand the lyrics bt this boy is lit, anogonesa mhani, usadaro mhani home.....
kkkkk from greece
Nice one keep it up
Omg this video is lit 😍😘😘😙😗😚
R1,2million Vedio u are the best Shumba munogona
Ayewa iyi ndeye 10.2 MILLION USD 🇺🇸
@@punchlineentertainment7982 even 2billion uwesi but I think u get my point
@@mercygambiza8590 hahahaha ndaibata wangu
inzwa kana zomsg racho,you never disppoints blaz swaaa......proud of by eardrums for likin ur mzk!......SIGINARI to the world!!!!!!
I’m so proud of you thank you for making your songs around the whole world
Bulawayo hoyeeee
Swaaaaah.....ko uyo ndiFaffy wandinoziva here
Signal nvr disappoints
Chirikungopisa 2021 big up jah
Super proud mummy & and auntie. Well done @Swaah Family. @Punchline... zviri 🔥🔥🔥🔥🔥, izvi zva zvinhu kani.... @Jah Signal @faffysweetthang..!!! 👏🏾💃🏾🎵🎶 Mondi pasa manyemwe...!!!
Bigup swaa family .....nyc 1
Siggie🔥❤️🔥❤️🔥 this is proper apa the message.....💯💯💯💯💯
Mazvaka mazvake waparidza apa
Moto wega wega , Christmas tawanirwa nyasha
Jah signal you are the best keep u👊👊👊👏👏p the fire 🔥 😍😍😍😘😘
I addicted to your music sigi ka that voice uuuuumm rinondipinza mujeri chaimo
Team mvenge mvenge has approved
Swaah family makanyanya big up Faffy my lovely cc wakanyanya 💃💃💃💃💃💃💃🔥🔥🔥🔥🔥❤❤❤❤😍😍😍😍
🔥🔥
Unodiwa unodiwa kkkkk true mfana wangu lets learn to love each other mumba umo
Faffy Maunga i see u sis💖💖
taura hako. I chat to that girl as well
Unodiwa babe
Kuoniwa kuoniwa
Kuoniwa kukhala na piyako
By katelele chingoma from malawi
Muchinyarawo varume kukopera kwenyu uku.
I like your music jah signal nice one
Kadance kaSig kanokukuvadza kkkkkkk I.love u man
Good piece of music very meaningful wakagona mningina
Haaaa ndaseka ndega wakanyanya shaaa😘😘😘😘😘
Jah signal unondiitira great unoziva zvaunoita
Sigi veduwe💃💃💃💃💃💃
Aizve ft SPLATTA...nyc
Aspindale Park has approved
Heavy musambo sig
Swaaaaaa
Unogona Sigi 🔥🔥🔥
Nyanyest😍😍
Great job well done 💓
Haau uy anogona uyu💪
Faffy 😻😻😻
Keep it up capetown massive mandebvu
loving the song ..well done watsotsonya mahumba
Kkkkkk
Kiss bho here fafa baby sis🤣🤣🤣🤣this video is lit,,,,,makagona guys,well done❤❤❤❤💥💥💥👏👏👏👏👏
Sigi ishasha
Sig chibaba love
On repeat 👌🥰♥️
Good you have your own TH-cam Channel ahufe wapera
Unogona Sigi♥
wakanyanya jah signal
Heavy. Yabva yatanga kutondinakaidza songa yacho
thumbs up to you naxo films
Wakagona shaa evn yo video
vanhu vondisvora ndichiti sigi andigoni naye🤦♀️ ndotadza kumuda seiko achigona zvekudai 🤷♀️, haaaaaa sigi andidi newe please , urambe uchindigonera ❤❤❤
asi kana munhu achiita thumb down anenge achirevei
izvi zvakanaka
welldone faffy
Hahahaha Splatta i see you.kadance ako kkkk❤
Bathathe Jah signal Ini ndiripo kujaivha
i love this piece of work, keep the good muzik man
Vanoti kasong tirikutokamhanya pa xmass ndipei malikes
Siginari arova marriage counselling yemufirimu chaiyo kkkk ndrikuuyawo newangu
Voice rako sigi kuseri aiwa une chipo apa wandiremera
Ndinodiwa ndinodiwa hama yangu haaaaa jah unondigonera mazvake mazvake haidiwe mumba ichokwadi ichocho 😙😙😙😙😙
Ndatot ndikutangao kucommenter nhac kukanganwa kty kune vanorarapo.....malove nemalikes sigi
Hahahakkk Patie u are too much wandiuraya nekseka kkkklkkkkwaaaaaks
Kkkkk wandisetsa shaaa
Kkkkkkkk wandisekesa hngu P
Sigi I cant stop listening well done
Ikungoita kunga ichangoburwa wakapenga
Splatta we see you big guy. Good job👌🏿👌🏿👌🏿