Vakomana vema bhemba vakabata basa ndakafara kuti hawana kuzouraya mhondi idzi bcs kuwauraya hawaizonzwa pain now mhondi dzapa wheelchair for the rest of their life. Big up team mabhemba.
Teacher ndi sponsor haasi right ndiye anoburitsa mari pose panoirika mhosva. Sekuru ava varikuda, protection as well as mun'ina uyo. Vana varikushandiswa nababa vavo through mushonga vanoitiswa zvose. Dai mhuri yemushakabvu yanzwisisa sekuru ava
Baba ava mashoko avataura akawandisa, vanoda kuchengetedzwa because vanogona kutoita target nemwana wavo akavauraya.....but yoooh mapurisa edu emuZimbabwe uchazonzwa kuti vakumhanyamhanya kutsvaga munhu aponda baba ava. Chengetai baba avo.
MPAMHANGA family yakakura chaizvo,ndadvidzva na headmistress you GRACE MPAMHANGA kukwekwe EMTHONJENI PRIMARY, ndikanodzidza futi na brother yacho TENDAI OR FUNGAI MPAMHANGA AT RIO TINTO ZHOMBE HIGH,KENNETH MPAMHANGA was senior vayigona chikoro chaizvo vanhu ivava.SO SAD ,TO WHAT IS HAPPENING TO THE MPAMHANGA FAMILY'
Dai president vaita review criteria yavanoshandisa in releasing prisoners on amnesty. Dzimwe mhosva hadzitpfanira kuti munhu aitwe pardoned asi kupika term yejeri yaanenge akatarirwa
Baba ava semunhu mukuru, ngavafambire nyaya idzi, mumusha mune mhepo hombe inoda kugadziriswa. Whatever is happening mumusha mavo is not normal. It's either pane ngozi or hurombwa huri mumusha umu zvinoda kugadzirswa.
Sly Media please read our messages. Your interviewers are very weak and disorganised. The interview has to be sequential and structured. Haikona kuita bvunguru bvangara
Kkkk todzimirwa comment section 😂😂😂. Vakasafarira macomments vanodzima comment section. Chavanongoda maviews, data redu rinoperera pasi havana basa nazvo
Makorokoza wemabhemba job well done kana chirichokwadi ........zvinodadisa izvi
"Mufudzi wemombe otevera kumashure" very strong and big words from the big man.
Zvakawoma hazvo
Ndeip
Vakomana vema bhemba vakabata basa ndakafara kuti hawana kuzouraya mhondi idzi bcs kuwauraya hawaizonzwa pain now mhondi dzapa wheelchair for the rest of their life. Big up team mabhemba.
The best reporter who listens more than interrupts with unanswered bulky questions
Vamwe vachitomushora
Teacher ndi sponsor haasi right ndiye anoburitsa mari pose panoirika mhosva. Sekuru ava varikuda, protection as well as mun'ina uyo. Vana varikushandiswa nababa vavo through mushonga vanoitiswa zvose. Dai mhuri yemushakabvu yanzwisisa sekuru ava
Mutori wenhawu changamukai bamunini chii moda kurara pabasa mukukundwa na sekuru Mpamhanga haaa changamu changamu bamunini
Mufunge henyu
😂😂😂kunge atori nenzara kunge arikuda kurara
Jornalist ita nyaya ibude mushe kwete kuti tofungidzira nxa
Taura hako hama mutori wenhau akaneta
Vemabhemba well done dai makatema vese namai nababa
Baba ava mashoko avataura akawandisa, vanoda kuchengetedzwa because vanogona kutoita target nemwana wavo akavauraya.....but yoooh mapurisa edu emuZimbabwe uchazonzwa kuti vakumhanyamhanya kutsvaga munhu aponda baba ava. Chengetai baba avo.
Kasekuru kakaromba ako hazvisi normal izvi
Well done makorokoza keep it up dai vakato bviswa nezvimbo and vachafa zvorwadza cozy uyu vakauraya akafa zvorwadza, saka good makorokoza
Baba vagona kutsanangura madhebvu akatirena vana kugara mujeri nehumhondi nekuti iyewo imhondi imbavha thanks vakomana vemabhebha daimusina kusvika dai mudhara uyu akafawo
Mashurigwi akabata basa, karma is a beach.
Mapurisa musapuse hamugoni basa makabudisirei mandebvu iye ari leader and akambopisa dzimba dzavanhu batai munhu anopikawo
.....mutapi we nhau sometimes volume ne quality inonzisa hope....data redu roperera panezvadari nekuda nyaya kwangu .....
Mr mupamhanga senior i remember him vachiri mukuru wemapurisa pa gokwe centre ! He helped me with my case !! Back then mapurisa achaita basa !!!
Mdara waMillard my Elder from Sasame 1… Good to see him
MPAMHANGA family yakakura chaizvo,ndadvidzva na headmistress you GRACE MPAMHANGA kukwekwe EMTHONJENI PRIMARY, ndikanodzidza futi na brother yacho TENDAI OR FUNGAI MPAMHANGA AT RIO TINTO ZHOMBE HIGH,KENNETH MPAMHANGA was senior vayigona chikoro chaizvo vanhu ivava.SO SAD ,TO WHAT IS HAPPENING TO THE MPAMHANGA FAMILY'
Baba vavana namai wacho vagara vatori neproblem
Musataura mazita kuchenhetedza mwana ko. Ko mapurisa kumhanya kuuya kununura mhondi pagokwe tichatoisa vakomana vemabhemba nokuti gokwe yatambudzika nokuuraiwa kwevanhu sando dzenyu vakomana vemabhemba
Sando kumabhemba vakagona basa
Mmmm ... mhuri iyi yemhondi in9gona iri team rekuuraya Munyaradzi chete anenge akutanga kuvamukira
Well done. Vakomana vemabhemba ndozvinongoda kuitwa kumunhu wese auraya Dai hurumende yangovapa Basa vanhu ava Dai makatongotema zvekuuraya chaiko
Hanzi havafambe futi vakatemwa temwa mdara uyo anyatso tsanangura kurohwa kwakaitwa mhondi idzi kkkkkkkkkkkkk
Thanks gweja, wakanyanya
Munatipao vanogonakutaura sly media please tachema!
Makagona kubata basa vakoma well done, mudzokere futi munopedzisa baba namai vacho zvivharane
Vanhu ngavadzidze kushanda zvavo pliz
Job well done
Pfuma yenhaka neusimbe zvese and in my opinion musha uyu une ngozi huru hope vakatombouraya vakawanda
I surrender to this family
Kennedy namonica vanengozi yekudya Mari yemba
Yaa zvakaoma chaiko zvaive pachena kut vana vemufi vayitodawo chitunha pasi sekufa kwa dady vavo😢😢
Dhaniyere Kachere sha unobhowa volume yako is so low
Kkkkkkkkkkk 😂😮😅 Haaaa vanhu munoda nyaya Shuwa ummmm
Volume yenyu haiskunyasonzwika
Bsba ava nevana zvese nemudzimai wavo dai vemabhemba vavagura mawoko vese mhondi dzevanhu
sly media pliz tipeiwo vanhu vanogona kutaura kwete izvi
Taura hako nyaya dzakadai dzinoda vanhu vanogona
Volume pliz presenter or journalist here mheno
Dai president vaita review criteria yavanoshandisa in releasing prisoners on amnesty. Dzimwe mhosva hadzitpfanira kuti munhu aitwe pardoned asi kupika term yejeri yaanenge akatarirwa
Vakagonekwa kana vakabhazamurwa nemabhemba mhondi dzevanhu
Ndarwadziwa chose mudhara uyu ndakasevenza naye ari officer in charge Gokwe kana manzwa mashoko ake mapurisa pliz ngaaite basa rawo chiitiko ichi chaisafanira kuitika kana vanhu ava nyaya dzavo dzakabatwa zvakanaka nemapurisa.Zvinorwadza uchiziva kuti basa iri waimbova mariri roresva kubatwa wakarisa.Ummmmm tibatsireiwo vanotungarira vana ava.Sorry mudhara Mupamhanga ndinoziva kurwadza kwazvo.
Pane Ngozi Hombe Mumusha umu trust me pane Akaromba Big time
Ndatenda mhondi dzakaoneswa Hiroshima dzisati dzasungwa, I hope baba namai vacho vachaoneswa Nagasaki in the near future
Dai vabereki vevana ivavo vakavabata vavakwature futi
Kkkkjjj
😂😂😂
@@antoniodomingo7433shuwa vabereki vavo vanoda kwete mbichana
Imi haisi ngozi here mushauyu
Kwarareyu family
Vana avo ndanachidhumo namasendeke vakamuka , mapurisa ndokutembai itai basa sebasa
Tinototemba vemabhemba kuita basa mapurisa ekugokwe ari useless
Vanhu dzidzai kushandira vana venyu nhaka musarwire pfuma dzemadzisekuru ,,vanhu dzidzai sure kuzvishandira usavengana nedzinza nevarikuzvishandira
Ngava chinovharirwa vasabude futi
Well done bcz hakuna munhu anekodzero yekuuraya munhu
Hello
Well-done vakoma vemabhemba
Vazukuru vana Baba vakaurawa tereraiwo sekuru haisi mhosva yavo vaitoda kutourayiwawo
Mabhemba ndochairo basa ramakabata makagonesa bcoz vakanzwa kurwadza chaiko kwavakakaitawo mugard jeri
There's Secret behind
Interviewer uyu ngati changamu changamu pliz
Ngozi yeGonawapotera,mumusha asi srs guys mapurisa anomboshanda sei panyaya dzehumhondi unotoona mapurisa achiburitsisa munhu anehumhondi atouraya zvirikuoneka onzi atongwe arikunze,ana huku onzi 15 yrs mujeri kujeri kune nyaya uku vanokurudzira humhondi saIshumairi wechurch yake yehumhondi akaburitswa vasina mhosva vogara mukati ipapo paritrick mapurisa akapihwa mhosva idzi ndapinzwe mukati vanhu vaone
Haaa mhuri inehurobwa or ngozi
oh oh Mr Mpamhanga is gone ,in a sad way, he was a hardworker
Ko nyaya yatangira papi? Iyi
Kune part1
Reporter unokundwa naSekuru Mpamhanga volume hausi serious
Nhai nhai
Vemabhemba makagona but sekuru mungadaiyi musina kumbobvira mapa mhondi idzo mari
Mudhara manje mukangoti so so so munenge mavingei pamedia newewo mutapi wenhau ndochii ichochi
Pakatsika remberi ndopanotsika reshure , vana ava vari kufamba muma footsteps a baba vavo
I salute vakomana vemabhemba🫡🫡🫡🫡🫡
Hanty vakomana vemabhebha vanodeserver menduro chaiyo vakagonesa
Itori hondo chaiyo😢😢
Haa vakaita hawo vemabhemba sva
Problem usimbe kuda kudya zvemahara plus godo hakuna chimwe isimbe dzega dzega
Gokwe inotyisa ndatenda hanku...nyaya dzinoburwako haiwa
Zvinofadza chose kuti boys remabhemba hapana akabatwa
Magweja sando dzawo bhoo zvekuti
GD6 yakauya ikatema tema vanhu, uku police yaine pfuti yakakoka mudenga asi GD6 yakasiwa ichibuda police yotobvunzawo kuti imota yanni yabuda apa vanhu vambonzi hands up handsup😂 police police police ka.
Police yosiya GD6
Hezvo yobusitsa mandebvu hanzi hahana mhosva 😅
Family
Saka mandebvu. Inhubu hombe bdiye atofanisa vana
Chikwata chemabhemba apa chakagona kutema mabhinya
Zvekuti bhee dai vakacadembura maoko kuita ma short sleeves tione kuti vanoponda vanhu sei
Family murisei
Baba ava semunhu mukuru, ngavafambire nyaya idzi, mumusha mune mhepo hombe inoda kugadziriswa. Whatever is happening mumusha mavo is not normal. It's either pane ngozi or hurombwa huri mumusha umu zvinoda kugadzirswa.
Mhepo ino mukira mhuri 1 hre nhai imi kana iri ngozi inofanho bata musha wese
Sm tv tipewo number dzenyu
Mutori wenhau tiitirewo serious pa volume apa
Volume wedzerai next time
Wana mhizha mapindwa neiko nhy wasekuru 😢
Haaa. Mhuri iyi ndeye quaralel.
Ingozi iyi
Ndinotsinhirana newe kana baba vevana avo vanoshandisa mishonga
Mutori wenhau bvunza relationship iri pakati pababa ava nevana ava. Dai vemabhemba vakasiya zvavazvirema nxaa
Baba vacho vanofanira kunopinga futi mapurisa onaiwo ipapo
Interviewer haagone basa hapana kana mubvunzo unonzwika
Moda ataure sei nha veduwee
Presenter uzotipawo serious volume yako kuita kunge ukukonza babie
Mubairo wezvivi rufu. Bamukuru vakapfuka
pane urombwa hwakaitika mumusha umu
Kana ngozi ..zvigona kunge kumashure uko pane akamboponda fut
@@lenainock3982 taura hako
Hanzi pandakanga ndasika Refugee 😂😂😂
Chigewenga
Mandebvu akaromba
Sly Media please read our messages. Your interviewers are very weak and disorganised. The interview has to be sequential and structured. Haikona kuita bvunguru bvangara
Kkkk todzimirwa comment section 😂😂😂. Vakasafarira macomments vanodzima comment section. Chavanongoda maviews, data redu rinoperera pasi havana basa nazvo
Hahaha so long tanzwa nyaya zvimwe zvamaakutaura izvo ratove drama😂
Those two boys deserved it i wish dai vabata baba vakomana ve GD
Sekuru vakaona horror shame vatoive nxt target zvakaoma ingozi chaiyo iyi
Kkkkk mudhara anogona kutsanangura uyu, vakamama vafana avo. Vanofanirwa kupika Jeri vachirwadziwa
Mabhemba akabata basa guru because it's sad
I think this was a planned revenge from the family of the murdered bqmkuru. Vakagona dai vakapedza vese baba naamai
Vamwe vasara be careful nababa vacho vakaburitswa avo munorongerwa mukapondwa futi dai masuduruka
Ko mapurisa akabudisa munhu akadaro shuwa
Vazukuru venyu Havana basa
Zvino zvasekuru vedu vabva vati bvuuu dzese
Mtore wenhau kridza ngonono sure!!
Vakanzwa bhata vakomananivava dai vakavatubura maziso vangauraya mkoma wababa 'guys rema bhebha dzokaizve mubhembe baba namai vevakomana ivava vakatadza kuraira vana
Nababavacho ndopa neshungu dzangu
Namaivacho futi musha wemhondi
Mapresenter enyu akaneta endefuti varikuita kunge arikumanikidzwa kutaura haana kana voice rehupresenter