Chigodora mira zvekuti mari yangu mari yangu washandei and unoziva here kurwadza kurikuita kusvaga mari 20 us yaunoda pamunhu Kuti munhu ayiwane zviri kunetsa iwe chigodora unofanira kuendeswa Kwa Chief iwe and 1 day uchapengeswa nemari dzavanhu dzaurikutora zvemutsimba
sekuru vaidzidzira ku driver ndobva vatsika munhu,driver bvaavhara nyaya ku police kuti sekuru vasasungwe since vaisava ne license ndosaka ngozi irikuuya kwavo,problem now is Chigodora anotorerei mari dze dare when he knows inyaya ye mambo,after kudya ma 20 ese aya yaakuenda kwa mambo
Vana varikudonha please go to clinic or hospital. Its just seizures or pfari. Its not ngozi. Zvengozi zvakapfuura munguva yaNehanda. Keep your cows and your money.
Headman is overzealous in his judgements. The Saungwemes need not pay anything since they did not take this issue up to him and also are not obliged to go to N'angas. Hapana arikurwara kumusha kwavo. The headman's love for money is too much
Old man may be guilty or not only God knows. People can send a ngozi spirit to you by using your name even if you are completely INNOCENT. They should ask widows falsely accused of killing their husbands. Family just want someone to be held responsible. Hiding the truth from the victim's family can also result in the same.
The way u are interrogating that old man is like u are condemning him for a crime he did not commit. Remember this happened a long time ago. U are handling this interrogation unprofessional
Chigodhora modisa mari imi pese pese mari mariii imi moda kuendeswa kwamambo zimunya
Iwe ishe vanhu vekwasaungume mhosva yavo ndeyeei chaizvo Yamukuda kudya ma 20 ese iwawo 😮 mbavha dzavanhu
Assistant basa rake nderei ummmmmm musadaroo mudhara uyooo
Munogofungidzira sei ..inga sekuru varikutaura wani veduweee
Adman Chigodora ndirimozambican asi ndinofara zvakanyanya nematongere dzenyaya dzenhu murinyandzvi
Thanks nekutipa nyaya yepanxt door chaipo...but Cephas Saungweme wanyepa kt zvakaitika kumato4 kwakwaita kakusviba l still remember patakamhanya tichiona...mudhara uyu akurohwa zvichinzi ndidriver
Iwewe wakazomhanya munhu ava kurohwa that means tsaona yakanga yaitika b4
@@MisheckMharapara-ob9vq tinogara paroad padhuze nepazvakaitikira less than 100m
Haa mukuru kaa apa mabhaiza iyi maitadza you disappointed us as we know you the best chief matibhowa
Mota ikadzima mabrake anooma saka uyu arikuti sei akazoshaya mabrake haana chaanoziwa. Mota inoshanda nevaccum pump the moment pano dzima mota vaccum inengeisisa shande kuburitsa mwey mumabrake chero shasha yekudriver haimire kunze kwekunge yamiswa nechimwe chinhukankuti yapinda mugear zvakare
Mudhara uyo pachokwadi ndiye aidriver aidzidzira kudri ver
Headman Chigodora udzai ari kunyora ma minutes asabvunza zvisina basa ngaazive kunyora.
True
Hapana masaidzi atorwa apa,uye ngozi haina kuti zvakaitika kare, dambudziko ndere kuti munomhanya kukomenda musina kunzwisisa kwakabva nyaya.
Iwe wechiheti wanga uripo heree....usadaro
Chigodora mira zvekuti mari yangu mari yangu washandei and unoziva here kurwadza kurikuita kusvaga mari 20 us yaunoda pamunhu Kuti munhu ayiwane zviri kunetsa iwe chigodora unofanira kuendeswa Kwa Chief iwe and 1 day uchapengeswa nemari dzavanhu dzaurikutora zvemutsimba
Muri kushurungudza musharukwa uyo arikuitaura zvanozivawo munoda kuti abvume mhosva yasina kuita
Uyo wema girazi ndiandi uyo ane kakuzvikudza kaanako akuto kanganisa vanhu
Ngozi ngana yada zvayo inotaura zvainoda. Remember vaya vakaripiswa mombe after vangonzwa munhu aipondwa achichema. Vakaripa kungonzwa chete kutonzi hamuna kuda kubatsira or kutaura.
Ngozi iti stubborn inoita zvayada ende hazvina basa kuti makore mangani inongouya chete
Headman uyu anodisa mari.vanhu vekwa Saungweme vanobhadharirei mari
Gear system inonzikwa sei nemunhu asingaDrive ummmmm vanhu vakutsikirira mupenyu
Kkkkkkkkkk kuswera kutenderera zvisina basa kunge mupurisa wasabhuku
😂😂😂ndasekao ipapo
Ndakutodawo kuita mukadzi wechi2 waChigodora ndimbotongawo 🤭🤭🤭
Mbavha idziii
Speed ina baba atange kubvunza awo ummm
Nyaya iyi isayi yapera baba a a ngavamboenda kumusha kwadriver Kuti ibude pachena
sekuru vaidzidzira ku driver ndobva vatsika munhu,driver bvaavhara nyaya ku police kuti sekuru vasasungwe since vaisava ne license ndosaka ngozi irikuuya kwavo,problem now is Chigodora anotorerei mari dze dare when he knows inyaya ye mambo,after kudya ma 20 ese aya yaakuenda kwa mambo
KO munogadzirira vnhu nyaya kuti muwane something here modisa Mari imi
Ngozi haina zvese izvozvo please baba awa maonero angu baba vakungosundwa kuti ngozi ibude iripirwe chete
Neni nyepe
Vana varikudonha please go to clinic or hospital. Its just seizures or pfari.
Its not ngozi. Zvengozi zvakapfuura munguva yaNehanda.
Keep your cows and your money.
Headman is overzealous in his judgements. The Saungwemes need not pay anything since they did not take this issue up to him and also are not obliged to go to N'angas. Hapana arikurwara kumusha kwavo. The headman's love for money is too much
Mari inodiwa which is very bad
These traditional chiefs are imposing fines that even legal courts don't impose, it's really sad.
Ummmmy guys that old man a kutaura chokwandi wani
Hapasati paane ngozi apa becoz hapana arikubuda kwaSaungweme
Where is driver to witness this case
Driver anzi akafa
Died
Iwo sekuru awa arikuti handikoni kudriver sei iwo anga ariAssistant driver chinombozi assistant driver chii hanty ndiDriver wespare ere saka why vachiti havagoni kudeiver???????
He assist driver for delivery and help if pane problem or breakdown
@@chingombedaries bvani heyo problem yadriver yokuparira😂😂😂😂
Assistant aisa driver kudhara ndiye aiburuka achivhura Neku vhara gedhi kana kumanya nematsamba etc
@@dorcasmushango4713 mudhara uyo anogona akabatsira driver statements yekunyeba kumapurisa
@@sadoprojects7823 hoosu tazoziyei ana Jonny came later🤣🤣🤣🤣
Nyaya idzi ava mafunnies chaiko. The accused apihwa floor kuti atsanangure, vamwe vakutopindira asati apedza. Worse vakutotaura mataurire avaiita pasina vekwaSaungeme vacho. Panoda kugadziriswa ipapo. Its no longer organised sepadare. Headman needs to fix that part
Idare remadofo
Vanhu vanzwa nekubatiswa nzeve nekurohwa mari eish😢
Pakaipa. 🎉❤
Chigodora imbomira kutora mari dze vanhu urikunyanya 1day gava richadambura musungo
Nyaya iripo kukoniwa kutonga ngozi inouya nekusundigwa
Nyaya idzi kunenge kutsvaga mari
Ko vadaidzwa here
Kkkkkkkkk y troubling this old man are you trying to be investigation officers here tongai chirikunetsa apaa
Idzi dzemagirazi dzinobvumza nemarii yekuchiurira hr vakoman😂😂😂😂
Allen aripo here
Is Allen there
Hasikuwoneka mazuvano
Pamwe wakaatsika wacho ndiye wakusairira mhepo kuna sekuru ava zvakaoma shem
Looks like sekuru vakachena
@mwanyarakwananzi ndozvandikufunga hngu
Kutonga haugone
Ko police akati chii
Ummm 2003 wen i was doing form 3 now 2023 i have 3 kids and my first born he turns 16 yrs this yr
Mudhara uyo akura anenge atovene memory loss
Ichi chidare chakazara vanhu vanokurigwa nekufunga image 2003 it's better vanzwe police report mudhara explained what he knows
Chiiko chakambonatse kuitika mufi huya utaure wakakutsika tashungurudzika
That old man must feel for his sons,why would he prefer to go and pay Ngozi yaasina kupara?
Hoooo
Vana Chakandidano ngozi inotoda kubaiwa ne jekiseni 😅
Nyangwe akafa mhuri yake inoziva
This so called dare chief wat wat are taking sides, why are they confusing the old man.
ZviHeti zvemusangano mudare zvinodei
Ngozi inotaura yega kuti inodei
Chimboupai nekumuterera mudhara uyu
But ngozi yavapo ka nhai kumuteerera hakuchashande vanhu mopera
Munina wemupari wemhosva akanyangara
11k zviri kuita ramba uri kwaChigodora unosvika ku200k
Zvinoitika muchivanhu
Old man may be guilty or not only God knows. People can send a ngozi spirit to you by using your name even if you are completely INNOCENT. They should ask widows falsely accused of killing their husbands. Family just want someone to be held responsible. Hiding the truth from the victim's family can also result in the same.
The way u are interrogating that old man is like u are condemning him for a crime he did not commit. Remember this happened a long time ago. U are handling this interrogation unprofessional
So akatsika wacho aripi?
Chidhara icho chakapfeka yeblue chine zududa
Hanzi akashaika
But ari kuramba so why ngozi ya kuteera iye?
So why yakuteera baba avo ngozi yacho
Mudhara uyo pachokwadi ndiye aidriver aidzidzira kudri ver