Andrew with due respect usapedzere vabereki avo nguva nevarume avo. Remember mwana haasikuzikanwa paari vanhu vachiita mafunnies ayo. Endesa vabereki vemwana kunana Tasvu nana Kanengo vawane help. It's now 3 days of playing.
Imagine he even end up saying why can you not forgive me ndirikubvuma wani kuti zvinhu ndakabata nekusaziva so sad. Apa maporofita hapana zvaarikuona apa
Ummmm vanhu ava anotsamwisa ava.Kumanikidza sekuru kuti vanzi vanhe mhosva.Pakutanga vakati vari kuuya kuzoburitsa pane mwana.Saka mibvunzo wangu unoti vaida kuburitsa mwana vasina kunzwera pamweya sei??Havan dare ava and Havana prophecy yavanayo.I pray that his children will never leave because of these liars.Vakangwara zvenyema ava kutambisira vanhu nguva.If they new kuti vane chikwereti sei vasina kuzvitaura pekutanga.😢😢Ndarwadziwa hangu.May God intervene in this family.
Mkoma Andrew musapedzerwa nguva hapana mweya apo sekuru var kt ndibatsirei kana kubvisa havagone ndoska var kurambidza kt havadi vanhu kutya kunzi tibvirei pano nxaa
Haaaa on a SRS note mukutipaa BP guys I've been following this issue from day one apana chirikushanda apaa vanhu vakuona avamanikidze munhu kubvuma ngataure kuti n'anga yachoo iripi haaa that's bad eish aaaah nxaa Dare ripi they are forcing this old man kubvuma zvinhu zvaasiri kuziva.
Hapana zvobuda chero Tasvu or kanengo same same....Tasvu akatadza kudzosa mwana kabiwa irinhumbu pamount upaden apo gore Tapera Ngatinyengeteri kunaJehovah chete kwete zverovana Mari apa vanhu varipadambudziko wotorerwa zve pashoma pavanapo tisanyepera vanhu ,hakuna chinokunda Jesu kristu panyika nokudenga
Nyora, nyora ndidzo dzadii. Imi vanhu mapona nekuti handiko ikoko. Ndakamboona a similar experience kwandaishanda. I learnt a lot and team iyi ndeye kunyepera vanhu through kutyisidzira vanhu. Hamuna kwamaimboenda kusvika mandipindura kuti kana muri maporofita madii kuona nekuudza vanhu zviripo. RUBBISH, RUBBISH- ndiyo ininzi exploitation yevanhu vakuru, instilling fear doubt and low esteem. Vanamadzibaba kunyepera vanhu. Kusanganisa zvidhoma nechurch. Ko munobvunzirei sekuru but munozviti munoona. Ko ingoonaika moudza vanhu. Munosecha chii chamunosecha yet you are prphets. Munonyepera vanhu. You are intimidating this elderly man. Kushungurudza mudhara, leave him and let him rest. Nyora hadzinabasa idzo-those are scars for the tatoos in the past.
Vanhu vari kupedz nguva hapana zvir kuzivikamwa mukoma Andrew endai kwasekuru kaKanengo not dram iri tiri kuda mwana isu ava vanhu vari kuda kurohwa kunyepera kuporofita uko shit dzevanhu idzo
Hapana kana one prophesy yasvitswa.. Zvese sekuru ndivo varikungotaura. Hanzi aive ma dollar uye ndaishanda and so chikwereti ndandisina. Mwari wangu andiregerere.... Sekuru ava is being abused amana. Vareurura and let them help kuwanikwa kwe mwana...
@@EverniceMuparamoto-bh8ru ZvaMwari zvinofamba bit by bit, zvemushonga kana zvaSatan ndizvo zvinoita ipapo ipapo, kana uchida kukomborerwa naMwari zvinononoka, asi zvemushonga ipapo ipapo
I personally have total respect for this sekuru Mazivanhanga. Havasi kuvhunduka and varikubvuma mhosva kuti yes ndakambobata but now ndandisisazvidi nenyaya yekunamata. Hanzi tiudzei kune chikwereti kwacho tinoripa... This is totally elderly abuse. To my fellow countrymen, lets ensure tachengetedza vakuru vedu.
Andrew, your title is very unfair to that innocent old.mishonga ipi yaunoreva in your title coz we all can see kuti the old man is innocent and vapositori are fake
apana zvinozivikanwa ne maporofita vadzingei imbwa dzevanhu
Ha taura hako fake prophets vachatora mari mahara
Sekuru is holy ava
mukoma Andrew vana madzibaba awa will never bring back the child . please endesai vanhu awo kuchivanhu chaiko , mwana akatsakatikira muchivanhu
Haiwawo havambodzosi Mwana ava vanotoreva nhema
Ava havana chavanogona vakuita ngano endai kwana sekuru ava varikutotsvaga kudya kuZim kunenzara how many days
Aaaah ko mwana ngabude kaaa nhai
Hahaha enday kwasekuru Tasvu
Hantii vataura Karen kut vakarasa divisi here saka makuita semoporofita zvinhu zvamaudzwa kare here
If kuitiswa was a person. Madzibaba bhutisi. Kule is innocent.
Andrew with due respect usapedzere vabereki avo nguva nevarume avo. Remember mwana haasikuzikanwa paari vanhu vachiita mafunnies ayo. Endesa vabereki vemwana kunana Tasvu nana Kanengo vawane help. It's now 3 days of playing.
Ukangoziva Kuti vanhu awa Havana kutsvagwa nedrewmas but ifamily yakazvitsvagira ungabatsirika
Chete chete ndovangapedza nyaya not mahumbwe ayo
Im sorry guys but zvemapositori handichazvitendi😂😂 pese ndobva ndafunga nyaya yaAdmire
Mahure magara mune madhimoni enjuzu
Panoti yaAdmire/Rumbi koti madzimai Magadaline, haah kana ini handicha trust maporofita
@@babafriday Mai vako ihure wani
After Magadalina l washed my hands munyaya dze mapostori.
True dai vakaenda kwaSekuru .dai mwana akatowanikwa
Uye sekuru ava vanenge vari kuhonest kuona kwangu
You are right chapepa
Mwana aripi😢😢 haaa makuzotibhowa
Kutibhowa chaiko, abusing Sekuru for nothing
Taura hako zvobhowa
@@estermautsa2552 nhai
Mapositori chavo kupedzera vanhu nguva chete, hapana chinogonekwa. N’anga dzemandiriri sezvakaita Tateguru TASVU hajaidze nhau yadai. TASVU to the world!
Mwana ariko here ngavangotora mwana
Imbavha idzo hapana mweya apo
Chatirikuda mwana panekuwanza minamato sadza richipora
Nhyzvako we want mwana chete
Mhuri iyi ngaiende kuvapositori veAfrica kana kumasowe eChishanu chaiwo. Izvi zvevanhu vanenge vanosanganisa kudhara uko. Vari kutambisira vanhu nguva it's not fair
This is so heartbreaking murikuabuser sekuru buditsai mwana
Kuchirikuporofita here uku kana kuti kwakutonga nyaya, because zvese varikungobvunza baba havasi kuporofita.
Nhai zvenyu
This is elderly abuse kana sekuru vati vakabata vasati vakunamata vakuramba vachimanikidzirei kutaura zvavasingazive . Rubbish
Ufunge hako ndozvandirikuona, baba ava vati vakunamata saka why abusing him.
Ukangochembera chete watova muroyi. Pamba pakangoita dambudziko vanotarisa munhu wachembera voti ndiye muroyi. Muchachembera wo
Chokwadi vanoda kusungwa
Imagine he even end up saying why can you not forgive me ndirikubvuma wani kuti zvinhu ndakabata nekusaziva so sad. Apa maporofita hapana zvaarikuona apa
TUDHARA UTWU TWAKATAKURA WORST THING HWEDZA KUNE MISHONGA ISINGAITE KUNODA VANOBATSIRA VAKASIMBA PAMWEYA
Budisai mwana imi, zvimwe zvose kumashure, musatipedzera nguva, tirikuda kuona mwana mhani
Nhy zvako vakungoita nezva sekuru zve nyora kkkkkk
Kuchembera Akuna kunaka baba vaakupihwa mhosva nekukura sorry baba guys musarase baba venyu nguva diki yasara😭😭😭😭😭😭
😢😢😢😢
Shaa avasikupomerwa havo kwatomboti ukabika sadza pamba vaiwana yava ndove kana radyiwa and vakabvuma vega wani kuti ndakabata mishonga ndichipinga misha yangu
Ufunge hko ava hapana anoona apa
If it was my relative pairohwa vanhu magemhenzi akabvaruka
😂 ichokwadi Wena kkk
Dai vatanga vaburitsa mwana vozoita madrama ndoona sezvinobuda kwete zvekunanga huroyi vanhu vanopedzesera vakurovana ngavaburitse mwana.
Ko varikunyengererachiiko kana vari maporofita ngavatore ivo
Taura hako plus varikushanda ne information yavapiwa nababa avo
Andrew ngavainde nevanhu kwa Tasvu avo
Ngavaburitse mwana first vozvotaura ma story avo edivisi ayo aaa nhai
Ummmm vanhu ava anotsamwisa ava.Kumanikidza sekuru kuti vanzi vanhe mhosva.Pakutanga vakati vari kuuya kuzoburitsa pane mwana.Saka mibvunzo wangu unoti vaida kuburitsa mwana vasina kunzwera pamweya sei??Havan dare ava and Havana prophecy yavanayo.I pray that his children will never leave because of these liars.Vakangwara zvenyema ava kutambisira vanhu nguva.If they new kuti vane chikwereti sei vasina kuzvitaura pekutanga.😢😢Ndarwadziwa hangu.May God intervene in this family.
Shortcut haishande zvirikutofamba negwara sematangiro azvakaita
Inini zviri kundibhowa kumbunyikidzwa kwevanhu vakuru in the name of chiporofita.
Vanhu avaa Havana zvavanoziva avaaa ndochokwadii
Hapana chinozivikamwa apa munhu anoziva ngaangotaura pane mwana simple kwete kuswero tenderera
Ngavataure kune mwana chete mazuvz arikufamba mwana asingabude
Hakuna maporofita akadai apa hapana another level yamatipa munotipa hasha nemaporofita enyu aya
I can't believe what I have just watched, why are these people being left to bully this old man. You can see he is exhausted from all this nonsense. 😢
That guy ane yellow gown is faking & if it was my place ndomurowa!
Taura hako anoda kupihwa gwati chairo😂😂 ndiye uya wekumboita hake mafunnies ekujamba jamba achita masummer kunge Ray Masterio 🤣🤣
@@tinovongacheryl3635imagine kuuya kunospiner zvake vanhu vachishaya mwana such a serious problem.
Ndikunzwa hasha izvozvi
Vafambira mwana saka ngavatsvage mwana kwete kunetasa sekuru
Murikupedzerwa nguva ne nguwo tsvuku hpa zvinozivikanwa apa kuuya kuzoita ngano zvavo
Mkoma Andrew musapedzerwa nguva hapana mweya apo sekuru var kt ndibatsirei kana kubvisa havagone ndoska var kurambidza kt havadi vanhu kutya kunzi tibvirei pano nxaa
They must stop asking Khulu the questions rather than for them to tell the people where the child is
Mhai zvako iwe kuswera vachipedzera vanhu nguva
Nhai zvenyu imi ngavataure kune mwana
I concur
Wasting time mwana achitofa . Brittain mwana pachena
Buritsai ***
Eeh chokwadi mune confusion 😂😂😂 hamuna chamurikuona mapostori imi. Ndafa neshungu😢
Haaa varikutenderera dai vangoita zve mwana not zvese izvo
dai vavarova vanhu ava kutambisira vanhu nguva chii ichocho chii chinenge ngozi chavari kuita
Zvikunyepa izvo mysatambudze baba venyu hama dzangu mspostori ayo ngaaamamiswe
Ngavataure n'anga yacho zita rayo
But imi vedrewmas media musangotibudisire vanhu vakafanana neava matsotsi awa
Shumba vanhu ngavanange pane mwana chete vozoita nhoroondo vatora mwana asikuonekwa uyo aaaa 😂
Siyanai nasekuru tsvagai mwana abude
Mapostori aya soo😅😅😅kungotipedzera nguva
Ava vanhu havana zvavanogona ava asi kuputsanisa vanhu misoro nxaa. Vaenda kumba kwasekuru vachiti vari kundobvisa zvinhu manje ndezvipi zvavabvisa. Hee vakasiya chikwereti kun'anga chino chino,Chikwereti ndicho chavaona chekare kare asi mwana akanyangarika manje manje vachitadza kuona paari.
Kutambisira vanhu nguva sekuru is innocent vari kuti bvisai zvese zvamuri kuona hapana chabviswa kuratidza kuti vanhu ava vakaona musha wasekuru kunaka kwakutovati vakaromba nxaaa😪
Taura zvako cuz ,mapositori Aya mamboko
Kkkk vana madzibabaka endai pane chamurikutsvaga chero vanacho munoti vvangakupai. musilver plate here murikungoodawo kkubuda ppatv chete basa radeedzerwa drumas haribude apa
😢uuuuuu mmm sekuru ava hàvana mhosva vanhu ava matsotsi vakutyisidzira kuti zvikwereti inzwai vakutii kana musina kutibhadhara weduwe vanhu ava matsotsi ndarwadzirwa kupesanisa uku batai mashoko ematsotsi
Saka varamba kuenda nevanhu
@@johangreat5922 true vakatoona kuti apa mari inobuda kwakunenera sekuru zvakaoma. Vari kuva forcer kuti vabvume zvavasingazivi
Maprofita ngaende pane mwana varikunetserei munhu
Hazvo imi vasatinetsera sekuru awa munyu anorapa havhunze nhoroondo ndaona Oga tirikuda mwana kwete drama rose iro
Haaaa on a SRS note mukutipaa BP guys I've been following this issue from day one apana chirikushanda apaa vanhu vakuona avamanikidze munhu kubvuma ngataure kuti n'anga yachoo iripi haaa that's bad eish aaaah nxaa Dare ripi they are forcing this old man kubvuma zvinhu zvaasiri kuziva.
Ngamasela 🚶♀️🚶♀️🚶♀️🚶♀️
Tshayani abantu
Awa wanonyepa hapana ngawaende kwasekuru tasvu 😊
Yaaaa uko sekuru wanopedzerwa sa magadharini
Hapana zvobuda chero Tasvu or kanengo same same....Tasvu akatadza kudzosa mwana kabiwa irinhumbu pamount upaden apo gore Tapera Ngatinyengeteri kunaJehovah chete kwete zverovana Mari apa vanhu varipadambudziko wotorerwa zve pashoma pavanapo tisanyepera vanhu ,hakuna chinokunda Jesu kristu panyika nokudenga
@@washingtonhumbasha2718 mwana weku mount hampden ayidzoka ceyxiye anga atodyiwa kare
Ngawarege kuita zvekutswagiridza purizi warikunyeba mapositori awa ngawabve
Nemhuri iyo haina kungwara iyo dene ini ndatovadzinga kare ivongava tsvake zvinhu zvacho handiti vanoziva
Muchinda uyo akangwara uyo ati imi taurai kunemwana
Kupedza nguva vachitaura zvedivi ,vachitadza kubudisa mwana
Nhai pamwe izvezvi mwana arikudya madhodhi 😅😅
Taking us to another level ndimi munechimuti Drewmas fambai naro
Haaa mukoma Andrew vana madzibaba ava Havana chavanoziva varikungomanikidza baba ava kubvuma zvavasina endesai mhuri iyi kwasekuru Tasvu vawane mwana
Ikozvino zvamakuita Sekuru yatova abuse chaiyo dai ndiri mwana wavo ndaikubhutsurai chete mukabva ipapo momanya.
Haaaaa ndayivafambisa very fast chopu chopu payimhanywa ipapo ngavasiye sekuru ummmm mahumbwe Aya
Ende varikushatirisa mapostori aya
Haaa Dai valve baba vangu mapositori Aya aimhanya sheem vanojairira
Endesai mhuri iyi kwasekuru Tasvu
Maporofita madii ktanga mambotibatsirawo kt mwana arip uye mpenyu hr mozobatsira zvenyu sekr takbowana mwana purizi msapedzere vanhu nguva kana mazvitadza taurai chokwad
Nhac matiregerera maporofita ayo haaone chinhu chero fembera fembera chaiyo havaigoni mhuri iyo ngaiende kwasekuru tasvu not kupedzerwa tym kana varikut sekuru varikuramba kutaura ngavaite zvekut mwana awanikwe vanoda kudyira vanhu mari dzavo mahara havana zvavanogona avo l think mazvionawo Drewmas
Vanish mari vamwe vanenge vari free
Mwana ngaabude first zvasekuru later aripai mwana
Vazvitadza vakushaya nyaya
Ndodzoka futi uchibvepi ko kuzochinja voice ndiri kusvotwa
Nyora, nyora ndidzo dzadii. Imi vanhu mapona nekuti handiko ikoko. Ndakamboona a similar experience kwandaishanda. I learnt a lot and team iyi ndeye kunyepera vanhu through kutyisidzira vanhu.
Hamuna kwamaimboenda kusvika mandipindura kuti kana muri maporofita madii kuona nekuudza vanhu zviripo. RUBBISH, RUBBISH- ndiyo ininzi exploitation yevanhu vakuru, instilling fear doubt and low esteem. Vanamadzibaba kunyepera vanhu. Kusanganisa zvidhoma nechurch.
Ko munobvunzirei sekuru but munozviti munoona. Ko ingoonaika moudza vanhu.
Munosecha chii chamunosecha yet you are prphets. Munonyepera vanhu.
You are intimidating this elderly man. Kushungurudza mudhara, leave him and let him rest.
Nyora hadzinabasa idzo-those are scars for the tatoos in the past.
Mapostori ayo atouya kuzopesanisa mhuri iyi. Iro ndiro drama ravanga vari kutiitira nxaaa. 2 days vachitadza kubiritsa pane mwana. Sika sika nekunetsana nasekuru. Dai vatanga kuburitsa mwana vozoita zvechikwereti chasekuru later
Nhy handiti chiri kudiwa mwana ngavataure kuti aripi ndivo vaporofita,kupedzera vanhu nguva haiwa
Kupedza data redu zvenhema kutsvaga mbiri mapositori vanoda shamhu
@@violamavhatu6434 mbiri yacho vanoiwana kupi apa ivo vatadza kuburitsa mwana
Toda mwana hatidi huroi mwana ngaabude chete
Nyaya iripo havagone ngasiye vamwe vaite sekuru ndovadii ngavatore mwana ka vozotaura ngano pave paya kkkk
Mwana aripi kwete kunetsa Sekuru avo
maporofita ndeye fake
I don't know why they are trusting them apa mwana haasati wabuda. Ngavabve and hapana muripo
Mumusha umu hamuna varume vakasvika here rovai mapositori ayo mhani imi kunyepera vanhu. Hapana zvikudzimaitidzwa apa. Toda mwana isu ngano imbomirai
Hoyooooo kkkkkkkk
Mapostori vapotsa tsoro,mwana dololo havazive kwaari Avo ngavatore pane Mwana fullstop
God delivered me from masowe confusion highest level 🤯
Ameeeeeeereeeeerreeen
Vari kunyengerera kuti sekuru vavaratidze hapana zvinozikanwa apa, ngavaende varege kupedza nguva
Drewmas Media taking you to another level ❤
Drewmas Media 😂😂 Mmm maporo fiti avo mmm Havana kutumwa kkkkkkkkk vanoda kurohwa
Wema drummer ndivo mapositori aya. Ndatsamwa ku pedzera vanhu warikuchema nguwa. Ava venguwo tsvuku ava ndo waroyi wacho chaizvo. Wasadzoke zvavo futi.
Ko mwana mupenyu hr 😢😢😢nayi
I am feeling so sad for Sekuru, ndarwadziwa ini, after Sister Magadaline will take these guys with a pinch of salt. Zvawafambira tsvee😭😭😭😭
Ini hangu andidi kuitisirwa vabereki wangu soo😢😢😢 ndarwadziwa sorry 😔 henyu sekuru
Iiiiiii Mwari huyai vanhu venyu vatanga iiiiii nyika ino yaipa ,hatichaziva chokwadi.
Hakuna chiprofita chakadaro chekufeya munhu muprofita ngaataure dare sevariri
Ratidzayi v maporofita ayo macommence evanhu,zvavarikuita zvosvoresa mweyamutswene,ngavatawure dareremwanabedzi vabvise mwana kanaachibuda uye pamweyausinachawawona nyarara ,isuveduvanababa vakatisiya regayikutambanevabereki,vaporofitiava vakurwisa mhuri ,ngavatoremwana if zvichigona zvisagoni vatawure🙏
Ini zvangu pamweya ndapihwa kuti mapotsori aya haana mweya wechokwadi, vakarombera masimba hapana zvavanogona. Ndavaregedze kunetsa sekuru. Nei ndadaro? Vatadza kuhaka, vanhu vanohaka zvemashuwa vanongotaura straight - mwana anga dai atohakwa akatodudza paari or zvakaitika kwaari nepaari. kwete kubvunza sekuru
Lol, I like your programs Andrew but aya mafunnies aya. 😂 mapositori haasi arikutitambisira nguva here ava
Ndonguwa irikupera
Sekuru vashungurudzwa havo ko ndavangoburitsa mwana ka chero sekuru vachiramba
Team rangu zvamuri vanhu vakasvika svika wani vharai door vanhu vataure panemwana vakatadza kutaura chivashandirai imi manje especially uyo atotsvetsvetera voice nekunyepa tangai naye iyeye
😂😂😂
Maposiri aya ari kuita fembera fembera .Vakumanikidzira sekuru kuti vareurure . Mwana ngabude vozoita zvimwe zvose izvo
The current situation turned to be history, please tell the world where is the child,all these questions are far fetched suggestions.
Baba ava murukuvashungurudza tisadaro akomana😢
Taura hako toda mwana hey guys
Nhayi zvakaipa mufunge.
Sekuru vapinda bizzy chavakabvumira havo
@@user-wf2dz6jf3h wachabvuma nezvawasingaziwe
@@angelinaballerina5203 kutambudza musharukwa
Mukoma neshamba huro inemasese weekend 😂😂😂😂.you take us to another level ❤
Vangadzinga vanhu vose Kuti vagodara Vega vave kuvamanikidza zvavasinga zive
Mapotsori ayo ndoma rabishi chaiwo tsvo kutsvaka mwana takarasima nezvinhu zva Sekuru ndozvamafambira here? Tirikuda mwana isu, ko ivo muporofita why vanzvinya nzwi 😂😂😂😂😂😂taurai kwazvo mutiudze kunemwana chete.
Varikunyepa Havana mweyaaa vanhuu avaaa
Madhodhi chaiwo ummmmmm😮
Tsvoooo kutiudza kut mwana arip sika nemusgarukwa
Mafokoro vanhu Iva hayaaaaaaaaaaaa
Vanhu avo ndeve fake vari kuda ktoudzwa zvese but Kuma gumo vachamamiswa chete regai muone😂
Kunyaya ane yellow uyo ngaazvamburwe
Vanhu vari kupedz nguva hapana zvir kuzivikamwa mukoma Andrew endai kwasekuru kaKanengo not dram iri tiri kuda mwana isu ava vanhu vari kuda kurohwa kunyepera kuporofita uko shit dzevanhu idzo
Vanoda kudashurwa varikutamba nepfungwa dzevanhu gegege munhu achamhanya chete apa😂
😂haaa mapositori avo ndevenhema ava chinozivikanwa hapana vanoda kurohwa
Hapana kana one prophesy yasvitswa.. Zvese sekuru ndivo varikungotaura. Hanzi aive ma dollar uye ndaishanda and so chikwereti ndandisina. Mwari wangu andiregerere.... Sekuru ava is being abused amana. Vareurura and let them help kuwanikwa kwe mwana...
Andrew batsira vanhu kwete kuita zvekufadza vanhu nenhau dzisina pundutso kudomboshava vaitamba futi rakaraka nemapositori asi nhau yakaperera kwakanengo endesa vanhu kune rujeko toda hupenyu hwemwana kwete kutipa tumadrama twemapositori
NGABURITSE MWANA KWETE ZVAARIKUITA IZVO NHAU NDEYEMWANA
Hayaas Drewmas Media taking us to another level of BP😂 Zvatishatirisa izvi😢😢😢?Ndirikunzwa kuda kurova vanhu.
Vanhu im itai mushe kana musingaon pamweya ibvai sekuru ngavaende kwasekuru tasvu
nhai Drewmas another level yedrama irori here.tiitire mushe.mapostori ayo hapana chaarikuona apo
Hayiwa buditsayi mwana mozoyita zvemushonga ya sekuru mukutotambisa nguva mazuva achifamba😭😭
Aaaaa; munoti pana mwana wavanobudisa ivava? These guyz havana zvakatimbi zvanonovona ava. Chavari kuita chaicho kuvhundusira-vhundusira sekuru avo kuti kana pane zvavanoziva varevurure bedzi. Vari kungofungira kuti sekuru ndevanoziva zvakaitika kumwana chete (vari kungoferefeta semaCID avo) - hapana chavanovona avo? Dai vachivona vaidaro vakataura chakawana mwana kana kuti kwaari kare. Mapositori anongozvita pose-pose paitika dambudziko - zvekungomanya kunotamba nevanhu izvozviizvi. Vanoda kurobwa vanhu ava.
Vari kuda kuconfuser sekuru ne mibvunzo kuvamanikidza musadaro
Vanhu vakuru angochembera ave muroyi
Mapostori efake aya kuda kumanikidza munhu mumafuta imomo muneyi ini handitembi vanhu ivava aaah
Taura hako nyaya ndeyekuwanikwa kwemwana kwete zvese izvo ana madzibaba kugongoyenderra hapana mawana arikubuda apa sekuru vakna moto duvisj nemwana zvekuenderana kupi andrew itai mushe kwete kutiunzira madrama aya amaziva mangani vanhu vachita zvisikuunza mwana haaaa batsirai vanhu avk ananeshamba shangwiti chaidzo munodziziva haaaa haaa
Ah mapositori ndizvo zvamafambira here,tikuda mwana chete,
Nhaiwe Neshamba vanhu vanourayana mhani pamwe sekuru havatorina mhosva endai kwaTasvu kwazvinobuda zvega kwete kumanikidza sekuru avo
Imi budisai mwana mwana pls
Mwana haabude APA maprofita akoniwa
Mapostori anenhema, kuvenganisa chete. Mwana first dzimwe nhaurwa mushure. Matadza basa chibvaipo.
Baba varikushungurudzwa apa
Tangai mawana mwn then mozoita zvematare
Amen.
Anogoshatirwa sei kurova hakugadzirise mishonga yakabatwa zvinoda runyararo
How many days pasina chafamba hanty varikuona pavari ngavangotore .mwana paari
@@EverniceMuparamoto-bh8ru ZvaMwari zvinofamba bit by bit, zvemushonga kana zvaSatan ndizvo zvinoita ipapo ipapo, kana uchida kukomborerwa naMwari zvinononoka, asi zvemushonga ipapo ipapo
Ndozvamafambira here imi kumanikidzira sekuru kubvuma zvavasingazive
Igotaurai panemwana mhani idzi ndidzogano dzatsuro nagudo
I personally have total respect for this sekuru Mazivanhanga. Havasi kuvhunduka and varikubvuma mhosva kuti yes ndakambobata but now ndandisisazvidi nenyaya yekunamata. Hanzi tiudzei kune chikwereti kwacho tinoripa... This is totally elderly abuse. To my fellow countrymen, lets ensure tachengetedza vakuru vedu.
Andrew, your title is very unfair to that innocent old.mishonga ipi yaunoreva in your title coz we all can see kuti the old man is innocent and vapositori are fake
Musoro wenyaya wasiwa kkkk takarasima nemishonga yavatozvitaurira vega
Sekuru Nzou ngavauye vasvitse mhepo dzitaure kune mwana.
Saka mwana aripo hre😢
Madzibaba akushandisa information yavaudzwa kuita dramma kkkk and futi kutsvaga mari uko 😂😂😂
Ehe zvavo apa kupedzera vanhu nguva
Haiwawo makutoda kubvisa zvisinei nemwana seiko imi vanhu imi musadaro
Ahhh chinyiko wanhu awo kumanikidzira zvisirizvo
Wanozoziwa kurohwa wanhu awa wari kubatanidza zvinhu
Ngawatewere mishonga yacho kwakaensa mwana
Uuummm chinyoko
Kunzanzata mweya mazvitadza siyai wanhu
Drewamas MEDIA TAKING US TO ANOTHER LEVEL nhasi ❤❤
Saka arip mwana
Chikwetereti ndechekuti kana ukaromba unozonzi uzodzosera mishonga yangu ipapo ndopaunobhadhara which means chikwereti vanacho kana vasina kudzosera vasaifanirwa kupisa vega vaifanirwa kudzosera,divisi ndokuromba ikoko vaisafanirwa kurasa vega vaifanirwa vakariendesa kumaporofita
Haaaiwawo toda mwana isu siyanai nezvunh zvasekuru
Purpose ndeye kutsvaga mwana zvimwe zvese izvo zvinozotevera. Mwana aripi ?
Taura hako nhoroondo ndedzei go straight kutora mwana
Kunga vasiri kuziva zvawafambira, nxaaaaaaa
Mukainda kwasekuru tasvu 1 day mwanaanobuda❤
Kana kwasekuru kanengo
Matsotsi vana sekuru venyu ava
Drewmas Media take us to another level by going kwaTasvu musagarise mwana abude