Madzibaba ava vanenge varikuteerwA nemweya yekujere inongodakuti vadzokere kujere futi dimon racho rinogona kungovatsvakiramhosva kutivadzokere kujere futi ndoona sekuti madzibaba havana mhosva kanakurikuti varikutaura chokwadi
Madzibaba muchengete mwana, ko hamuna kuoneswa here kuti mukadzi anemurume. Madzibaba namatai munamatise
Hapana nyaya apa asi kuti vanhu vakuru vakaita ma conscious decisions avo as individuals. Ngaachengete mwana wake chete
Ndouyawo kwamuri madzibaba ,kana muchiziva Shona iya inoti nyoka huru haizvirume .Ndinoti imbotsvagaiwo anokubatsiraiwo pamhepo inokuteerai iyo ibva pamuri musarambe muri munhu anongonzi sveku sveku nenyika
GOOD PEOPLE WE LOVE YOU ALL
We luv u too Drewmas u a taking us to another level isingasvikwe nevazhinji
I dnt knw but drewmas has changed since i subscribed muchiri muine vits ye white pliz bring bek ur old team
Madzibaba imi kwanai zvamunemweya makadii kuona kuti mai ava vanerume ndobasa renyu rekurara nevakdzi vevanhu musade kuzvinatsa
Baba ava ihure mukadzi ihure futi vakasangana nekuti baba ava kana vachiti vakauya 23feb munzvimbo feb iyeye vanga vatodanana nemukadzi nekutorara vese panguva diki dikj iyoyo munonyepesa baba ini
Mashows eDNA aTinashe avakuratidza kuti bota ririkudyiwa ipapo ipapo. Kusvika Feb vodya hawo bota munaApril aaaah vanga vatononokesa😂😂😂
Wangu vanhu vanogona kutongodanana same day,vakatorara vese ipapo ipapo
Joy, nowadays zvinoitika kutodanana or kungoonana kwakutodya bota,zvamanje manje vanhu havachina matyira
Madzibaba hanzi makanyenga vakadzi vevanhu vakawanda munzvimbo iyoyo imi wani
Kkkkkkk Madzibaba shegede mukunyepa tavanhu vakuru. Mucharohwa mukashaya nenzira yekwenyu
Madzibaba mune nhema imwi makadya bota ramai ava munofanirwa kuripa murume wemukadzi uyu uri imbwa iwe mupofita
Mapirofita enhema kkkk
Urikuteverwa nemweya wekumadokero bhururu wangu
Madzibaba munonyepesa why musina kuzvitaura pane vanhu matizei kuruzhinji kana muchitaura chokwadi
Kana kuti dai muri munhu wemweya sei asina kuona kuti mukadzi wemunhu😂
He simply took advantage yemunhu anga achitodawo emotional support. Itsotsi uyu
Madzibaba itsotsi mhani mweya hauna sei kuvaudza kuti mkadzi wemunhu plus hanzi haasi riye chete wavanyenga. Mkadzi haasi tsotsi but akazungaira chete
@@pardonmahowa131 kuzungaira kumwe kwacho ndoutsotsi hwacho.
Madzibaba ripai murume wamai ava finish and klaar and mutore hure renyu mugare naro 🙌🙌moda kuita vakadzi 2 here imi
Ko mweya aivepi muchitadza kuona kuti mukadzi uyu ane murume ko hauna kuona kuti parikupindiwa ne murume UMMMM madzibaba ityai mwari ripai kurara naye kwamaka ita masiziva imi mwana muchazoona ariwenyu
Mweye mweya kudiiko imi!? Akati mweya unokupa zvese ndiani?
Takuhuziva hunhu henyu maporofita zera renyu irori mukundiudxa Manga usati maroora muchiiteo basa rekurakasha vakadzi muchinyepera chiporofita kapenzi
Mai vaya ihure vanochiva madzibaba ava nokuti havachadi murume wavo .zvavataura zvinonzwisisika asi chaita kuti varambe kutaura pana vanhu kutya mhirizhonga zvinozoita kutivadzoserwezve mujeri
Unotopengawo iwe ...ddnt you here a previous episode vanhu vemumusha vachiti madzibaba vakatorambanisa munhu nemukadzi wake wavakanhumburisa futi ..hauna kuona vakadzi vaioupupura kuti takanyengwa namadzibaba ..its either you are ignorant or you were just born slow iwe ne 2 vanhu valiker comment yako ..haurione kuti zitsotsi zimadzibaba iri...zimuporofita renhema
Huh pakaitika chihure chaicho. Munhu unovata nemunhu vausingatozivi kuti zvurisei. Even their health status. Vese vakahurana, kana panenyaya yemwana ,Tinashe Mugabe ariko.
Panyaya yekujere hamuna kunyatsojekesa. Apo irikuterekera kunyaya yebota
Kunyemba ayiwavo wakapara mhoswa hapana mhunu anopika asina mhoswa inhema tsotsi iro vaneshamba
Ana madzibaba vakutyisa mazuvano ukaenda uchida kushandirwa vanokushandira zveshuwaaa utozoona vakurafurana nemurume ukatoshaya kuti chachiyi futi
Madzibaba hamuna kutanga maitawo zvinonzi pachirungu background check. Maifaniea kutanga maita tsvakurudzo musati marara nemunhu. Makatoita chipfambi madzibaba.
Vaida kusuka tsvimbo😂😂 nzara ye 16yez iwe unokwirwa same night uchitopedza waku rutsa mimba yabata
Vakadzi havatevedzerwi marabishi evanhu siyai mai avo ihure iro
Taura hako ungapfibwe wobvuma iwe une murume wako kumba ibhishu Mai ava
Mkapusa madzibaba muchadzokera kujeri nenyaya yehunzenza
Mai vanga vaine nzara yebonde ava
Iyi yakunetsa shedzai Tinashe Mugabe..... Tinashe hero basa
Gombwe ndaisa zvanza, siyayi nzvimbo yose yachena 🤠👏🏾
Wanhu awa waifanira kutaura nyaya dzawo waripamwe cz umwe naumwe anenge achisaidhira said rake 😂
Mukadzi wemunhu anopfimbwa asi anoramba,mukadzi ihurehozana chairo murume uyu haana mhosva,.varume vakaona uchipesuka pesuka pamberi pavo vanokunyenga havaregi chero uine murume.mukadzi wemunhu akadzikama anotyisa kusvitsa shoko .vakadzi varimudzimba chihure manyanya vazhinji venyu
Maporofita aya
Kkkkkk madzibaba vane nyaya vaitove kujeri nenyaya yerape ava
Imi mese maakuti haana kunyatsotsanangura kuti anga akasungirwei, muri kuzvidii uyu munhu haana kubata munhu chibharo uyu. Akatopfimba munhu akadiwawo Saka mhosva yaainayo chete ndeyekuti akapfimba mukadzi wemunhu Saka anofanirwa kuripa zvekuti haaizviziva kuti mukadzi wemunhu hazvinei nedare anotoripa muridzi wemukadzi
Ezaqeda lapha DNA Tinashe Bantu Nampa ngapha uprofithi vele ngu jeli 🐦🕊️🐦 bird so uyafuna ukuphindela
Maporofita mazhinj ndohunhu hwenyu munotora advantage yevakadzi vanenge vasina kugara zvakanak mudzimba dzavo,,,,, hakuna vanhu vakamaka chinamato tsek benzi ibvapa iwe
Imi madzibaba munoda rumamiso mune nhema dzisingaite
Ummm madzibaba hamuna kuchena ... nyaya dzemadzimai mukudziwanza,mwan ndewenyu uyu
Baba munonyepa 😂😂😂 kubata basa ramwari hongu .hamaizodzima phone patoipa here madzibaba kana mimba yavapo hamudzime phone . Chingotii pfungwa dzanga pesana.
Musharukwa awa wati wanoshandira pafeya havabhadharise, asi anoda ndiye anozobhadhara kuri kutenda hako. Vari vakadzi huyai nge bhinzi dzepakati. Batai murowe uyu
Mkadzi ihure ndiye anenyaya iye aigozobvuma sei achiziva kt anemurume kumba kuzoda kunyepera kt ndakashandisirwa munamato
Ndomira namadzibaba,ndiriwo mumarriage inorwadza and pese pandonyengwa muroad ndobvuma and ndovaudza kuti im a single mom,pandichazobatwa ndongonyepawo samai varikupomera madzibaba,and ndikawana anoti huya tigare tese ndoenda
Nhema dzinoti fururu tazvinzwa kuti wainyenga vese. Watizeyi paruzhinji. Unoda kurohwa iwe unoita mushe
Hw come yei madzimba,anditi mati warara makasiyana hr saka ehe nhumbu inogona kuwe yenyu
Ndisiri hangu kuti madzibaba avo vari kutaura chokwadi asi pafair vakadzi vamanje mnje havataure chokwadi kana vachitoda munhu ndorangarira rimwe gore ndakazotamba Xmas ndichirova temple run vamwe mai vasina kubuda pachena kt ndimai gunners apa ndaitove murima zvangu
Uuummm mai awoka mudhudhu chaiwo
Madzibaba wacho i basikoro
Zvakasongana zvakaita zvifukuto chifambi icho mukadzi kugugudzira munhurume
Kabenzi akoo
Murume anothembeiko uyu mmmm zvivindi izvo kusamamiswa
Asi ndiyani anofanirwa kufambira umwee mukadzi nemurumee? Ko iwe woo wemurumeee chakakutadzisa kusvika pamba pemusikana wako sezvo achiti haana murume
Madzidaddy chenjerai kudzokera kujeri,ityai Mwari.
Nyaya yapera maiva kujeri for 16 maiva mapara mhosva yei yamakagara kudaro. munenyaya baba imi
Wakambokwirirei pamusoro pemukadzi awusina chokwadi nebackground yake ...kujeri kwaive sei ..maporofita inhubu idzi kutanga kuramba matateguru enyu ndohunhu hwakaipa hwamakatotanga kuita .
Aaaaaah baba avo vane nyaya yakakurisa yavari kuvanza,nhema dzavo ndedze kujeri iro kkkkkk snr wenhema.ko cei matiza pane vanhu mazoda kutaura penyu mega
Waiting
Madzibaba mrizihure mrimbwa ft katsotsi kechirume
Thank you Drewmas Media
Mukoma Henduru pamberi nebasa
Ma Ndlovu special akuimba Abraham tiyerese
Amai ava vanonyadzisa
Havana mhosva Mai avo,vaiva nenzara plus ivo vaida munhu wekufambidzana naye ndiko saka vaidza madzitete avo
Ukangoona munhu atanga nyaya nekuti Regai ndikuedzeyi chokwadi , expects say munhu iyeye arikuda kunyeba . To start with ...vakaendera kujeri nyaya dzevakadzi .. ndizvo zvavari zvechihule hule .
Imi kuchinzi makaporofita kuti murume wamunaye haasi wenyu hapana imba, nhasi moti maisaziva...
Kkk saka kujere akasungirwa kuti mwana akamitiswa neumwemunhu here handina kupanzwisisa inini
Ihure mai vaya
Iyesuwo vakadzi tichinyanya kungopfugama pamuporofita zvee bvuu hee kumba handisi kuwana bonde vanotora advantage maporofita aya
Madzibaba hongu vakaita upombwe ko mukadzi anoita kukufambira kuuya kumba kwako usiku wotomuti huya tivate iwe uri muporofiti womuka uchinoyeresa vanhu wabva muupombwe.madzbaba vakadawo zvakapfava sehonye apa .murume kana mukadzi ndiyani anofambira umwe.apa husiku dai kuri kurumwa nenyoka uchifambira murume
Madzibaba matsotsi ndozvavanoswera vachiita nevakadzi vevanhu kumakrawa kwavo and sei vachinyanyoda kubatsira madzimai varume vavo vasipo... Culprits
Anonyepa murume uyu ngaa ripe ,he undermined mumwe murume achishandisa humbimbo hwemu jeri
Dzoka futi kujeri, urimbwa ,madzibaba chii,nxaa
Haurambe kutaura nemunhu wawakamitisa kaaa makadii kusiyana munezvakanakaa
Gadzirisai nyaya iyi otherwise mukadzi uyu anokudzoserai kujeri.
Haiwa usanyepa iwe wakaita uchiziva bt wakuda kutsvaka kuda kutanda nyadzi nekuramba ramba
Vakabatwa nemunhu abva kujeri vakapedzerwa shungu, vakacompare nababa kumba vakati hell no, marry me kkk
Muporofita uyu imhombwe amai ava imhombwe dai isiri mimba pasina zvese izvi
Saka pekuti*i wait my wife* hamuna kupanzwa here muporofita ka kkkkk kujeri kuri kukudanai zvakare
Ndikuda kumbopihwa mukana ndimbo pa this prisoner a lesson
Chero kuroora kwacho hamuwoni mahumbwe kenyenga kuseni manheru matogara mese vaneshamba dzidzisayi vanhu kuti kunonzi kuroora chii
Chitsotsi chimuporofita chastened chinongotenderera nyika dose chichimitisa vanhu chichishandisa wuporofita kuutotwaka vane vana kuti amitise zwese nevana vacho kwenyu hakuna vakadzi mbendzi mukadzi anotswakwa semombe here ayiwavo
Urikudzokera muchizarira😂
Hiiii dhamureta. Unonyepa zvekuti.....wongovingwa nemukadzi. Nharaunda yese iyi ita mushe.....
@@preciouschipamba932 hanti vanozviita vana jesu. Saka badzidI vajeso vaimuti dhamureta kana kuti rabbi. Wapabata
Madzibaba taurine chokwadi mupone makunzenga zvamurikuziva
Zvakasangana Bhishumore naBhishuress😂😂😂😂😂😂😂🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️🏃♂️
Mai ava inzenza kutaure chokwadi vakaisa madzibaba pamiyedzo
Taura hako inzenza Mai ava ...vakuda kuti murume uyu asungwe
Nxaaa nhumbu yaApril inozvarwa Jan even Feb fty 42wks +nxaaa mwana ndewako mudhara zvisina kupokana .
Chokwadi ndechekuti madzibaba maka repa mwana under age mukapinda mujeri, iyezvino makunyenga vakadzi vevanhu muri bhishu full stop
Madzibaba ava waingodiwa namai maka...hnzi ndozviitira weee ndaona madzibaba
Rume risinganyepi hariroori zvrikwese mukadzi kuzoti ati ndine murume kana handina murume ndiye anenge asvitsa shoko wakazoona kuti mukadzi wemunhu wadya bota ndomhosva yako madzibaba😅
Maiguru namainini .vanetsana mwana omitiswa,, nhasizve mai maka mamitisa chii chakadaro,,,pane nyaya
Tibvirwe uko vanhu vakawandisa vapi vanhu vacho kuna legion anenge iwewe. Zidzoro
Vanorega kutauranewe sei wakavapa pamuviri kushandisa chisimba chehi profita
❤❤❤❤❤ you drewmas media.
waida kuroora neiko usina mari iwe bhanditi...dhigirii mashumani...nxaaaa
Hayihwawo makambo tizirei Nana Neshamba nezuro, uri mburu yemunhu vanhu vaito netsana nekuda kwako iwe wakaputsa dzimba ngani dzevanhu iwe
Mweya wenyu wakatadza nei kuona kuti mukadzi wemunhu,bvapa
Mhombo iyi
Haaaa nyaya kana uchinyeba u leave many gaps it won't connect. There are so many missing paragraphs. Dots are not connecting
rovai madzibaba imbavha already ndijeri boy
MadziDaddy endai kuDNA zvonotariswa kut mwana ndewenyu here,makamhanya kuita hupombwe ndoohunenyaya yese
Vana vazhinji ndevemaporofita ndauya ne peace andid anondipikisa
Taura hako wangu
Hallo bra
Asi iwe wakapihwawo here nemuporofita
😂😂😂