Kadora kakangwamba one side saka moyo worwadza kuramba akachengeta mkadzi uyo plus anenge avakuda kumusungura kut aite hake imwe life pachokwadi mukadzi achiri mudoko plus she's beautiful
Xaaaa kana wakusada munhu siya usamanikidzwe mwari ndowanochengeta munhu mukadzi hapana machengetero aanokuita siya bhururu enda unogara wega unotosimba hako iwe zviwakadzi zvinonetsa izvi siya
Kadora kakangwamba one side saka moyo worwadza kuramba akachengeta mkadzi uyo plus anenge avakuda kumusungura kut aite hake imwe life pachokwadi mukadzi achiri mudoko plus she's beautiful
Chief Bushu one of the best ever
Mkoma wake mkadzi acharambirwa nani…hayas.. Mwari ngavano muvhuri my sister
Chief Bushu is the best
Xaaaa kana wakusada munhu siya usamanikidzwe mwari ndowanochengeta munhu mukadzi hapana machengetero aanokuita siya bhururu enda unogara wega unotosimba hako iwe zviwakadzi zvinonetsa izvi siya
Chief Bhishu ndirikuuya kuzokuonawo u are 👌
Sadombo vane Blond Beard, natural.
Mukadzi ukaita Murume 😢😢😢😢 PaMuromo tinotozviona kuti Mbuya iyi yachanyenama. Point hombe kwandiri iri kurema apa ukaona Vabereki veMukadzi vasina chido chekuenzanisa or kubatanidza ziva kuti musi waanofa Mukadzi iyeye unopika Jeri hombe. Kugara zvaenda wasununguka
Toda pepar racho cz panobvisws zvinhu zvinonyora Pasi Toda list please 😊
Panel of best elders
Haasi Chitate here uyu
Best cheaf in Zimbabwe thank you mambo
There is Chief Mutasa
Ummm father Christmas vanenge varikunyepa.
Aaaa ndarohwa nehana team iri vana vamaiguru vangu mukoma wamai kubindura ndakatomborerwa nemhuri iyi zvandityisa
Chituudzawo reason chaiyo yavakarambanirana ini ndavharwa
@@nomsanyika151murume haachina moto
Ihama dzangu vanhu ava kukayita nhamo kwanasekuru tinotosangana ndazvitya ndoo kwazvazosvika
Komurume anorwara nei nuakuramba mukadzii
@@TM-iz2kumild stroke
Abva atsamweiko murume uyu nhaimi
Pfungwa dzako stroke man dzatostrocker wo urikuti Goma rako iro negadzi raro richakugezesa here uri skupeti wahwa
Arangarigwa namwari mukadzi uyu .zvakawoma kugezesa murume mukuru. Care yemahara inorwadza😊
Anogona kubva atopora murume uyu 😂
Hapana MacBook hr anonyorwe roora😊
Ini handiite ka stress kurambwa nezvakadai. Mai masunungurws
Ndipo kamusic aka zigo😁
kufururwa nehama manje ndiye achasafa uku ukurwara usina mukadzi
That woman in the panel is full of nonsense no logic at all.pkease mubvisei
Sure here after vana 5,😢😢😢😢😢😢😢
Maonei chief
Murume uyu achaona kt mukoma vamiririra nyaya iyi vachakurasa hapana ane care newe kudarika mukadzi wako
Munhu uye mubedroom hapasisina akarohwa nestroke
Panze pekuti achinyengerera mukadzi awane anomuchengeta akutoita busy kuramba mukadzi wacho .anofunga kuti mukoma acharamba achimira naye .imboko baba ava .he is going to regret his decision paanonyatsorwara.anofunga kuti pane achamuda akadaro
Masunungurwa sister rovai pasi
Aaaaa ngavasare nemba iye ngaaende kumusha nebheke rake
Ndebvu kunge chisukiso chine sipo
😂
😂😂
Kkkkk vamwe varikuchengeta Mari avo sekuru. Sika sika nekuchengeta ndebvuuu
😂😂😂😂 @@MunyaradziKaseke
😂
Wamwe wanonzi gupuro I $20 ,ko uyu sirivha iro nderei uye rabvepi, toda $20
Vehukama ndovari kufurira murume uyu kuramba mukadzi
Vauya vakaronga hapana kana nyaya
Ndayivapo pakapihwa atezvara mombe vakayitengesa vachida kuwana mari yebhazi yekudzokera kubuhera apa maiguru mai tafadzwa manyepa
Haaa mukoma gift machema chema😅 ndaaona ma.comments enyu ese
Kkkkk dzokera unoita witness
Amai musarwadziwe murume uyu iguva zvaro ririkuda kutozvifira mwari varikuto kusunungurai mukuzopepa urwere hwaakasvaga ega mukoma wemurume muroyi anotoshandisa muni'nina wake sorry kwazvo 😊
Hurwere ndohurikumudaro
Chief bhushu na chief mutasa same sward vanogona kutonga
❤add Chief Nyamaropa ipapo also
@@NokuChuma-ve2si mabhuku mashoma kwavari
Wasiya chief Chigodora
Mambo gadzirisai wanhu kwete zvamuri kuita izviimisamambo muripo pakuyananisa
Hapana chekugadzirisa vachazvidemba baba avo vachifurirwa
Mambo ndinokumbira kuti musakurumidza kybvunza mubvunzo wekuti uchirikuda mumwe here nekuti munhuunogona kutaura kuti handichada nekuda kwemanyadzi saka ipapo ndokukumbirai kuti pasa kurumidza kubvunzwa miwake misha yenyika yedu ndapota
Musha unovakwa necouple haikona umwe achiti handichadi
Maoko neface zvamai avo ndezvemunhu one here
Hiiiiii zvakaoma bleaching
Inonzi African mixxxxx
😂😂😂😂😂😂😂😂nikisiii
Ko kunhu asingachade munhu anorambaka even pasina mhosva,rudo rwunenge rwapera 😂
Murume wacho ungati kudzungaira kana kuti ndazvishaya.
Dzirikutogaya kuti saka ndichachengetwa nani zvandaramba mukadzi
@@PrimlowTapera KKK aaah zvakaoma
Hapana problem murume akaita stroke saka haachakwanisa kuita bota agona uyo kuti mukadzi aende asati ahura
But zvakangonaka kugara naye uchipepwa zvako kana afunga kuhura anohurira kure
@@nomsanyika151 ipapa murume arikuziva kuti bota ririkudyiwa mukadzi haanga gari pasina bota saka murume zvinenge zvanga zvichimurwadza
@@ClemenceChadzinya adiiko kungotaura reason inga abvunzwa wani akatadza kutaura mambo vakabvunza zvechikomba akati hapana.chikomba
Kana asisade dnt force plizz
Zviri kubva kuhama haachanda mukadzi chete
Ihama dzangu idzi nyaya yakabvira kure but problem hama dzemurume ndooo ma1
@@giftkanyasa1610 tazviona kungoti handichada mukadzi pane vana 5 paachaona kuti hama kana azorwarisa hapana anogona kukuchegeta
Anoramba mkadzi iye avekurwara manje uchachengetwa nani hanzvadzi usafurirwe
Achaona moto zvake
Kuramba mkadzi apa kunyenga hauchagoni. Pride waiwanepi
Mukunetsa munhu ari kurwara
Someone will die soon ,if you force them
Hapana nyaya APA ngaagare nemukadzi
Anopenga uyu
Vakadzi ve buhera kuhura nekungwarisa ma1
Iwe don't paint everyone with the same brush😂
Ichokwadi vanohura vekuBuhera
Leave us alone please
Nekuroya
Pfinyamiro yamai ava ngavaende havo