@@sundaysunday2373 that why Zimbabweans we are poor,becoz anyone who is doing well,we just try to pull him down,we'll done peter my self l appreciate the work .keep on ,Shiri yekwekwe
If u have time enda kunotswaka Peter akaita zveMusic ane makore mangani uye aimboitei b4 ..to some like Tongai Music was a calling for Peter it's filling e gap saka don't compare muti wakamera newakazoitwa grafting ..He is doing well considering paakatangira ..he was Footballer uyu achitambira Lancashire Steel atori a good Striker
Fireeeeeeeeeee
Mopao Mokonzi 👏👏👏
Asisi toita basa tsuro kurara manhede kutemba speed.....
Makarongeka dhewa asi vakomana vekutamba vanomboita bvunyungera ngevatambe sei zvayiita pamakatanga mudhara vachangotisiya paye
Mfana auraya Band Uyu mmmmm those who Went to Tongai shows wil 100% AGREE neni
Kuuraya papi ita unoda Tongai chete
Tongai naPeter 2 different human beings
@@sundaysunday2373 that why Zimbabweans we are poor,becoz anyone who is doing well,we just try to pull him down,we'll done peter my self l appreciate the work .keep on ,Shiri yekwekwe
it's more than 10 years Tongayi atisiya but Peter achiri kungoridza zvingoreva kuti arikuyedza zvirikuto tadziwa nema musicians akawanda
If u have time enda kunotswaka Peter akaita zveMusic ane makore mangani uye aimboitei b4 ..to some like Tongai Music was a calling for Peter it's filling e gap saka don't compare muti wakamera newakazoitwa grafting ..He is doing well considering paakatangira ..he was Footballer uyu achitambira Lancashire Steel atori a good Striker
Shiga shiga aripi
Mopao mopao
Urikugona kuchengeta Band ra baba mufana me wazhinji wakaasisrwa ma band aya zvikaramba
Bholato chibaba ramba wakadzvanya
Good perfomance. Please nite Peter is not Tongai.
Haaa crowd yakaramba kusimuka musi uyu kkkk
Utakata attack well organise band for me,if you are like me,like
Uyo mfana mutsvuku uyo tikumuda kuband anoratidza kuziva zvavanoita
Band rakafa musi wakafa Tongai
Anogara aripo
Bring back Shiga Shiga
Ko akaendepi
Ariko shiga anenge angoita kaprob aripo hke
Dewa ndaimuda ndarwadxiwa band Rafael iri
dont worry Tongai junior aripo
Pangosara Spencer oga anobva manje manje angagarirei apa
Nababa gari rhythm
Havachaite zvemagitare kustavaga mbiri kana mari vavekunakidzwa nazvo chete ava
Anobva ikoko achienda kupi hake Spencer
Y leadguitar most of the time isina sound yakanaka, very dry hey
Zvozikanwa apana
Unovabvunza kuty variko here iwe uchivaona
😂😂😂😂😂
😂😂😂pamwe anenge actionable kuti hamupo