ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Izwi redu rine mazano asingaperi. Kufamba kwe rombe. tukwa zvako mushoriwa. ndiko kumira kwaro pasi....... ummmm . Tibatsirei baba. ndiko kuimba uku
Go johane masowe yechishanu ,,,,i love dhikisenzi
Amen,pandaona madzimai echidiki arikutamba avo ndabva ndafunga tiri pamisi mitatu hedu tichikombirerwa
Ndokumbira Jehovah mundiitire nyasha ndife ndichiteura. 🙏🙏🙏.
My best Church❤
Ndinaombeka munashenje, Jerusalem musha wababa
Mwari varikumusoro kudenga ngavanamatwe, imi vane nhaka ,makagadzwe nhaka nababa.
I feel the present of the holy spirit, Jerusalem inondikomborera zvangu Mwari itai ndisiye mabasa ese akaipa andinoita ndifambe sekuda kwenyu,ndiite basa randakasenga Ishe wangu
Ndakanga ndafa ini ndakaponera ku church iyoyo kwa murehwa, ndakaona kubata kwamwari, ndapupura.
Titende 🙏🙏🙏🙏
100% successful gosples
Im an anglican bt lm in love wth your songs
Komborerwa
Ndinonzwa misodzi, forever humbled...
Ndichadzoka kumasowe chete🙏
🕊🕊🕊🕊ndatenda zvangu
Musha vevanomutenda musha wemabasa ❤❤
Kuimba kunoburutsa ngirozi❤
Ndinonzwa kukomborerwa amen piyo
Dai Mwari atinyaradza
komborerai vanhu venyu Jehovah
Ndakanzwa vhesi rekut munyaradzi vangu ndakabudisa misodzi hama
I love my church ❤
My church hmmm ndinonzwa kukomborerwa kana ndapanguva iyi
❤ this church
Ndafunga tiripamisi paCleveland 👏
Pacleveland papi pacho
Kwababa Chamu 🙏
I am a child of this church l feel blessed brilliant
Amen ndakapfeka nguwo apa ndayambutswa ini
That's my church but lm now based in Joburg...pane kwaari here around joz plz help😢
Huya Diepsloot
Brakpan iriko Jerusalem
AMEN church yangu kusvika ndafa yepasipemuti
Komborerwai varanda Vashee 🙏🙏❤️
Glory mmmm
Amen katatu kasimgagumi.
What a beautiful song!
Wondeful, l always feel blessed when listening to your songs
amen vaimbiri i love your song just like that
I love your songs❤❤ just that i can't hear shona😭
Numbar 1 chaiyo
Proud of my church eyyy❤
Powerful 🙇🏽♂
Mu Harare ndovawanire kupi
Ndorida sangano iro
Amen Chechi yangu changu
I love this, anyone ane malyrics e tis song
Aiwa amen nekusingaperi.makatumwa itaibasa
Love this song.
Ndikundisei ndinamate amen
Forever blessed by Johane Masowe verses👌👌👌👌
Pamuzinda ka apaaa kuwadzana
Amen katatu kasingagume
My best church
Ndedzematare bira revakuru
Ndasuwa masowe
Hallelujah Hallelujah Amen and Amen 🙏
Amen amen amen vayimbiri vababa
Pamberi pamberi nekuimbira mweya
Areruya x3
Amen vaimbi vababa
Kuimba kwakanaka kunokomborera
Jesoooo
Masowe Jerusalem murikupi muS .A
Marianhill papolice station
@@faithmurwira7479 ko Harare muripi
@@lawrencezulu1158 Epworth,Mufakose,kuKuwadzana akawanda
@@faithmurwira7479iriku side kup
Rwiyo runondi ropafadza urwu
My church
Amen Piyo🙏
Katatu kanoera kasingagume
Makaipa guyz baba ekosi
Amen pio
Feel blessed
I'm blessed 🙏🙏🙏
Masowe ndizvo
Kufamba kwerombe
amen
Kuimba kwakanaka
Ndakomborerwa
Ndinonzwakukomborerwa
I lot this songs
Amen
Munoimba henyu
❤❤❤
Amen 🙏
Maverse aya anondikomborera🙏🙏🙏
Masowe
Chiremba chine moto
Amen Amen Amen
can someone give me malyrics e song iye,,, pleaseeeeeeeeeeeeeeee
vanhu vashe please
Jerusalem amen 💖
Kutumwa kwerombe kufamba kwerombe itsoka yerombe ,,nyika ine vavavengi vakatarisana newe ,,Baba toitei Baba zano ndimi Baba tongoshevedza Mwari idenga rababa rizere nemweya eri eri eriwwe
@@magretdzunadzunna6926 thank you
❤
🙏🙏🙏🙏♥️♥️♥️
Where can I find this church in uk
Church yetsotsi Everjourne
Tinotenda
Waw
Munhu yabba
Amen and Amen 🙏
Amen amen haaa ini ndonzwa kuti mwari varipo haaa Jerusalem kuseri
Amen amen imba yemabasa
😂
Jobek murikupi contact me please
DAVEYTON, BRAKPAN