This Chief is either corrupt or incompetent. Chishona chedu chiripachena. Murume akaendesa mukadzi kumusha kwake kundorapiwa aifanira kutevera kundomutora. Apa haasi kudaira mafoni emukadzi. Dare should have taken him to task and explain his actions.
Not sure. Linda summons rake rati ndinoda a share of the 3500$ from tobacco - haana chimwe chaati anoda beyond that. If she wanted anything beyond that, she would have written it down pa summons. The rest zvaari kutaura is neither here nor there
@@vimbaikakuruwo4760hongu, but pane 2 problems: - the husband says he got $1070 only, and he used it to purchase stuff they had agreed together. - mambo can not force them to share money or property in a certain way because they are not divorced
Mambo ava why varikuita zvavarikuita izvi its not fair hanty akanosiiwa anouya sei akanosiwa hanty vakamusiya ndivo vanoteera here imi mambo hamusikuona here ku mubta mukadzi uyu rough here
Saka kana adzokera pamba achanodyei iye asina mari. Murume asisipo. Mambo nedare ravo vanenge vauya kudare vakadhakwa chaiko. Dai ndaigara padhuze nemukadzi uyu nyaya yaienda kuCivil court
Uuuuuu Mambo matadza kutonga apa murume kana kumbomuvhunzawo Kuti Mwana ane 2 yrs Ari kuchengetwa nani uye ichokwadi here Kuti akaunza umwe mukadzi akarara naye Mumba meumwe Asi kungoramba muchibvunza mukadzi chete Mambo maita mudzwinyiriri apa
Mambo hamuzivi kutonga nyaya imii chenyu zvinyadzi chete mwana musikana uyo akutaura point sei musingaoni musadzvinyirira Dai mambo mutasa vapedza kare
Iri zimambo iri ziduzvi chairo haritombogone kuenzanisa rongoti maziziso ...raifanira kuita mupurisa wamambo ...muroora akaperekedzwa na bamnni vari grade 6 zvose izvo zimambo iri harisi kana kuzviisa muzidzoro maro ..Linda enda kwa Chief Nyamaropa ..cz iri ziduzvi remambo
This woman is in pain. Zvakangooma hazvo kugara mumhuri mausingadiwe unoitirwa yese ugorongerwe yese. Ugotongwa nekutongerwa. I can relate. In the process vana suffer big time baba benzi havatozvione. Siyana nazvo mdikani. Your life is more important than carrying title yaMrs. Changamire nemakurukota musambunyikidze Linda. Mida kuzopepuka afa nestress or zvirwere. Mari yefodya how do we authenticate validity yemavouchers amunawo. Chakamutadzisa kutaura about it mkadzi asati adzokera kumusha kwake. Those vouchers can be cooked. This man only wants bhoyi rekurima imwe fodya achisasana nevamwe vakadzi haasi kumuda genuinely. Aitadza nei kunomuona or kubatatsira kurapwa kwake and later his phone not reachable. Hamumirire kudzoka kwemuroora murimi makamuendesa. Sure kutenga ngoro than kurapisa munhu.
Chief Mutasa you are the worst chief ever. Your court is full of inconsistencies. Mukadzi akarwara anoendeswa kumusha kwake here?. Ko iye murume karwara anoda kuendeswawo here kumusha kwake . Mambo ityai Mwari imi.
Murikupopoteiko mu comment section? Makamboona vanhu vanogovana midziyo vasina kurambana here?
Iwe can't you see kuti the ruling was wrong?
@@pelagiamuguti8693manzwa nyaya yauya mudare here? Mukadzi akubvunza mari ye fodya,murume wacho akabuda pachena Mari yakabva ku fodya nezvese zvayakatenga zviripo, vanhu hawagowaniswe midziyo kana wasati warambana,ngatange aramba murume wozouya kudare kunogowana midziyo, mambo hawamanikidze vanhu Kuti wadanane
This Chief is either corrupt or incompetent. Chishona chedu chiripachena. Murume akaendesa mukadzi kumusha kwake kundorapiwa aifanira kutevera kundomutora. Apa haasi kudaira mafoni emukadzi. Dare should have taken him to task and explain his actions.
Mukoma chibanda imi chenyu kutipakurira chete zvamaonero edu imi siyai mungato zvimbirwa henyu 😂😂
@@manasschibanda vanhu vano share mari yawashanda imika imi
This chief doesn't qualify Even to be sabhuku rubbish
Nyaya iyi iri pachena. Dai ari Bushu, Nyamaropa naMutasa nyaya yapera kudhara. Chief Makoni hapana chozikamwa.
How can you tenga ngoro if your wife is rwara you was supposed to take zig and go to mkadzi and see how is she sezvo she was rwara
😂😂😂😂😂😂😂 comment making sense but funny at the same time.
😂😂😂😂taura hako
Chief munoshoresa madzimambo batsirai mwanasikana uyo
Chief ava zidofo and varivery greedy sei vasingambotarisewo macomments evanhu rinehudyire husingaite naiko kaassesor ako kanogara pachair refu kasingataure zvinemusoro nonsense mhani
Abuse iri pa chena vana at that age mutemo wepi asi makatengwa kani?
Saka kuroora mumwe ndokurapisa mukadzi what a joke
Am sorry to say this, but Mambo avo has disappointed me, havana kutonga nyaya iyi nemazvo, justice to Linda.
Not sure. Linda summons rake rati ndinoda a share of the 3500$ from tobacco - haana chimwe chaati anoda beyond that. If she wanted anything beyond that, she would have written it down pa summons. The rest zvaari kutaura is neither here nor there
@@ROGUE406 dai vangomupa mari yake chete
@@vimbaikakuruwo4760hongu, but pane 2 problems:
- the husband says he got $1070 only, and he used it to purchase stuff they had agreed together.
- mambo can not force them to share money or property in a certain way because they are not divorced
Linda ramba rombe iro namai varo vasingavaki nxaaa
Nhai@@ROGUE406
Hapana zvino zivikanwa na chief avo
Chief Makoni vagara avagoni kutonga nyaya, vakangwaarira zvinyadzi chete nxaaaa
Chief batsirai vanhu ava kwete kurwadzisa arikutadzirwa,be there for the vulnerable
Havagoni kutonga nyaya chief avo mukadzi aizodzoka sei kumba iye aive aendeswa akanzi tichakuvinga
Chief matadza kutonga zvakanaka nyaya iyi. You support one side.
Chief ava haagone kutonga this issue iri kuratidza kuti vakadzi tirikuzvinyirirwa 💔💔💔
@@rumbidzaikapato4765vatadza papi ,musangovenga Mambo mahara
Chief makoni naAccessor mandibhowa matadza kutonga nyaya iyi ndoosaka muchishorwa nevanhu ndazozviona y matora side remurume
Zidofo zimambo iri
This chief is a dull man.
The worst rulling ever. Does this chief has daughters??? I doubt. Madzvanyirira mukadzi uyo
Anaye 6th form pa St Faiths Rusape, Kasi wawafunga kumusvira?
Mai imi makaipa chose maparadza imba yemwana kuda sugar here kuti muroora aende mune moyo wakaoma imi asi mune mwana musikana akanzwaro unonzwa seiwo
Chief ava apa vatadza kutonga zvavo asi vakapiwa mari kani nemurume uyo
Kurwara kuno sarudzwa here imi hamugone kutonga mucha rasa vanhu nenyaya yekusa gona kutonga baba imi muri kunyora hamuzive kutonga
Mambo makoni tongayi nyaya sezvayiri inga mukadzi uyu ataura wani kuti akayendeswa nehurwere Zvamunomboyitawo mambo imimika pamwe munoporonga murume akayitira mukadzi uyu hutsinye asi hapana chamuri kuonaba
Kutonga uku kunoshoresa. They are all teaming up against this woman. Very unjust and unfair. Respect the woman. Be fair. This woman has a strong case.
Amai avo needs help. Look at how she's wasted. Murume arikuda free labour. That woman must be hard working
Aaa musatonga muchidaro madiikuita zvinoita wo mamwe MA chief matsirai amai avo
What's your take? drop your comment below 👇
Chief ava kutonga kwavo kuri biased shem ...
@manassachibanda siyana nechidare ichi cheaf ava ndeve nhema zvekutonga hazvisi zvavo
@@tendaimusimbirachako9825havatogoni zvekutonga chief ava chavanogonna kutaura zvinyadzi nekudyira vanhu mombe
Imagine havanei nemwana aendeswa kune umwe mukadzi ane 2yrs
Useless men... what's happening is obvious but they're supporting abuse yaMai ava
Chief venyu idatya
Ichi nfichochigaro che back door 😂😂😂😂 hapana zvamambo apa
Chief and mujibhas are soo biased this is soo unfair 😤
Dare iri ndere kupenga , murume haachada mkadzi ,murikureverera murume ,justice for mwanasikana.
Justice for Linda. Justice for Linda. Justice for Linda
Chief imi hamugoni kutonga makatengwa kumhata kwenyu manzwa
Yhaa taura hako
Imhata zi chief iri Roda kumamiswa
Yah mhata yavo everyday na2
Chimambo chinotengwa chinondibhowa munhu angagarire sadza hre
Linda kwidza nyaya yako kwa chief Bushu
Zvinorwadza mambo mubatiro wamaita nyaya iyi unorwadza kuvakadzi vati kupera kushungurudzwa
Chief ava nedare ravo vakadhakwa
Matofo aya
Ngaaendese nyaya kucivil court especially pamwana apo imhosva iyo inosungisa murume
Justice for Linda
Dai wakangoenda kwamambo Bush, Nyamaropa kwamambo Mutala havatore side
Another reason why traditional courts are a joke😂
Mambo uyu wisdom haana zvake anotonga zvechidofo nehudyire
Mambo Ndyire . Amugoni kutonga zvenyu imi mambo wekumama imi aahh ! @ justice for Linda
Sis Linda makushungurudzwa nemurume nehama dzake uku makushungurudzwa zve namambo haaa zvakaoma sis .Dzokerai kimba kwenyu sis
Chief ava vagara havagone kutonga zvinoda chief Mutasa kwete ava hamugone mambo imi muri dzungu
Vana Nyati musatinyadzisa mhani.Matongeroi amuri kuita .Itai sevanhu vakuru uye vanewo vanasikana
Nhai Manasschibanda,vanomboonawo macomments here vakuru ava😂😂😂.Because to be honest that is how we grow
Many comments against the Chief doesn't mean is ❌wrong
@@manasschibanda My question not answered
Mambo ava why varikuita zvavarikuita izvi its not fair hanty akanosiiwa anouya sei akanosiwa hanty vakamusiya ndivo vanoteera here imi mambo hamusikuona here ku mubta mukadzi uyu rough here
Aaah Linda sorry ndokuziva uyu anogara Kwa Landon's.. watching from UK
Saka kana adzokera pamba achanodyei iye asina mari. Murume asisipo. Mambo nedare ravo vanenge vauya kudare vakadhakwa chaiko. Dai ndaigara padhuze nemukadzi uyu nyaya yaienda kuCivil court
Yes baba ava vataura ava .Munhu uyu akatombofa akadzoswa mhani imi .murume uyu ngaape mkadzi mari ngava sheye
Mukadzi has the right to claim 20 000 over 8 bales because she wasn't given the vouchers so what else do you expect from her
Very fair judgement. Dzimba dzimombonetsa let's be patient.
Mambo matonga zvakanaka mai ngavaende pamusha votanga varambwa zviripachena
Vakasarambwa zviri pamutemo vanenege vachingo suffer varipo pamba nenzara. Dai vati vapihwe mari yavo vatenge chikafu
Chief Tongai nyaya zvakanaka. Don't be one sided. Murikudzwanyirira mukadzi. There's no fairness in this case.
Chief Mirai panzvimbo musarerekera divi kana vanhu vauya kwamuri kutsvaga rubatsiro zvino mukarerekera divi matouraya.
Uuuuuu Mambo matadza kutonga apa murume kana kumbomuvhunzawo Kuti Mwana ane 2 yrs Ari kuchengetwa nani uye ichokwadi here Kuti akaunza umwe mukadzi akarara naye Mumba meumwe Asi kungoramba muchibvunza mukadzi chete Mambo maita mudzwinyiriri apa
Hapana zviripo pachimambo ichi chakangwarira dzekunyengerana vakadzi
Mambo uyo doesn’t stand for the abused woman. Vamwene ne mwanakomana wavo I ndururani. Panemuroora mutsva mambo kutsitsirira mwanasikana uyu
Mambo hamuzivi kutonga nyaya imii chenyu zvinyadzi chete mwana musikana uyo akutaura point sei musingaoni musadzvinyirira Dai mambo mutasa vapedza kare
Sorry vari pano, I'm so angry with this. This is abuse. Sometimes zvibvunze kuti, dai ari mwana wenyu?
Ava mambo ava wisdom inenge shoma
Ndokumbirawo kana mambo Bushu kanaNyamaropa vachinzwawo nyaya iyi vabatsirewo mukadzi uyu
Ndavanyarira chief.kuita pwere kudaro😢
Justice for Linda plz
Kodzero dzemadzamai hamudzizive here
Chief nhasi makadhakwa panyaya murikubvunza zvisina maturo inzwai pane nyaya yemukadzi mubatsire kwete kubvunza nyaya yekugova.
Ko kutakura mwana weumwe mukadzi muchienda neumwe mukadzi apa vomunyima mari yefodyaa yaakarima nxaaaaaaa mune utsinye hama dzemurume new murume wacho ,chief matadza henyu kutonga hamuchazive kodzero dzemadzimai here
Linda arikutoda deliverance.kungoonekwa sechinhu nhando kwese kwaaenda even kudare 😢
Chief batsirayi mudzimai uyo murikumumbunjikidza gadzirisayi vana avo kuti mukadzi ndomuda inhema dziripachena ko akanofa chief ka tongai pachokwadi
Chief chief woyeee batsirai makapihwa basa kuti musha itai nemazvoo plizzzzzzz
This woman is not being fairly treated by dare and the family she married into. This man has another woman in his life. It just doesn't make sense.
Chief vachashoresa matare echivanhu ava
Iri zimambo iri ziduzvi chairo haritombogone kuenzanisa rongoti maziziso ...raifanira kuita mupurisa wamambo ...muroora akaperekedzwa na bamnni vari grade 6 zvose izvo zimambo iri harisi kana kuzviisa muzidzoro maro ..Linda enda kwa Chief Nyamaropa ..cz iri ziduzvi remambo
Chief makapiwa chiwoko muhomwe nemurume uyo imwi murikutonga mhunu asina mhoswa muchisiya anemoswa makoniwa apa
This woman is being abused ,tipeyi number timuudze ayende mberi nenyaya yake #justiceforlinda
Mambo Mirai panyaya mukadzi haana kuenda ega ndivo vakauendesa saka momuti aenda ega here musadaro
endai nenyaya iyi kunaCheif Mutasa kana Chief Nyamaropa along side Chigodora ndiwo anonzi maChief kwete matakanyanya akadai mukadzi uyu anofanha kuripwa
Haaaaa Chief ava nevanhu vavo avo vanodzvanyirira vakadzi zvavo
Vana Nyati musatinyadzisa mhani.Matongeroi amuri kuita .Itai sevanhu vakuru uye vanewo vanasikana
Munotishoresa mhani😮
Hamugobe kutobga mambo imi munemwoyo valaipaa full stop
Is it not the right of this man kurapisa mudzimai wakeee is he not supposed to give a helping hand kumudzimai wake mambooooo imi iguka here
Mambo nedare renyu you're the worst. Vanhu vakaendesa munhu kunorapwa, why didn't they make a follow up.
Mambo ava havagoni kutonga nyaya dzavo dzese vanhu zivai kwekuno reporter mhani Nyamaropa arriko wani naMutasa
This woman is in pain. Zvakangooma hazvo kugara mumhuri mausingadiwe unoitirwa yese ugorongerwe yese. Ugotongwa nekutongerwa. I can relate. In the process vana suffer big time baba benzi havatozvione.
Siyana nazvo mdikani. Your life is more important than carrying title yaMrs. Changamire nemakurukota musambunyikidze Linda. Mida kuzopepuka afa nestress or zvirwere. Mari yefodya how do we authenticate validity yemavouchers amunawo. Chakamutadzisa kutaura about it mkadzi asati adzokera kumusha kwake. Those vouchers can be cooked. This man only wants bhoyi rekurima imwe fodya achisasana nevamwe vakadzi haasi kumuda genuinely. Aitadza nei kunomuona or kubatatsira kurapwa kwake and later his phone not reachable.
Hamumirire kudzoka kwemuroora murimi makamuendesa. Sure kutenga ngoro than kurapisa munhu.
Mukadzi uyu ane nyaya dzake pamazuva mashoma iwayo kwavakuti handichada varikuda counseling
akaendesa mukadzi akazoteera here
Oye akaendeswa Maida Kuti adii mambo tinha zviripa chokwadi , eheka paunodiwa unopaonawo mambo
Handichateereri zvobhowa kuteerera nyaya isingatongwe zvakanaka Mambo havazive chinhu ava
Saka vanhu vakushandira mwedzi yese iyo kamari ikako chete💔💔
Chief Makoni you are a very bias leader.
Chief mukutadza kutonga apa muri kuside remumurume benzi sei vasina kana kumutera kumba kwavo murume hachadi mkadzi apa anonyepa kuti mkadzi akumuda kutya kuripiswa uko haaaa chief matadza apa Tete avo imharadzi
Murume ngaape mukadzi mari yese. Haasi kubatsira paurwere. Hazvirewe kuti tezvara ndivo wanofanira kuburitsa mari wega.
Chief ava vakavenga vanhu kadzi,vanongoda kuroiwa variivo
Chidare chema dhakwa ichi ,havatonge chinhu.ava ,vanobhohwa ,l think nyaya dzakadayi dzinoda chief Bushu idzi potai muchivashevedza vakubatsirei kuti dzinotongwa cei ,
Ivo tete vanowanepi simba rekututisa maiguru. May tete reap of the seed she sowed.
Nyaya haina kutongwa zvakanaka ishe ndinosikutendayi matongero amunosiita dzimwe nyaya ....iyi mamamira chaiko...kuremera divi rimwe sesvimbo 😅😅😅😅😅
Haa cheef awa wane feva awa havagone kugadzirisa nyaya
Chief Mutasa you are the worst chief ever. Your court is full of inconsistencies. Mukadzi akarwara anoendeswa kumusha kwake here?. Ko iye murume karwara anoda kuendeswawo here kumusha kwake . Mambo ityai Mwari imi.
This ain't chief mutasa my guy, chief mutasa is the best wena, awa ndichief makoni, don't get it twisted please
Chief ava vagara imha..vanotongera chitororo
Chief ngavayananinese vana ava
Makoni mist be removed as chief he doesn't know anything. All he knows is extortion haagone kutonga.
Pakanganiswa ndepapi pamaona
Vamakoni vanenge vakakurira kunze kwenyika havana chavanoziva even ma Assessor avo hapana zviripo .handizvi kut havatarisi nyaya dzemamwe ma chief err anotonga nyaya .mudare umu muna mama vagiant vaya sabhuku ndoega munhu wandakaona anoziva zvaanoita izvi zvidhara zvouya kudare zvakadhakwa
Chief makoni murimbwa nxaaa dzidzai kune mamwe madzimambo tseq kungongwarira kusvira chete nxaaa
Chief ava vakadhakwa mutongo wavo havagone kutonga
Mambo imi makadhakwa ndozvinoita mhuri hr izvozvo kurwadziwa kushare zvamusina kushanda ko pamwe ndivo varikumuroya akafa munozoshare nani itai zvinoita mamwe madzimambo zvokuongorora nyaya keazvo
Mambo ka musadaro. Kuda mari yedare here
Chief ne dare mwakatadza. That woman was mistreated and akarambwa pachena. Exploitation of disadvantaged African women
Mambo iri harina wisdom.
Chief ava vanombunyikidza kodzero dzemadzimai