ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Chief Mutasa may the Lord continue to give more wisdom inenge ya king Solomon You are amazing and I watch you every week from Australia. Blessings
Love you Chief Senator Mutasa live long
Mwari akkupai uchenjeri hwasolomon stay blessed
Zviuya zvinonzi hazviwanane asi apa zvakawanana..Tinotenda gogo Mutasa nehuchenjeri hunobva kumusoro kudenga nemunamato unosimudzira
Shumba Gwara, Bingaguru to the world!
King Solomon senator chief mutasa the wise men MR senator
Makatengwa namufundisi imi panyaya nemukadzi wemunhu waakatora
Muface uya wanga arwadziwa kuti mukadzi anga ave nemumwe. Deno asina kupa mukadzi gupuro zvaibuda. Ngwarayi varume
Mhosva yakaitika asati apa mukadzi gupuro plus akaisa nyaya yake kudare achiti mfundisi vakaputsa imba yangu zvinova izvo zvakaitika saka ngaitongwe zviri straight@@canterburyfarmtrymore3379
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 nyaya iya ngaidzoke futi mudare paya pakadyiwa mari chete
Yaa nyaya iyi iri kutirwadza nazvino ,paya Mambo wakaporonga
Pliz we need nyaya iyi mudare l knw kuti haina kupera sekutaurwa kwazvo
Yu deserve that title ,mune wisdom zvenyu ,asi tine chichemo 1, nyaya yamufundisi ku lodge Haina kutifadza
Wamutasa kana nyika wanotonga ngaapinde hake mkomana❤❤❤❤🎉
Well done Chief Senator
Makorokoto makorokoto Mambo Mutasa. Mwari vakomborere matongero enyu aneuchenjeri Chief Senator Mutasa. You deserve it.
Mabiko eyi nhayi
Shumba to the world mambo mutasa just like king Solomon
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 shumba may gob bless nd protect you always 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉amen
You deserve it chief senator Mutasa.mwari warambe wachikutungamirai nekuwandudza uchenjeri hwamunawo.
Makorokoto mambo Mutasa Senator Mutasa zvayendwa izvi 🎉🎉🎉
Deno MaChief ose anehuchenjeri sewaChief Mutasa ,chokwadi mumhuri taigara zvakanaka.
Makorokoto mambo mutasa munokodzera kupihwa chidanho ichocho🎉🎉🎉
❤❤❤mambo mutasa tokudai🎉
Mambo Mutasa number 1.
I love moto to be honest akaipa talent riripi pana moto...
Chief Mutasa munodadisa rambai makadaro.
uchenjeri wa .mambo Solomn rambai muchikomborerwa munogona mambo
Makorokoto chief senator Mutasa
What are those guys in uniform doing there they are wearing something like border Gezi uniforms..is that a rally or what?
Makorokoto mambo mutasa,even appointment yenyu yokuita senator,vakatarisa huchenjeri nohutongi hwenyu,mwari ngaakuitirei zvakanaka
❤
Mabiko eyi
😂😂😂😂😂😂😂uncle joe
🎉🎉🎉🎉 tikuuyawo
😂😂😂😅parikufarwa
Ko kufanana wani
ndikuuyawo
Chief Mutasa may the Lord continue to give more wisdom inenge ya king Solomon You are amazing and I watch you every week from Australia. Blessings
Love you Chief Senator Mutasa live long
Mwari akkupai uchenjeri hwasolomon stay blessed
Zviuya zvinonzi hazviwanane asi apa zvakawanana..
Tinotenda gogo Mutasa nehuchenjeri hunobva kumusoro kudenga nemunamato unosimudzira