ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
WELCOME VANHU VAMWARI
“Tagarira mumberere “ thanx Drewmas this is another level …. Apa panenyaya
NdiMnangangwa akukonzeresa moto kwese kwese nokuti vadzimu vatsamwa kuti akungoguta ega nemhuri yake . Kutotora nyoka kuita imba yake
,,,😂😂😂😂
Wabaya dede nemumukanwa😂😂😂
Huye bodo 😂
🤣
Dai wanopisa state house zvino ukapisira isu tagara tichitambura kare 😢
Waiting
Kwa Baba Magaya zvinopera izvi, chingoendai kwava Magaya semhuri
Saka kubva zvakashaya mudzimu wacho hausati wabuda paneumwe munhu hakusi kungosva panenge panezviripo hausi moto njee
Another level
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya❤❤❤❤
Kwaziwai veduwe
Varume Ava vakatadza zvinhu zvemudzimu mugarwi akafa asina kurongedza machira ake vasara vanofanira kunozorodza ku ninga saka vareme Ava panofanira kuve neaishandisa machira Aya vamwe vasingazive
Tshumi lasthupha maNdlo
It's the song 🎵for me
Saka moto fire 🔥🔥 everywhere better kunamata guys
Haisi sandawana here iyi hurombwa
Drewmas Media taking us to where it happens
Miukoma Neshamba ende munogona kuimba ,, ndimi here😃
Uuuuuum kuda pane akanotenga machira emudzimu wemufi onoshandisa zita resvikiro so vanoda kt vagare pasi semhuri vazvifambire zvemudzimu ma1 kwedu vakabvisa marata ndookunosiya kure kwakadaro bt vakazogadzirisa zvese bho
Drewmas chii nemi munombopererwa kana mada pasi pemuti pakaoma zvapo imika
Kwedu kumusha zvamanga makudhuze nekwedu
That is home vanachihere
Mhepo drewmas yakawanda
chimbovhunzai kuti vanhu vese ava Havana here kumbobatsirwa nesvikiro rakafa
Mandlo 16= TSHUMI LESITHUPHA ,19=TSHUMI LESITSHIYA GALOLUNYE
It's advertising for metal roofs 😂😂😂
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya
Vane zvavakavhiringa zvechikaranga mudzimu ndiwo waifanira kukuudzai zvekuita nemachira iwawo ndopamakavhiringa
Ichi chivanhi chaicho pamwe pane zvavakanganisa nekuti sei wakatangira paive nembatya dzesvikiro
Dai matikomborera nhai baba kakaimbwa ne mbira group rinonzii
Hama dzamai vangu nhai ndaziva kule raster 😅
Zvatangira pamuti ukunaya mvura
Zvinhu zvakuitika munyika bodo,maybe inhau yekuti kare social Media kwakusina zvekudaro
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤❤❤
Ko dzimba dzirikuita sekunge dzikutsva pahukama hwawo vega vega indawa
Sahwira gara muberere ndanonoka ndiri kuuyaaa