Yaa that's true but it is a disadvantage of journalism as it also calls for that strategy. Unotofanira kurarama mararamiro arikuita vanhu vauri kudealer navo so as to get info.
Pa ghetto pane energy imwe yakangodziyaso that song yaichiimbwa soo generic how can they all know the lyrics like that it’s crazy rip jahluv warwadzisa vakawandisa it’s not going to be easy
Haaaa one love team gully side....ur love just touched me
The only artist who made me cry
Same here
me too
I swear
What name of the song
So emotional from gully side
Rest in peace sjl
Peace sauro everlasting peace 😭😭😭😭😭😭😭
Bounty Lisa Kwanzi huyaaaa
😭😭😭😭😭😭dai pasina kuti mwari anondida
Please somebody what's the name of the featuring song in this video... Thank you #late souro fans Fly very High Sauro🕊️🕊️🕊️
Found it!! Mwari vanondida🙏🙏
Reporters please wear masks - your job is not just to bring us news..... educate, encourage and be role models
Yaa that's true but it is a disadvantage of journalism as it also calls for that strategy. Unotofanira kurarama mararamiro arikuita vanhu vauri kudealer navo so as to get info.
Go for vaccination@G.GBoss
Marwadzisa mukuru.... 😭😭😭😭
Imi mai imi kwanai,akafa nesugar kwete ma drugs.Hakuzoshaye munhu anotaura kwaasina kuswera
Drugs contributed with his age dai aisaita madrugs aidai akararama more musade kupembedza zvisizvo he was into drugs and drugs kills.
😭😭😭😭😭😭😭
This guy muzaya was talented pabhora
Ndarwadziwawo zvangu kutaurawo here.
R.I.P chigunduruu
Sauro atirwadza kani
30 thousand
Hiiih masanha hava kuzomuwana
Ko vanosekei mai manini avo
Pfekai mamask imi vanhu veku Gully
Mazino evana ava ari kumboenda kupiko ..chiiko
@@chillychicks4368 Amana 🤣🤣🤣
@@chillychicks4368 diet wena
Uyu munhu ano diwa hake uyu sauro wati rwadza
Chibaba
Rip chibaba
😭😭😭
I love the zanu flag in background. Rest well cde
Mother avo vanoda camera yoo😂😂😂
Vavekutobhowesa video
Pa ghetto pane energy imwe yakangodziyaso that song yaichiimbwa soo generic how can they all know the lyrics like that it’s crazy rip jahluv warwadzisa vakawandisa it’s not going to be easy
Ghetto power
I love ghetto💞💞
Song iyo ndeipi ko ikuimbwa mustudio
Kana ndafa
Asi hakuchina corona here nhai reporter iwe no mask sure???
What is her instagram
Munofa ne corona muchit Sauro Sauro
Wanyepa apa,mask nesanitizer hazvichengeti.Mwari anochengeta
Team Ghetto mostly Havana mazino chiiko
Rest in peace Chibaba watirwadzisa
Codeine inopedza mazino
Kkkkk🤣🤣
Bronco
Kkkkkkkkkkkkk ndazvionawo
JESUS MWANA AKANAKA UYO🙆♂️🙆♂️🙆♂️🙆♂️🙆♂️
🤣🤣🤣🤣aaaah🙄🙄🙄
Tiripa pakuchema chombomira kupenyerwa🤣🤣🤣🤣
Upi iyeye
Ko zvavanonzi matwins ko twin wacho aripi
His twin died when they were 15
He died in a car accident
Thanks hama.
Twin yake yqkafa vachiri ne13 yrs
I am sending this footage to ZRP. Vakambosunga Fantan naLevels, imi mukutosungawo. Mukudhibha covid hant