Shame totenda baba harare makatendeutsa mbabva dai baba harare vasina kutendeuka kamuchacha angadai asina kutendeukawo shame kutevedzera baba harare kusada kukundwa uku shame koiwe wasiya kuba here zvauri kuudza vamwe 😂 shame
Zvese zvese kutevedzera vamwe kusada kukundwa chete apa wakabuda kare mujeri Waidii kutendeuka waona baba harare vatendeuka iwe ukati wasaririra regai ndiendewo kunotendeuka baba harare vakadzokera munyika kana neweo unobudawo church une nhamo yako wega iwe wasiya here kuhura nekubira vanhu uri mhata yemunhu kamuchacha
Shame on you may God have mercy kwauri Mwari ndiye ega anesimba rekut munhu atendeuke at any time zvekut wakopa baba harare ratodrama grow spiritually to know the meaning yekutera Jesu seems mura arikukurwadza uchapora hako Mwari ndewemunhu wese wanzwa
Baba Harare ndo chii vaanga tevedzera.. Dai ba Harare vakatendeuka for shuwa paakaenda kunoimba navo pa stage kwa Mathias Mhere vaka dzaka pa stage wani. Ndo zvinoitwa ne munhu aka tendeuka izvozvo.
Amen amen
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ameeen
Sunday they dress like angels monday to saturday motambira vanhu makashama makapfeka ma pant e black musatambe naMwari imi
He is a faithful God..kamchacha chibva watendeuka zvachose.... we are happy for you....
Mai tt kana😅😅
💃💃💃💃💃💃💃💃💃
Shame totenda baba harare makatendeutsa mbabva dai baba harare vasina kutendeuka kamuchacha angadai asina kutendeukawo shame kutevedzera baba harare kusada kukundwa uku shame koiwe wasiya kuba here zvauri kuudza vamwe 😂 shame
Zvese zvese kutevedzera vamwe kusada kukundwa chete apa wakabuda kare mujeri Waidii kutendeuka waona baba harare vatendeuka iwe ukati wasaririra regai ndiendewo kunotendeuka baba harare vakadzokera munyika kana neweo unobudawo church une nhamo yako wega iwe wasiya here kuhura nekubira vanhu uri mhata yemunhu kamuchacha
Shame on you may God have mercy kwauri Mwari ndiye ega anesimba rekut munhu atendeuke at any time zvekut wakopa baba harare ratodrama grow spiritually to know the meaning yekutera Jesu seems mura arikukurwadza uchapora hako Mwari ndewemunhu wese wanzwa
Baba Harare ndo chii vaanga tevedzera.. Dai ba Harare vakatendeuka for shuwa paakaenda kunoimba navo pa stage kwa Mathias Mhere vaka dzaka pa stage wani. Ndo zvinoitwa ne munhu aka tendeuka izvozvo.
At least ariku kopa dhoiri rakanaka, stop judging utendeukewo
Amen pane asingatadziwo hre why good at judging etaaa taaataaa Siya ku judger iwe uende Canaan
Forgive and forget askana ndimika makachena pamberi pamwari .