ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Eish one munhu wandofarira pa sungura 😊😊❤
Music manyama inoramba ichipisa kusvika narinhi narinhi , big up Mkoma Soma ❤
Mukoma soma 🔥🔥🔥
Hi
Soma is the true definition of legend, tabva nawo kure from wakandidadira up to now. They really deserve a big appreciation to honor their contribution to the music and entertainment industry for decades.
❤❤
Mafia
He's a living Legend❤
The call me painkiller99 but this kills my pain quality music
🎉❤Legend Mafia mudhara kubva kudhara❤🎉🎉
Unoketa Mafia.. iyi ndoo sound yako yandoziva chaiyo... Bassist na mudhara Muparutsa vapedza ma sports..
King Mafia, Soma is the best, song iyi yakazvambaradzwa, mmmmm
Big up Muparutsa what a silk voice ❤
Ko madancers chaiwo haaikubuda why tikungoona vemagitare pakutamba
These Old songs anotorira zvekurevesa Soma makaita basa kubvira kare rambai muchimabikurudza vazhinji vazive kuti ndiyani anonzi Soma .
mafia your bass is my ringtone shefu
Somandla Mafia Ndebele
Kubva kare Soma Chibba, zvingarambe seiko uchida kutenga chekutshovha muka ushande🔥🔥🔥💥😍
Song iri paAlbum ripi
Mafia makabva kure hamupere zvekumhanya
Madhara ayo
Mamatiregera vapfana vanga votaurisa ava
Wonderful Bro
Soma chibaba ichi usadherere
Mafia aiwaka madhara edu aya
Ngoma iyo......Thanks Mafia....loaded social commentary!!!
Regai timbodai
🇿🇦One of my favorites Denda brothers songs, well executed.
I wanted to ask kuti y mudhara zvimavideo zvavo zvichingova zvidiki zvidiki but now thanks I appreciate 🎉🎉🎉
Voice renyu manyama,mkoma Soma.
aaah kubata ngoma ndokuziva ini, kutindimura, kutsudzuka
Number 1 mukoma soma song iyi ndoidisa makaigonesa
Famba mafia.....thus a nice tune
The Video editor well-done
Chibaba icho my favorite artist
Nice chibaba
Apaaa makurova basa mukuru
good song video
Musatifinure vana...
Makuita basa manje ,,,,,,,,
Munotigonera Mukuru

Ngoma iyo......
Thanks Mafia....loaded social commentary!!!