Big up mudara soma album rakabaka iri ,uye music yenyu inonaka nekuti ahina ruzha ,muzodzidzisa mark ngwazi asangochinje chinje zvimagitate style pa song imwe chete kkkk mutsiurei,
Chandinodira fans rekwaSoma we are mature hatite zveruzha tine kaunity kasingawanikwe pese pese zvekut kumashows so hatite ruzha hatirwi hapambooneke kuti pane asina tozviisa pasame level Yes thanx to Mafia nekutibatanidza so KURUMA UCHIFURIDZIRA maaad haaa vanhu varidza mhere nealbum iri mafanz tanakirwa
Gaitare reku Bulawayo warinzwa ( Omasiganda)
One love, Soma mafia zvipfukuto.... - - - - tichienda
Makarova ngoma baba ronaka mhani
Soma!Ngoma hadzinyarare.Misha yatovakwa!Svorai!!!
Manyepi naTongai!India nerwendo.Soma ,Peter mwana .Vese dzidzisa rwendo rweupunyu!
Mature music ,simbi hombe dzapindira
Donsa intambo madala nasasekhalengeni phansi ePlumtree sithi Bhola phambili madala
Pakabatwa bsa good arrangement ininstrument yacho uuuum ma1 massage yacho zvese bho
I love you my man
Soma zvaa zvinhu
Akarova Soma this is good Music big up Soma.
Haa madhara aya, my favourite sungara artist in Zim. Voice and instruments super.
Big up mudara soma album rakabaka iri ,uye music yenyu inonaka nekuti ahina ruzha ,muzodzidzisa mark ngwazi asangochinje chinje zvimagitate style pa song imwe chete kkkk mutsiurei,
Yeah, pakabatwa tambo zvri unique apoo
Taurisa Zimbabwe izwee mwana wamai
Handidi newe mafia hesaya blessed wakanyanya
mdra Soma uploadai kaa "Makobvu nematete album" kunyanya Track 6 .
thank you
Excellent
Soma ndiri shofe unondikuvadzisa usadero kani plizz ngoma rako iro ndinobva ndatadza kuziva kuti ndirikudhonza super link hande soma pasi panyoro
Soma , Mutambi naTryson Vaimbi ava vanondigonera kwete zvekutamba
well done mkoma Soma thus great hits ndofarira album rese haaa madzoka nemoto ft magitare awa sandi kunakidza
Soma kwaakuseri. Kuisa ka Pansula pakati pe Jive. Kkkkk unozodeyi
Best album resungura 2022 well-done Mafia
Handina chekutaura nekuti ndingavavisa muriwo wakanaka uyu ... legend I salute
⚡⚡⚡Chidombo ichi, haapere zvekudaro munhu uyu, creativity on point, the sound is a Devine mix masala
Vaudze
Soma ndibaba iweeee
What a humble Musician. Soma all the way from Ndomutorai seiko kusvika nhasi tichingoti pasi nehwenya kwese
This is a Hit Soma🎶🎶🎶🎶🎶🎶🎶🎶🎶🎶🎶🎶🔊
Mukoma Soma ndokumbirawo Kutamba hakubvaruki. Ndanzwa nekuitsvaga.
Beat transformation is very artistic thumbs up mkoma
Mafia wooooooooooooooooo
wait a minute what dd Soma just do with this song, inoda video iyi
Good one Khazi Soma ❤
Ndoo mazera ana baba sharo aya not tuvafana ayo kaayo madharas ungataura nyambo dzepa midia ipapa aaah pindurai
Basa rakanaka iro mukoma wangu, bhora mberi.
MUDHRA SOMA WELL DONE.You are the best this Year .Keep up good work
New sound we have been waiting for u r the one who can transform Sungura keep up Mafia
Munoziva zvamunoita mukuru 👏👏👏👏👏👏👏👏
Somandla wakagara uchiziva basa rako hama yangu
soma great musician
Maturing like wine
Bhoo
Soma uri chibaba changu iwe famba famba famba nenzira yatakasiirwa nemudhara dhehwa ndimi vanhu vacho imi kusungura hande hande soma
Hhhhhmmm pa 4.20 apo ndapada ini,madhara haamhanye
Chandinodira fans rekwaSoma we are mature hatite zveruzha tine kaunity kasingawanikwe pese pese zvekut kumashows so hatite ruzha hatirwi hapambooneke kuti pane asina tozviisa pasame level Yes thanx to Mafia nekutibatanidza so KURUMA UCHIFURIDZIRA maaad haaa vanhu varidza mhere nealbum iri mafanz tanakirwa
Good music 🎶 Boss Mafia
Hwenyakwese ine hwenyakwese thank you Mafia🔥
Good work Somandla wakashanda apa hama sound nemashoko ndapa kutenda hama Gore rino nderako kubva varova Zvamauya zvanaka zvaitaridza zveg
Good music
❤
Mafia wedu
wire dzaka kakatwa apa
Sounds of the legendary
soma wangu never disappoints
Good work sir.
Pakaitwa bsa apa thank you Soma
Chibaba ich
Pa 4:20mns .
Hauperi sure
⁵ star at least mark mngwazi anoona kuti vakuru variko not s
not speed
Aaah Mark haaimbi but anoita Nyambo
Kuseri Mafia makangona Mukoma well done
Wataura ya kkkkk madhara mdhara chete
Regai timbodaiiiiiiiii matigonera Mafia7 mangamatirasisa mdara