Talented ,good start Glen Norah must rise .However you should introduce your own style it seems your style is largely shaped by the Mbare boys .Pindai ne different staira be your selfs be creative ignore the popular figures and improvise your own skill by the time you start singing like an already existing popular figure you will loose it . # tag Glen Norah must rise
Wasting your time dissing chillspot... Tangai mambozvitarisa apfanha.... Never diss your role models... madofo evanhu... Truth be told kampfanha kechidiki ako na blass vane black bachi mune future but future yenyu iri kumangoma depot kuzvida kana kusazvida
I like the creativity....ndoopakatangira maelders enyu mafunnies so.
They are awesome and entertaining
I wish my Ndebele friends can also unite like this!
Regai Calaz akati dancehall munoimba zvimwechete hauzive kuti zvaimbwa
Zvotobhowa izvi order apatorina zvapo
True that aivaudza feya
Diroman song haisi yenyu iyo makabira jah master tikuzviziva
hamuna zvipo team rangu,,,,takazvinzwa kare zvamurikutaura izvo
Mariii Haimamwee 😂😂🤣🤣🤣🤣
I will post this video on my platforms, regail tione kuti zvinoita sei. Uyo ati Baba Tencen chiii? Kkkkkk
Hanzi maka liner Bev mdara kkkkkk
@@munyaradzimuchena9306 Ha ha ha ha.
@@KuripwaKugaraBabaTencen kkkkkkll mungamudiiiiii
Pa 6:40 - 6:46 pakamanywa newechidiki nerudzi akazopiwa beat remandiriri hapabude chakanaka
ptk simbisa vafana awa varikugona sha they have got passion shaaaaa everyone abata shaaaa .we are waiting for masongs shaaa
Horror anukupedzai Mese
amana mwakutedzera hwinza kaimi
Big up Flex! Akanyanya uyo!
vafanami marasika neva diss bazooka cz ndibaba venyu munonyimwa sadza mukarara nenzara
Diroman 😅😅...... his something else 🔥💥💥
Let's give Dkt a chance not kungoti chillspot and stuff,,,these are good don't underate them
Agreed 💯
king Abdul king Abdul aproved
That's true
True but kuzodhisa chillspot family ipapo manje noo
great talents...but vakaimba zvisina basa hapana kwavanoenda
uyo weorange t-shirt haana kwaanoenda uyo
avo vanonzi madd chiko ngavasiyane ne chillspot...chillspot is a mile ahead of you
Haaaaa Amana same styra here Amana msadaro... Kkkkkkk haaaya
Imba different style iwewe tikunzwe
Haaaaa hapana zviripo,noise yega yega.
Ndakoanda sa Fantan😂respect
And the tuma dance tunorohwa ne Rasta vane black turi mad 😂
Umwe ndanga ndamupa sando asi azosaiza uncle epaton na bazooker
Nice
Good1
vafana ngavasiyane na bazooker ava
Flexx ane talent boiz
Guys paati hondo uyo ane black kuita semurume aipakura zvisiri fair
Vafana vacho vese vakungotedzera ana bazooker, jah master zvichienda
dzikamai tsano. ndaona dkt yatora chimuti hangu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndakamboseka hanku but nhasi ndazoseka akomana kaaa kadiki ako ne uyo we bhachi re black havana kumira mushe kkkkkkk
Yall got something good going on....
But mukada kuita zvechitsaga muchizviita mune swagga...
PANOMHANYA MUNHU APA!
Bvisai manduwe here panekamfana kadiki kakadaro
dissing chillspot at this stage is as good as ending yr carreers prematurely.enzo,ras caleb,bazooker hwinza etc vakumberi vafan
They are nowhere now
it doesnt matter
RAW TALENT LIKE X 100 TIMES
mfana mudiki uyo akanyanya
Hamaya anoshaya
Hapana apa....#Chillspot to the world. mangomadepot....
@DJ TYFA hapana apa vanobhohwa vapfanha ava ndofair ngavatsvage zvimwe zvekuita.
flex better from dubai i like it
i like it,,
diro man vakuita kunge Raiden
Mad chiko makapedzera
Gud
plus flex t mfana uyu akanyanya
Big up dkt family
u guys are good but dissing chillspot iyo imi tisati takukuzivai mazvikanya
Do your own thing guys don't dis chilsport you go further you got what it takes in zimdancehall. Stop disss
thats art elder
Good one guys
asika 😂😂😂😂
finallly!! this was my wish to have another clan in Zimdancehal. Chilspot vs DKT. one will not relax here. however large up dkt
Yah vapfana vakagona avooo
paul mahlahla ukunyepa flexxT ndiye future
DKT VS CHILLSPOT ITS A WAR HATIDI FAVOUR HANDEI TIONE VANOHWINA
luv DKT and any other supporting ZIMDANCE
Munopenga
Vanha va sauro kkkkk
Kkkkk teererai panonzi hondo apo
Yes takuda Rivalry
Diroman makapenga
but younger wakaipa
Mad chiiko🔥🔥🔥🔥 Alligator 🔥🔥 pullo
Gadzirai ma riddim muimbe zvine musoro apa
Ndatoshaya zvekutaura... tipeyi beat otherwise munofa muchiombera...vadzimu vangangopfuka!!!!!
😂😂😂😂😂😂
DKT ma1 kkk
Kkkk makanyanya
kkkkk flexie t....
kkk hanzi domoh kkkk ndrikeda ndriblack
aligator
Rasta ane black coat only.. meae muri wasye of time dont diss Chillsopt
U did your best but hamuna kana kusvika pakaTenth keChillSport Family
Munogona boys
Mad chiko siyana na abx nutty o
maiwee bhowa
gud one
Kwanai gyz
Black bhachi gud
these guys are good but ngavasiyewo zve chillspot aaaah , kuda kurasika uko
Flex u a e best my love
Saka kuimba kukutoitwa here uku 😅🤦🏽♂️
hahahahahhaha
vapfanha vakungoda kuimba zvakafanana haaaaa zvakuzobhowa manje kutevedzera hakuzi kugona maya
At least hamuskubira vanhu kkkk
Vabereki vekamwana komana ako ngavanzwe tsitsi they will lose him soon this is not a good road
Talented ,good start Glen Norah must rise .However you should introduce your own style it seems your style is largely shaped by the Mbare boys .Pindai ne different staira be your selfs be creative ignore the popular figures and improvise your own skill by the time you start singing like an already existing popular figure you will loose it . # tag Glen Norah must rise
Makanyanya team🤜🤛
dkt usamire. pamberi nemhandu pasi nechillspot
Dkt family VS chilsport family ma 1 mano mhanya munhu
Maaaad
chillspot magarira tsono
wema diss ane orange haana future. Sing not dissing you wont make it youngman. The guy in black got the future.
He is trying creativity...
HAMUGONE ZVENYU MAFIA RANGU
Halloo
tikambotanga tageza first tozoimba mangoma zvinoita bho
Pane vanhu 2 chete apo Youngman na blaz vane black chete vamwe wese dololo
To be honest I see Talent There . Chillsport Hokoyo
Wasting your time dissing chillspot... Tangai mambozvitarisa apfanha.... Never diss your role models... madofo evanhu... Truth be told kampfanha kechidiki ako na blass vane black bachi mune future but future yenyu iri kumangoma depot kuzvida kana kusazvida
yahh yu can say chillspot this amana chilspot yakarongeka ava yaah vafana vane talent see this linkth-cam.com/video/oxd5BHqfs-c/w-d-xo.html
Vane moto
1.flex t
2.raster vane black avo
3.vamwe vese
Flexx ndaona aRiser
never diss your role models
Kkkkkkkk vakatanga nokuimba vachiita kunge varii kutaura nekugomedzera akaresva (⊙.⊙)
Aneboyz makanyanya
I smell war because pano mhanya munhu apa but you kids should learn from Enzo, Bazooker and Chillspot 💯🤞🏼
King Tom mad
Vakomana vanogona ava
Ralph Marumbei ukunyepa
@@FreshMovementMusic unoketa chii ... Kana Enzo akatanga 2012 but aigona these are cming artists ka