Mkoma wekutanga dai zvaibvira baba venyu vachiri vapenyu ava ndivo vakasairira ngozi iyi ku bro yako so fambai mubatsirwe .then bro vekuona shumba dai murimumwe matenga machira mafukidza sekuru nekuti vachazokutorera zvese ukasara uchitambura
Amainini wekudanana namadzibaba, saka muri kuti be careful chii imi makatangawo kutovada vakunyengai. Makadii makangoramba and yet maiwavo nemurume. It's sad kuti makazobata chirwere because you don't know kwachakabva.
Last confession nyora zita rmusikana pa white paper red pen boil water wokanda imomo wokanda zver cinnamon wotanga kukonzonga mvura yacho clockwise uchitaura zvaunoda kwaari kana wapedza wozvidurura mu bottle re mayo wovhara worongedza at a dark place or pahembe dzako pasingabatwi or kuonekwa nemunhu until cci vabudikira
Muhupenyu when situations strike, it's either you give your life to Christ or the other way around,pfuma inobva kuna Mwari, hakuna munhu kana demon rine Simba pamusoro pezvinhu zvakasikwa naMwari, it's best to give your lyf to Christ, kutotanga patsva, God will restore you.Pamwe unotozoona kut you have got a gift that you cary, so demons are always alert uye mukoma, chasara panyika ino kut tinamate,chikru ndokuchaenda mweya
To the first Confession: Please Batai Bhozhongora achakuudzai Vaprofita Vechokwadi vanokubatsirai mumweya nomuzvokwadi , it's better kuti Baba venyu vamukirwe ne Ngozi tsvuku dzavo Nxa-a,Vakachenjeresa zvisina basa rose avo aamm😈😠
tenga machira ayo ahana kana chakamboipa ukasatenga vachakufuratira nokukutorera upfumi hwese wotanga kusuffer
Uuumm wakaroya kuzadza murume chirwere kubva kumaporifita enhema wakaroya shuwa kudenga kuna mwari
Mkoma wekutanga dai zvaibvira baba venyu vachiri vapenyu ava ndivo vakasairira ngozi iyi ku bro yako so fambai mubatsirwe .then bro vekuona shumba dai murimumwe matenga machira mafukidza sekuru nekuti vachazokutorera zvese ukasara uchitambura
Kana muchiti love of my life munoreveiko
Mukoma vemachira tevedzai zvavanoda nekuti mukarenga zvinozonetsa
Mkoma tengai machira aSekuru,mune mudzimu wedzinza sandi chikwamboba ,Zivai kuti mudzimu unogona kukupa kana kukutorera futi,kuve neMudzimu sandi kuty hauchaendi kuchurch asi gadzirisa chivanhu ,tengai machira mutende sekuru ava zviwande
Itai zvechivanhu imi hatitize chivanhu nekut takunamata muchaita rombe rekupedzesera
1st confession apart from chivanhu seiko imi baba venyu pastor vaifungaidza. Tizai mubatsirwe ngozi imukire muridzi achiri mupenyu
Ndokumbirawo number dze mupurofita we glass mukomana.ko tengaka machira acho asekuru indava kupusa wakutombo funga hako kuti mukadzi achatii
Bishuuu bishuuu manyama
1 your bro murume wengozi your father knows it. Pane nharo apa
Ngonzi chivanhu ndosaka baba vako vaifungaidza mushonga inongoda vanoibuditsa yotaura kutiibudire panababa vako vacho vakauraya munhu .sekuru Mukotsanjera vanozvigona .
Musiye xae zvinozonetsa mangwana haambokuregereri munhu akadaro
Amainini wekudanana namadzibaba, saka muri kuti be careful chii imi makatangawo kutovada vakunyengai. Makadii makangoramba and yet maiwavo nemurume. It's sad kuti makazobata chirwere because you don't know kwachakabva.
Vahazvadzi vane mu dzimu ini ndofunga kuti itai zvasekuru nekuti ndivo vari kukubatsirai
Tengai machira hanzvadzi midzimu yenyu inokudai vanonamata vanawo Wani machira
Mai imi joni hayinei nehunhu hwako?? Makagara muri hure you can't pin that on someone else
Brother vemudzimu tengai machira kichurch munoenda hazvirambidzwe
Last confession nyora zita rmusikana pa white paper red pen boil water wokanda imomo wokanda zver cinnamon wotanga kukonzonga mvura yacho clockwise uchitaura zvaunoda kwaari kana wapedza wozvidurura mu bottle re mayo wovhara worongedza at a dark place or pahembe dzako pasingabatwi or kuonekwa nemunhu until cci vabudikira
😂😂😂😂
Chasara panyika ino ndeche kunamata
Muhupenyu when situations strike, it's either you give your life to Christ or the other way around,pfuma inobva kuna Mwari, hakuna munhu kana demon rine Simba pamusoro pezvinhu zvakasikwa naMwari, it's best to give your lyf to Christ, kutotanga patsva, God will restore you.Pamwe unotozoona kut you have got a gift that you cary, so demons are always alert uye mukoma, chasara panyika ino kut tinamate,chikru ndokuchaenda mweya
Une shavi rechihure ungapedza maprofita ese vakaoma
munhu anoita zveGrazi siyana naye xamwari musikana akadaro haaiite let her go, you will thank me later.
Secret iripamaporofit ukangopomba naye akasakuroora unofa uri tete usinakuroorwa wapiwa rushambwa nengirozi chikonzero watadzisa vanhu azhinji kuyambuka
Good morning people
🎉🎉🎉🎉
To the first Confession: Please Batai Bhozhongora achakuudzai Vaprofita Vechokwadi vanokubatsirai mumweya nomuzvokwadi , it's better kuti Baba venyu vamukirwe ne Ngozi tsvuku dzavo Nxa-a,Vakachenjeresa zvisina basa rose avo aamm😈😠
Pachipamwe mkoma Nash