Haaa Mai Jona vaida zvinhu. Aaaaah kupindwa nevhipfambi.....her friend was very kind to her Ivo kwaakuita musvetu 😂😂😂 pakadai kumusha hakudzokereki coz once mukadzi angoita chipfambi murume haachada. Kunyadzisa kwazvo kufonerwa chipfambi nebrother yemurune 😂😂 nyadzi dzinokunda rufu aaaah. Thank you very much nerondedzero dzine dzidziso
Hiiiih finish ,mai Jona vakazviparadzira imba yavo vega, haaa pakadayi vaienda vonokumbira ruregerero kuna baba Jona asi vasina tarisiro yekudzoka fut pamba pavo nokuti ndivo vakaziparadzira imba yavo
I can't stop listening to this voice every time and nice history
Me too cuz
Aaah ngavanange kwavakazvarwa
❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Haa fambira chimwe chokwadi munodzidzisa❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Ndadzokera ndonoreururakumurume ondiregerera toshanda ❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂😂😂
Mai jona mai jona mai jona how many times did i call yu
Kudzidza kutaura chokwadi kwakanaka plus kuziva munhu paumire🔥🔥🔥
This channel inonaka chose but tokumbirao mazita ema movies
Movie racho rinonzii
Thank you sister Long time
Yaa good lesson .rinamanyanga hariputirwi
Vana mai zivai zvaminofammbira chengetedzai dzimba
Mai raiva fambi chairo kudai vaizvisungira vakafa vazoitawo kuti baba John vafare
Thanks hey NYC and inspiring stories
Ndomene haichemedzi maiJona vaifanira kitotsvaga bsa nekuti vanga votsva kudumbu nekumusana thank you auntie
Haaa Mai Jona vaida zvinhu. Aaaaah kupindwa nevhipfambi.....her friend was very kind to her Ivo kwaakuita musvetu 😂😂😂 pakadai kumusha hakudzokereki coz once mukadzi angoita chipfambi murume haachada. Kunyadzisa kwazvo kufonerwa chipfambi nebrother yemurune 😂😂 nyadzi dzinokunda rufu aaaah. Thank you very much nerondedzero dzine dzidziso
Thank you auntie ❤
Mai jona weee 🙆🏼♂️🙆🏼♂️🙆🏼♂️😭😭😭😭 this is a big lesson my goodness
Interesting ❤❤ I like ur Rondedzero vakadzi vanofadzwa netwunhu tudikidiki
Well done cic ❤thank you ne dzidziso
Thank you nedzidziso. Mai Jonah ndivo vakazvikanyira Vega. .
Mamaendepi tete miss you .thanks
nga dzokere kumusha mai jona ❤❤😂😂 ta dzidza maita basa😊
Kumusha waakapaza?
mmmm manga marova askna hope you are okay
U are very creative my dear
Kkkkkk ndavashaira zano mai ava suwa
Mai jona yooh 🙆🏼♂️🙆🏼♂️
Mai Jona vakaibopa vega nekumuswe aah munhu kutonanga kwevabereki
Munogona sis ❤❤❤
Good lesson ngavainde kumba kwavo
Mai jona ngavadzokere kimusha kwavo or kutotsvaga basa house maid
Amen muno dzidzisa tete ❤❤❤❤❤
Vakadzii avana chakanaka shamee chihure chinenge chakazaraa mumusoro menyu mune muchida zvinhu too much
Hiiiih finish ,mai Jona vakazviparadzira imba yavo vega, haaa pakadayi vaienda vonokumbira ruregerero kuna baba Jona asi vasina tarisiro yekudzoka fut pamba pavo nokuti ndivo vakaziparadzira imba yavo
Mai jona is a trouble bcz haungasiye mhuri nekuda unoti inozodiii this type yemukadzi Haina focus ne life yevana vayoo
Ummmm zvakaoma sure kutadza kuziva zvakakosha nekuda kwezvisina basa shame Mai Johan
Even bhaibheri rakati mukadzi anorambirwa chipfambi saka mai John ngavaende zvavo
Long time dear thanks so much
Very good lesson
Ishamwari inowaka iyi but jona ndiwo wakufarisa zvakapfurikidza
Long time tete mamuripi
Part 2 kaaa 😊
Kutaura chokwadi kwakanaka muhupenyu
Mai jona ngavatonoripa murume wavo if achibvuma
Zvatidzidzisa kuti siyanai nemvana ma border jumper kunyanya
Tete munogona especialy voice renyu huchi bt Mai Jonah vakapisira kt vakatapirirwa nenyika rutivi zvekukanganwa mhuri handioni vachizoregererwa nabaJonah
Good lesson
Thank yucc long tym
Are very big no to are married women if you are married women say no to everyone coming to your way 😢😢😢.
Thnks ndandasuwa rondedzero askna uum mamagarisa musingaise veduwee musadero😢..
Ummmmm Mai Jona vakaita ruchiva kusvika pakurasa vana
This is a great narrating, that will last for a long time.
Umm asi mai Jona chii nhy
Ngavaende kumusha kwavo chaiko kwete Kwa baba Jonah vakazvikanyira vega
Very good history. Thank you.
Ñice voice thanks NEMA story
❤haaa marova sister tanga takusuwayi
Mutigonera tete❤❤
Hayas Mai Jonah vakapata musha
Muchati joiner henyu kumbanje Mai jonah
Kutaura chokwadi kwakangonaka sure zvino atovq maone chaiwo
Theck you nedzidziso henyu Mai jona gavadzage basa 😢😢
Iiiiii ini zvangu handina kana mashoko asi ana amai ngatiziwei zvatinenge tafambira kunze kwenyika ukooo mafaro enyika haaperi asi iwe ndiwe unopera
Ndamba kuudzwa akaonekwa nembonje pahuma
Mazvokuda mavanga ekunyorwa 😅
Mai Jona vakanyanya ava
Hapna yekutamba wakatamba nemadhaka pasina bvura indiyo joni
Ndomene haichemedzeee
Saka mmmm iii yaive pfambi chaiyo
😢😂
Ndomene haichemedzi
Long tym yoooo💃💃💃💃💃
Hiii kunyadzisa kwazvo
Ngabva Aita single mother zvaaida
I like this rondedzero
Ndomene haichemedzi😅😊
Ngavazviuraye coz vakatofa kare 😅😅😅😅
Aya ndo ma One
Long time thanks
Ifa hako mai Jona unoda kuraramira chiii
Waifanira kudzoka kumusha kwawo kwawanoberekwa
Kutongoenda vonokumbira ruregerero murume wavo zvopera vadzidza kuti hazviitwe
Kuenda kumba kwawo kwavakabarwa
Haaaaaaaaa mai JONA should start a new life votendeuka kumabasa akaipa
Kudzokera kunokumbira ruregerero murume wavo
Toisa tsumo mazvokuda mavanga enyora
Munhu mutema haana chakanaka
❤❤❤❤❤
Mazvokuda mavanga enyora
Kubatsira munhu kwakaoma guys
Nhavachengete nhumbu votsvaha zcekuita sezvo wachigona zcekuruka musoro nei nei
❤tenks🎉
Mai Jonah vakafunga kuti ndowana mari zhinji yekudzokera nayo zvikapinda mudondo.
😊
Zvakaoma 😢
Mogona guyz
Ngavatsvage stay in vashande
😂😢😮
Good lesson
Thank you sister long time
Ndomene haichemedzi