Riririririririririr rerererere here here herere Mwari Wa Abraham, Mwari wa Isack, Mwari wa Jacob. Maitirwa nyasha murandakadzi Chipo Chashe Muchegwa. Mwari akutirei Nyasha madzibaba Moses ne team yenyu. Mwari akukomborerei. Tinotenda chose. God bless you all.
Tikawana zana vanhu vakadai zimbabwe yaenda kumberi kubatsira nherera vanoshaya zvirema nemapofu ndiko kut uwedzerwe uye tinofarana nazvo .Thank you madzibaba Moze for leading by example to us God bless you baba vangu..
Sekuru Uncle Saint TV May God bless your work mwana wedu. Kubva ku bohole riya rekucherwa ne 7 year 2 boys and you intervened kusvika Good Samaritans drilled the bohole. I salute you at all the time. Really you are a man of God Uncle Saint TV. We love you xxx
Gogo va Chipo is one in a million. Sekuru vaChipo divorced Gogo. Gogo vakachengeta Chipo mushure mekunge varambwa na SEKURU VaChipo asiri wehukama hwavo kubva arimwana. Gogo tungamirirwai
Saka sniper haasa kunzwa kunyara here ????..urikuzviona here izvii??? Waifunga kuti warwadziwa mwana kumupa mwana wako isinga zive kuti wamupa mablessings hooonaa zvaitwa namwari .shamhu yakuuya hoooo.thank you madziba mosie komborerwai .ndachema mufunge
Musapinde nemoyo 😂
Iwe ko kana ari Chipo akada mwana.waida kuti afe asina mwana here?
Better shaa mwana anongodiwa zvcnei kuti ana baba hr kana kuti haana
Wow ndafarira vana avo veduweee turi muuniform kufitwa kani❤😘👌, thank you madzibaba Moses God bless you
Iii twakafitwa tuwana yoh ndazvifarira .. thanks madzibaba God bless you,, mwari anoita zvinoshamisa
God bless you madzibaba moses maratidxa kut shoko ramwari makarinzwisisa ndokunonzi kugona paya shoko parinoti rangairai nherera nechirikadzi nezvirema baba magona inj ndanzwa kufara zvakanyanya mwari akuwedzerei pamatapudxa
God bless you madzibaba moses mwari akuchengeteyi kusvika mazadzikisa chishuwo.chavo.chekudzidzisa ribbon vamwe vafundisi vachitorera vamwe dzimab dzavo.vamwe vachiyita zvinoyemurwakudayi
Thank you guys for our precious chipo ,she is a special person she is a mother proud of her,may g god grant mfundisi more keep on helping others too
Thank you so much mazibaba moze mwazadzisa shoko you are a true man of God as and thank you Malume Saint siyabonga
🙏Thanks madzibaba Moses na uncle Saint. Chipo has got talent and she's hardworking too.🙏🙏🙏Good advice from gogo as well.
Chipo is beautiful..thank you madzibaba Moze🙏🙏🙏
Thank you Man of God, blessed is the hand that giveth than the one that receives, Mwari vawedzere pamabvisa uye varambe vachikupai ❤🙏
Riririririririririr rerererere here here herere Mwari Wa Abraham, Mwari wa Isack, Mwari wa Jacob. Maitirwa nyasha murandakadzi Chipo Chashe Muchegwa. Mwari akutirei Nyasha madzibaba Moses ne team yenyu. Mwari akukomborerei. Tinotenda chose. God bless you all.
Thank you so mch madzibaba Moze madadisa maratidza nyika rudo rwukuru you one in a million MAY GOD CONTINUE BLESS YOU
Tikawana zana vanhu vakadai zimbabwe yaenda kumberi kubatsira nherera vanoshaya zvirema nemapofu ndiko kut uwedzerwe uye tinofarana nazvo .Thank you madzibaba Moze for leading by example to us God bless you baba vangu..
God is great, thank you so much madzibaba Moze
Thank you madzibaba nerudo rwenyu mwari ngavakuwedzerei pane zvamatapudza tatenda may God gives you more amen
Let's hope it's for the good intentions, vamwe ana madzibaba ahhhhhhh. God bless you madzibaba
Thanks madzibaba madadisa mwari aropafadze ruoko rwenyu🎉
Chipo is beautiful. God bless her
Mwoyo wamadzibaba Moze ngaurambe wakadaro vasanete... Mwari avaropafadze.
Gogo vachipo Wedza .mrambinda .Goto..sabi drift woye .kmusha kwank .empowerment kune vamwe vakadzi ..luv y gogo anonymous frm Canada❤
This is great Madzibaba Moze may God bless you uye awedzere pane pabviswa
Amen Gogo u inspire me ,much ❤,thank u uncle Saint🙏🙏
That's the real man of God, thank you madzibaba Moze
God bless u madzibaba Mose itirwai nyasha misi yose akuna anogona zvakadai rambai muchiitira vamwe
Thank you so much madzibaba Moses Mwari awedzere pamatapudza nepamuchazo. Amen
Komborerwai madzibaba mwari vawedzere pavatapudza ,,God bless you
Thank you so much madzibaba, muwedzerwe hupenyu nemaropafadzo!
Thank u very much munhu vaMwari nerudo rwenyu zvinovengwa nemuroyi ,zvodadisa
Thank you madzibaba moses nerudo rwenyu musazoitira chipo chete mwari vakuvedzerei pamurikutapudza
Thank you Madzibaba Mwari vawedzere pamabvisa muropafadzwe imi NE mhuri yenyu NE team yenyu NE kereke yenyu yose God bless you
Thank you madzibaba thank you gogo thank you sekuru venyika
Yaaa ava vanoziva vanhu vekubetsera avaa thanks so much
Beautiful indeed vajaita zvakanaka
God is great .ltirwai zvakanaka madzibaba Moze naMwari .
Thank you madzibaba itirwai zvikuru nashe muchengetwe kusvika kure Satan arege kubata hupenyu hwenyu pamunofamba nengoro dzemoto Nyasha ngadzive nemi nekusingaperi
Thank you madzibaba madadisa chinamato chedu chakuva ne value nekuti tinonyabya kudzikisirwa
Thank you uncle venyika tinotenda madzibaba moze mwari vawedzere Ps vabvisa
I am happy to see my friend gogo vaChipo Auntie Rue best woman ❤❤
Chwa mwari ngave nenhasha mumabasa yenhu mukurarama kuenhu pamwe chete nemhuri yenhu madzibaba magonesa❤❤❤❤
Munhu haabgagone zvese. Ukatadza kubvisa mamhepo fees muchibvisa henyu. Bhoo chaizvo 😊😊😊👏👏👏
These are the kind of people we want, haiwa zvana Java zvekuda kupa zvekushamisira
Kunamata kwechokwadi kunoonekwa nemabasa. Ropafadzwai zvizhinji madzibaba Mose👏👏👏
Madzibaba Moses Denga raMwari rikuchengetei nokukupai hupenyu hurefu neshuvo zvemoyo wenyu Amen 🙏🙏🙏
May God bless this man I'm deeply happy with that
Kana mazogara am proud of you guys zvodadisa izvi
Tinotenda imi Gogo nekuchengeta vazukuru. Madzibaba Moze maita basa.
Thank you so much man of God, may God bless you over and over again
Mazvita henyu madzibaba God bless you muwedzerwe naShe
Sekuru Uncle Saint TV May God bless your work mwana wedu. Kubva ku bohole riya rekucherwa ne 7 year 2 boys and you intervened kusvika Good Samaritans drilled the bohole. I salute you at all the time. Really you are a man of God Uncle Saint TV. We love you xxx
Thank u madzibaba mose wedzerwai patapudzwa
Hapana rudo runokunda urwu ,may the Almighty God continue to bless you Madzibaba Mose❤
Glory to God..thank you madzibaba nebasa rakadai
Ndinoti mufaro bedzi madzibaba Moses matenderwa naMwari kuita chishamiso chikuru pane zvose zvamunokumbira Mwari akupei madouble double maropafadzo ,Magona kaushandiswa naMwari 🙏🙏
Waw.thanks.god obout.this🔥🔥🔥🔥🙏
Mwari ngawakudzwe muzukuru 😅
Be blessed madzibaba moze
Than u madzibaba mose❤🎉
Your love is unconditional madzibaba keep it up
Thank u madzibaba Thank u. Be blessed everyday .
Thank you so much madzibaba moz mwari vakuwedzerei pamabvisa
Mwari makanaka veduwee . Madzibaba tinoshuvira kti mwari vakuropafadzei panezvose zvamunoshuvira muhupenyu whenyu nezita raJesu .
Sniper aripo zvake mwana oendeswa ku xcool neumwe murume
Well done gogo life goes on, GOD BLESS
Wooow this is amazing what a hard working woman 🙌🙌🙌
Thnk you madzibaba mwari ngawedzer pamabvisa uye mwari varopafadze iye ribbon wacho kuchikoro kwavanoenda 🙏🙏
Gogo va Chipo is one in a million. Sekuru vaChipo divorced Gogo. Gogo vakachengeta Chipo mushure mekunge varambwa na SEKURU VaChipo asiri wehukama hwavo kubva arimwana. Gogo tungamirirwai
Makanyanya madzibaba one of the best itirwai nyasha Nashe
Wonderful job...
Bless you prophert, how beautiful is that?
Wow thank yu sò mùçh👏👏👏👏👏👏💃
Mwari ngakuitireyi nyasha God bless
Maita basa madzibaba mozi.....thank you gogo for inspiring
Mwari ave nemi madzibaba moze musadzoke shure
Thanku man of God pfudzwai mberi
Madzibaba Mose the real man of god,vakatumwa munzira yaJowani masowe
Good job madzibaba Moses God blesse you thank you 🎉❤
Thank you madzibaba Mosses God bless 🙏 you
Sniper iduzvi kubhadharirwa sure mwana wako fees namadzibaba mozi ndakunyarira
Iii aitazvawo madzibaba mose tinotenda munhuwamwari🎉🎉🎉
Thank you madzibaba moses ...may God keep on blessing you 🙏
Real man of god,Madzibaba Mose🙏🙏🙏🙏🙏
Thank you man of God
Thank you God bless you madzibaba mose
Komborerwayi Mambo Mozie wedzerwai na Mwari
Thank yu man of God, Mwari ngavakuitirei nyasha muwane zvakawanda kudarika ipapo
Chipo anongodika so mhoti. So pretty and always joyful
Vanhu vanenge madzibaba Mozi vanodiwa munyika yedu😊😊
Ndinokutendai Madzibaba Mose Mwari vakuitirei Nyasha zhinji kwazvo
Amen tinotenda munhu washe
Thank you so much madzibaba Moses
Thanks madzibaba may god bless you more
Thank you so much man God may God continue to bless you 🙏🏽👏🏼
Gogo you are a source of inspiration thank you so much
Thank you Man of God 🙏🙏
Ndookunonzi kunamata god bless you madzibaba❤❤❤❤
Woow god bless you Mizo madzibaba
Thank you madzibaba Moses God bless you ❤
zvakanaka chose
mwari vakuropafadzei madzibaba
You ispired me gogo va Chipo
🎉🎉🎉thnk u man of god ❤
God bless you madzibaba moze❤