ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Inzwirakati panababa johani tichatonganyika munhu wamwari but nemunamato asi takanzu hatibvumirwe kuita zvematongerwo enyika , asi nebasa nyika uno yakanzi ndaona yaombera muchinjiko nebasa rababa johane
One Madzibaba anotaura zvinobaya but regai tidzokei pamabasa ababa Johanne sepakutanga mwari atibatsire tikunde
rambai makatsika ipapo baba
Ichkdwiii mambo Amen
Ameen madzibaba hasha nedzeiko
Amen madzibaba kugara mutsananguro
Mune nyaya chaiyo baba asi hasha ndedzei kunamata hakudi shungu zvinoda hunyoro chete tinosvika.
Ichiiii chibaba ichiii 🤸♀️
Rajohanne haridi shungu dzakanyanyisa kkkkk
Who is this guy?He seems to be on fire🔥🔥🔥...
Amen kathathu baba 🙏🙏🙏
Ini ndakwanisa kuti AMEN chete
❤
Ndiyani akutaura uyu ?
Amen
Amen amen
Yoh Hasha dzawandisa
Kkkkk there is confusion,kunamata kunoda kutungamurwa neuchenjeri hweDenga
Mataura chokwadi but mune shungu dzakanyanya
Munotora mhemerero bba
Shuwa Johanne akaramba zvema Camera izvi nekuisa pamhepo izvi. Kutokanda ka audio aka johane haazvide hahahahaha.
@@Trader_Ironman ko dai pasina izvi zvetekinoroji taizozvinzwa sei taidzidza sei ?
@@dofatitrump6667 Rajowani rinodziidzwa pamasowe musi we chipiri, christens pa China ne Jestens pa Friday kwete pamhepo mambo wangu
@@dofatitrump6667 taurai zvenyu baba tumwe tumitemo ndetwekunyepa baba zvigadzirwa zvesangano rechishanu rakarasika
Zvakarambwa zvekuisa nhau idzi pama tekinoroji munofa kuraswa Ana Bba munotora mhosva
Zvakarambwa kuzodzitsvagawo pano futi
@@johannemasoweechishanu kwaive netechnology 1931 here zvimwe zvakagadzirwa izvo internet yakaita popular Kuma late 80s. Kana munhu asingade technology ngaasaise kana comment yake. Kukafiwa usashandise phone 📞 sekuti itechnology. Technology haisi nguruve 🐖 🐷Nhau dzakataurwa dzeidi ndopanotanga kunzi Technology.
@@stpeter2214 ndokumbirawo number dzenyu baba, kana pamwe pandingawane mharidzo idzi
Chishanu chawondomoka nhasi vaporofiti vaita chiveve chemweya
Inzwirakati panababa johani tichatonganyika munhu wamwari but nemunamato asi takanzu hatibvumirwe kuita zvematongerwo enyika , asi nebasa nyika uno yakanzi ndaona yaombera muchinjiko nebasa rababa johane
One Madzibaba anotaura zvinobaya but regai tidzokei pamabasa ababa Johanne sepakutanga mwari atibatsire tikunde
rambai makatsika ipapo baba
Ichkdwiii mambo Amen
Ameen madzibaba hasha nedzeiko
Amen madzibaba kugara mutsananguro
Mune nyaya chaiyo baba asi hasha ndedzei kunamata hakudi shungu zvinoda hunyoro chete tinosvika.
Ichiiii chibaba ichiii 🤸♀️
Rajohanne haridi shungu dzakanyanyisa kkkkk
Who is this guy?
He seems to be on fire🔥🔥🔥...
Amen kathathu baba 🙏🙏🙏
Ini ndakwanisa kuti AMEN chete
❤
Ndiyani akutaura uyu ?
Amen
Amen amen
Yoh Hasha dzawandisa
Kkkkk there is confusion,kunamata kunoda kutungamurwa neuchenjeri hweDenga
Mataura chokwadi but mune shungu dzakanyanya
Munotora mhemerero bba
Shuwa Johanne akaramba zvema Camera izvi nekuisa pamhepo izvi. Kutokanda ka audio aka johane haazvide hahahahaha.
@@Trader_Ironman ko dai pasina izvi zvetekinoroji taizozvinzwa sei taidzidza sei ?
@@dofatitrump6667 Rajowani rinodziidzwa pamasowe musi we chipiri, christens pa China ne Jestens pa Friday kwete pamhepo mambo wangu
@@dofatitrump6667 taurai zvenyu baba tumwe tumitemo ndetwekunyepa baba zvigadzirwa zvesangano rechishanu rakarasika
Zvakarambwa zvekuisa nhau idzi pama tekinoroji munofa kuraswa Ana Bba munotora mhosva
Zvakarambwa kuzodzitsvagawo pano futi
@@johannemasoweechishanu kwaive netechnology 1931 here zvimwe zvakagadzirwa izvo internet yakaita popular Kuma late 80s. Kana munhu asingade technology ngaasaise kana comment yake. Kukafiwa usashandise phone 📞 sekuti itechnology. Technology haisi nguruve 🐖 🐷
Nhau dzakataurwa dzeidi ndopanotanga kunzi Technology.