ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Vayera Moyo vese handeyi musango
Ndiroo hande👏👏👏👏
Vaera Moyo hande musango 👏👏👏👏👏
Aiwa mhofu mukuramba muchikwenenzvera nemo nemo chaimo..vanhu ngavadzidziswe chivanhu chedu....ane nzeve dzekunzwa ngaanzwe.......ini mambo Negomo ndinotenda nekudya kwenzeve uye kusimudzira chivanhu chedu...masango ngaarambe achizarurika kwamuri Mhofu
Chihera ❤❤❤vasvika seke mutema kutopururudza zvedu
Chapungu hondo chauya Vaera Moyo hande musango ndipapo mupwere wangu handei Mwana waMoyo iyeye
Ichooooo.... Mucheka Wematare Muzukuru.
Sekuru Mhofu you are the best, bestest ever!!!!
Shumba Nyamuzihwa hande musango 👏🏻👏🏻🦁
Dare iri rinofa mucheka weretso mhofu let's gather here for quality mbira sounds
O yes of orse
Ayewa rinotendwa mhofu 👏👏👏 hupenyu kushanda, musiwa ndichafa muchanhonga tsotso ,vaera Dziva 🐟🐟🌊🌊muriko here uko hande musango
Handei vanamai vangu Dziva
CHAPUNGU CHEHONDO CHAUYA!!!💥💥💥
Haa Mwendamberi murikubata basa matendwa NaGono
Ululuuuuu ngazvivhurike ngazvitambanuke ........👏👏👏👏💃haiwa mave kumberi kwekumberi .... Zvinotendwa Mushavi....... Matendwa Mwendamberi 👏👏👏👏
Vanahumba ndiri muti mukuru ini
Tsotso is my personal favorite! Tinotenda Mwendamberi! Rambai muchifamba!
Handisi munhi wembira hangu bt iyi kaaaa yakaipa
fambai Mhofu, Vasharukwa Vedu Ngavaremekedzwe
May l have your Audios one again Vee Mhofela ❤
zvanza changamire, you should have more videos, your visuals are top notch..
❤️
Chapungu chevaera tembo
Chakanyanya ichi
Ndipooo Mwendamberi zvinotendwa
Mhofu ndaisa zvanza ini ndanakidzwa ichokwadi mukuru wangu
Makatekenya Mhofu iweeee 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽 asi kakagumira munzira munazokawedzera mwachewe hahah
Chapungu chevaera gudo
Matendwa Mhofu ndimhofukadzi ayewa makandingomera apa👏🏿👏🏿
Mudondo muno maisiri ululu
chapungu chevaera....keep it up mhofu
SOKO MKANYA HANDE MUSANGO 👏👏👏👏
Vaera dziva muriko here uko … hende musango. Maisiri wauya nani mudondo rino
Zvotendwa gwenyambira
I am so obsessed nemurume uyu hangu❤🎉🎉
My favourite song
Uncle Mhofela l salute you
Mucheka wereso that's my favorite
Hie Vee .l love your group and music .l mistakenly exited your 3 What's up groups😢
Ndizvozvo Mhofu 👏🏿👏🏿👏🏿. Tsika mwana wekumusha.
Toisa manja mhofu yemukono shava mashuma
Ini Ndiri munhu mukuru ndatumwa newanhu wakuru
RINOTENDWA MHOFU
looking forward to seeing you at Mashwede tonight!
Ipapo Mhofu well done
Mhofu ndziyo dzenyu dzinondisvitsa kure
Nice chiii baba 👍👌👏🙌
😊😊😊😊😊😊😊
Ndipapo mukuru
Welldone mhofu
Lovely songs
Unondiendesa kure
👏👏👏👏👏👏❤❤❤❤❤
Homeboy keep it up💯💯👌
Well done Mhofu.
Chopisa ichi
Nice song
Ndasvika nekusubscriber
Unbeatable song
Muchanonga tsotso
Chapungu chemakorekore ipapo ipapo
Tsotso
ndinokutenda mukomana nemagandira ako
Zvanza kuvakuru munotigonera