To those prophets who serve God in Zimbabwe I believe this man …… murume uyu mukuru …. If you take a good look on him haasati ambouya kuzozvishambadza kuti tinoita izvi neizvi pasangano pangu Asi ukasvika ipapo unoona basa richirohwa zvekusvika kumapeto kwaro
Please the interview shouldn't be in Shona cos we are all not shonas. Please learn to accommodate everyone. This is directed to those who are saying the interview should be in Shona...
Yaaa itai sekakudzikama mune kakumhanyidzana kunge mkasiiwa nenguwa or munoda kuvhunza zvinhu 700 pamaminitsi mairi get composure take it easy take a leaf from Stellla muusha Destiny plus shona kahwani
Good interview in terms of the questions..but there is need for it to be in a more relaxed and entertaining environment..also mix with shona so as to reach out to other too..
Please do support us by subscribing to our youtube channel
baba itai bba lawrence vambotipe nhoroondo yechinamato
EXCELLENT INTELLIGENCE This is what describes a GREAT MAN .!!!!!! effortlessly he delivered a masterpiece aaah !!!! exactly same Ligue as RG Mugabe.
That’s true
When did a RAPIST became a great man? Tikwanirei
To those prophets who serve God in Zimbabwe I believe this man …… murume uyu mukuru …. If you take a good look on him haasati ambouya kuzozvishambadza kuti tinoita izvi neizvi pasangano pangu Asi ukasvika ipapo unoona basa richirohwa zvekusvika kumapeto kwaro
Please do support us by subscribing to our youtube channel
@@MufasaOriginalini ndiri mwana wemjerusarema asi ndavekuda kubudamo ndinogarorota murume uyu achitarira nenizvehumambo hwemwana wamariya
@ matiiii handisi kunzwisisa please do support us by subscribing to our youtube channel
Great work keep the fire burning
Thank you for your sake we will always keep the fire burning
Imbwa munhu iyeye katsiru uyu hapana zvemunhu uyoooo vanhu vakarsakatika kuMarondera yooo
Kumasowe ndizvo baba. Well done interviewer. New subbie here.
Thank you so much
Katsiru imbwa iyi
My father,more love❤
BHINYA iro
Good work sir
Thanks
🔥🔥💣🙏🙏We believe
Thank you so much for your support
Well our father ❤
Tinotenda zvikuru nekuuyisa mukuru uyo , Asi ndine chikumbiro, hamukwanisi here kuita interview neshona kuitira kuti mumbovabvunza zvakanyanya nenhoroondo yavo kubva pakutanga kunamata kwavo, kubatwa nezwi tenzi Ginatsiyo, nhoroondo yechinamato nezvimwe zvakawanda. Hatisi kuti chirungu chakashata , asi kuti chinamato ichi chine mutauro wacho, saka vachiri vapenyu kudai..torai mukana wekuti vatipewo nhoroondo yavo izere, zvii zvakaitika panguva yaana Abios, A Julias, zvichidaro. Please, munenge mabatsira nekuti varikuenda vachiswedera kumuridzi wavo, asi tinoda kusara tiine nhoroondo yavo.Ndatenda
Tichaita sezvamareva please do support us by subscribing to our youtube channel
Zvamataura apa ndizvo chaizvo munemuono nenjere dzemweya coz tirikuraswa sotinoda chokwadi kubva kuvakuru vedu ava
Cruize Talks Podcast was here
Thanks for your love and support since the day we state
Good podcast
Thank you so much please do support us by subscribing to our youtube channel
Good work
Thanks please do support us by subscribing to our youtube channel
Pakabatwa basa apaaaa
Tinotenda
@munyaog wagona kutsvaka vakuru vedu muMarondera nezvimwe.asi itai nerurimi rwedu zvinobatsira zvikuru. moisa subtitles for the rest
Olk tinotenda tichaita sekudaro please do support us neku subscriber ku youtube channel yedu
Toda rurimi rwaAmai zvinotofaya. Vanotaura mudhara ava I like him very much..
True
Interview ngaiitwe neshona
Toita ne shona next episode
🔥🔥🔥🔥
Thanks please do support us by subscribing to our youtube channel
Mukuru Mukuru uyu Ndiye Mutungamiri vekuteera
100%
Mweya wakaenda kare kare apo
Iweeeeeeee dzikama hako
Please the interview shouldn't be in Shona cos we are all not shonas. Please learn to accommodate everyone. This is directed to those who are saying the interview should be in Shona...
Hapana zvaunotaura apoo
Keep it up
Thanks
Baba ava munhumukuu handina kufunga kty vangada kutaura nechirungu .Apo mupostory aiwa .tinokumbira chiremera baba
Ko kungorova ne shona show yacho.
Tichaita neshona don’t worry please do support us by subscribing to our youtube channel
❤
Thank you bro you contributed a lot for this show to be a success
Uuumm madzibaba makapinda nekunyepa uye hamuzivi position . Kudhura hakusi politics. Aiwa hamusi mukirisitu. Asi uumm
Ndivo baba va Wicknel here Chivhayo
Ndomadzibaba vaWicknel
@@MufasaOriginalkana muchiti madzibaba vawknel murikutii
@@kelvinmarongwe2844 aiwa mutungamiri wechurch inopindwa nasir wicknell please do support us by subscribing to our youtube channel
@@ChipoMpofu-hl2ll tinoreva kuti mutungamiriri wechurch inopindwa nasir wicknell
@MufasaOriginal ok ndapabata ndangandarasika acording mubvunzo wabvunziwa nemibvunzi
Amazing stuff
good interview keep it up
Thank you so much please do support us by subscribing
Takaterera neku subscriber ka1 boss keep it up don't be scared to ask wedzera kuva confident uri muright track👏👏👏
@@anesuwalter6103 thank you so much will surely work on that
Up up up way to go
Arikunyepa uyo maloads akadhakwa
Chirungu ndecheiko mwana wemutema
Pasi newe .it's an official language of Zimbabwe and a international language (helps to reach many people)
Painful to watch ko kuita neShona. Amazing amazing pasina chiri amazing but nhau ye limited vocabulary
Chirungu chekudiiko
Chibaba
Yesaya please do support us by subscribing to our youtube channel
Ginatsiyo .dhara raitunwa iro mhani
good work, but when interviewing be relaxed a bit .
Thank you so much l will work on that
Yaaa itai sekakudzikama mune kakumhanyidzana kunge mkasiiwa nenguwa or munoda kuvhunza zvinhu 700 pamaminitsi mairi get composure take it easy take a leaf from Stellla muusha Destiny plus shona kahwani
@@tendaimichaelsakarombe6100 thank you so much l will surely work on that
Good interview in terms of the questions..but there is need for it to be in a more relaxed and entertaining environment..also mix with shona so as to reach out to other too..
@@godfreymudondiro4873 thank you so much don’t forget to support us by subscribing to our youtube channel
Ndanga ndichida kuteerera but nechirungu zvinongobhowa so,dai iri shona dai ndagara regai titekaire titsvage zvedu Mukotsanjera.
Tichaita neshona next time please do support us by subscribing ku channel yedu
Good work
Thank you so much 😀
Ginatsiyo .dhara raitunwa iro mhani
True
Nice work