ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Vanhu teererai mugone kunzwisisa hakuna chinonzi central locking mukunamata, ndezvekutsaga mari chete chete. Asi hanzi a hwumwari mukati ndezve mari kuzodaidza kuti surgery my foot.Zvingashande asi hazvina hwuMwari mukati at all !!!!
Uyu wamunoti masangao uyu akarira 2020 ndakasvikapo apana chinoitwapoa
Ko ma prophet anoita back to sender ndezvamwari or i n’anga dzakahwanda ne church? Nekuti bhaibheri shoko ra mwari rinoti chivi hachiszoserwi.
I thought I was the only one who is seeing some things amiss.
Haa ukaenda unonzi ugodzoka apa unenge wasiya mari team iri so
Ndokumbiravo kubvunza kuti one on one kuti unobhadhara hre
Tirikudzidza batayi basa chiremba
Kanamavanenguva mugozotibvunza yenyu.
Kumhunga Hakuna ipwa uko.
Bambo sirivhesita mhoroi team rese remasowe marukazi ese vakaromba ...vanotipedzera nguva yekufunga vemasowe....get lost
Vanhu teererai mugone kunzwisisa hakuna chinonzi central locking mukunamata, ndezvekutsaga mari chete chete. Asi hanzi a hwumwari mukati ndezve mari kuzodaidza kuti surgery my foot.
Zvingashande asi hazvina hwuMwari mukati at all !!!!