Nyaya iyi yakambotongwa na mambo muusha ayinzi chenjerai mukadzi uyo ndomuziva akabatwa chaizvo kumusha kwake Ku bhohera ndaiti nyaya yakapera kare ini akabatwa akabvisa mombe yakudzoswa futi mudare hre Ava vaapo havana kutonga zvakanaka
Strongly disagree with dear, most always accuse elderly people of huroi, In Africa most people don’t understand that elderly people have Dementia, that’s very sad. This woman she has mental health issues.
Nderekupiko dare iri? Which part of Manicaland?
I love Mambo Mutasa. Mambo Mutasa to the world. Wakandye ma B ❤❤
Vanozivana pamabasa avo but ndashora hngu kuti mnhu anobvsa chembere yakadai dhuku,ndokushaya hunhu kwacho
Muroyi uyo anotaurisa kuvaharidzira mhosva
Very true jindagoriya rinoda kuvhundutsira marriage gone😂
Very true!! Akawanikidzwa aakuda kuramba zvinhu zvake!!
Makuroyi maziroyi aya for me 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂
Varwadziwa
@@RoshneySasha-fq9fd yaa ma1 wena
Dare iri harina order maybe vanodheerera kuti mambo mwana mudiki
Makaonekwa here mumba mavo😂😂 😅😅😅
ndivo vakandiisamo😂😂😂😂😂
Aroyi anhu ava kikikiki
Vanoroya wese but uyo arikutaurisavanemasimba kikiki
Uyu ndimambo ere kana kuti mudhibhisi wemombe hake😂😂😂😂😂Mambo James Mutasa ndivo vega Mambo wemadzimambo
😂😂😂😂
Ini ndinofunga kuti vanhu awa vanoziwana pahu 3 hwawo.
😂KkKkkk mukadzi uyu ndiye muroyi anoramba mhosva yake😮😅
Chief musadaro muroi wenyu uyo Acharya vanhu mofaraka
Tich kach ko dare ra Mambo Ngorima❤
Kkkk mukadzi uyu anotaurisa handaiii kumaporofita😊😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂aikazve huroi manyama😂😂😂😂😂😂😂😂
Imi musangwarisa muchiroya kuvharidzira
Ko muroyi ndiye ave kutopopotera vaari kuroya. Ko hanti ndiwe wakawanikwa mumba mevanhu usina kupfeka. Mhata
😂😂😂😂
Kkkkk ko kungoti ehe ndakaonekwa mumba vari kunzvenga mubvunzo
Nhai nhai kungwarisa kwacho too much
Nyaya iyi yakambotongwa na mambo muusha ayinzi chenjerai mukadzi uyo ndomuziva akabatwa chaizvo kumusha kwake Ku bhohera ndaiti nyaya yakapera kare ini akabatwa akabvisa mombe yakudzoswa futi mudare hre Ava vaapo havana kutonga zvakanaka
Kungoc hembera watoo muroi😮😮
Mai avo vanoroya munhu haaugatakurwe kunoiswa mumba mevanhu uye remekedzai murume wenyu mhai kusanyara
wakashungurudzwa nevaroyi respect unopera
Ummm mukadzi uyo baba muri mumoto so disrespectful. Ndiye atovi mutongi wedare rose. Kuchembera hazvirevi kuti munhu ave muroyi .
Strongly disagree with dear, most always accuse elderly people of huroi, In Africa most people don’t understand that elderly people have Dementia, that’s very sad. This woman she has mental health issues.
😂😂😂😂how come kuti mavakandiisa iwe uriwe waonekwa uri mumba macho door rakavharwa kkkkkkk
Zvinoitika ko vaya vanomuka vari panze
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ayaaaaaas kumamisha ukooo kune basa ndati
Mhai dhuku rinobatwa kumba kwete maMambo
Batai mbudzi mhai
But makabaka henyu
Nhai nhai kungwara zvenhema
Immmmmm iwe ndiwe uri mumba makavharwa pamwe nekukiiwa ndewezve wochenama 😂😂😂😂 zvinhu zvacho so.
That woman in the blue Tshirt 👕 how I wish chief 🤴 Mutasa was the one handling this case.
"Ndapedza duty kwaari, ndakati regayi ndiende kuna mainini kune rimwe duty" 💪💪
Mukadzii uyu ane paakatsika zera rake kudiwa kupiko 😂😂
Kkkkarikuda kutochata
Hapana kutonga kwakadai. Mambo avo havazivi zvavari kuita. Mahumbwe chaiwo.
Asi mambo vatengwaaa nekt ndivo vakutoudzwa zvekuita nedarèè
Hapana dare rinobvumidzwa kutonga huroyi
Pa Christina pashata apo varoyi kkkkk chipinge
😅yaaa mambo vanoziva kutonga avaaa❤
Chief uyo kudacevidence yedhuku but muroyi akabatwa fair fair, harahwa iyi ngaipe chigaro kuvana vadiki haazive zvasri
Part 2 please toida
Mai avo vanofanira kutipa mbudzi kubvisa munhu dhuku mudare pamberi pamambo aaaah zviriko here izvozvo
Chief uyo hapana zvababa apo😊
Varying vanokushandisa usingazive kukutungamidza muzukuru wangu aizviitwa pakazofamba akatonzi aishandiswa nevaroyi manheru Mai ava havangamboti ngatifambe ivo vachiziva kut vanoroya varying vanoshinhwa vanhu ivava
Kunyepa uko akabatwa fair fair
Pamwe vane mugara N,anga. Varoi vanozviita futi kuti ngatifambe vachizvitemba
Muroyi chaiye anopinda mumatare akatadza kubatwa wani.vanemugaran'anga ava kunotonobatwa asina zvaanoziyawee
Varoyi vanopika kti handiroye.. Vanoramba panyika nekudenga kana abatwa anobvuma 2mins monzwa achinja
Mai iyi inoroya kupinda mumba me vanhu apo yotaurisa kuda kuvhara vanhu
Idare ra chief ani iri mmmm. Respect hapana
Tichkach tipeiwo nyaya dzakawanda dzekwa cheaf ngorima pliz.tasara nenyota
Tuma face Twemambuya utwo. Says it all.
Huummmmm kubvisa chembere iyo dhuku pazere vanhu munotembeiwo imimi😢😢😢😢
Anotemba kuonekwa asina kupfeka ka moti angamirirwa naniko 😂😂
This woman needs to be arrested muroyi ndiye akaonekwa asina kupfeka
Mbuya avo vasiyei
Huroyi hunonetsa kududzira,ASI zviriko , chief Mutasa muripi Chigodora vakakenda
Maonero angu mbuya awo wanenge wanoshandisa mai awo kuroyesa wasingaziwi bt dare iri no order ndizvo zvamakabvisira headman chigodora kuda kuita nyonga nyonga
Mai awo vanoziva hre kt ingozi yavari kusvaga iyi
Mambo isuskum uyo. Zizungairwa,dofo, kusarongeka. Mambo vakadhakwa avo
Muroi ndiwe wakaonekwa kumba kwevanhu tseki
Chokwadi wataura iwe
Mai muroi avo ummmm vanoroya chete evidence yei
Mukadziuyo anoziva kuti akipiwa uroyi nemambuya aya arikunyatsoziva zvake
AS LONG PANENGA INHEMA DZOGA
Makuroyi 😂😂😂😂haa this court haina order
Makuroyi for me 😂😂
Baba awa pawati juti ndafungoti ijuti rekutsavira kkkkk
😂😂😂😂😂😂
Zvakaoma tinoda part 2 please
Uyo mukadzi arivharidzira ndiye akabatwa live akupumha vamwe pahu3 hwavo vanozivana syndicate imwe kkkk
Saka mairoya mese mbuya munotaurisa makangwarisaaaaaa iyaaaa banoroya wese awa
Dementia veduwe ngaidzidzwe nezvayo munyika medu vanhu vavhurike
Haana demenita she has full capacity achipopota kudaro
Mambo kutonga hamusati makugona siirai vanogona makaneta chaiko mudare munoitwa drama rakadai m
Mambo vanoda maextra lessons chaiwo😂😂 kubva kuna mambo mutasa namambo bushu
Part 2 please
Vanhu ava vese vari 3 vanoziyana kwevanosangana
Mukadzi muroi uyu anoonekwa nekutaura kwavo ava varikuda kuvhara nyaya mai ava
Mambo avo havagoni kutonga. Kamuroyi ako karikutaurisa
Muti or part 2 haha. drama thanks tich
Apa kupopota iwe vanga uri mumba mevanhu kushaya kurohwa uko
Kkkkkk ndaseka zvangu
inyaya yeiko ndatadza kuibata ini
Dare ramambo ngorima ndere kumama chairo mambo avo vaitamwana mudoko vana soro njena avo vanotonga nsmambo ava vavadzidzise
Toilet
Mai vatorera gogo hate vakabatwa havoo kakungwara ngwara asi anogona vanga vakaenda dzimba dzisingaendwe muroyi nemhondi zvine hutsinye hwakafanana
Dare rakadhakwa iri muroyi akabatwa Mumbai what more
Ko mai avo vanogo popota kudaro sei ivo vakawanikidzwa vasina kupfeka mumba mevanhu
Amai ava vanoroya varikuvharira nyaya dzavo. Mambo makadhakwa
Mambo Ngorima Na 11 nhasi
DARE HARINA ODER HARO IRI MVENGE MVENGE CHAIRO
Mai avo vanoroyana wese ngavafambe plz nemi mapurisaamambo
Dare harina oder mukadzi uyu haana kukwana
Zvakaoma hazvo aschii kuita zvouroya kuti zviidiko zvimwezvacho so mwari ngaapindire
Nyaya dzeku penga idzi
Kkkk dzoke 😂😂😂😂
Ummm mai ava ndiri kuvasuspector kupenga kwavo??
Mambo washaiwa uchenjeri
Dare is in favor of mukadzi akabatwa mumba memunhu uyo, dare riri biased iri
Yes mambo havagone ava
Vanenge vachiroya vese
Just because he is younger than that other lady so ndiye muroyi
@@paulinechimutsa2677 wanhu dzidzai kutora ma videos nekurekodha vanhu kuitira evidence mangwana ,
Imi ava mambo ndikwavo ere mibvunzo yavo irikubhowa
3 of them mazikuroyi and vanotizivana thats why vari kutorerana hat vari kunyatsoziva kuti tinoroya.
Mukadzi ane blue ndiye muroyi
Akuda kuroya dhuku ra gogo raatora mukadzi anoraya hake mongonzwa ko kuzopopota akabatwa akashama mumba me vanhu zimuroyi remunhu
Order 😂😂😂
Mama avo nevigi yavo iyo huroyi hwavo huri kubva hwanyatso buda manje
Dare harina order plus poor sound quality
Ndoona sekuti vanodheerera mambo wacho
Haunyepi maybe inyaya yekuti Mambo vadiki
Part 2 please.
Ndekupiko uko varipiko vanhu avo?
Dare arina order munhu arikunangwa huroi mudare pamberi pedare varikutukwa pamberi pamambo mai avo vakabatwa mumba memunhu vasina hembe apedza akuti vakamuisa mumba mavo Mambo avo ngavaite serious
Pakaipa apa
Ko kumirira munhu otsanangura mozo bvunza
Asi ibarika iri kikiki
Uyu mambo haa taridzi unyanzvi pa ku tonga
Ramambo Mutasa naBushu have order
Dare harina order zvaro irori kna mazogara here
Zvakaoma
Nonsense!!!! Uyomukadzi arikupumha mumwe kuti muroyi ibenzi. Haaziwi kuti iye achaziwo muroyiwo achemberawo.
Ndichief ani uyu
Ummmm mai avo vanoratidza kuti vanoziva vavanofamba navo so it's like andingafumurwi ndoka pangozosara kudura kuti tinofamba tese and takauraya tese kwanhingi nekwanhingi chete. Mbuya avo vanoratidza kuti vane zvavanoziva chete
Tichkach tagarira kuona mambo ngorima
Dare iri rakadhakwa
Ummm ko kungoremekedzana zvinei.