ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Madhara ayo vakararama lyf dzavo now they don't care nevana vari kuona nhamo 😢
Uyo mdhara anoda mucheka wekuseri kweruoko anobhohwa mhaniNharo nepasingade nharo nhaimi? Ndibaba vaani ivavo?😅
thank you tchkack for a follow up
Sekuru awo vanoda mbama, kunyepera kuzungaira, pfutseki
Varoi havana tsts vanongoti perai
Sekuru Mukotsanjera basa muri bata basa
Hope we get to see the event 😅
Nyorai zvino taura guys
True ma spellings anenge arikumushupa uyu
Kana kuita zvekudrawer😂
Kunge grade 1 chaiyo kutadza kuongorora usati waita submit
Kadhara Ako Kari kuziva zvaakabata
Ndipo painonzwa kt ngezve kunyepera nemagwinhire aita mwana uyo
Dayi zviyibvira vayitibuditsirawo mweya waItayi Dzamara ataure pane mapfupa ake awanikwa zvimwe mhuri yacho yayiwana closure. Kana vapedza vobva vatibuditsirawo mweya waTapiwa Makore uzvitaurire kwakaenda musoro wake. Tobva tabvuma kuti zvechokwadi vanogona.
@rolandmoyo-yy3ok oky kt ubudiswe kunge hama dzacho dzaenda ikoko cz mukotsanjera hamboendi kunosvaga vanhu varikuda kubudisirwa mweya vehama yawo
Good job
Kubufirwa kuita sey ....nxaaa uyuwo uyu
Tichkach haagon kunyora😂😂😂
Mudhara uyo anoroya munhu anoroya anenharo dzekt mukaita zvekutamba ka munopera ndiye
❤
Handei mberi nebasa tsoka
Madhara akaoma musoro anopedza vana
Hama dza Itayi Dzamara pamwechete neruzhinji rweZimbabwe varikunetsekana kuti dayi mapfupa ake awanikwa zvimwe mhuri yacho yayiwana closure. Isu tiine vanhu vakayita saMukotsanjera vanogona kubudisa mweya wemunhu. Kana Mukotsanjera asingayite zvekunyepa, ngaadeedze mweya waItayi Dzamara ataure pane mapfupa ake. Kana vasingayite zvekunyepa ngaadeedze mweya waTapiwa Makore uzvitaurire kwakaenda musoro wake.
Hapana chinoramba kna vachibhadhara matare
Tsokas chibaba
Nyorai zvinoreketa please
Tsamwai tsokaa bhowa zvoita tubaba utwuùu
Sekuru Tsoka
Uyo mdhara anoda kukwidibirwa nembama chazunguza chaiyo
Nharo chiiko kutadza kugadzira musha
Madhara ayo vakararama lyf dzavo now they don't care nevana vari kuona nhamo 😢
Uyo mdhara anoda mucheka wekuseri kweruoko anobhohwa mhani
Nharo nepasingade nharo nhaimi? Ndibaba vaani ivavo?😅