Madman tipeiwo Signal magaya atanga kuwawata. Tomamisa munhu here. Big up all fellow artistes for coming and pay their respects to the Great Saurooooooo.
Ichati yorova corona after ma hugs ese aya. People should just be conscious. Social distance is a necessity. We will see the repercussions after two weeks. Let’s not play with Covid guys.
Madman tipeiwo Signal magaya atanga kuwawata. Tomamisa munhu here. Big up all fellow artistes for coming and pay their respects to the Great Saurooooooo.
Kuwawata?
TIRIKUCHEMA NEMI NYANGWE TIRIKUNO KWATIRI ZVATIRWADZA.NGAAZORORE MURUGARE SAURO.KYOTO JAPAN
Well done guys 🔥🔥thts wat Zimbabweans r made of we r there for each other 👏👏👏
God is in control don't forget to pray for you and others
Boss yala and chibaba made my high school great ne beef yavo iya R.I.P chibaba
Hanzi beef riye was t get attention cuz hapana aivada muma studio umu
@@itaiivy3430 kkkkk really??
@@Currentaffairs01684 yebo they were GsFL
@@itaiivy3430 um impressed kkkkk
Vamwe vanhu havana kuenda ku rufu kunochema jah love but kunoona ma celeb ... Reast in peace . Soul jah luv
Taura haco ipapo haureve nhema
Team iro dai ratibvisira makepesi
Well done guys ...Seh Calas ...Oscar...Jah Prayzah
Heyi ndaona mother vane mwana vachimanidzira kuda kuenda paside pa Jah Prayzer,apa vanenge vambenge vachiyamwisa kwakukanganwa zamhu panze..zvakaoma mhoti
Ko panoti celebrity ka .. hahaha 😂... 😂...
We are becoming irrelevant as a people and community
Kkkk
Boss yala i feel yo pain makabva kudhara na sauro uchaita clash nani
thank jah prayzer for your love
Seh calaz I'm very sorry bossyala biggest fan from Tafara
Respect n manners conquering lion ...chibaba
Nor be lie brother, run oo
Ko ma cape nehat dzavo idzo, kushaya tsika kauko mapenzi evanhu nhai, vakwasha vanani avo vakaora kudaro
Hanzi na Calaz, "ma camera time time, ma camera tokufonerai"
Vakuwasha vangu kana kutyora makumbo zvenyu pamberi Pana ambhuya🙆
Rest in peace makuruwane,
Language, nemukwende aaaaaaaah ndatenda hangu asina mukwende akutaura chilanguage,
King imbotsvagaiwo supa yut amana
Vanhu dai mangopfekawo mamask ndosaka vamwe varikutya kuenda becoz zvaitwa Jah P izvi imagine vakuda maselfie vanhu vachita noise vasina kana mamask. Oscar kana kutomboipfeka futi pane vanhu guyz be serious
People Covid is real plis take care of yourselves even tiri pakuchema pliz we still love you all 😰
Rest in the strong redeem of Zim dance hall Sauro
Apa mumwe ane ma airpods zvake😪
Tipsy hat inobviswa pavanhu next time
Thanks sharz calaz
Ndrkurwadziwa 😭rest in peace souro
Amana zvichi zvenhamo hr izvi
Kumbare ma one vanhu vanzwa nemateargas varikuda kuchema gamba
kushaya hunhu bvisai mahat
Why are the people hugging each other asi havasi kuziva kuti kune corona
Ichati yorova corona after ma hugs ese aya. People should just be conscious. Social distance is a necessity. We will see the repercussions after two weeks.
Let’s not play with Covid guys.
Nhai nhai vanhu vatokanganwa mufunge .vamwe kana mask havatorina mufunge
I'm hurt my condolence to the family n friends rest in peace soul jah love
Ko mupfana Jah prayzah wakuvhurirwa madoor kunge vamwe soo
Hindava une good kunge mukadzi wepabarika
Hindaa une godo kunge mukadzi wechina
Uri Hater zveshuwa mukadzi wepabarika chaiye apa ndiwe mainini
This hurts😪
Pane akosora🙆♀️
Calaz ndakamukwapaidza, handina kumbomupa nguva yekubatanidza
Souljah Love & Ginimbi in heaven [ R.I.P Jah Love & Boss Ginimbi ]
@
My guy judgment is for God alone hauzive zvavakabata pasi pano kuti zvinofadza mwari here or not
@@Currentaffairs01684true bro ... kunyaradzana
Pambuka Soo. RIP Chibababa
maceleb eduwo zvakaoma
Was JP arriving. Or leaving😷
🤣🤣🤣🤣🤣👍🏽🔥
Zvorwadza izvi😭💔
But homboy Oscar hindaa kusapfeka mask ,, haa musadaro
Munobata vanhu maoko makamira hamukwanise kuchonjomara
Tsika dzinenge dzikupera kuenda neeconomy muzimbabwe
Haa true kana ndokuita kwemari amheno
uchenjere kutadza kufamba zvakanaka wasungwa nekuunganidza vanhu
Ka Pambuka hakatorina mask kachabanzaurwa neCovid
Hahahaha kubvumburudzwa
Kkkkkkkkkkkk chihelele mkaoma sure
Ma artist mandiita impress.
Dai hasina Covid19 Msasa Park would have been on fire.....
Mwari vatendera
Guys ngatichemanei tiine tariro. Ndiri kuona naOscar Pambuka hawatorina kana mask zvawo hey!! Corona is real guys!!
Nxaaa
RIP sauro
I don't understand why those ladies just laughed...
Rest in peace chibaba chedu
Oscar haana kana mask zvake...vakomana beware Covid is real kani
Ko Oscar sei anga asina mask?
Rest in Power Sauro!
Ko mwana arikuendepi shuwa
Are people going for photoshoot or kunochema mumwe wavo 😰😰😰
Rest in peace Sauro ....
Kkkkk pachiri PARUFU here apo
Maceleb edu Aya mucheno urikunetsa nhai.
Makutarisa futi zvemucheno parufu hre
Ko kurufu kungada kupfekwa zvekuonekwa here?
@@mirriammafoti6360 nhai hako. Kana muchida kutarisa mucheno tarisai mavideo avo kwete parufu
Kubata phone mokuziva shm
Oscar pambuka wakawana here iwe
Single wants a friend
Kkkkkk baba avo vemazirasta vakati calaz apera but he is trying kuseka seka naye
rasta vakuzviita muridzi we funeral apa muromo panze
R.I.P chibaba marwadzisa
Pambuka ngaapfeke mask
Mupfana akaisa zvitanda munzeve has to be respectful ukubata maoko yet yu keep ma airpods arumunzeve. Grow up. RIP Chibaba
Zvekuti muno mune covid kunyeperwa chaiko uku nezvirikuita vanhu kuzodawo selfie vanhu vanozonyanya mmmm
Ha iwe akati ukusapfeka mask unobatwa ne corona ndiani?? Munhu anoita yaalover bhururu
One of kings is gone really
simba apo
Calaz anongozvidawo zvisina basa
iiii wancu usarwadziwe , chaatadza ipapa chiiiii????
Ibvapa aita sey usatsvage nyaya pasina nyaya
Kana wakamumaka usati anovhaira. Just bcz angoti zvemaCamera tozoita tym tym
Adii hake nhy at least abata maoko asina hat mumusoro kuratidza respect uye agonesa kuramba selfie cz vanhu vacho havatorina mamask hupenyu muridzi
Ma1
oscar kari ku exposer vanhu apo
oscar haana kana mask
Oscer
Oscar pambuka puts no mask. He is not wise
pambuka
Ko yekt 30 pafuneral kkkkkkk
Vamwe mavinga food
Oscar haana mask asi hapana zvarikuitwa iwe ukafamba usina mask unourawa nepolice
Kkk ndosak akapfek floral shrt panhamo
prophet oscar havana mask havo
toda bounty
Ini zvangu vanhu vanondikona kufarira celeb kunge vaona mwari,,,,,,,ini andiite izvozvo celeb munhu uyo apana chachinja paari anofao sekuenda ku toilet sewe
Oscar hana kana marks
mask here😂
@@nomsamandovha1155 😂😂😂😂
Unlike winky dee akauya kuzochema mumze wake
Calaz vaibatikana
Why not abide to the laws of the coronavirus? This is stupid!
Ko kusabvisa hat pakumhorosa vakuru avo vafana vana calaz. Haa iz guys are moraly fukd
Typical Zimboz umwe uyo aktokorovhera mari yedoro😏
Wear your mask🤕
SAURO AIBHAIZA AKATIBHADHARISA SHOW MA$5 AKASAUYA IHUKU YEMUNHU
HAAA SHUWA PANE PANFAKATOMBOENDAWO KUSHOW YACHIBABA AKATIDHAMA
Rest in peace Chibaba
Ma artist mandiita impress.
Dai hasina Covid19 Msasa Park would have been on fire.....
Mwari vatendera
Rest in peace chibaba