Kkkkk drumas you taking us to another level sure thank you guys moita tione dzimwe type dzevanhu vakuraramawo munyika hanzi mogona kutomhanya 😢 nechikamera ndapinda mumvura mandishaya😂😂😂😂 u made my dae❤
Kana uyine hama dzinoshanja ndizvo zvokonzeresa kuti njuzu imonye munhu, kwete kuchema and zvekuti wakapfekeyi hazvitorese ne njuzu...some of the questions asked to strangers are rediculous vhunzai zvinovhunzwa hama kuti pakatorwa musikana hunziyi kwavakafamba
Tuvana twaka failing to raise him up 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😜😜😜 musikana wangu wandandauya Naye ku honeymooning.
@@tsanochimsy9748 🤣🤔🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣
He made me laugh so much even though it’s a very sad story
Kkkkkkkkkkk kkk
Mavhunziro emusikana wamunaye uye mukoma Andrew haasi professional arikubvunza zvimwe zvisina kana msoro, imbomudzidzisai
Haisi mhosva yake haasi mushona uyo muregererei you are lucky muri kutonzwa zvaari kutaura
WELCOME GOOD PEOPLE
Thank you
I want to go and swim there when I come to Zim veduwe....
Secondly Njuzu hadzidi hutsotsi haupindi nzvimbo idzi wakasviba
1. maPeriods------ kusviba
2. Hupombwe----- kusviba
3.Huroyi ----kusviba
4.
Very true
Chirungu ne doro hazvisiyani chokwadi🙌
Kuda chirungu vanhu vekuManicaland ayaa ndasurrender🙌🤣🤣
Kunzi sa..kwakabva pana sir..saka team wasu ma1 wangovhiroda shirungu zvawo
Ende futi
@@shingiraitrevormboto2105 🤣🤣
@@anorldmutasa3001 🤣🤣🤣🤗
@@jeanalfandika3361 Zvakaoma kkkkk
Camera yaita vanhu vataure chirungu nhasi tanzwirira hedu anyway nematambudziko kuhama dzarasikirwa nemwana
That's Manicaland kachirungu Kano buda chete. Honey mooning💕💕💕
Chokwadi😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣wasekawoka kkk ah chirungu kani
🤣🤣🤣🤣🤣mkoma hungry lion motikiller ngechirungu
Akanyanya iyeye dai aita mukoma wangu zvangu
Soko munombobvunza tumibvunzo tusina basa henyu 😂
Zvekut wakamborara wese zvine basa here,zvinoudzwa vnhu here kut ndarova bota kna musina kuona nhumbu
Uri shuwa hako apa, mibvunzo uyo unoda kunzi bvunzai iye mukomana wacho🤣🤣🤣🤣🤣
Sokostina ngavabvunze zvinhu zviri relevant.
Sezvipi????
Imi siyanai naBranch Mananger uyo moda abvunze kuti kudii
Soko wakubvunza zvekudya bota kkkkkk haaa ndasarenda hangu apowo baba avo vakuti ndakaona pentie yeblack ndabvuma hangu
Soko vari kudzidza basa guys tatonakidzwa rambai makdaro Soko nemibvunzonhando yenyu
Pakafamba mhepo ,zvinorwadza izvi.
Panic , shock then heart attack might be the cause of death since the young person was not able to swim
Mapungwe makaipa umoo ndiko ndinobva
Hahahahahahaha mukoma Andrew neshamba dzokai futi ikoko especially kumanicaland tinakirwe zvedu naana wasu awo nechirungu chawo
Mudhebhu dhebhu wepana pungwe. Honde is sweet mhani
😂😂😂😂😂😂😂English part killed me ‘akapfeka pant yeblack’
Kkkk pantie ye black ndoyaakaonaka
Yaaaa ana samanyika unogara uchispakwa nawo especially kataurire kawo Kane kachirungu kakadhakwa
Thank you Drewmas media taking us to another level tikudzidza Shumba 👏
Blaz vane hembe ye hungry lion avo mahwani 😂😂
Manicaland kwakanaka i wish one day i will visit that area
Huya ndiende newe
"Beyond those mountains Manica valley....." Achiimba hake Simon Chopper Chimbetu
Haaah kwakanaka wena
Kkkkkkk that’s my area
@@nomattertangwena6088 ndokwenyu ana Tangwena. .are you related to magretand Justin tangwena
Panicking honey mooning 🤣🤣🤣
Ndofunga kuti musikana uyu ainge ane shavi renjuzu pane zvaaikanganisa
Hungry lion chirungu watikuvadza
Thank you for taking us to another level
Drewmas media taking you to another level 👏👏👏
Munhu akatorwa nenjuzu musaenda kundomutsvaga kudziva mukangodaro njuzu inomuuraya munhu
Vana Wasu chirungu vanohwereketa zvavo 🤣🤣🤣
Musatidaro kani amuna wee kkkkk tochilavha chingezi
@@msveekay5637 🤣🤣🤣
Muparutsa zindi watching from Pretoria bossman, drewmass media
Thank you drawmas media tirikuona nekudzidza zvakawanda
Drewmas...shumba inenzara yakapenga
Yeah Nyaya iyi ma1
Thank you Drewmas media mandifungidzisa kumusha kwangu
Sekuru Endrew im becoming ur more fan kuhonde ndokumba kwangu
honey mooning
Apa hapana njuzu apa , ndoona sekuti mwana akangotadza kudhidha
Munhu akatadza kudhidha anofuta . Kna aneropa injuzu cde
Moda kuzvionera here?
Njuzu ino tora munhu anobva kure zveshuwa vano gara pejo haivatore inenge yajairana nehwema hwavo.
Hie Mukoma Neshamba and team
Kkkkk drumas you taking us to another level sure thank you guys moita tione dzimwe type dzevanhu vakuraramawo munyika hanzi mogona kutomhanya 😢 nechikamera ndapinda mumvura mandishaya😂😂😂😂 u made my dae❤
I'm in
zvakaoma!!!
Shumba makadini,ikoko?mukatoresa Class nenjuzu motoroora kuno
Chingezi uko chinodiwa🔊🔊
Muchenjere kutorwawo ipapo mukoma Andrew
Kubuda furo neropa injuzu
Ndoshaya kuti maZimba hatidzidze sei kubuda furo neropa injuzu.Munhu akanyura kudero haateverwe kana kuchemwa.Inomuuraya.
My homeland .....pamudhebhu dhebhu murara apo ,,
Aaaah chirungu Ana wasu ka kkkk muri manyama chaiwo 😂😂😂😂
Hello Andew and soko
Eysh pakaipa yhooo
Baba vanofarira mabhurugwa ivavo ndasarenda pazvinhu zvose varangarira pant reblack
Pant yeblack we are there 😀 mermaid
Blaz Bhotito bhoo here? Well said mataura chokwadi Mukoma . Keep up the tradition 💗💗💗
Chirungu yoweee kkkkkkk
Kkkkk chirungu matiura, memed as thinking
Akomanaweee mutsadaroba kani
Pant reblack ndiro ravakatanga kuona 😂
kikkkkkk😛😛😛😛😛😛
Isai masubtitle for the benefit of non shona speaking clients
Hungry Lion na Rhidhikurasi same same kkkkkkkkkkk,ndaseka nhasi
Musikana uyu mibvunzo yake mibvunzo nhandoooooo
Pungwe rine madziva akawanda anotyisa they must respect Pungwe vanhu ava.
Kana uyine hama dzinoshanja ndizvo zvokonzeresa kuti njuzu imonye munhu, kwete kuchema and zvekuti wakapfekeyi hazvitorese ne njuzu...some of the questions asked to strangers are rediculous vhunzai zvinovhunzwa hama kuti pakatorwa musikana hunziyi kwavakafamba
Hanzi mukomana ndiye akachema aona kuti musikana wangu wandayenda naye ku honeymooning anyura
Honey morning 🌄 💛 💕 ✨️
Chirungu kki
Musikana wenyu uyo mudzidzisei kubvunza zvinhu zvine basa mkoma Andrew zvimwe zvaanobvunza hazvina musoro
Pamudhebhudhebhu
Ini ndatomirira ku live chat
Pant yebreck school uriform kkkkkk
Zvidhakwa zvine information shame😂
Kkkkkkkk Kwai honey mooning
Is a mermaid 😂😂😂 as thinking 🤔 shona ahirambidzwi kutaura hanimuning kkkkkk ndaseka ndisingadi zvoosiririsa hazvo may her soul rip
Kazvimbo kanotaurwa chirungu aka🤭 😂
Murara Honde valley
Kwazvooo!
Maiweeee zvangu, Hani monin'i🤣😅
🥴🥴🥴🥴🥴
Sekuru vanotaura chirungu ava
More than 200 peoples on top of bridge
sokostina ma1, varikubvunzawo mai avo veparoad kuti mukomana nemusikana wacho vakarara vese here. I hope vaisareva kurara kwebonde otherwise hakuna mubvunzo wakadaro 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Veduwe mukore uno hauchade kucrosser rwizi nedhonji. God bless our country 😢
Kkkkkk vana wasu nechirungu
Mudhebhudhebhu
Hungry lion hehede
Kkkkkkkkkk ska idzoo kuratidza chihera kusambira ere
Tatomirira
Ndipo kkkki
Pamudhembu dhembu
Kkkkkkkkkkk kuseka hangu nhamo serugare hanzi vakaita failing to raise him up kkkkkkkkk nhasi
Thank you drewmas for taking us to my mother's place Kwa pungwe Zindi
My home
Pakaipa saka ma camera enyu ayo amutorwewo here kkk
Mukoma hungry lion🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haaan kutorwa ne njuxu hre ndiyo yakamurayq
Anhu acho kuda chigezi
Pant reBlack maihwee zvangu
Regai hangu ndione chimunya
As a thinking kkk
It's a Mermaid as a thinking 😂🤣😅
😂🤣😂🤣🧜♀️
Siyana nesu shaaa...kkkkkkkkk!!
Drewmas media ndokumbrawo song iyo irikurira
Ndepa Murara apo
Mnhu kngonyura yatoo njuzu.. Mnozo nyanya kuis presha kuti nyaya in Inzi ndeye njuzu. Imikah
Muri kure here mkoma tizombosvikepo?
Blaz yet shirt yered churungu hanziiko kkkkkk
Ndiyo reason yandisingadire kuenda kumvura nevanhu ndakambodhozwa makumbo mumvura ndikapotserwa kunze uko zvekut mai vangu vakafunga kut ndafa , pakabuda nyoka mumvura izvi zvakaitika ku Chitungwiza nhau dzemvura vanhu ngavasiyane nadzo ,,
Hauna kukuvara here wakandirwa kunze kwemvura
.nyoka yakabuda haina wayakaruma here?
Hungry lion🤣🤣🤣
come wasu,haasiyi chirungu kkkkkk
Kkkk idzi chadzakakasira kuona kunyanya I Nduw.. e yeblack
Uniform haaana kuionaa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Twakaite failing to raise him up🤣🤣🤣🤣🤣pant ndoravakanyatsoona 🤣🤣🤣🤣haaaa veduwe English never liked us
Hungry Lion!! Kkkkkk
Hungry lion ndizvo manji
@@shingiraichanzenza747 taura hako kkkkkk