Haaaaaaaaaah ini ndabatikana nekamhere ako haaaaaaa shuwa zvinopera rinhi izvi tisamire kubvunza mwari kuti ko nhai zvopera rinhi ummmmmm mwari pindirai shuwa haaaaaaa apo pakapabatwa zvakadzika shuwa iwe munhu iwe neteam yako haaaaaaa ndoda kukutendai 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎹🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 kuti mwari iyeyu jehovha wakavamba zion ndiye bako redu ndatenda hnku well done bro senge apo panozononzi iiiiii iiiiii pindirai mambo
Handisi zvangu muZion but masong ekereke yekwenyu anosimudza mweya wangu Mwari akupfudzei mberi am .....your big funny simudzai mureza weZimbabwe out there
Yae this song ukanyatsoiterera zvakadzama unoona message pairi so touching. Please guys let's like, comment and share so that vamwe vanoinzwawo uye kusimudzira maArtists edu don't forget to subscribe 😉

Guyz this song kaaa inobata zvayo,coz irikutipa picture yezvinhu zvirikuitika zvinhu zvatirikurarama mazviri zuva nezuva.Asi dai Mwari vatibatsira shuwa.
"Hiiii hiiiiii Pindirai Mambo >Mwari weee pindai Baba weee Pindirai"parikundiitira apa.
This song kaaa guyz ahhhh kumberi ndatenda hangu rambai makadero guyz.
Thanks nengoma iyi team, Jeta & the TF 👏👏. Pakabatwa basa 🤝🔥🔥
Yes yebo join vanhu wamwari nzimbo dzinondisvitsa Kure Dai ndakatendeuka kare kni
Isaya 14 vs 31 ....the real truth to nations , hakuna angatiza hondo dzake ....#Zion Ibako 💥💥well done The Jetas
Your support is greatly appreciated ♥️
Shuwa tiri kushingaira tine tariro kwaari iye Mwari weZion kuti apindire ❤❤❤❤ dankei
Aiwa uyu anogoooooooona uyu mwari akuitire zvikuru nekuparura rungano rezion kwamuoniita munorisvitsa.gomo rezion richakwira mapusoro soro soro pezvikomo
Huchi uhu uri kurova mfana mwari anohwa munyengetero vanhu tidzokere kundoungana keep up the good works
Pindirai,Yesyepo, zvimwanda,varangarirei, Mapumhangozi ,Tendezizo worth to listening 26 September 2024
Aiwa rambai makatsika wena vision yamunayo haiisi.yega iyii muchasvika kure
Handisi zvangu muZion but masong ekereke yekwenyu anosimudza mweya wangu Mwari akupfudzei mberi am .....your big funny simudzai mureza weZimbabwe out there
Mad tune guys keep ip a good work
Kubate basa wena
Keep up the good work.
Nziyo dzenyu dzinobata zvokurevesa
Yah you're gifted my brother mwari ayende mberi achikupai zvinonaka
#Rambai makadzvanya baba ..
Mapisarema 102:19 Nokuti wakatarira pasi ari panzvimbo yake tsvene yakakwirira; Jehovha akacherekedza nyika ari kudenga;
20 Kuti anzwe kugomera komusungwa; Kuti asunungure vana vorufu;
21 Kuti vanhu vaparidze zita raJehovha paZiyoni, Nokurumbidzwa kwake paJerusaremu;
Kuti mwari iyeyu Jehovha wakavamba zion ndiye bako redu mukoma Frank Jeta munogonesa tiripano march 2024
@Frank Jeta &the true followers
Mukoma Frank and team, makanyanya,,,, this z excellent hey
I just fallen in love with this song 3yrs back🎉
Very unique and EXCELLENT. keep the good work
Weldone Mi Brother Frank Jeta & The True Followers 💗
Rambai makadaro chipo makapiwa,,, 🔥🔥🔥🔥🔥
Excellent mune mavoice
pindirai mambo
I appreciate your support my sister
Tinoda nyasha Mwari pindirai👏🏼👏🏼
Makanyanyisa keep the fire burning
Well done Well done keep it up ❤
Svinurai murinde muvengi wenyu Dhiyabhorosi maiweeeeee 🔥🔥
Dankie,,,, rambai makadaro mukoma Frank neteam renyu 🔥🔥🔥
Well done Frank!!!
This song is just a profound prayer😭🙏
Tinemubvunzo Mwari kut zvinopera riniko well done ✅ bro
Shuwa nyanisi ,well done bro
Frank Jeta anogona
Keep it up bro
Makarova vakomana keep it up mwari ngava pindire shuwa
Fambai baba
Good work keep it up!!
Sando dzenyu rambai ma katsika ipapo musasiya Dovo nedanda ndicho chirungu ka
Umm wat a blessed crew # TF family nyanyest guyz kip tt @Jeta
Pindirayi mwari pasina imi tinga ita seyiko
Keep the fire burning
Baba munogonesa and makadzikama nemusic .
Mwari ndiyo mhinduro
Keep on the fire burning💥💥💥💥
Yae this song ukanyatsoiterera zvakadzama unoona message pairi so touching. Please guys let's like, comment and share so that vamwe vanoinzwawo uye kusimudzira maArtists edu don't forget to subscribe 😉
Ngazviende mberi Frank tinoshuvira zicollabo nashamblo (Elphas Mashamba)
Will be ready for it
Famba Zion!!!!
Shuwa denda riya risatidero soo
Basa rakabatwa
Powerful 🙏
Amen Amen Fambai
Nyanyesti.........
Keep going
Well done Frank. Keep the fire burning
Tell the story of Zion. For God founded Zion for the afflicted of His people to find refugee in it Isaiah 14:32
makasota baba
Amen muzion mwari pindirai munogona
Pajoin ne zion
Rambai makadzvanya
Great
Munondiitra imi
Thank u very much munoona rambai makadaro
Best song
Keep up the good work 🙏
Itai mavideo Kuti zvifambe fast
Waal
This song you can play all day long
Nice music
Tinotenda
Powerful voices there
Thanks Yoo rakaibva
❤😊
JOIN rambai makatsika chepakati