Ndakaita Mwana Na Prophet Asi Vaida Kuuraya Mwana Uyu
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 16 ก.ย. 2024
- Please Follow me on Facebook
www.facebook.c...
Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
With God everything is Possible Mkoma Nashy ngatirambei tichinamata Mkoma Nashy Mwari vanokuchengetai🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
ma percentage mamawanepi awo mkoma first confession 😂. I think munotora anokupai peace of mind - wamunotemba pa faithfulness.. and anoda Mwari
May Gid bless you and Guide you mkoma Nash
Kkkkk first confession aaah
Amen t
hank you
Number one uyo 😂😂😂 hauroore mapercantage ndei manje unenge unonetsa
Haa iwe kwana % yekuitasei kutitambisira data
Yeah true ini hangu mukomana ndakaona kuti mune moyo vakanaka i will always pray for protection yekumusoro kudenga pahupenyu hwenyu uye kuti murambe mune moyo wenyu ivovo vakanaka vanhu vamukubatsira vanhu vakawanda sure hatizogone hedu kutenda kana zvaita asi ndoti komborerwai mukoma Nashy
Ngatirambe tichinamata na 9 pm mkoma Nash takunda
1# Confession vema milage akapenga heyyyyy, haisati tambo ona zvakadai 😂😂😂😂
Wema percentage uribenzi iwe siya vose ndiwe usina kutokwana
Ummm bhlaz nyarai vanhu imi
Haaaaa baba avo kana pavachafa vasiya vana vamuoorofita avo .
Uyu wema percentage haaa pane zvimwe zvisiri necessary kutaura😎 tora waunoda
Zvema percentage 😅 you CAN NOT expect the best qualities wen it comes to marriage. Choose munhu akavimbika ane respect the rest you'll work on it along the way
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🙌🏼 just for 1st confession . Is mutiriro at work here? Kkkkkk
Wainyengwa na Prophert wawatera marika and wausina Boi Friend ere.... waida kuva trapper and now wakuchema
Kkkkk guys ....apa toxviita ma mathematician...ava vakutorater rural background. ....kkk neka checklist
Iwe wema/are u made
1st ❤❤❤
Zcakaoma veduwe sorry hako sure zvinorwadxa mhosva yausina kupara vamwe. Life ichivaititira ummm sorry hako amainini veduwe ndarwadziwa
Unobva wapera Simba mapercent mukumawananepi😅😅 zvebasa reyi zceback ground family behavior munonetsa imi itayi zvoda Moyo wenyu
😂😂😂😂😂muno measure nhy mkoma ma% enyu aya 😅😅😅😅😅
Yowe vane chiuno chakasimba postr ava200
Uumm vema percentage avo mukwane imi, muri kumbovaitirei hobho. Busy rating vana vevamwe as if you are perfect yourself
Kana makuisa BK 4 etc atichanzwisisi
Vari kushungurudzwa ne Mweya we Ngozi batai vanonzi Gogo Shumba vanodanwa vachinzi Sekuru cos of mudzimu wavo numba dzavo 00 263 71 629 4402 dziri pa ZimNews Beat tv or pa TH-cam pano endai pakanzi Dare raMuchembere Soko munowana numba dza Muchembere Soko vanokubatsirai.. Kuna Apostle Monalita pa ZimNews Beat tv vanobatsira futi
Wengozi uyo please enda kwamiracle Paul kuchitungwiza L community hall kuharare zvinopera izvo but usati waenda unganidza mari yako don't tell anyone just do your thing chinyararire wotsanya wosimuka kuno kuSA mugovera wonodzika kuharare woenda kuchurch tanga kuzoudza vanhu kuti wava muzim wabatsirwa please i know kuti mweya wengozi uchatanga kunyumwa but act normal wakatsanya uchinamata mumoyo kana uchikwanisa idya mafruits panguva yaunenge wanemari yekuenda stop kudya zvinoremera dumbu chero ukarota hope dzinotyisa cy muka unamate mumoyo usabudotsa mazwi nekuti ngozi inozonzwa ikaziva hurongwa hwako