Ko kupa mwana chipo pamasowe ndko kudii since ari mwana wavo vadii kumupira kumba zvogumira ikoko,inoit seshow off kuvanhu ,kna anga ari mutendi apiwa ndpo vangadai vazviitra pamasowe mmmmm
Ko hausi private yavo here ko.kuzoyenda pa Sowe kunoshamisira chiii nhai madzibaba Owen nezuro makauya pa sowe nechikopokopo nhasi makuoa mwana mota pakazara vanhu pa sowe sei ndimi vanhu vakaromba imi
Kkkkk ma suprise ngaaperewo ku dzimba priz. Dai iri charity irikuitirwa kuma children's home, or kumajairos jiri taiti Mwari kudzwai. Kana baba vaine bag it's obvious Mwana atovavo nebag.
Shame on those people vepasowe ndivo vari kudyirwa cash ivo havana kana bhutsu mumakumbo but they sacrifice to give madzibaba all that they have kudenga kure vanhuwe, Baba Prince manje shame, Bible shoko rakataura kuti vanhu vangu vaparara nekushaya ruzivo 😢😢
How many poor people did you help ...that's unfair statement from you ...God will help those who help themselves...leave your comfort zone go look for something that will make you a successful man
Ah ❤❤❤yaratidzwa namadzibaba kuchibereko chavo dai mwari atiyambutsawo tigonewo kuita rudo kuzvibereko zvedu amen Aiwa madzibaba magona henyu chokwadi dai mwari vakakukomborerai.
I am happy they keep the youth off drugs and are clean and healthy, thank you
Haaaaa zvinhu zvacho 😂😂😂this life no balance chedu kungomirira kuzoimbira zvishandwa zvevamwe gore negore
Taura hako ukasashinga kuita zvako hazvibudi , hupenyu hwe show off bodo bodo
Zvakanaka wena but zvotipa pressure madzibaba kkkkk
Muchafa muchirumbidza baba miporofita nemhuri yavo imi vana vesangano muchingoimba makore kana chawawana hapan kumba kune nzara basa hauna ### ngwarai
True
Ko kupa mwana chipo pamasowe ndko kudii since ari mwana wavo vadii kumupira kumba zvogumira ikoko,inoit seshow off kuvanhu ,kna anga ari mutendi apiwa ndpo vangadai vazviitra pamasowe mmmmm
Beside GD6 iyo team paSowe apo pane Mota dzakanaka chaizvo hapana ma Honda Fit
Asina mari anoshora anoti ndezve kuromba ,kana akaromba hazvinei hazvo Mwari ndiwo vanoziwa, asi pagonawo mwana veumwe tendai weduwe musarwadziwe ndosaka tichigara tiri varombo nekushora nekutuka
😂😂😂😂😂true
Kuitiswa uku tichasangana kumagumo
@@rayandria2722 😂😂😂😂😂 tichavaona ft pasocial media vakutsvaga rubatsiro kna kuzovaona kwasekuru Tasvu 😂😂😂 naiwaya ndataurisa😂
Zvakanaka izvi, vanhu vajaira kushora mapostori. Kuti vambofarawp nesu havadi
Peace full life is better than gold and silver
Mapositori akuromba wee aaaa kana vadimiwo kukomborera vose vepamasowe ipapo
Makorokoto madzibaba pamberi nekunamata mwari
Makorokoto madzibaba musazorega kunamata .🎉
Apa iwee haunda old shape zvayoo ye honda fit asi unoshora😂😂😂😂😂😊
Chakanaka chakanaka guys kwaari kuwana mari yacho hatinei nacho ngatiregei kufungira zvatisina kuona ari kugona kuchengeta mhuri yake dai kurikunzi arikudya nemahure taiti varasika saka regai vana va enjoye good life tajaira kuona zvichiitwa nevarungu kaaa ? Aiwaa chero kuvanhu vatema zviriko futi .....Prince wakafanana nadaddy vako❤
Mabasa eZanu aya.dai Mwari vatipa maziso emweya tigone kuona zvakavanzika.cry my beloved country
Havasi madzibaba avo.....he is a celebrity
Zvakanaka zvinotendwa 🎉 Musazokanganwe kunamata
Zvaitwa nemwana weumwe tisazviramwe kana kuri kuromba kana kuba hazvingatibati, huyai timbobvisa Godo hamawee
Madzibaba prince vatoteyiwa ne team rana young madzimai, hapana asingadewo chakanak 😂
Urombwa masowe chaiwo haaite izvo zvose zvekushamisira kungoti ndezve pano pasi kudenga hakuna unoenda usina chinhu
Congratulations broo
Mmm zvichiri zvekunamata here izvo
Seek for the kingdom of God nd all shall be added, sando kuna mubhara judge
congrats lil bro , zvakanaka izvi
Madzibaba avo ndeve Zanu vanototamba nevakuru vacho chaivo
Kana zviri zvamwari musina kuromba magona ngazviwedzerwe
Saka pasowe irikudei ende tirikuiratidzirwei? Tsvagai Jehovha achawanikwa mudanei achiri pedyo
Saka munhu 1 apiwa mota vamwe vose moita sei nehamo kuchiguta munhu 1
Voterai chamisa chete
Winibhoni rushanga zvichamedzwa nerushanga,
Ana baba marasika denga rinonzwa tsitsi richiona izvi. Variko vakachifira chinamato ichi chamuri kutamba nacho
Izwi rakaimba zvose zvose zvichapera ku chasara zuva reropa. Ndatenda hangu
Wellsaid
Imi ka, izwi rakati mutongi ndibaba musi wemagumi. Saka imi makuzviita mutongi pasi pezuva ndimi anani
Ini zii zvangu
Ko hausi private yavo here ko.kuzoyenda pa Sowe kunoshamisira chiii nhai madzibaba Owen nezuro makauya pa sowe nechikopokopo nhasi makuoa mwana mota pakazara vanhu pa sowe sei ndimi vanhu vakaromba imi
Vakadzi vanoimba havo avo🎉🎉
Vama Sparks musangoitiswe pakunyepera vanhu imi GD6 yakaitwa zveku haihwa 100us ndotoziva nemuridzi wayo 🤣🤣🤣
Ngezve zanu izvi nhema idzo
Nhema dzipi futi
Musasvotwe munofa negodo
Ayewa hatirambe kukomborerwa asi pasowe panoyera hapana nguva yemahumbwe ayo , chinomato ichi hachifambidzane nezvirikuitwa izvi. Iye munhu wamwari ndiye anenge achiropafadzwa hwai dzichishupika
Chokwadi vanonamata mwari vanotunga mirirwa namweya mutsvene
akuudza kuti kuita mupostori hurombo ndiani, shaaa Mari dzobva mukushanda kovamwe vakatenga mota dzema 300 000 ukati ndomablessings coz vanoparidza nema suit😂😂😂 enda unoshanda uko kwamoda kwemagitare ndokwakarombewa manje vhurwai maziso muuye postori
😂😂😂😂😂😂😂😂tell them
@@matchmorekalizi7635 yaya vanotikwidza BP semapostori😂😂😂😂
i take money United , pa shrine ipapo
Spaks ndokufarira zvekuti bt unozoshaya zvekuuya nazvo pano zvekutenga mota hatirambi heduu bt kwete pa church muchechi imomo mune vanotambura kumwe kuita kwacho hakuna kutenda
It seems ari kukomborerwa munhu one kkkk. Sei vana vesangano pasina ari kuti in ndakaitirwa izvi naJohani. Kuseri kwemazuva Tenzi vakazviramba izvi.
At least dai kuchinzi watengera mumwe munhu kwete mwana wako, , haaahaaaa that's sheet hapens
Ane mskna here pp wacho auye hke kuno kune gape
Magona madzibaba rambai muchikomborerwa naMwari nezvamaitira mwana wenyu.
Kkkkk ma suprise ngaaperewo ku dzimba priz. Dai iri charity irikuitirwa kuma children's home, or kumajairos jiri taiti Mwari kudzwai. Kana baba vaine bag it's obvious Mwana atovavo nebag.
Mari dzekuromba idzo zvichabuda ngativapei nguva chete rinamanyanga hariputirwe vakuru vakareva
Kuromba havana havoo
Kanakurikushanda kwavo aiwa tinotenda
Congratulations 🎉
Musazvichive izvi
Asi veduwe handina hangu mari and mota iyo handimboitengi.Zvinhu zvinotoitirwa news here
Mbava 😊
Amai asi vakafa kani vamboripiwo madximai vavo
Vari kudziwanepi mari idzi?
Ko Ivo Mari varikuiwanepi .vatendi vachitambudzika
Kana zviri zvamwari tino Ebenezer mambo ngazviwedzerwe
Vaye vaiti kumasowe kune hutsvina mukufeeler cei nekuchena kwakaita mat.shirts nemaskirts ana mai vaimbiri.mazuva akuna chiguy chinokunda kunamata
Ndezve Pano pasi izvi...itsvina mamaziso amwari
Zviri nyore kuti ngamera ipinde paburi retsono than kuti mupfumi apinde dena ini ndanyarara zvangu.Ane nharo ngauye documantion yamadzibaba tifambire nyaya yacho
Vanoita nezvei ko madzibaba ava
kudyiwa netsananguro makadzipakata vanhu vekumasowee sooo zvakaoma
Haa drama chairo nemari yeZanu
Hello dj sparks
Anamai vakutsvuka vakura semango avo
Zvichiri zvekunamata ere izvi🙄🙄🤔Uuuum zvine mibvunzo yakawandisa izvi
Namatai Mari nepfuma muchisiya Mwari.
Hameno
Mari dzevanhu maprofita aya
Vakangwara havana nhamo
Worshipping the god of mammon; perfect and only viable industry in Zim. I weep for the followers working with pickpockets
Saka kokuzouya kuzomuoiara pasowe bhoo here muda kuvhairira vanokuteeraii here
Ko makandiwa haauyi neye 300 000 USD kuchurch here, Terence mhenyu tikwaniro wazvihwa
Ku jairira team uko, kuoneerwa
Nonsense what's the reason for show off. Hazvisi zva Mwari izvi
Musasvotwe godo rakafanana nehuroyi
@@rojamillerover hapana huroyi apa
Shame on those people vepasowe ndivo vari kudyirwa cash ivo havana kana bhutsu mumakumbo but they sacrifice to give madzibaba all that they have kudenga kure vanhuwe, Baba Prince manje shame, Bible shoko rakataura kuti vanhu vangu vaparara nekushaya ruzivo 😢😢
Kumasowe hakudiwi bhutsu that's why pasina bhutsu. Kudyirwa mari dzipi? Imi taurai zvamunoziva vanhu
Izvi Mari ndiye anoziva
Uyu atenga ye 50 000 mukati adii kudonator koakatenga ye 300 000 makadi kumudaro uyo onzi ngaadai nokuti mupostori😂😂😂😂 zvabaya kaaaa apa munomatadisira pasi😂😂
Kkkkkkkkkkkkk
Kutotorana ma video ikoko zvakarambwa ne izwi kurasika ikoko saka zvese zvakafa
But ukatengera mwana wako chinhu unomupira kuchechi here. Not sure why doing it at church
Mari dzirikumbobva kupi idzi
Vanhu varikukomborerwa
Makorokoto komborerwai madzbb
Hachisi chindete tiratidzei payakabhadhara duty
Take that money and buy food and çloth for the pooooooor
varombo muchagara munawo
Saka munhu otadza kuita zvaanoda nemari yake ka
Atengera mwana vake
How many poor people did you help ...that's unfair statement from you ...God will help those who help themselves...leave your comfort zone go look for something that will make you a successful man
Maybe he is doing it. Haangangotengera vamwe vanhu yet he has a family. Mwana wake waaitira zvakanaka and i dont see anything bad
❤❤❤❤
Mazimbabwe anorwadziwa kushora kkkkk godo
Unexposed gold mafia member. ,,,,,the man of gold
Ko prophet makandiwa vakatenga BMW ye 300 000 USD wakadii kuvati igold mafia member iwewe soo😂😂
@@nicholasjunior3145 arimo muchikwata uyu madzibaba ndewe zanu pafeya
Vakuru venyu vakabuda mu gold issues makati zii, ari mapostori ndiwo amunoitira energy kutuka? Musasvotwe
Munonamatirawo kupi
Vaimbireyi chaizvo
Ngazvitendiwe
Pfuma yedu minamato
Gold mafia irori
Ukanzwa mupostori anoti ndiri bhoo sezvandanzwaapo haa it's disaster chaiyo
Mbavha idzi
Apa imi muchingo birwa zvipo zvenyu nema postori , muchiimba chete ,pepukai
Taura hako zvikwambo ipapo hobho using the name of God nxaa vana vesangano nhamo yega yega
Ko makandiwa haana kutenga ye 300 000 nezvipo zvenyu here, asi woti zvikwambo pamota ye 60 000 kwanai muri 2
Nhai henyu
Vaimbiri avo varikuridza kwete mbijana.zvikunaka izvi
Kumasowe vanoshinhirana manje kutsipikana
Ane makore mangani
15
Iyo crome yenyika yavari kupamba zvichabuda chete
Mari dzacho dzinobvepi imika itai muchingwara shuww
Enda unotanga wavhunza kuti yaprohet makandiwa, ubert angel, magaya, yakabvepi,
Vanhu varikuromba veduwe vachishandisa misoro yevanhu kuprofta
True
Kuyimbira mota😂😂😂😂. Shame. Zvineyi nekunamata?
Nhai vadii kuyimbira kumba kwavo nemhuri yavo 😂😂😂😂
Unosvika kuti mdara vapfanha murikushupika
Show off amanaka
Vaprofita vamwari vechokwadi havapo pakuda kukudzwa neVanhu asi vanoita kuti JEHOVAH akudzwe"" izvi ndozvichaita kuti tione kuti ndevapi vari va profita va mwari nevasiri vake pliz read(2Kings 5vs 1-16)""@number zhinji yeva profita nhasi havana kubasa kwanomukira vachienda kunoshanda.asi varikuita zvikukutu zvishandwa
Congratulations 🎊
Vaye vaiti kumasowe kune hutsvina mukufeeler cei nekuchena kwakaita mat.shirts nemaskirts ana mai vaimbiri.mazuva akuna chiguy chinokunda kunamata
❤❤❤❤❤❤❤
Pfuma yedu minamato
Congratulations 🎉