Thank you very much Ba Taps tanga tasuwa headman. Ndine chikumbiro. Tokumbirawo follow up on nyaya idzi: Mhuri yaana tete ve DNA Nedzimwe dzese dzainzi kwaMambo or juti vanhu vambopinda musango. Ndatenda
Welcome back headman Chigodora and team.Vadare munotigonera.Keep up the good work.Was eagerly waiting for 2024 episodes.I follow you all the time.May God continue to give you more wisdom and knowledge to deal with such issues.
I love this guy anoitisa ma vows, ijaya rinenge riri down to earth apa anoziva Mwari. I wish him success. Thanks to whoever dressed these guys, absolutely stunning 😍
Haaaaa Head makapedzera .... smart.....Java waona vanorova smart here dzidza apo....big up Headman Chigodoro.....ndichiti makorokoto egoredzva God bless you ❤
Karanganda iri kurira because of dare Ra headman chigodora .stories. in less than an hour matove ne more than a thousand views and ma views anowandisa as compared to other matare
Welcome back Va Chigodora, Gore rino we need to see more of these cases vanhu vachitananiswa, varoyi vachienda kosiya makone avo vachigarisana nemhuri dzavo zvakanaka, Shed iyo ngaikudzwe iyitwe zvakanaka
Ipai vanhu mukana wekutaura chete padare renyu apa kwete kuda kuzviita ma witness, majudge zvese..icho chimface che arsenal namagirazi neroro rekasuit ka short sleeve respect people.
Dare ra Ishe Chigodora must improve pa nyaya Ye Venue kukanaya kana mhepo kwakumbodii,varume vasvinu kusunga ma tie ekunogara mumavhu ,pliz improve ipapo
19:00 Tine nyaya ,Tb Joshua & Family Yekwachigodora , plz don’t miss this one pamwe inozonzi ibviswe
Yeeees 🎉🎉🎉❤❤magonesa BabaTaps neKaranganda
Takatoimirira inoitirwa kupi tinge taveyo 😂😂😂😂😂,long time baba Taps nenyaya tanga tashatirwa nekushaya headman Chigodoro to the people🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Hapana nyaya inobviswa...
Waiting, TB Joshua ?
@@namatiraisithole6158kkkkkkkkkk
Gucci rakauraya smart....Gucci fans lets gather here❤❤❤❤
Am a big fan
Gucci here...
True Gucci akauraya smart vese vakarova havo smart
Mboko iyo
@@chingombedariesmboko ndiyani....
Well come back Chief Chigodora. We were missing you alot. Happy new year 🎉
😂😂 Chigodz aita bhegi nekuripisa maVillager. Dzooda mari heavy.
How l wish we can organise money and buy our Headman a better Tent
Ngaatenge ega nemari yema spot fines.
Dziri kumeka mari nekuripisa vanhu. Ngaavake a better court, pane kutenga masutu. His bullies advisers vanokanya zvidhinha nekuvaka courtroom yacho.
💃💃💃💃💃💃💃We missed you headman Chigodora, Sir
headman chigodora you are one in a million .mamwe matare vatungamiri dont greet or even think of praying .keep it up father.GOD bless.
Maggy I see you, now a permanent member of the jury 👊🏾
Nhasi varanda rume vakachena zvakaipa❤❤❤🎉🎉🎉
Not appropriately dressed for a village court. Colonial dress yabvepi iyo.
Karanganda n Chigodora muri huchi team fambai naro basa gadzirisai nyika inake🔥🔥🔥🔥😍happy new year 🎉
Thank you very much Ba Taps tanga tasuwa headman. Ndine chikumbiro. Tokumbirawo follow up on nyaya idzi:
Mhuri yaana tete ve DNA
Nedzimwe dzese dzainzi kwaMambo or juti vanhu vambopinda musango. Ndatenda
Ko kuchena wedare kwakanaka here .Very smart wedare.Hoyoooooooo
Dai ndikahwinha Lotto ndivakire Headman vedu building ine aircon yekugarire Dare rawo. Mwari amukomborereyi❤
Manje zvinonzi matare echivanhu haadi building, hamheno how truth it is?
Not true ....Dare raChief Zimunya rinogarwe mubuilding
@@nigelharry-ind3782 horaiti saka panoda plan apo ndonzwa tsitsi vanhu vachigochwa nezuva, eve shade zvayo inemabench ekuvakira zvirinane
@@fortunatemuchekadzese1939- the community should show initiative, ngavaite ma farm bricks and build a shade for themselves.
Welcome back headman Chigodora and team.Vadare munotigonera.Keep up the good work.Was eagerly waiting for 2024 episodes.I follow you all the time.May God continue to give you more wisdom and knowledge to deal with such issues.
Kutonga munotonga Headman Chigodora nevakomana venyu avo muri shasha, I like watching your videos ❤
Ichoooo chibababababa chacho gapu reruzivo chief chigodora wakatumwa nedenga kugadzirisa zvinonetsa mukugara handei navo tione my best chief ever
Keep it up headman munogona basa vedzerwai nyasha zhinji
❤ i support you headman chigodora and crew wish dai maiva chief wekweduwo
Maoko kunaasekuru chigodora nemhuri.vadare nenharaunda yose happy new year more years aChigodora .
Gorgeous team 🎉🎉🎉🎉 makachena
tenzi baba muchiotirwa kunhamo dzedu kkk prayer ndaifarira iyo inongonzi tenzi tenzi baba
Kuti chuuuuuuu tavepo Thanks Baba Taps. TeamChigodora very smart
Ndoda kutoura chokwadi pamberi pedare raHeadman Chigodora, happy New Year
Zvemasutu izvo siyanai nazvo aChigodz. Pfekai zvinoenderana nevamuri kutonga avo. Mari yembudzi yawanda ka? Mukati regai tichiite zvemasuru? Mozotengerawo mupurisa wenyu svutu and mbhoma.
nyama yeduzve soko....Chigodora and crew to the people thank you karanganda.
Matigonera baba Taps..Watching from Silobela Matebeleland North Province
Happy New Year 🎉🎉🎉 Headman and team KarangandaTV waiyepo ere
Headman and team mange makachena ..Happy new year .
You deserve to be president of all chief ,mutongi wemazvokwadi
I love this guy anoitisa ma vows, ijaya rinenge riri down to earth apa anoziva Mwari. I wish him success.
Thanks to whoever dressed these guys, absolutely stunning 😍
True aneka kuzvirereka so
Wrong dressing for a traditional court. Kutorasika uko.
@@babava2263very true...naiyo prayer
Well come back Chief Chigodora nezvitsva Chain dzipei mupurisa venyu dzigare pachiuno vanhu vasamudheerere mazvita 🙏
Tinomuchingamidzai Changamire na BaTaps muna 2024. Tanga tazwa ngekumirira matare edu anovaka. Ndakafunda zvakawanda 2023. Hambai nacho
Dare raheadman ravaneshade welldone
❤❤❤😂😂😂mucheno ere uyoo number 1
Ayehwa headman varovesa smart kablue ayehwa waiyepo here nemakurukota vakachena
Haaaaa Head makapedzera .... smart.....Java waona vanorova smart here dzidza apo....big up Headman Chigodoro.....ndichiti makorokoto egoredzva God bless you ❤
Ndabva ndasiya zvandanga ndichiona
Basa ngariitwe
Muwedzerwe upenyu Vachigora nemakurukota enyu ese
Muri kugona bsa
Very smart maGlass...Gucci naHeadman
Tinokukudzai Ishe Chigodora,asi regai kuvhundutsira vashandi vehurumende vanenge vauya kudare renyu, muchishandisa chisimba, chehofisi yenyu zvakapfuridza.that Policeman last week makamuvhundutsira nehofisi yenyu.hazvisi pamutemo kuudza a civil servant kuti basa rinopera,masimba iwawo sa Ishe hamuna
🎉🎉🎉🎉Chigodora nemauto ake ndange ndawasuwa 💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽first one to comment 💃🏽💃🏽💃🏽
Well-done team chigodora munogona kumusha Kwangu ikoko kuna Chief vakarongeka love you guys
Chibaba chadzoka mudare rayo. Hokoyo 2024 😂❤❤❤❤
Nhasi pakarohwa smart haa ini dare raChigodora rondiirira rine kamwe kavibe so manje mamwe matare unotokotsira uchiterera
Chigodora and his team of bullies now wearing suits at a village court😂😂 Jokers!
New year new look. Haaa makarova smart ne team yenyu Headman Chigodora.
Totally smart, welcome back headman and his crew, happy new year
Looking good headman nedare renyu. Zvakanaka izvi
Hooooyoooo was waiting ❤️ mukulooker 😊gorgeous mese🎉🎉❤❤
Karanganda iri kurira because of dare Ra headman chigodora .stories. in less than an hour matove ne more than a thousand views and ma views anowandisa as compared to other matare
Maiya makachena kuita court chaiyo haa vadare makagona strong team
Heeeedeee yuhwiiii takumberi chigodora takupfeka masuit 😂😂😂😂😂
Looking good headman❤❤❤❤
Makachena Headman and team haaaa kuita kurisker chaiko
Ndomusha waChigodora here uyo .....aiwa ngavapende musha uyo
Head dakuti waite best men pamuchato wangu this year
Well done headman please can you give those hand craft to your police man
Zvakarongeka izvi🎉🎉❤
Hiiii kuchena kwacho kwazonyanya pachigodora .happy new year madzishe edu
Welcome back Va Chigodora, Gore rino we need to see more of these cases vanhu vachitananiswa, varoyi vachienda kosiya makone avo vachigarisana nemhuri dzavo zvakanaka, Shed iyo ngaikudzwe iyitwe zvakanaka
Complements dare Chigodora, vauya vakachena shame, tinotenda Mwari nenyasha dzehupenyu, tofara tasangana tirivapenyu
Chichemo changu, tsveterai vanhu venyu shade, vanogezeswa nemvura iyo mambo
Headman muri kupisa mhani nawanademu❤
ChiefBushu nachief Chigodora vanochena havo havakotsiri padare vane changamu changamu
In love with headman's suit
Sutu yekunyengesa mabhebhi😂😂
Welcome back Headman and the team.
Looking good headman nedare renyu
You came back strong with your team may peace be with u all
Ipai vanhu mukana wekutaura chete padare renyu apa kwete kuda kuzviita ma witness, majudge zvese..icho chimface che arsenal namagirazi neroro rekasuit ka short sleeve respect people.
🙌ma suit manyama
Tokumbirawo kuziva update yekwakagurabadza yakazopera cey that touching story
kayiwayi, kayiwayi Mukanya, makorokoto egoredzva, ndatenda hangu-wenyu Mukanya weDewedzo(Kwiti) wekwaZimunya (Mavhima)
Welcome back to back l loxe your program ❤❤❤
Happy new year chigodora
Dare ra Ishe Chigodora must improve pa nyaya Ye Venue kukanaya kana mhepo kwakumbodii,varume vasvinu kusunga ma tie ekunogara mumavhu ,pliz improve ipapo
Smart nhasi kutsvene here pamba paaniko apo pamabva napo uye baba Taps ayo avema leveeeeeeèelskusvika tasvika padare nice
Tavamuna 2024 Chigodora and crew zivayi different between customary laws dont involves yourself in criminal cases inyaya dzemapurisa
👏🏾👏🏾 nhasi it’s suit day. Aiwa makachena henyu MaGenturumeni. Jelasi dhawuni
Happy new year Headman Chigodora neMakurukota ose tinonzwa kufara muchidzoka muri vapenyu mose tokudza Mwari 🙏🙏🙏
Ganger.rakachena paakuda Prado apa manje head men squad.
😂😂😂😂😂kwave nenjema kkkkkk handman makaipa
Headman deserves a new and good chair.
Ngaatenge handiti ane salary sa civil servant?
Headman Chigodora and council you look gorgeous 🎉🎉
Happy new year headman Chigodora & ur team❤
Iam blown away nema suit smart.
Ndatenda chaizvo nemucheno please. Dare rese you all make us proud well done.
Kkkkkkk Saka Gucci urutoti uripa basa here kunyatsoti mhasuro dzo kakakarara kudaro 😂😂😂😂😂😂
Yesssss tadzoka kwatajaira
Happy new year Headman n your team.
Yoweee mauuya kushata 2024 manyama ❤
Tanga takadzimirira dzekwa chigodora thax baba Tapusi
Ndomosha wemutungamiri hr
Welcome back Headman Chigodora chokwadi makachena ❤
Headman chigodora and taps ❤❤❤ Kuti chuuuuuu
Baba Taps tibvunzireiwo kuti akudiwi marata ere tiisire Headman wedu
My noble court clerk has put the Arsenal jerseys to rest😂
Dziri paLeave
Munotioa shaini guys much love
Makorokoto egore dzva headman chigodora neteam renyu
Zvirikudadisa zva Headman Chingodora
Kwakanaka here masutu kudai nhasi
Matanga ngemucheno gore rino kkkkk ❤❤❤❤❤❤ masuits enyu manyama
❤madzoka zvine kathat