ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kkkkkkk murikungovunza vanhu vamwe chete imi patsvimbo apo panejira dzvuku apo panemhiko iripo tisina kumira zvakanaka ipapo haisi tsvimbo yamwari iyo chitori chikwambo pachiri apo
Uyu imboko anoda kumamiswa uyu imbavha
Dharuweni kune magamba
Mukosho wako masango ndoda mari yangu
Chenjerai mbavha
Haha hapana apo chobuda ndakapasvika achatanga uyu imhata
Kugadzira kudii nokt kana uchinamata unoti tinonamata kt zviite kwete kugadzira
Uri muporofita or godobori
Vanhu vachanzwa nekubirwa mira
Veduwe kuna mwari hakuna zvakadaro
Kkkkk bible havarizivi avo usavabvunza nezvaro
Anzi tinotogadzira murume wodzoka.... Anogadzira chii saka ndigodobori here or imbavha
Mwari haitiii izviii ,this is totally unethical behaviour ,vamasango varikuita zvavo zvakanaka kusevha dzimba dzevanhu but kushandisa those lock keys is irrational ,he should stop using the name of God.
Endai Mberi nekunamata madzibaba
Ahusi muporofita
Monoraya cause God almighty haashande ne nzira yaka daro, muri muroyi zwenyu
😊
Jira jena iri kumberi uko richakuremerai nekurisvibisa kwamurikuita
Jesus Christ come n end your world..this world is becoming evil each dsy