Love you Daisy. You were always business minded and gifted to push the business ndosaka wakagarisana nababa Mtukudzi . Vazhinji havazvioni. Mai Selmer had no vision ndosaka vakasiya Tuku vabereki vachisvora vachiti Tuku ironbe. Nhasi vemiromo mirefu vokutuka saying all sorts of rubbish. Anenge achisvotwa ngaaende anobvutira Daisy zvinhu zvake ape Selma.
Vanhu kana musingazivi nyaya yemumadzi uyu ngatinyarare uyu akabvisisa mai va serlma ava ende mai va serlma vanotove nemuchato na tuku mai ava vaive hure reku amveni ku kwe kwe uko
But ava vakazochataka meaning muchato wamai Selmor was nullified. Zvinorwadza yes but at times vana should leave because it was their father's decision. Saw an interview yamai vaSelmor vachiti takatombogarisana but barika rakazovakunda
The children came to expose stepmother and it backfired. Now baba ndivo vakuswera vachiitwa chiseko chenyika. Zita ravo kutambwa naro mumusendiraini epafacebook.
@@memoriegomana5850 do you know kuti selma mudiki pafirst born yaDaisy here meaning kuti aidanana navo vese same tyme .so nobody knows what exactly happened
Please vanhu yes she may has taken or came in between a married couple and lead them to saparate. Jealous down Daisy is a hard working lady. Dai ari umwe mkadzi aidya nemhutwa. She is still working. Please vanhu musaite shanje dzisina direction. Nekubva mavenga munhu kusvika pabhonzo.
@@irenemahau8535 It's not Daisy s fault..What was Tuku missing from his first wife? Which lead him to take second wife.. Remember it takes two. There was there's no divorce in the world.
Let us not be judges...u will also be judged...zverudo zvinozikanwa nevaviri.... Have u ever heard Tuku achitaura ega how he left his first wife...akazoimbira mwana wake...."ndaiva mdiki " Him singing how it all happened
@@chloekyla3610 wena, everyone is entitled to his or her comment . Back off and leave my comment alone . Wena wena suka nxa rubbish. Am not a home wrecker Mina . Sit down please uya hlola wena🥹
Mabasa akanaka i applaud.But i wont forgive her for dstubalising the 1st wife's marriage.vana vakakura away from their father bcoz of her.ummm-im not God but in life -as much as sm1 cries bcoz of you-karma is real.and there no sleep for the wicked in as much as there is time to repent.
@@noelmatemedhandabanda8726 We cannot let cancer relations spread wthout exposed.in many homes vana vazhinji Havana kuenda kuchkoro and some vakazokurira nhamo senherera bcoz of 2 vanhu vakuru vanehutsinye vanehutsinye vanenge vasangana. Ndinochengeta vana vakawanda who come from such homes bcoz of foolish fathers vanongofamba vachinhonga chese chiri muskirt.vobva vada vakadzi vavanhonga kupfuura vana vavo.vana ndovanonyanyondirwadza bcoz vazhinji wl continue to raise failed generations bcoz of poor foundations inobva padescion of heartless parents.Iwe neni we know I'm speaking the truth.if this truth is not in your home ,you know it's in your neiboughood.
Kana wafirwa zvakangooma unotanga kunzi mbavha if u dont work vanongotaura labelling u lazy.These stereotypes have to end discrimination against women yanyanya
Guys stop kutaura kwamusina kuswera tuku was happy with his wife and she was ofgicially married to him and polygamy is allowed so stop calling her a home wrecker vamwe munoita muchiwande wani asi tuku was open saka stop judging people as if u are saints
Iwe ndiwe uri kutohumana, he was legally married to Melody so polygamy would be a crime, aitofanira kusungwa nebigamy. Aihura even kusouth africa kwaaienda uko kana chiringu aisambochigona. Ndiye akaimbwa naTuku kuti dhoilis ma'am if you cry cry, I cut you down.
Pakare paye ndeye vanavese coz daisy arikuda kuti iye kana afa vana vaka Sama na shamiso vatore zvese rakangwara hure iro manje mudhuri uyo imari yatuku
You can tell she is a hard worker and she supported Mutukudzi. Mukadzi akangwarira ndizvo zvinonzi nevanhu mupfuhwira.
Mono Mukundu murikuzvinzwa here keep it up goodwork
Dai Tuku akatanga aroora Daisy ozoimba. Dai band rake richitonzi Daisy band.
true mdara venge vaive vakadliswa nefoshoro chaiyo
😂😂😂 true
Mama Daisy, kudos you & keep up the good fight in preserving & restoring the awesome legacy left behind by Dr Oliver Mtukudzi 👏🏽👏🏽👏🏽!
Just glad you keeping the Tuku legacy burning. Thanx Mai Tuku!
Chivhoisi chinenge changu, bass. Hard working pay's.
Kana uchida murume wako mude zvese nevana vake wobatanidza mhuri kwete ku divider. Uchidana vana vemurume kuti tukutu tunohukura😮 Neiwaya ndoti areroya
Vana kana vachirwisa ungasekerera here newewo
@@marshy5054 vachirwisa chii chavairwisa mhosva yacho ndeyekuti vana vaTuku??. Ungasiya minor na garden boy mumba muri ground??
Dai vaida kurwisa handiti vaienda kupolice nyaya ikazara nemumapepa
Tibvirepo don't take one side kovana vacho vaipa stepmother hard times
@@Chiravirwa mai vavo vaivepi??
@@chingombedaries vaigara mumba mababa vavo saka chii chakaipa iwe hama yemutakati nxaaa
I didn't know that there is a lodge as well. Keep up the good work.
The place needs a sharp Social media manager. ❤
You are very right
Tru
Ndagorwadxiwa nehutsinye hwavaiitira vaskana ava ,chandadziidza ndikaona muhupenyu ndechekuti kune vanhu vanokwanisa kuitira vatorwa zvakanaka asi vachitadza kuitira hama dzavo zvakanaka inga zvinonzi Cherity begins at home ,vanhukadzi idai vana vamakawana vaine murume mukatadza kuvada moda vaitecei nhai ivavo nemoyo we kubereka
Shrewd business woman. Well done Lady D and stay focused.
Totenda.Mwari nebasa mai Tuku.shingai.murandakadzi
Imi ipaiwoo vana zvimwewo mozvipedza mega here makaroo mwari avadi izvozvo
Uyu haagoni kuvhunza uyu. Zvakatonyanya!!!!!
Beautiful 🎉
Ini hangu its mabonifera for me
Kikkkk 😂😂😂 serebrity
Kikiki ayaas
Be happy Daisy enjoy
Wooow makashanda n Muchiri kushanda ende vari cool Mai Ava Havana kuzhandukira,,glad to hear about J.W WILSON furniture's ndakashandako big time.
Me commenting from Philadelphia USA...thanks for good work mama
Love you Daisy. You were always business minded and gifted to push the business ndosaka wakagarisana nababa Mtukudzi . Vazhinji havazvioni. Mai Selmer had no vision ndosaka vakasiya Tuku vabereki vachisvora vachiti Tuku ironbe. Nhasi vemiromo mirefu vokutuka saying all sorts of rubbish. Anenge achisvotwa ngaaende anobvutira Daisy zvinhu zvake ape Selma.
Kana usina chaunoziva nyarara hako
Uyu husband snatcher
@@catherinekangoya8964 eeeeh ndizvozvo
@catherinekangoya8964 hapana husband snatcher kwenyu hakuna vano rambana vachi roora zvakare Daisy ndiye ane chimuti chero muka taura hazvicha dzoseri ku rivesi
Murume ndiye akavanyeng a veduwe zvimwe zvacho ngatisiyane nazvo vanavavohavanazvavakapihwa nabambo blame varume vacho
Uncle saint waita interview manyama isingatsvage makuhwa ema family issues
That's wonderful
Aunty Daisy is the sweetest person ever very loving... You probably haven't got to meet and know her personally
Fake person tazvihwa from tuku’s children!
Vanhu kana musingazivi nyaya yemumadzi uyu ngatinyarare uyu akabvisisa mai va serlma ava ende mai va serlma vanotove nemuchato na tuku mai ava vaive hure reku amveni ku kwe kwe uko
Hoo kkkk Ndokusaka vakapfeka mashades under the roof
Yezvo isu tikuti i first wife
Nop first wife Ndi Mai vaSelmor and they were officially married kukabva kwauya uyu achita parika
But ava vakazochataka meaning muchato wamai Selmor was nullified. Zvinorwadza yes but at times vana should leave because it was their father's decision. Saw an interview yamai vaSelmor vachiti takatombogarisana but barika rakazovakunda
Be blessed 🙌 🙏
Ndiye Daisy akaimbwa na Andy Brown futi here
Murume aishanda uyu kubudirira kuwirira ukangoronga pamwe chete mukadzi wako zvinobuda bhobho😊
Asi murume ukatanga naye asina chinhu akazongoti simukire anogona kukusiya anotora mumwe mukadzi like in this scenario
Tuku paakasangana naDaisy mari aiva asina hake. Nguva yaaiimba anachirimupoto aingova nemukurumbira but mari aiva asina.
@@enchiladapatati379
God is the best he sees what people dont see. After all the stories from your step children are you happy in heart woman?
Uncle makuposter zvishoma mazuvano toda 3 per week plz
Ko mabonifani muroom hanzi zvadii gogo tuku pakaipayulook nice though mama
Chisherebrity ki😅
Tisvikewo uncle saint
Ko mother kupfeka shades mumba/office hanzi chii
Chisherebrity kikkkk
😂😂😂
she is hiding her eyes vakatukwa nema Zimbo.
Vayishandeyi mbuya ava
Uncle saint munenge manga makutoda mahure emukwekwe aya
Strong hard working women
Mai ava naivo vkatokundikanawo pamarriage yavo Iko kwababa Faith saka ngavadewo vna vaTuku sekudiwawo kwakaitwa faith naTuku
Pride uchishungurudza vana vemurume, it's a shame
This lady has so much pride
Yes pakaipa kkkk
Iwe hana pride ava. Kana uchida visit her. Vanokubata zvakanaka I once visited her. She gave me $500 ndichida kuita project yehuku.
Uumm havana pride ava
@@catherinemurambiwa4203 aaaah ewe haumuzivi d ewe
She is totally different from Mtukudzi
Mai vaishanda nemurume wavo ava regai vazvifarire
mai ava vanotongondisvota ko kuzozvida...dee dee kudii kwacho
Keep going Vamai do not sell the place please.
The children came to expose stepmother and it backfired. Now baba ndivo vakuswera vachiitwa chiseko chenyika. Zita ravo kutambwa naro mumusendiraini epafacebook.
Muroyi
Nice interview
Dako rako Dee
Good job mama
Gotwe remumba maMoms thank you chaizvo
Thank you uncle ndaitofunga kuti unotobhadhara kupinda pagedhi😂😂
Haa vanozvida mai ava semunhu akatora murume wemunhu
Kkkk zvakaoma 😂😂😂 i didn't know kut akatora murume wemunhu kkk
@@BELLA-gi9sq aaah vakatora tuku ku amaveni kwekwe uko tuku aenda kunoridza ikoko
@@memoriegomana5850 do you know kuti selma mudiki pafirst born yaDaisy here meaning kuti aidanana navo vese same tyme .so nobody knows what exactly happened
Nono handizvo hamawee mai avo vakatonyegwa tuku atove nemukadzi uyo asikuti mai va selmar vakanonoka kuita mwana chte
Gogo Dee.keep up the good work.
Please vanhu yes she may has taken or came in between a married couple and lead them to saparate. Jealous down Daisy is a hard working lady. Dai ari umwe mkadzi aidya nemhutwa. She is still working. Please vanhu musaite shanje dzisina direction. Nekubva mavenga munhu kusvika pabhonzo.
Dai ari kushanda nemhuri yose ayitoyenda mberi kudarika ipapo
Mhuri yaTuku inoramba ichingokura angaipedza here. Plus pavana hapachina mudiki apa and why one ariiye anoramba achingoita noise
Home destroyer, husband snatcher. She destroyed life yefamily yaTuku nevana nxaa
@@irenemahau8535 It's not Daisy s fault..What was Tuku missing from his first wife? Which lead him to take second wife.. Remember it takes two. There was there's no divorce in the world.
Let us not be judges...u will also be judged...zverudo zvinozikanwa nevaviri....
Have u ever heard Tuku achitaura ega how he left his first wife...akazoimbira mwana wake...."ndaiva mdiki "
Him singing how it all happened
seems our great musician doctor mtukudzi akadyiswa ne mkadzi uyu,,,,, ana selmar seems to be left out from their fathers estate,,,,,
10months later ...taona interview yemhandara dza tuku💔iiiii yaaa...haaaaa mother mama sisi mai mutukudzi makawoma henyu
Big up mama🤝
Munoshanda zvenyu amai excellent
Kusakwana kunotangira pakuti mbuya inopfeka maboni boni mumba. Nxaaa
Ukaona vano supportertis lady havadi hama dzevarume plus vana vavakawana varipo
Anodada uyo
Chokwadi ichocho
Mahure anibvira kuganza 😂😂
Ipaiwo Selmor imi maboni
Pakavakwa guys zvakashanda a Nzou
Ndinenge ndirikutoona kunge ndiye ega muimbi anenge ane chinobatika chaakasiyira mhuri ndinoti Nzou makasiira mhuri iri parinani.Ndazvifarira
@@MagretChishanga-tw9kl kikkkk mhuri ipi why dont we hear of Selma album launch at Pakare Paye
Asi muoffice imomo mune zuva?
iwewe uri Dasy ini ndiri Tuku
Daisy ane vana vangani
Chiduzvi chamai
Anogona kubhara 4 here avakugara paseri peDesk , zvisina kumbogarwa naTuku.
Kahanzvadzi kamai vedu kadiki ndokada kani
Apa daisy akutoratidza kuti aironga pamwe nemurume.plus ndiye akaita kuti zvisimuke though tuku ariiye aishanda .so she deserves the benefits
deserve th benefits kzoxayawo zvekuzoxayawo something chekupa mwana wemurune wako ummm ipapo noooooo Selmar aifanira kuwana zvakatowanda bcoz niye akutosimudzira zita rababa vake kt risarove
Anopihwakuti akaremara here munhu ngaashande ah haasi mwana we chikoro ka anobva anzi nhaapihwe
@@faithka8644 kupiwa something chemubereki wako zvoreva kt wakaremara dai zvaidaro hant pfuma yevafi yaisagovewa
@@bennymapfumo2986the fact tht she took sm1's husband explains evrything about her.
@@cathrinemusinazano277 taura zvako iwe une muvono wemunhu akachangamuka
Lesson kuvanhu vakarerwa nanaAmai baba ari absent. Musaita dzungu rekushandiswa nanaBaba ivavo... Nhaka yavo inodyiwa nevakadzi vavo nebvandiripo yavo. They only want roora rako plus kuchengetwa newe mukuchembere. Stay away siyanai nazvo izvo zvemaAbsent fathers.
Tichanobata muno ndiye achatiudza chokwadi haavanze hake
Where is the place what's the name
Mama Daisy you looking good
Daisy keep it up
Well done Mum keep it up ❤
Daisy waibata sandra na selmor rough
Vane zvinhu zvavo rambai makashinga
Brother saint you must dress decently as someone going to meet anhu akuru like pauri apo she is a respected person
Ndazvionawo ndikati panodawo kuti vawane anovabatsira paku decider zvekupfeka zvinofambiranawo nekwavarikuenda, otherwise he is doing a great job!!!
Large property that's agood place clever woman
This place urikupi
Norton
@@fungaikafesu1177 l m olls in Norton
Norton
Why doctor??
Ndazvishayawo...😅😅
Where exactly is this place ?
Norton
Norton
Gogo ava havaatodi kt ndinonzi Gova va**** kkk. Hanzi ndainzi D. Apakuunyana havakuone kkk. Mom Dezy munonzi Gogo vani?
Ko sei vachigara vakapfeka ma sunglasses...
Office nemaGlass kkkk
Anonzi ma black out glasses they’re still prescribed glasses for daily use all day in doors or outdoor
Mbavha
Uyu hagoni kubatanidza zvachose ukaona kuti munhu anoputsa first marriage yeumwe mukadzi that person is evil like this stupid daisy
Daisy imhata
The family fights are complicated
Ine maranga
Pfutseke dhezi
Ko mashades ndeeyi kana usiri hure
This woman is too proud for nothing.....she is also toxic to the core
Haiwawo okusalayo she is a home wrecker period nxaa.
Kanjani coz istembo siyavhumelwa even ebibilini siknona ,stop judging wena ulingile na,she was an official wife coz u tuku umshadile
@@chloekyla3610 wena, everyone is entitled to his or her comment . Back off and leave my comment alone . Wena wena suka nxa rubbish. Am not a home wrecker Mina . Sit down please uya hlola wena🥹
@@CharityMareya-rn5if angikuthukanga sis so why ungithuka sukuzienza ncwele ncwele kodwa uyisfebe sokucina nxaa
Okusalayo she is there and u cant take her tittle awY she is syir mrs tuku
@@chloekyla3610 ndikoko iwe namai vako ndimi pfambi. This is why you are supporting a home wrecker nxaa
Hmm she’s doing too much to show kuti vaidiwa. “Ndaifonerwa everyday”, “Dee haazi kusara” hmm
Tuku mainge makaroora nhundira mutsime
Mabasa akanaka i applaud.But i wont forgive her for dstubalising the 1st wife's marriage.vana vakakura away from their father bcoz of her.ummm-im not God but in life -as much as sm1 cries bcoz of you-karma is real.and there no sleep for the wicked in as much as there is time to repent.
😮😮Hezvo asi ndiwe wakatorerwa
@@noelmatemedhandabanda8726
We cannot let cancer relations spread wthout exposed.in many homes vana vazhinji Havana kuenda kuchkoro and some vakazokurira nhamo senherera bcoz of 2 vanhu vakuru vanehutsinye vanehutsinye vanenge vasangana.
Ndinochengeta vana vakawanda who come from such homes bcoz of foolish fathers vanongofamba vachinhonga chese chiri muskirt.vobva vada vakadzi vavanhonga kupfuura vana vavo.vana ndovanonyanyondirwadza bcoz vazhinji wl continue to raise failed generations bcoz of poor foundations inobva padescion of heartless parents.Iwe neni we know I'm speaking the truth.if this truth is not in your home ,you know it's in your neiboughood.
Asi karma iriko legacy plan yakazoramba .. LEGACY yakadzokera ku1st wife ndiko kune mwana ari kushawura
😂😂😂@@noelmatemedhandabanda8726
Kana wafirwa zvakangooma unotanga kunzi mbavha if u dont work vanongotaura labelling u lazy.These stereotypes have to end discrimination against women yanyanya
Daisy handichada kuona face yake cruel lunatic
stupid muroyi uyu
Guys stop kutaura kwamusina kuswera tuku was happy with his wife and she was ofgicially married to him and polygamy is allowed so stop calling her a home wrecker vamwe munoita muchiwande wani asi tuku was open saka stop judging people as if u are saints
Iwe ndiwe uri kutohumana, he was legally married to Melody so polygamy would be a crime, aitofanira kusungwa nebigamy. Aihura even kusouth africa kwaaienda uko kana chiringu aisambochigona. Ndiye akaimbwa naTuku kuti dhoilis ma'am if you cry cry, I cut you down.
Pakare paye ndeye vanavese coz daisy arikuda kuti iye kana afa vana vaka Sama na shamiso vatore zvese rakangwara hure iro manje mudhuri uyo imari yatuku
Dressing yako mkomana revisit it yu r looking too ordinary
mai ava soo vakadiii kupa Selmar pfuma yababa vake ende i hate ths woman
Ivo handiti ndiremaining spouse here .ko vana vanoda pfuma yababa here apa arikumurume
Hanty ndiye aigara nemurume which means ndiye aiita kuti tuku avake zvese izvo.saka maida ape selma pfuma yashandwa iye aripi
Kupa selmor chii she worked hard for that,, she was married to tuku.
Selma anodya pfuma yekwaManatsa regai chirikadzi ibenefite ziya remurume wake
Nzwisisai mitemo yeinheritance hama musati mapa macomments asiri bhoo. Verify your facts first. Saka kana murume waSelmar akazoshaya anodaidza Daizy here kuti huya tigovane hupfumi? Selmar ngaashande nemurume wake vaunganidzewo upfumi and if anything Selmar anotofanira kupota achichengeta chirikadzi iyo yaiva mbabvu yababa vake.
Mama Daisy you looking good