ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Is it true ..divorced 9 years ago...mwana mkuru 7 years..mudiki 5years
Rasta hamuna nyaya zvenyu,mukutotinyepera hako
Rasta akarasa mukadzi kwaye uyu, mukadzi wake wepiri uyu ndiye akaronga zvese arikutohura nemuporofita. Vana vangatoda Dna apa ndeve second wife.period! Rasta nharo dzake achachengeteswa magora na mainini vasirikuda vana vamaiguru.
Raster munedzungu dzikamai muchachengeteswa vana Vasiri wenyu nemkadzi 2 uyo
Uumm mkadzi waRasta haasi ryt haasikuda mwana pamba maonero angu akatorwadziwa ne99.99% yakabuda, rasta nemukadzi wake ngavaripire mhosva yemuporofita coz varikumuvanza
Maiguru vakakandirwa tsotso kuti vabve pamurume now vaakuda kudzinga vana Rasta ngaavhurike brain nharo hadzibhadhari
Rasta kutaurisa
Ndiri nherera 😂😂😂
Murume uyu kudakuwanza kutaura
Musatinetserewo mukadzi uyo rasta chengeta vana vako,waakutoti bhowa manje,Wakaramba munhu musiye aite hupenyu hwake,Tamba yako iye atambe yake