A Must Watch: Mudzimai Wangu Akabatwa Siki ku Clinic, Murume Woramba Ku Teswa HIV
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 5 ก.พ. 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Mukoma Robert dont waste our Data nenyaya dzisina conclusion we fill cheated as much as we want to support you.
Mukomana itsotsi uyu anonyeba itsotsi uyu
Kamurume kari kunyepa aka. It's either kakazvirapisa or kakatenga murapi nema Zig.
Mukoma Robert basa munogona but of late nyaya dzenyu hadzina judgement,tinenge tichida kuziva kuti zvakaperaseyi
I think murume akaita sick akamorapwa ikapera thats y akamira kurara nemkadzi then abva akuda kuzvichenura kuti handeyi tonotestwa cz he wasn't sure kuti akaita nehiv here akati regai zvibudire pamkadzi
Very very bad kufungawo kwangu matauriro emurume mmmm pane nyaya
I can happen also vakangwara varume ava
Ndo maonero anguo. Because its just strange murume anoramba kuramba nemurume for no reason..murume anotoda kurara nemukadzi all the time but ipapo iye aitorapwa everytime
What's the need yekuramba mukadzi iye ari iye akapa mukadzi chirwere
Varume tinodzvinyirirwa zvakanyanya than vakadzi
Amen
Kana musina data reku uploader full nyaya please musaise half story. Kupera kwacho kungoti gwaa, nyaya iri pakati. Thats bad
Chief vakurasa dignity yevanhu. Understand people. Emotional as a parent
Havape vanhu nguva yekutsanangura ingori mhanya kunosaina😢
Muzukuru wangu akaitambwa nemurume wake same story .murume i tsotsi
Murume uyu itsotsiii zviripachena
Pakaitika chikiribidi APA doctor Ava pakashanda Zig
Ko ZiG rapinda papi😂😂
@@gospellovers2134nhai zvako hapana zig rakashanda asi kti murume ndiye akaita siki apa akanorapwa ega akabuda mune mkdzi to heal aona apora kwakuchiti handei kuclinic kuda kunogezera mkdzi
Rabishi mface uyo
Yaa zig rakabhadhagwa apa
You are leaving us in suspense pedzai nyaya
Bishu reality
Aiwa ka Robbie, Haikona kudaro so, pedzesa nyaya chi baba
Mamukawo sei mkoma Robert
Bushu anozondi svotera hudyire... Kngo sheedzera mombe kunge masvosve nekanyaya kasina basa
Siyana nehure iro wasu. Kamhuri kacho hakana hunhu futi unolumila
Ahhh 😮😮😮 baba imi makadzungaira fani munozviita clever indaikotestiwa ndimi mugwere imi siki plus hiv
Nhai henyu siki kumukadzi inogara misystem karume ndokakauya nechirwere aka
Munebasa Mambo dzoreredzayi shuwa nyika iriparumana nzombe tavekurasika shuwa.
Last year ndiri kuyeuka mukadzi achiti murume ngaandibudire pachena., mukadzi akazoti kana ndikazowana achandivhevha ndinogona kunyengereka nokuti ndave ne nguva yakawanda pasina bonde . Saka ndiko kwazvazosvika nhasi
Eh asi nyoro inoparira zve
After reading the comments. It seems like everyone to forget kuty the girl aabatwa ane chikomba
The girl was raised wrong baba ava Havana respect
Uchazviona kana mwana wako waitirwa izvozvo
Fathers and daughters - the unbreakable bond, even mwanasikana riri bhishu
😂😂😂😂😂😂
Hakuna bond yakadai kukurudzira chihure
He is a good dad....ende haasi hure mwanasikana uyoo..murume ndiye hure..aivepi 8 months dzese nhai vedare????
@@maiyeukai9346 murume anga abata ma messages zve, akati chekumirira hapana
@@tapiwachiguvare2605 munhu ane strong bond newe anomira newe in public, mozodzorana in private
Mukomana itsotsi uyu kana kakusagadzikana ane zvaanoziva pane zvisiri kuringana panyaya iyi
It could be that murume akapa mukadzi chirwere iye ndokunorapwa, but kumukadzi haina kurapwa hence kuzobatwa kwe sick, and the guy was negative . Mukoma anofanirwa kutestwa kuti ane exposure ere previously
Ndozvakaitika...murume uyu is very cunning
Bambo awa itsotsi mambo ,chakapa kuti aende kunobhadharwa mari iye mari yacho asina yakakwanachii,itsotsi murume uyu
As long wapa report uri murume hauhwinhe havatongi chinhu varume ava,vakagarira kutonga varume chete vakadzi vanonzi havapare mhosva😢😢😢😢
Very true so biased
Bt pipo mface uyo ndiye akapa mkdzi sti kwakurapwa iye
Mambo tokumbirawo mumboona back mavideo aya matongero enyu anekakudzvanyirira vakadzi. How can you ripisa tezvara mombe nemaomero akaita zvinhu?
Iye doctor akazombotesta munhu obuda nemaresults panze kti zviite sei
Pafair nyaya iyi iri trick baba pamwe vakanorapwa vega 1st pa8months dzese dzaaisarara nemukadzi kwakurega kuudza mukadzi kuti chirwere chitange chabuda.pamwe amai vakazoita bf nekuda kwekushayawo murume, zvakuda T Freddy apatsanure or endai futy kune vamwe doctor anoongorora mushe kuti akatanga ndiani.
Time yese murume uyu no bonde then one day zvonginzi handei kuno tester sti.from nowhere hande kunotester sti .murume uyu aakroora mukadzi waasingade ne mhaka ye mhosva under age now he wants divorce her.nyaya dzake dzepa fon doesn't make sense kuti ma chats ndee chikomba chete naansanse
Mambo tongayizvakanaka kwete kuda kuitamanyemwe pavanhu titoriwo madzimambo Isu aaaaa
😂😂😂mambo kuden kwenyu ,,mwana wamambo muranda kumwe
Hunhu unodiwa pavanhu baba nemwanasikana avo vakaratidza zvavari vanoda repair havana hunhu saka mambo havangaregerere zvskadaro
Kkkkkkk Madii nhy Mambo Melody
Siyai kana musingapedze zvakafanana na zero kupedza data redu mahara
Tipe mukadz
Sekuru vanovhunza avo ivery eloquent vane mivhunzo yaJudge chaiyo. Chief rambai muchishanda navo nekuti kule vanokasira kuonera zvakanakisisa. Mkomana arikuda kukura musoro. Couple inofanira kutestwa zvese
Munopedzerei data revanhu, toda kunzwa judgement. Takuzoenda ku Drewmas manje
Ivo vanenge vachingoti bwaaaa bwaaaa vakagara vanondibhowa,regai munhu atsanangure
Mambo ipai vanhu avo mupurisa vaende kunotestiwa vese vane mupurisa pamwe ndokuti zviite
Murume uyu nyatsotarisayi health yake anorwara nehiv straight tsotsi chairo healthy yake hayisi right
Murure must go and get tested
Hazviko izvi part2 aiwa
Wakadzi vakabvuta rekeni this time.
mukomana ini ndomuchenura ko vatongi sei vaida mukomana arapise munhu abatwa sick nechihure chake . ko humbowo hwemaMessage echihure ambotaurwa tingaramba sei kuti sick akaiwana muunzenza. Ko iye mukadzi paaimbofamba achikanyaira chaiva chiii
Vasangana murume nemukadzi vese vanonyepa
Murume musvinu chaiye. Mukadzi uyu i don't know what she is looking for
Yes mambo magona ngavamame varipe vanodherera
True hanzvadzi
Une ryt kana usina kugutsikana kuenda kune imwe clinic
Ndipeiwo number dze mukadzi uyo ndomuda nemwana wavo
Mukadzi aka aka uyu
Koiyoo.kadzimamessages ngenyi😂😂🎉😢
Munoisirei mavideo asingapere
Murume akaita sick akarapwa mukadzi asingazive
Bhangu akuedza kungwara nhema.Murume akapa mukadzi siki kwakuzvirapisa chinyararire ummmm
Eheee murume uyo akatenga doctor pachokwadi chamwari chaicho
Ndokutotadza kutonga nyaya
Ko iwe wairapisa mukadzi asiri kuziva kwavakawana chirwere
Mambo tongai zviri fair muri benzi rekutanga mambo hamugone kutonga tibvire apo
Mahure kwese kwese
Is there a part 2?
Imi kaaa anoti iye ahana HIV sei asina kutestwa why wakasarùdza kuenda kunaPrivate kugovernment mahara kutester HIV
Murume ane HIV..akatanga arapwa zvimwe izvi ndokuuya kuzoti mukadzi huya pano handei kunotesta.....zvakaoma. murume uyu imbwa mbudzi chaiyoooo😮
Tinoda kupera kwenyaya iyi please
Mu favourite chief i salute you
Chinyaya chako hachiperi
Murume ngaanotestiwa
Bhangu sick inotestwa I syphilis ko iwe sei usiri kuonekwa uri positive because syphilis inongoramba yakaratidza positive chero yarapwa
Ngavatenge zvekutetswa vese ipapo
Vanhu avo ngavayende kuma test
Mutipewo closure apo
Mambo tongai nehuchenjeri murume anechorwere
After sick hiv next
Rejoe Befura paakati mhaa, Sandak ndakarlaiza
😂
Murume uyu akatanga arapwa itsotsi murume uyu
Haaaa pamangoti matests akaitwa kuPrivate pane chikiribidi chakaitika vanhu ngavaende kuclinic nemupurisa wamambo.
Murume haachade mukadzi full stop kwese uku kwakutsvaga nyaya
Handitika yeiko iwe wakachena here
Aaaaaaaaah uribharanzi mukomana, nekuti hautaure kuti ndakarega kupinda mumba mavo, why wakarega kupindamo. U knew what you had done so wakanozvirapisa mukadzi asina chaanoziva. Urimboko iwewe wakaita nguva knowing kuti STI inogona kunonoka kubuda pamunhukadzi. Iwewe uchizvirapisa. Wakaita humburu husina kana nemukare akamboona. Isu vamwe tatoona kare kuti nyaya yako inemaburi. Kunyangwe akanga achiita musikanzwa ako kamukono ketsambarafuta ako kanenhau??
Yes, I think ndoozvakaitika . He got treated ndosaka akaramba kurara naye again
Yes that's it kakunyepera kungwara nxaaa
Exactly...akanoita chirwere..ane Hedzi ndokuramba kutestwa
Mukadzi ihule uyu
Guyz pedzisai zvamatatanga ndeipi iyi yekutisiira panzira
Dare ngaripere mkoma robert
Murume uyo dhodhi rake akapa mkadzi uyo sick iye kwakunorapwa ega nhundira mutsime nxaaaa
Mazivasei
Ende varume utsinye.....
Wanga wakuto svirisa uri form 2 😢
Murume itsotsi uyo akazouya sei kuseni achiti handei kuno teswa akarapwa kabisira nekuti mukadzi aine nhumbu anoto teswa everymonth sick kti asaremadza mwana
Ndiro tsotsi remurume
Munoitireiko zvinhu musingapedxe aaah
Mudhara nemwanasikana wake vakadhakwa
Shame vabereki fundisai vana sikana not ku supporter zvisina basa
Dedzai sekuru bunzamukombe vaonese
Makutipa nyaya inoperera pahunhu chete
Mukoma uyu itsotsi iri haachade mukadzi ihure remure mukoma uyu
Murume uyo anotoonekwa ukatoona maziso ake anotoratidza kty anorwra ndiye akapa mukdzi sick akamhanyira kunorapwa faster faster ngavadokere fty kty mkdzi agutsikane kty murume haana aids
Hiiiiiiiiiii
Form 2 uriGaba
Mugariro wavasikana vamazuvano
Pfungwa dzako dzinoona mwanamudiki segaba dziongorore
@@b1nice923 gaba mean kuti akanga atovhurwa akutoziva varume
Magona mambo munhu ngaite hunhu
This young man tsotsi
Baba vemukadzi musatanyoko duzvi rebaba musatanyoko
Varege ndivo vadii
Mukoma anoda kubatwa batwa akashandisa 💰 maonero angu
Itai cases dzinopera kwete kuperera panzira like that !
Tokumbira vana vabude mudare
Nyaya iyi iritricky
Madzimai ndawona ziso ravo nderechihurehure
Mukomana akavhara
Haana unhu mukadzi uyu
Mukoma kutaura chaiko hamugoni zvamotaura hazvinzwisisiki