ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Vanhu ipaiwo more likes to bhozhoo ambodyawo mari
Sure
Tikumupa wani Malikes coz anoporofita chaizvo chaizvo uyu kupinda n'anga dzese nemaporofita emuZim .Inini ndinonakidzwa nemuSondosi wake . Bhozhongora to the pipo . Kanye MBA to the pipo .❤❤❤❤❤❤❤❤❤I heart them to the moon and back
Zvakaoma bhozhooo....
Kunze kunevaroyi uku chokwadi social media tadzidza
bhozho nababa pardie dhenyuroshi pfoooo wil ben clasher pfoooo uuuu chimuti chakanyanya mucheka kuna Baba Ekedhi uyo akabata bata
Ndimi dzacho dzichatotsemura maMicrophone mukaita zvekutamba😂😂😂😂🙌🙌🙌
😂😂😂😂😂😂😂 taurai henyu
Bozho 😊😊😊
Zvimwe zvinoda muchidzifambira Bozho tichiona kalive seapa vave kuenda kusowe
Aah vatangirwa ne Slymedia
Iripo pazimbeat news
Bhozho ndokumbirawo number dzemubatsiri we kubatsirana amai vekufa more than 20times
Inga nyika yacho yakútyisa nhaimi
Iyo yekuChivhu ma1 ivava vamunoti maman of God vanohurisa
Bhozhongora my guy
Hey dai mwana uyu ari dangwe asi apa ndewepakati pakaipa. Mubatsiri manyama. Nyika yakatakura kurema.
Pedu pagokwe kkkk
Ndipeiwo link re WhatsApp
Yea zvakaoma shuwa
Hiiiiiii vanhu varikuroya yoweee
Idzo Ndimi aiwaba 😂😢🤸🤸💙🔥🔥🔥❤
Dzorai vhulumu ma pfo pfo pfo ayo munofa nzeve😂😂😂😂😂
Horomight phooo
Izvi zvinotyisa yooo mmmmm😮
Kana kwedu kombi dziri kutsiga vanhu Chegutu/Mujeni kuMsengezi zvakaoma kani
Munhu anofa achimuka agova mwari here ngamukire kustate house achitibira Mari achitipawo 😂😂😂mushonga wacho munenge makapihwa muchiziva here
Chivhu papi ndokwangu
Chino netsa vanhu vema kombi nemushika shika vanozivana nemamupurisa mapurisa vano piwa mari ndakazviona asi havakoshese hupenyu vevanhu
Mamwe Acho ari Tori emapurisa
Ko kutaura makadzikama 😮
Haa hauvazive😂😂😂😂 ndomatauriro avo..thats normal
@@maiyeukai9346I see 😂😂
Basa renyu munorigona fambai nadzo,
😂😂,😂😂famba bhongozhor
😅😢
Ndokumbirawo Whatsapp yabhozho