Heads of to Mambo Mutasa. Kudos to you for protecting the girl child from preditors this should be a big lesson to many parents and men who prey on young girls.❤❤❤
You can say that again Mambo! Yes ma underage ngaachengetedzwe and where crime is committed justice must prevail. Parents encourage your girls to stay in school and educate them to not entertain these boys while they’re still young. Hazvimhanyirirwe izvi nekuti kumhunga hakuna pwa! The probability is that you fall pregnant, the boy abandons you and then what.
ndinayewo mwana akamitiswa aine 16 mukomana iyeye ari kuma 25 yrs maita basa mambo mutasa nyaya iyi ndakuifambirawo apa mukomana iyeye haatengi kana pumper remwana kana sugar zvayo
I always hear it from the Zimbabwe people when asked about their age. Even if your date of birth is tomorrow, you are still 16,17, 18 or 40 your are still 39
I agree. It’s unique. Like apo vange vachitoita confusion coz of that. Generation yekare usually ndivo vaidaro. Vanotaura gore zvese ne ma months acho kunge zvirikunyorwa mu book reku clinic scale “skero” kkkk Dzimwe nyika vanongotaura exact age without mentioning the months.
Shumba shumba matonga henyu asi isu vana DZIVA haiperi ndichauya ikoko timu tsage tega . Shumba maita maita . It has to stop mapara mapara it has TO STOP
Aa achatoramba achibata vana anoita basa rei muchivanze mabasa hakuna honai 5 more years dzatigara bhamba idzo..dai ari kubasa aisamboona tuvana utwu..
Awa mambo ndafarira kutonga kwawo kunoratidza kuti munhu anoziwa nezvemutemo.i think zimbambwe inofanira ku educator mahead man nemachief kwete zvekungonzi baba wake vafa saka ndiye atowa mambo apo hapana chinozikanwa .
ko weJohane Marange wanemvumo here yekutora tunhiyo twawanotora kuita mkadzi imi madzishe makatarisa !! saka tese totojoina church yeJohane Marange kaaa 🤷🤷 if you investigate two three families dzemaJohane Marange munotoona hobho tuwana turikuitwa wakadzi umo
Ava ndomambo ndodare rogona kutonga nyaya senyaya ndateerera nyaya dzatiwandei vanogona havangobhadharise bhadharise pese pese sezvinoita Chigodora
Mambo Mutasa wakadya mabee.ungotaura chingezi😂😂
Heads of to Mambo Mutasa. Kudos to you for protecting the girl child from preditors this should be a big lesson to many parents and men who prey on young girls.❤❤❤
Well said
He is a great Man of Wisdom
😅U
What can l doo if l want to see mambo mutasa
How old is the boy/man akamitisa mwana uyu?
Iyoooh Pasi Nama nyenga Vana kuparadza hupenyu hwevana,
Mambo akafunda aya!
Vanenge vaiva teacher generation yavo vazhinji anga ari ma teacher.
Vakato pezde kuvhota inonzi zim
Retired judge or lawyer
Thanks Karanganda for mo and mo stories
Amen dai neanhu anopinda church yekwamarange positori vasungwawo varikuroora vana
ndizvo zvinondinetsa ini kt sei weJohane Marange wasinga sungwiwo ???
saka tese tojoina church yeJohane Marange kaaa totora hedu tutwanana for free !!
Mambo ndofunga vaka studder law chete or vaiva mudzidzisi/headmaster he is knowledgeable
He was an Engineer
Sexual predators has no place in our society. Jail, jail and jail
You can say that again Mambo! Yes ma underage ngaachengetedzwe and where crime is committed justice must prevail. Parents encourage your girls to stay in school and educate them to not entertain these boys while they’re still young. Hazvimhanyirirwe izvi nekuti kumhunga hakuna pwa! The probability is that you fall pregnant, the boy abandons you and then what.
Much respect to Mambo Mutasa,Shumba yemanyika!!
Thank you Chief tadzidza
Hello Baba Taps,
Headman chigora episodes how far?
Mambo musalad....Bsa rir cey
He makes it easyto live kumaruzevha... he is a great chief.. he never does anything utravios the law.
ndinayewo mwana akamitiswa aine 16 mukomana iyeye ari kuma 25 yrs maita basa mambo mutasa nyaya iyi ndakuifambirawo apa mukomana iyeye haatengi kana pumper remwana kana sugar zvayo
Reverse the day's yaaka zviita then take some legal measures aende ku jail
Karanganda udzawo mambo vasawanza chirungu pa chembere idzo
Dzinonzwa manje chembere idzodzo 😂😂
I always hear it from the Zimbabwe people when asked about their age. Even if your date of birth is tomorrow, you are still 16,17, 18 or 40 your are still 39
So you want them to say their age to the exact correct millisecond here
I agree. It’s unique. Like apo vange vachitoita confusion coz of that. Generation yekare usually ndivo vaidaro. Vanotaura gore zvese ne ma months acho kunge zvirikunyorwa mu book reku clinic scale “skero” kkkk
Dzimwe nyika vanongotaura exact age without mentioning the months.
Kune inonzi ANB - Age next birthday. Kana birthday rako risati rasvika hausati wava 18
Ende ngaasungwe shuwa
Mhosva inodya mwene wayo
Hatide chirungu mudare iri mambo.Edzai kutaura neshoma musingaunze zvemachapter echirungu aya
Best chief and judge ever
chief mutasa l like the way he judge
Toda Chigodora pris!!
Haaa mambo vangu torai 🔨🔨🔨 dzenyu.
Shumba shumba matonga henyu asi isu vana DZIVA haiperi ndichauya ikoko timu tsage tega . Shumba maita maita . It has to stop mapara mapara it has TO STOP
Karanganda plz ratidzai chigodora this vid.. amboonawo zvinoita vamwe. This man knows the law. Ano quoter mutemo .... kwete makuhwa ...
Thumbs up mambo 🎉
I like this chief
Thank you headman girl child is suffering
Karanganda woooyeee😂
Ngaabvunze Chabodo naMatusa
Mambo musashandisa chirungu mudare rechivanhu please.MaChapter enyu vazhinji havamazive
Ndasuwa chigodora show
Waiyepo waiyepoere karangadhaaa❤
Ehe ndaiweepoo ndaiweepoo kuti chuuuuu
Vanosvipa zvavo
Karanganda woeh😁
Mambo vaudzei vanhu ava
Wayiyepo ere
Makarongeka mambo 🙏🙏
Mambo munogona basa renyu
Aa achatoramba achibata vana anoita basa rei muchivanze mabasa hakuna honai 5 more years dzatigara bhamba idzo..dai ari kubasa aisamboona tuvana utwu..
ndanonotswa netuma ad utwo nxa
Awa mambo ndafarira kutonga kwawo kunoratidza kuti munhu anoziwa nezvemutemo.i think zimbambwe inofanira ku educator mahead man nemachief kwete zvekungonzi baba wake vafa saka ndiye atowa mambo apo hapana chinozikanwa .
Kuti chuuuu karanganda wayivepo ere❤❤❤❤a
Kkkk saka vangu vabereki vakabudirira ndakaroorwa at 16😂
Iwe
Waiyepo ere
Shuwa mutemo ngaushande pamwe nyika ingadzoka pachiremerera - vana vakaroorwa zvakanaka. Taneta nevana vadiki vanongopiwa nhumbu nezvingavenga
Wayivapo here
Ngavagarire mudhuze kwete kudya nyaya dzavo
Thank you muzukuru
Maita basa mambo but chokwadi vamwe vabereki vanenge vasina ruzivo nazvo kuti imhosva kutambira roora remwana ari under age
Unfortunately ignorance is no defence at law
Thank you bab Taps kutiii chuuuuuu
ko weJohane Marange wanemvumo here yekutora tunhiyo twawanotora kuita mkadzi imi madzishe makatarisa !!
saka tese totojoina church yeJohane Marange kaaa 🤷🤷
if you investigate two three families dzemaJohane Marange munotoona hobho tuwana turikuitwa wakadzi umo
Ba taps maswera sei
O’level should be 16 years old isn’t. That’s rape
Pamberi naChief vedu
Garepo ndepako
Karanganda to the world
Makadiko BaTaps
teramira
Kkkk saka vangu vabereki vakabudirira ndakaroorwa at 16😂
Kkk i think kare mazuvano unonyura
Makaroorwa hamuna kutizira kana kubatwa chibharo
Kkkk saka vangu vabereki vakabudirira ndakaroorwa at 16😂
Tipe Location yavo tivasungise😂..its not too late. Ndikutodawo kusungisa vangu😂😂
@@tandiwekind679 maybe affected by statutes of limitations