The first one: mainini leave. Hapana chamakagarira. That man won't change his attitude. You are too young to be burdened by such a man plus 3 children. Life is too short. 😢
I think akamutorera kuchengeta vana vake.izvo zvebonde yave secondary issue.achakagarwa nemudzimai wake kuda pane zvaakaita kumudzimai wake kusvika afe. So he is haunted by that spirit kuda kuita bonde oona mukadzi wake
Amainini kuchurch hakumanikidzwe munhu vazhinji varikutokanywa nedziS ondo.Given hunhu hwaDr Nyamakawo ndoona sekuti havazongoti church pese pese.A true man of God.Dr Choga your beliefs are not better than everyone else 's.We need a panellists who leans to our traditions and values.Vanonamata chai o vanozvityora sa Dr Nyamakawo whose approach is more tolerant of other people 's religious choices and beliefs.Emancipation from mental slavery is very necessary for Dr Choga and tete Tilder.The world is a better place with more diverse views and tolerance!!Ndatenda hangu!
Mainn vaita first call dai uri umwe wasiya murume uyu nevana vake vatsvaga basa wazvishandira uchawana anokuda chaiye not this one he is just taking you for granted kuitwa maid anobhadharwa nefood chete you can doo better bby girl zvekuti uri nherera kanganwa think for yourself first murume akanaka anobva Kuna mwari uyu anenge demon chairo
At 25 wamusecond marriage, kana wane 1year in this marriage that mean by 23 yrs sisi ava vange vatorambwa. Kushaya mbereko hakurambirwe so early. First hubby akatoona kuti aya maone ndobva angoti zvapasati panemwana fambai henyu amai. Hamusi kuona here kuti this young wife is abusive. Pane domestic violence apa. Murume mukuru anorariswa pasi mumba make. Zvirinani kugara pamusoro pemba panemukadzi akadai. Dai first hubby aiwanikwa aikuudzai kuti ndakabuda murufuse. Ava babamunini vakanyeperwa ndakarambirwa mbereko. If the father can be abused what about vava especially kana adzika midzi. Murume atadza hake kuchemaparadio kuti mai ava vanondirova
Age is just a number 😂😂😂😂😂that's a scam we should learn yooooo 25___45 kkkkkkkkk guys energy levels will never match even hembe chaiyo hatiise chigamba nejiranyowani pahembeyatsakara😂😂😂😂😂 muchadzidza kunzeuko kkkkk😅😅😅😅
u are talking exceptions .from 45 years old your body starts to self destruct ...your hormone levels start to diminish . think about how many times a 20 year old has sex in a night as opposed to a 45 year old
At 25 married and divorced before?Red flags on the woman!!!Drs and tete batsirai nekusimbisisa kuti vanhu vadzidzane before rushing into marriage!Gezai,uyewo mumba kuti zviite you need a healthy psychological state of mind.Appreciate your efforts to assist!!!
Dr Nyamakawo had understood the problem kuti mukadzi chaari kungotaura zvisina nebasa rese uchiti maemotions some pple will lose all sexual feelings nenyaya yekugara nemunhu anotaurisa. Dr Choga natete both missed the root cause
First caller ukuotiswa maybe haakudei or akagarwa nemukadzi wake ko kana zvisingaite kokungosiya aewa why must he deprive u of yr rights as a wife musiyei uyo
The husband of the first caller that guy he just wants that lady to take care of his kids haamude,haana basa naye
The first one: mainini leave. Hapana chamakagarira. That man won't change his attitude. You are too young to be burdened by such a man plus 3 children. Life is too short. 😢
Haiwa ungashainigwa nedhara rine 45 yrs. Siya zidhara iri and haritsiurike. Risiye iwe. Rinoshaina harizive kut very soon rinenge rave neSugar nxaar
😂😂😂watsamwa Fay
I think akamutorera kuchengeta vana vake.izvo zvebonde yave secondary issue.achakagarwa nemudzimai wake kuda pane zvaakaita kumudzimai wake kusvika afe. So he is haunted by that spirit kuda kuita bonde oona mukadzi wake
@gracekhoza5289 😂😂😂😂zvinobhowa
Amainini kuchurch hakumanikidzwe munhu vazhinji varikutokanywa nedziS ondo.Given hunhu hwaDr Nyamakawo ndoona sekuti havazongoti church pese pese.A true man of God.Dr Choga your beliefs are not better than everyone else 's.We need a panellists who leans to our traditions and values.Vanonamata chai o vanozvityora sa Dr Nyamakawo whose approach is more tolerant of other people 's religious choices and beliefs.Emancipation from mental slavery is very necessary for Dr Choga and tete Tilder.The world is a better place with more diverse views and tolerance!!Ndatenda hangu!
Chokwadi wakanganwa mai.vekwa ishumairi.vaye vachiti vakamanikidxa murume kupinda chichi.asi tarirai kwazvakasviks
Domestic issue inobhowera volume mhan
Mainini first caller murikunyanyonyengerera chiiko kuitwa housegirl zviripachena
Baba vekutanga vanoshusha chiramwa too much plus pfungwa dzenyu dziri kufunga mukadzi akashayika
Chimunyimi chebonde Icho chinoshusha dhemeti. Ngachisiiwe nevana vacho Kwete Kuda kuita munhu housegirl.
Nhai nhai amana 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️. He is very evil
Mainn vaita first call dai uri umwe wasiya murume uyu nevana vake vatsvaga basa wazvishandira uchawana anokuda chaiye not this one he is just taking you for granted kuitwa maid anobhadharwa nefood chete you can doo better bby girl zvekuti uri nherera kanganwa think for yourself first murume akanaka anobva Kuna mwari uyu anenge demon chairo
Iye ari kutochengeta vana kuti adiwe kureva hazvisi pamoyoo
Nhasi ma callers anga achinzwikira kure kure kunge drink ra dhailutwa na step mother
Drink yaidilutwa nastep mother
First caller anoshusha plus akamhanya kuroora asina tym afirwa ska ummm dai mafamba famba mainini mukufira mhosva dzaasingazive 🤞
1st caller urimuitwa musikana webasa than a wife. Siya zidhara iro harina direction. He doesn’t love you but using you to look after his children.
48:51 aaah mainini kwanai imi hamugonewo kushava here 🤦🏾♀️🤦🏾♀️🤦🏾♀️
At 25 wamusecond marriage, kana wane 1year in this marriage that mean by 23 yrs sisi ava vange vatorambwa. Kushaya mbereko hakurambirwe so early. First hubby akatoona kuti aya maone ndobva angoti zvapasati panemwana fambai henyu amai.
Hamusi kuona here kuti this young wife is abusive. Pane domestic violence apa. Murume mukuru anorariswa pasi mumba make. Zvirinani kugara pamusoro pemba panemukadzi akadai.
Dai first hubby aiwanikwa aikuudzai kuti ndakabuda murufuse. Ava babamunini vakanyeperwa ndakarambirwa mbereko. If the father can be abused what about vava especially kana adzika midzi. Murume atadza hake kuchemaparadio kuti mai ava vanondirova
Age is just a number 😂😂😂😂😂that's a scam we should learn yooooo 25___45 kkkkkkkkk guys energy levels will never match even hembe chaiyo hatiise chigamba nejiranyowani pahembeyatsakara😂😂😂😂😂 muchadzidza kunzeuko kkkkk😅😅😅😅
u are talking exceptions .from 45 years old your body starts to self destruct ...your hormone levels start to diminish . think about how many times a 20 year old has sex in a night as opposed to a 45 year old
Good morning team yakatikoshera
Hanzi inotanga iri daddy yozonzi dzedzi😂😂🙌Dr Nyamakawo kkkkkkk
Much love tete and team
Baba ava vakagarwa nemudzimai wavo akafa ngaabve mukadzi uyu
At 25 married and divorced before?Red flags on the woman!!!Drs and tete batsirai nekusimbisisa kuti vanhu vadzidzane before rushing into marriage!Gezai,uyewo mumba kuti zviite you need a healthy psychological state of mind.Appreciate your efforts to assist!!!
Akashambereko dear in the first marriage
Dr Nyamakawo had understood the problem kuti mukadzi chaari kungotaura zvisina nebasa rese uchiti maemotions some pple will lose all sexual feelings nenyaya yekugara nemunhu anotaurisa. Dr Choga natete both missed the root cause
Babamunini pafirst caller hamuna zano mukadzi anokudai imi moda kutomuita toy renyu
Same situation
Dai maiita muchiisa # dzeava vari desperate tinhonge nhonge
😂😂😂
😂😂😂😂
1st caller anongoda kuendeswa kupolice yomutsvakira mhosva ari kima cell ikoko arg
Sekuru ve 45 vanemukadzi ane 25 mukatinyarao hamun chamunobva imi pamainyenga mwana mudiki kwamuri maiti mukuitei
Kkkkkk
😂😂😂😂😂mese mutori nehasha ikoko muchitaura henyu ana choga ana tilder ana nyamakawo😂😂😂😂😂😂
First caller ukuotiswa maybe haakudei or akagarwa nemukadzi wake ko kana zvisingaite kokungosiya aewa why must he deprive u of yr rights as a wife musiyei uyo
Star fm sounding bad all the time nxaaa chii chakadero volume low chirongwa chose
Husband waFirst caller ibasa chairo.Murume akaoma moyo uyu ane pride isingaite. He is a closed circuit.
hanzi anonditi iwe ? murivangani ?
😂 kubata tsoka kusvika kuvhudzi😂😂😂Dr choga ka
Mainini 1st caller kutuka munhu kunoita kuti asambode bonde newe mutuki please vanhu take note.
Amainin murikuitwa musikana websa dai masiya zvenyu
madhara 2 aya ari mustudio muri kumbei kwekuseri......vakadzi wenyu vakudya nana mambo.
😂😂😂😂
Uuuuuu dhara iyo siyana nayo haina simba
First caller mainini.siyai.benzi nemurume risina njere mhani
Hazvina kwazvo izvi unenge wati ndazviwanira akafirwa madivorcee vanonetsa wanikwe chaaaiii
Kungoshandisa vana vevanhu ipapa haana kumubvisira soo
Imi mainini first caller munenge benziwo siya zisekuru iro
Baba wekutanga awo dai vatoda mukadzi hawo nekuti manje manje vanenge vakuda kuti mukadzi avape mapiritsi eBP neyeSugar
Avo baba vari kuita mukadzi house girl mubatei mukadzi uyo tete aende kumba kwavo
The fact bro avo warikuita mkadzi housegel
Murume uyu haade mukadzi . Anongoda munhu anochengeta vana vake. Zverudo hapana
First caller is looking for a maid for his kids
mainini hamusikudiwa henyu @large
Kkkkkkk Tilda wacho hanzi mukunyimirei munhu bondeimi kkkk
Morning
O
P
Please tete tokumbirawo muudze vanhu kana vauya paphne vataurise
😂😂😂kusheedza amai ma1
One year mungori ma housemates
Star fm volume bad all the time
Sounding bad all the time
Tete nana Doc how are you
And first caller usatipengere don't be desperate mhani kunge usina pfungwa
1st caller her husband is very selfish 😮
Murikutawura ne Dimoni
Mereji idzi ma one
First caller pamwe maRed Flags munenge makawona karesa mufunga kuti ndeepink aiwa better kutsveta pasi imbwa dzinhonge
Hanzi vanenge vava nesugar ve45 ava kkkkkkkk comment section never disapoint sure
1st conf why r u that desperate unovadii sekuru ava tsvakao fresh anoenderana newe usazvidzikisira nekungotorrwa chero chero
Fofa fofa kkkkkkkk
Mainini 1st caller chengeta vana nerudo rwako kwete kut uvonekwe kuti uri kuita chakanaka ,coz ukaita kuda kuvonekwa uchashandukira vana ivavo
Zvichitofema 😂
Siyai sugar dad avo mainini mmmm avo salt daddy vanovava chaiko muchiri mudiki kustreswa nekadhara ako mhani
Your definition of marriage is too shallow, bonde is a part of marriage and not the all encompassing objective
Take it out from your marriage zvisinahurwere mukati and tell us the results 😂😂😂😂
@@D1groupEngineeringyou clearly missed my point, bonde is a part of marriage, if your only objective is bonde then good luck
@@ssam1430 dear we all know that it's not about sex but sex is as important as every component of marriage and it's the easiest thing to give
@@ssam1430well neither is just being married kuti uite munhu housegirl when she came first for YOU.
@@Ruhhy9304And YOU is just what is in trousers 😢
Mainini va first caller makaroorwa nesvikiro chairo haana kana plan nemi murume uyo