I used to underrate Sandra simply because of her being in the backing vocals and Selmor in the lead. I got my answer today, Sandra is a warrior, a pillar to Selmor.
Ini chandino ngoziva chete ndechekuti munhurume wese akango wana new love/ relationship haasisinei nezvakamukomberedza kusara kwevashoma havo vanoti handirase vana vangu in the name of love
It is touching to listen to Sandra, she reminds me of Dr Mtukudzi, what is evident they are telling the truth vakarwadziwa I had issues with Mai Manatsa then, I now understand her well. As of Sandra pakaoma she is remarkable may God bless you ndiwe Mtukudzi wacho be strong.
Zvaitova normal masstrs. As much as muchiblamer mainini the same way blame baba vako futi. Vakawanda vanoroja renter Vari vadiki. Kana Makatongo kwanisa kupedzawo form 4 paboarding school aaah ndiye Mwari. Move forward, otherwise kuramba muchidzokerera ndangariro dzenyu Kumashure because pane varikukunzwirai pasocial will hinder your progress. Chitema hachidzorerwe. Challenges will not kill you but will make you stronger my sisters. Simpathy will never make you any better. Stand up son / daughter of the soil and work. Nyika irikuremera munhu wese. May God continue to bless # Zimbabwe
My own step mom vaitituka vachiti kufana mai kumama moyo kusiya duzvi mukati vakabvirei pano kusiya musha Isusu girls taifudza mombe vana vastep mom aiwa chero kukama mombe vaisabvumidzwa. Now takura she is trying kutibatanidza asi damage was done kare. Hamheno Mwari zvavari pane blessing inouya nekutambudzwa nemastep moms
@@ttfam8742 ndine vana vakashungurudzwa vandoziva but ndakazoudza that step. Mother kuti ndokumamisa ei nwaaaaa ndikati kungovaita yandisina kufarira ndokurova mapurisa anouya osunga ini pano baba vacho ndikawati ndirikukupa 1week ndirikuda kunzwa kuti vana vane mabirth vana kutosvitsa 18yrs vasina mabirth nekuda kwehure raiiviga chitupa chababa wawo apa mwana last yr angakuda kunyora form 4 ndakawaiitira drama mahure mukatora varume vevanhu itai hunhu
Yes Pakaipa asi tuku aigara asiri pamba one asiwo aifanira kuita bond nevana achiudzwa zvinosara zvichiitika kwete kukudza kuimba vana vachitambudzwasoo dayz ukamutarisaso unotoona kuti anekakutswinya kari maari but life maperere azvo ndoakaoma be strong girlz and move on
Very bad my dear ure a strong girl we all love you ❤am glad you speak out to clear your heart and let others know your real mum is very important some people are very cruel for what really
Zvino zviripi dazzy aaaaa utsinye haubhadhare iwe selma akambobuda achiti handidi mudhara vangu kare ndopaakaburitsa song yekuti kuroodza kune zidhara kana muchiiziva aimba baba vake kkkkkkkkkkkk
Way back , around 2000 /01 or even 1999 can't remember, I watched an interview yakaitwa naPatricia Mabviko if l'm not mistaken at Tuku's Residence. She started off interviewing Tuku's Daughters (Selmor aivapo & Samantha l think) in the kitchen and it was a lovely girly chat with with some laughter. After a while, she nvited Tuku to join them on the set. The moment he walked in, the girls demeanour visibly changed and they withdrew into shells. I was a teen then and l just put it down to Tuku being a strict Dad but with love so l assumed. Bits of his mean character sneaked out but in undertones over the years including underpaying his Band Members. Such a shame , he failed his children . They couldn't even pursue their dreams academically and definitely didn't get to enjoy his wealth and riches.
Daisy failed to be a good mother … Tuku failed to protect her kids .. Sandra thank you for saying the truth .. now we know what kind of monster mother Daisy is .. she needs to repent…
Aaah l cried kudyiswa uko zvekusiya mwana here kuenda kunew house uchidya uchiti aripi koFaith akaregerei kupiwa stove namai vake kushaya nyadzi Daisy handisi mwari but Kudenga kuchanetsa
Vana ava vane respect for this heartless woman.Mwari tibatsirei kuziva kuti pfuma yese yenyika inosara pasi pano.Vana vana kani ngavachengetwe.Iyi nyaya yandirwadza kani 😢
Iiiiii ndarwadziwa nepekuti daddy vanga vane cellphone and the daughter didn't know😢😢😢 and how the hell does someone pack all the things and leave a family member behind ummmmm.....
I recently reconnected with my half sister whom I last saw when daddy was alive. When her mother left with her I felt some bitterness, wondering why my mother left me but took my sister. I got to know later in life that she was not my mother. We connected 25 years later. Polygamy is not good.
Nyaya iyi iri kutaurwa na Sandy yakagozha . Veduwe imwika Imagine at 16 or 17 uchidzingaire, kutamba jikinya mudziva. Ah imwika imwi. This is so devastating and traumatic. Izvi zvandipedza mafuta.
I don’t even know why some step mothers are so cruel most of them vanenge vabvawo muma street kutsvaga zvinhu plus vouya nevana but kurwadzisa such young hearts voting kufirwa naamai or mai vorambwa kids are so innocent veduwe vanongoda guidance from older people kungova nemoyo wehutsinye barbarics vanoda kusangana na baba vanoti kana uchindida idawo vana vangu aya ma demoni chaiwo sad
My heart breaks the step mother culture in our home needs to change one thing I learned from being married and divorced to a white man was learning how to be a good step mother to the kids ! Vana Havana mhaka adults should always remember that ! Vanokura vana and they are smart hameno why we always forget that they will grow
Let me correct you fellow Zimbabweans, let us respect our LEGEND Dr Oliver Mtukudzi ,a lot of people are saying Tuku anga akadyiswa anga asina hanya nevana ,that is very wrong ipapa pane varikutobata vana rough kana kusaziva kuti kunevana.There is always a challenge vabereki vakasiyana vana vanotambura Nzou dzikarwisana sora ndorinonyanya kupinda busy ngatiremekedzei mukuru wedu zvakaitika zvakaitika tinotenda mwari hapana akafa nenhamo.
@@aulyngandanzara4367 nyaya yukubvisirwa tumari nekamombe inotsikirira madzimai at times. And when the man is powerful there is nothing that a mum can do. If you think I’m lying look at the politician children or kids with fathers who have money. They will say I will look after my kids just to feed their ego but in reality they don’t care for these children and allow them to be abused by their new lovers. It’s very very sad because this a reality for most kids in a broken home!
This is a very touching story...Your 3 so called parents failed dismally to protect you as kids..Your Dad enabled the 2nd wife..your step mom to mistreated you...he clearly turned a blind ey to a whole lot of abuse you had to endure and no child deserves to be ill treated the way you treated...Your biological mom..where was she when all this was happening???As a mother ndingatofura huswa nevana vangu than to let them be ill treated by another woman all because my so called ex husband is well to do..then 3rdly yo step mom never had a heart to look after her husband's kids yet she came in nemubvandiripo who was welcomed in her husband's home n ripped the good harvests of your Dad.Typical of our African setup.All in All you girls are still wounded...Maybe its not too late to seek help and at least get to heal from all that you endured growing up..Pray as well for divine healing..Wish you all the best...Hugs
Kindly Support , By Subscribing for more content 😊√Thank You
I used to underrate Sandra simply because of her being in the backing vocals and Selmor in the lead. I got my answer today, Sandra is a warrior, a pillar to Selmor.
Sandra really looks like TUKU 😅😅😅
In other words she is handsome😂😂😂😂
Not Sam??😊
Split image yaTuku...apa Tinashe Mugabe haana basa😂
Uyondiye baba tuku chaiye even same hakwane
Zvakanyanya
I now understand the meaning of hazvireve rudo handina song 🎵
Ini chandino ngoziva chete ndechekuti munhurume wese akango wana new love/ relationship haasisinei nezvakamukomberedza kusara kwevashoma havo vanoti handirase vana vangu in the name of love
Polygamy is too bad ask me I grew up in a polygamous family it's really toxic
Selmor has a pillar of strength in Sandra.
It is touching to listen to Sandra, she reminds me of Dr Mtukudzi, what is evident they are telling the truth vakarwadziwa I had issues with Mai Manatsa then, I now understand her well. As of Sandra pakaoma she is remarkable may God bless you ndiwe Mtukudzi wacho be strong.
Tuku anga akadhakwa paskiri refamily
Nekudyiswa nemahure epaKwekwe apa
@@annitajoshua7043😂😂😂😂😂😂😂
haaa dzimba dzakafukidzwa nematenga wangu
Angaari. Hure! Kkkkkkkkkkkkk asingachengete vana futi!
Hey, that was extreme,hazvaifanira kusvika ipapo
Awww so sad and unbelievable for a legends daughter to suffer this way
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA
Eyyyyy Pakaipa apa. Pakafamba dhiyabhorosi Nyoka.
The outside lifestyle yatinoona yevanhu vari popular haisiriyo yemumba bt vanhu ngatidzidze kuda mwana wako nyangwe ukasangana nemukadzi anokunakira sei let's love our blood ,mkadzi anoenda akatoorwa ukasaonana naye kusvika ufe ASI mwana haende ropa rako ndiwe
Tuku rest in peace but wakatadzira vana vako . Naked truth
Yeah kudenga kure vazhinji tichaita rokudongorera hedu nekuda kwehutsinye
Sandra is her Father’s copy!!!!
true haubvunze
Zvimwe hazvibvunzwe. Zvimwe hazvibvunzwe weee
Sandra n Selma I luv u guys even yr mum ❤
Hazvireve rudo handina....... singing zvangu
Ko sandra zvaari tuku nhymi nhymi 😂😂
Oliva Mtukuzi was really a hero I like his songs and familiarity on the stage
Zvaitova normal masstrs. As much as muchiblamer mainini the same way blame baba vako futi. Vakawanda vanoroja renter Vari vadiki. Kana Makatongo kwanisa kupedzawo form 4 paboarding school aaah ndiye Mwari. Move forward, otherwise kuramba muchidzokerera ndangariro dzenyu Kumashure because pane varikukunzwirai pasocial will hinder your progress. Chitema hachidzorerwe. Challenges will not kill you but will make you stronger my sisters. Simpathy will never make you any better. Stand up son / daughter of the soil and work. Nyika irikuremera munhu wese. May God continue to bless # Zimbabwe
My own step mom vaitituka vachiti kufana mai kumama moyo kusiya duzvi mukati vakabvirei pano kusiya musha
Isusu girls taifudza mombe vana vastep mom aiwa chero kukama mombe vaisabvumidzwa. Now takura she is trying kutibatanidza asi damage was done kare. Hamheno Mwari zvavari pane blessing inouya nekutambudzwa nemastep moms
True dea but mangamakanaka ini ndairova vese nababa wacho
@@TatendaFeremba 🤣🤣🤣🤣🤣
@@ttfam8742 l hate stepmothers killers varoyi
@@ttfam8742 unotoona baba kutadza nekutoresa mwana birth nekuda kwemahure aya
@@ttfam8742 ndine vana vakashungurudzwa vandoziva but ndakazoudza that step. Mother kuti ndokumamisa ei nwaaaaa ndikati kungovaita yandisina kufarira ndokurova mapurisa anouya osunga ini pano baba vacho ndikawati ndirikukupa 1week ndirikuda kunzwa kuti vana vane mabirth vana kutosvitsa 18yrs vasina mabirth nekuda kwehure raiiviga chitupa chababa wawo apa mwana last yr angakuda kunyora form 4 ndakawaiitira drama mahure mukatora varume vevanhu itai hunhu
Yes Pakaipa asi tuku aigara asiri pamba one asiwo aifanira kuita bond nevana achiudzwa zvinosara zvichiitika kwete kukudza kuimba vana vachitambudzwasoo dayz ukamutarisaso unotoona kuti anekakutswinya kari maari but life maperere azvo ndoakaoma be strong girlz and move on
Ndairwadziwa shame NDOSAKA selmor akachema pastage
Irresponsible father but the mother choose to move on without her kids leaving them to fight the Barika/DIVORCE issues on her behalf
Very bad my dear ure a strong girl we all love you ❤am glad you speak out to clear your heart and let others know your real mum is very important some people are very cruel for what really
We have heard one side of the coin........i am sure ndovaitadsirwa iwo vari perfect. I loved hangu pawatii vavasiyana na Mai fullstop.
Very true tirikudawo mai vavo and Daisy tinzwe
Vatoriko vana vanotozodawo kuita kunge ndivo vave vana Mai Pana step mother. Learn to be humble yourself as a child. Bvuma kupusa # twabamu.
Ndarwadziwa veduwe. Vana vakararama hupenyu hunorwadza ava
Very true,but mai vavo vaivepi nhaimi
@@fungivembo4012 aaaaa Mai vacho ndo poison hombe chaiyo. Kuda kuzvinatsa
Mai benzi chairo
Sadra spitting image of Tuku
Selmor is struggling with emotion, when the other sister is speaking she is looking down, sideways, the girl is hurting.
Selma aisada baba wake vaiterera mukadzi varume imbwa sometimes
I'm so happy to see Sandra.You need show up more!
Ollah ndewe makuhwa hanzi aah aah 😂
At large
Pane asingade guhwa ere ndosaka tiripano gumba 😂😂😂😂😂😂😂😂
Olla muNigerian here nhaimi?
😢True Story koz ndakatombonzwa one of tuku, s interview achiti mwana ngaasatarisire zvakawanda kwandiri ngaashande zvake
Dambudziko wakateerera ka clip kadiki interview iyoyo yakaitwa na Amai Chisamba tsvaka full video yacho unobata kwaibva nyaya
@@giftndawana
Yes he said it, but aisarudza vana. He didn’t care for the children with the same love, trying to please his wife Daisy.
Zvino zviripi dazzy aaaaa utsinye haubhadhare iwe selma akambobuda achiti handidi mudhara vangu kare ndopaakaburitsa song yekuti kuroodza kune zidhara kana muchiiziva aimba baba vake kkkkkkkkkkkk
@@agentchitanda7240 so why is Samatha and Faith vane nhaka vamwe vasina?????
As of Selmar and Sandra, Tuku really left his signature.
I'm seeing Dr Tuku on Sandra
That was your path in life , thats why you strong give thanks to God.
Saka soundtrack ine noise iyo ndeyei?
Aaahhh, that’s all I can say! Sandra is strong.
That song hazvireve rudo handina 😢😢😢
So touching 😢
That situation forced her to mature so early 😢😮
It’s very sad but where was there mum.
Their mum was there l think she remarried again
Way back , around 2000 /01 or even 1999 can't remember, I watched an interview yakaitwa naPatricia Mabviko if l'm not mistaken at Tuku's Residence.
She started off interviewing Tuku's Daughters (Selmor aivapo & Samantha l think) in the kitchen and it was a lovely girly chat with with some laughter.
After a while, she nvited Tuku to join them on the set. The moment he walked in, the girls demeanour visibly changed and they withdrew into shells.
I was a teen then and l just put it down to Tuku being a strict Dad but with love so l assumed.
Bits of his mean character sneaked out but in undertones over the years including underpaying his Band Members.
Such a shame , he failed his children . They couldn't even pursue their dreams academically and definitely didn't get to enjoy his wealth and riches.
Saka Mutukudzi raive gava
Young ladies keep the Lord with you. He always delivers in time.
Dai ndandirini ndakafumura mutukudzi arimupenyu! Vanhu vaone kuipa kwake aripanyika aaaaaaa ini baba vakaiita chibhanditi neni ndochiita ndendisisavaremekedze
At least they are venting out and thus the the way they can heal
they respect her asi..Mhamha
😢 like my life I hurt all stepmothers in this lifetime
Imhosva yamai vako,vana mai varikuendesa vana kumaboarding schools vari single
Ini handide chinhu chinonzi step mother vangu ndomuti mamisa sevangu ane simba kkkkkkkk anobhurwa kani
@@precioushwingwiri4283hatisi tese towana mari yeboarding shaaa
@@TatendaFeremba vakamira sani
Weduwe I love my daughter SO MUCH 😢 To even think Tuku let his girls go through this is sad.
Like father like. daughter
Iyee Mutukudzii aka tarisa hake mwana asina kugarisika. ..... haaaaaa kudyiswa varume makabvira kudharaaaaaa😢😢😢😢😢
How did tuku move houses and leave his 16 year old daughter. This is ridiculous Tuku why😢😢
@@nyaradzaizindoga8328 mwana akadi kuenda kunaMai vake
He shows that he donnt care
Anga akawoma moyo
Iyaaaaa never play fast and loose with Judy Austin spirit Zimbabweans 😂😂😂
Daisy failed to be a good mother … Tuku failed to protect her kids .. Sandra thank you for saying the truth .. now we know what kind of monster mother Daisy is .. she needs to repent…
Where was their mother to protect her kids she is the one who cause the damage
@@turiamtrko1999 that’s not fair .. she left the kids with their father
Vasikana never look back God is in your corner. Musatya
Great interview Ollah . It's so sad listening to this conversation. Step mother's pls fear God.
Girls please be healed in Jesus name 🙏
Tuku akamuka tomurova
Seni ndomu dzemura zvekuti
Tichanomurovera kwaakaenda ikoko nxaa,,
😂😂😂 side hen ndoinoda kurakashwa 😂😂😂😂❤❤❤
Maya tuku enge akadyiswa
😂😂😂😂
All the best my girls
Kkkkkkkkkkkkkkk selma hasikuda zvekutaura kkkkkk ane yese
l was also raised with step mother mmmmmmm handidi kunyepa ndakambofunka kuti may ndoinonzi life
Aaah l cried kudyiswa uko zvekusiya mwana here kuenda kunew house uchidya uchiti aripi koFaith akaregerei kupiwa stove namai vake kushaya nyadzi Daisy handisi mwari but Kudenga kuchanetsa
Vana ava vane respect for this heartless woman.Mwari tibatsirei kuziva kuti pfuma yese yenyika inosara pasi pano.Vana vana kani ngavachengetwe.Iyi nyaya yandirwadza kani 😢
Iiiiii ndarwadziwa nepekuti daddy vanga vane cellphone and the daughter didn't know😢😢😢 and how the hell does someone pack all the things and leave a family member behind ummmmm.....
After watching a full interview ndongoti Daisy pfira danty, pfira danty.
But why didn't you go back home Kuna again vako
People don't know how we suffered nemastep mothers Aya...the only thing was vana ava vanonetsa.
@@joechademana3737 chero isu ma step children we are difficult. Especially when our mothers varivapenyu. Tine tine attitude yekuti havazi Mai vedu.
Daisy is really a monster....a very cruel stepmother 😮😮
😢Sandra wakafanana naTuku
I recently reconnected with my half sister whom I last saw when daddy was alive. When her mother left with her I felt some bitterness, wondering why my mother left me but took my sister. I got to know later in life that she was not my mother. We connected 25 years later. Polygamy is not good.
Talking about Daisy kuti Amai vavo vakafa here?
This is painful veduwee
Oliver mtukudzi failed as a father
fear women, kana wadyiswa you can;t easily leave.
Sad story
😂😂😂😂😂sazita wangu kunana nabambo kkkkkk
They stayed along Midlothian Avenue in Eastlea kuseri kwe Haddon Motors
Daisy skiri rake nderekushaya ane hutsinye ibharanzi momz iya
Nyaya iyi iri kutaurwa na Sandy yakagozha . Veduwe imwika Imagine at 16 or 17 uchidzingaire, kutamba jikinya mudziva. Ah imwika imwi. This is so devastating and traumatic. Izvi zvandipedza mafuta.
I don’t even know why some step mothers are so cruel most of them vanenge vabvawo muma street kutsvaga zvinhu plus vouya nevana but kurwadzisa such young hearts voting kufirwa naamai or mai vorambwa kids are so innocent veduwe vanongoda guidance from older people kungova nemoyo wehutsinye barbarics vanoda kusangana na baba vanoti kana uchindida idawo vana vangu aya ma demoni chaiwo sad
Kufanana kunge mabhodhoro e fanda
SANDARA??? Whole tv platform spelling someone's name wrong. Guys be serious nebasa
@@fortunec.4354 Apologies 🙏, Please dont forget to subscribe. Thank you
My heart breaks the step mother culture in our home needs to change one thing I learned from being married and divorced to a white man was learning how to be a good step mother to the kids ! Vana Havana mhaka adults should always remember that ! Vanokura vana and they are smart hameno why we always forget that they will grow
Mdhara wenyu aipisa ....musically achirikutopisa
Sandra looks like her dad
Uyo ummmm kuita Tuku chaiye
😭😭
Let me correct you fellow Zimbabweans, let us respect our LEGEND Dr Oliver Mtukudzi ,a lot of people are saying Tuku anga akadyiswa anga asina hanya nevana ,that is very wrong ipapa pane varikutobata vana rough kana kusaziva kuti kunevana.There is always a challenge vabereki vakasiyana vana vanotambura Nzou dzikarwisana sora ndorinonyanya kupinda busy ngatiremekedzei mukuru wedu zvakaitika zvakaitika tinotenda mwari hapana akafa nenhamo.
Unopenga
Nhaiii chakaipa chakaipa ngachitaurwe
@@franciskondo6691 usade kuvhara nekuti. Angaari legend risina brain ungasiya mwana ari under age nekuda kwehure nonsense chakaiipa chakaiipa varume imbwa kana mazogara hawafungi
Ko baba venyu vakaimba song 'Ngwarai'........
Haaaaa ndarwadziwaaa
Tuku angaakadyiswa for his child to suffer this way
Kunenge kutopusa zvake pafamily issues
I feel for my kids life In the. Hands of a step monster
Varume vanobhowa vanofunga nezvombo
Makati zvombo ndozvikufunga here kkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vakangopihwa rese zvaendwa
Sounds like my criminal father and stepmother
Sekuru Munendoro 😅
😂😂😂😂😂😂😂
From today onwards, Tuku handicharidzi
Waiting bitter ka 😅😂
You should separate Tuku the musician .. Tuku the father .. we all have flaws
Tatelicious Kani kkk usadaro vane pain vaudze zvakanaka usazoti dyooooo Oliver ari wrong for shuwa
Joooh Joooh Sandra nhaimi mwanasikana kufanana na baba kuita senge ndi Tuku zvadzo
Its not just abt Daisy, i blame both Daisy n their biological mother
Maybe mai vanenge vanzi hauna kwaunoenda nevana vangu. Kune vanhu vakadaro futi. You never know.
Right..biological mother let her kids down ...big time
@@aulyngandanzara4367why not fighting through courts
@@aulyngandanzara4367 nyaya yukubvisirwa tumari nekamombe inotsikirira madzimai at times. And when the man is powerful there is nothing that a mum can do. If you think I’m lying look at the politician children or kids with fathers who have money. They will say I will look after my kids just to feed their ego but in reality they don’t care for these children and allow them to be abused by their new lovers. It’s very very sad because this a reality for most kids in a broken home!
She looks like her dad for real
This is a very touching story...Your 3 so called parents failed dismally to protect you as kids..Your Dad enabled the 2nd wife..your step mom to mistreated you...he clearly turned a blind ey to a whole lot of abuse you had to endure and no child deserves to be ill treated the way you treated...Your biological mom..where was she when all this was happening???As a mother ndingatofura huswa nevana vangu than to let them be ill treated by another woman all because my so called ex husband is well to do..then 3rdly yo step mom never had a heart to look after her husband's kids yet she came in nemubvandiripo who was welcomed in her husband's home n ripped the good harvests of your Dad.Typical of our African setup.All in All you girls are still wounded...Maybe its not too late to seek help and at least get to heal from all that you endured growing up..Pray as well for divine healing..Wish you all the best...Hugs
Mwari ndiye murapi wezvironda zvinorwadza. Murume anehutsinye kuvana vake rufaro rwake is temporary. He cuts his life short.
Ndarwadziwa😢
Mmmm Samanyanga makanga makaoma
PaFamily makakundikana
MaSecond Wifey chii hutsinye
First wife akarimbirwa nyaya dzei.
Ndarwadziwa shuwa
People whom you call legends
nxa