uhm taurirai mwana chokwadi kuti skiri rake rave best before 😄😄 ngaakopere ana Master H maybe anogona kudzoka pa spotlight hake and attitude yake pa music🥲 arts uhm anoita king muma street but pocket dololo advice that boy cleverly
Hakuna munhu anoita show ariega panofanirwa kuitawo vanokutsigira ,Chero Chibaba winky dee haambofe akaita show yake ega anotodaidza vamwe because haungamboikakate
Boys blot muhombe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
He was holding the crowd nemachende...he is good..
😂 ende futi
Mfana haana kumira mushe uyu,real project iyi
Keep the fire 🔥 burning 🔥 my favorite king
Ende handipere test handisi simbi ine rust and I ever last ❤zimdancell kingg. Kwete zvengwereee
Respect🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ndiye aifana kupihwa Benz uyu muhombe🔥🔥🔥🔥
Blot mbida zvimudziyo❤
Mukuru uyu❤❤🎉😊
Kalaz haana basa uyu
ummmmmmmm blot ma1 ndabvuma zvangu iiiiiiiiiiii
Blot Iwewe Kah sadaro So ❤
Mad mad blot mahwanii
Anoteera ma beats zvenharo ❤❤❤
Blot ndo king ve zimdancehall
Ma1 aya
Thank you for your support magrenades
Gng 🎉🎉🎉🎉🎉
Soul Mwana vako auya
Ko hamuna kumupa MOTA yacho ingawani
Ehe
Shasha kwete zvekunyepa
Hapana anomira nablot
Morelife masoja
Blot ma1
❤
Kuyambira vanhu vanenge vakastika its not easy 😢
Haaa iwee
Putitsa ma grenade Giri giri 🔥🔥🔥
hahahaha ana fantana vaitorwadziwa mufana kuti aku faisa dhanzi
uhm taurirai mwana chokwadi kuti skiri rake rave best before 😄😄 ngaakopere ana Master H maybe anogona kudzoka pa spotlight hake and attitude yake pa music🥲 arts uhm anoita king muma street but pocket dololo advice that boy cleverly
Haaa truth is hapana anomira na Blot.
Ndewe basa ndewe mangoma
zimdancehall muno judger zvekunyepa moti mbida D angakunde blot monyepa imi
Vana blot vavaripama clash emota here or zvaiva zvema upcoming
Zvaive zvema upcoming artist chete.,,,blot haana anomukunda
@@valentinemafuta5709 handina kunge ndaziya hangu ipapo mukoma
@@RenaissanceZharare-wj3rb bho akoma handina kuiziva
Haha pkanyepwa apo iwe chiZanu chkaitwa paye
Uyu anogona
Nechivoice chenoise ichochi mutikwanire guys
Baba
Hoyoo
Blot chibaba
If you're a musician usingakwanise kuita live show yako wega ziva kuti uchiri kutamba
Hakuna munhu anoita show ariega panofanirwa kuitawo vanokutsigira ,Chero Chibaba winky dee haambofe akaita show yake ega anotodaidza vamwe because haungamboikakate
He meant kuti blot being the main man on the poster. Hapana anoenda ndosure
Hoyo
Giri giri
Blot mukoma
Giri giri😹😹
Blot muhombe uyo
Blot is the king but pana Mbida anorohwerwaa freestyles
Muhombe uyu
Chinogona ichi
Kurwadziwa ma silent killer uko
Chimoto mafana uyu
Where is Tocky
Tocky akura uku haachayenda uku
Arikupi Tocky ko calaz akura wani but was there
Calaz was a special invite from Chipaz
Blot enda unotora BM ndeyako not Mbida uyo Asina kana hit song
apera uyu haachina new style zvakaendwa kare attitude yakamupedza
Saka zvine zvichitonakidza😀😀
Haasi mutwin waMbida here uyu
mbida ndiani....u can't compare BLOT nambida BLOT MAHIGHER LEVELS
Awa wakuru awa baba