Anotakurwa NeNyoka Kuenda Ku Indian Ocean Vachinodya Nyama YeVanhu, After Joining Satanism
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 11 ก.ค. 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
HEAVENLY FATHER, chengetaiwo vana vedu🙏❤❤
Elizabeth my number one journalism yako kuseri kwekuseri apa unenge usina kunyora pasi but your questions just flow you are a natural thank you so much merci beacoup
Very true. She's one of the best. Anonakidza kuterera
Haaa zvakaoma veduwe
Thank you Elizabeth nekunyatsobvunza zvese asi ummm zvakaoma hazvo
Maxuls ekuzimbabwe akutyisa zvawo too many stories dzesatanism
People of zim matora mukombe
@@chingombedarieshaasi ma drugs mwana wangu aigona zvokuti coz ndaigara naye kune imwe nyika saka aitaura chirungu chete pandakamuendesa kune cbimwe chikoro cbiri maMutare pasina a month mwana wangh akange atopinzwa ma1 ndakatambura naye
@@chingombedarieskana asiri mwana wako hauzvinzwisise
@@chingombedaries inga vati vakamboyenda naye hospital wani
@@TatendaSaruchera but hurombwa is too much in Zimbabwe check even number dzen'anga nemaporofita zvirikungonyuka these people are responsible
My best Elizabeth ❤❤❤
Ah mazim makunyanyawo
Zvakaoma Mwari bvumbamirai vana vangu nemapiro enyu kose kwavari 🙏
Uribhoo hr musikana ukugona bsa wena❤❤❤❤
thank you so much
Ane nhamo ndiye anayo shuwa
Mugoni wepwere ndeasinayo
Chokwaaaadi
Nhy Mwari muzvikoro umu munoda nyasha zhinji
Nyika yaoma
Elizabeth Nyaguyo❤❤❤🎉
thank you so much
Nyaguyo you are the best
Batai Sekuru Mukotsanjera,problem solved.
To prove you that huroi huriko.Panguva yanga ichitaura baba kwanga kuri quiet asi patanga kutaura mwanasikana makunguwo abva atanga kupopota.Usaderere.
Murume uyo anofanirwa kufambira mwana wake.Kana akazoudzwa kuti dambudziko ririkubva kuchikoro ndopamunozosvitsa nyaya iyi kumukuru wedunhu motangira ipapo.
Potauchinyatsoteerera iwe bhangu kanamunhu achitsananguea...
@@richardcruickshank5631say that again 🎉
Mwari ndichengetereiwo vana vangu kuchikoro kwavari
Joel 2:32
... And everyone who calls
on The Name of the LORD will be saved;
for on Mount Zion and in Jerusalem
there will be deliverance,
as The LORD said,
even among the survivors
whom The LORD calls.
A very wise father
Ko tshirt yake inenyoka idzi
😂😂that’s a Gucci t-shirt iwe😂 label pamwe itori original yekuPalace 😅 kuseka nhamo kunge rugare Mwari tibatsirei
Nyaguyo ❤❤❤
thanks for the support
Kuto fundisa mwana wako kuseri kwe hozi zvirinani
😂😂😂zvozobuda here hama😅😅
😂😂😂😂😂
Kkkkkkk zvakaoma hazvo
Uuuuh dimikira rekuti hozi manje rinotyisa kungonzwa kuti hozi takutoti varoi munetudhoma muhozi
😂😂😂Taurai zvenyu uhhmmm zvinhu hazvina kumira mushe izvi honestly
Zim xuls akutyisa sure
Enda kwa Tasvu zvopera kana kuti kwa prophet kudakwashe jose
Kwete zvikoro chete asi nyika yese yazara varoyi nevakuru chaivo kurombera zvigaro saka pakatoipa. Wonai tsaona dziri kuitika
Taura zvako hama. I wonder why is it that zvirikungoyitika muzvikoro zvemuZim chete, here in South Africa handisati ndazvinzwa.
Taura zvako hama. I wonder why is it that zvirikungoyitika muzvikoro zvemuZim chete, here in South Africa handisati ndazvinzwa.
Ma pastor enyu Ana papa
Mwari ndipeiwo simba rekunamatira vana vangu😢
Zvepasi pemvura izvoka hmmmmmmm everyone akungot pasi pevhura ......kuda ndizzvo hazvo tongot Mwari vapindire
Nhai mwari uum
Nemachain aya arikuiswa muhuro ndizvo zvimwe zvinojoinisva Satanism netuma ring
Senge madrip akauya aya ma 1 chaiwo
@@SylviaJonga pakaipa hama.
True chain icho ndechei veduwe 😮 ngavamutorere vapise icho
@@nai6474 neniwo ndaita mubvudzo .
Zvinoda nanga izvi kwete vapirofiti havazvigoni
Ummm Mwari 😭😭😭😭
Onai miracle Paul kana Prophet Jose Kudakwashe
Iye atoriwo musatanist maprophets ese masatanist munhu kungoenda paNigeria munhu akutouya ari prpphet ane mbiri
Ndovaarikutaura ka ava vana Pastor
Ivo varivo huru yadzo? Vese nana Makandiwa iteam diablos
Ndo mapastor arikutaurwa ipapo kunzi masatanist even rose akazvitaura😢😢😂
First to comment
Go kwapaul miracle zvidiki izvo zvinopera maporofita mamwehazvigone, kwapaul miracle ndokuneyese
Ndauweeeee
Home schooling and sharing with other paents?
Aweeehhh ndapera mate mukanwa ndapota
Haaaaaa Zimbabwe yakutyisa
Uyu mwana is a witch
Gogoi pano
Ma chain awo.beware of them
hie Eliy Nyaguyo
Hi
It's so sad
Saka it's true ma profets anemukurumbira masatanism ana papa ivavo hokoyo 😅😅😅 muchanyura.
Mmmm zvakaoma 😢
Vana woo kuda mari...
Nhai imi inga zvinothyisa izvi. Its so sureal chokwadi.
Mwari pindirai shuwa mwana uyuu
Ndasvika
The way this girl is explaining Satanism yacho, it seems like atove neTime yakareba arimo.
Ndsaka kuchinz musazora hokoyo joiniswa vanhu vatsvuku😂😂
Ummmm
Nhema dzega dzega hazviiko
T shirt iyo akaiwanepi inezvinhu zvenenge nyoka
Why didn’t you report it to the sch authorities..
So mapastor anoti mwari jeso bible is it fake..apa vachibatsira vanhu
Ngavaende kwaprophet jose havabhadharise vanozvipedza nezita rajesu
Mmmmmmmm ayaaaas
Mapastor kunyanya varume ndozvaataura ayas
Suspect
Romans 10:11-15
..... “Anyone who believes in him will never be put to shame.”[a] 12 For there is no difference between Jew and Gentile-the same Lord is Lord of all and richly blesses all who call on him, 13 for, “Everyone who calls on the name of the Lord will be saved.
Call on The Name of Jesus Christ through Mweya Mutswene. And declare Ropa (Revelation 12:11) ra Mambo we madzimambo anova ndiye Jesu Kristu upon the situation and Jesus Christ through The Holy Spirit will answer and deliver you.
First confess all your sins to Jesus Christ .
1 John 1:9
.. If we confess our sins, he is faithful and just and will forgive us our sins and purify us from all unrighteousness.
Zvakaoma
Dai wangotiudzawo mazita pama Pastor apo kkkk
Kana mukaudzqa mungabvume here..
My papa..my pastor
Hakuna zvakadaro
go to any zaoga
Tisvikewo pano.
There’s no evidence that it happened at school
😂😂😂 if people believe this vanopenga....shiri inenge shumba. Mafirimu.
Hausati wambosangana nazvo....
Wakamboona kupi nyoka inotakura munhu lol, can't you see kuti she's making it up. Hanzi the Queens of the Queens 😂😂😂
Aaaà zvakaoma ndatii yoooo ndahwa kutya hanguu
kusticker ndokudiiko
Kungoti dzii ziii kunge chirobokopo
Yaa kusticker kwavarikureva panyaya iyi kungoti zii haachauri. Kana kungoramba takatarisa pachinhu hwani mwari tibatsirei tavekuona nekunzwa mashura zuva nezuva. Bible rakataura tavekuenda kumagumo chaiko
@@user-qs1bu3jd5x zvakaoma hazvo
Unoshaya kuri kuenda nyaya yake mwana uyu amboti kana ndri ikoko vanhu ndovaziva asi kana ndave kuno andichava zivi asi akuti ma pastor mamwe ariko ikoko apo yake ati ndeye vanhu kadzi ndazvishaya ini kuhumana uku
Kudazvinhu vana vedu kani
Rimwe ratove Drama
Harizi drama iri, chokwadi chiri kutaugwa apa. Regai afumure satanism.
I wonder why Satanism yafumuka zvekusvika pakuti munhu anotobuda achiudza vanhu paSocial media kuti akaJoyiniswa, you might die before you tell your story, coz I think vanotoziva zviri mupfungwa dzemunhu.
Ma pastor enyu Ana papa
Even rose akazvitaura zvema pastor ana papa Saka it's true😢😢😢
Mugoni wepwere ndeasinayo